Saka uyu ndi Mwari upi wamunonamata madzibaba anoti nokorai shoka yomunhu?
@mamadee265710 ай бұрын
MAZIROYI evanhu ngozi yemukuwasha iyeye MUST haunt your whole family forever. That's why mukuwasha wekutanga akaenda Mwari wake nevadzimu vakamunzvengesa kwamuri VAROYI!!!
@netsaigurure16610 ай бұрын
Kuita business nemari yekuba , business racho rakatukwa nemiwo makatukwa nemiwo hanzvadzi yacho muri murumewo wani kuda kuchengetwa nemumwe murume hazvina huMwari asi kutukwa Kogan koga wat for the manifestation yemabasa enyu and zvichabata mhuri yese kuda zvakapfava kunge honye
@collenchoto738510 ай бұрын
Just wait madzibaba..mukuwasha achatanga kukushanyirai manje manje and my advice to u is don't waste money and time trying to cover up..just find that family and pay coz imi munozviziva kuti ngozi inopera nekuripwa chete... your WHOLE family OWES that guy BIG time...
@TheVoiceOfSeniors18 күн бұрын
Munopenga!
@PleaseBelieve10 ай бұрын
Varume ... Be careful who U marry and their families too You don't wanna be like this innocent dude .... Killed for HIS MONEY MAPOSITORI SO
Hakuna Mwari wanotaura nekutaura kwakadaro kuurayisa munhu mweya unokushandisai is is it of God ? Muri so greedy uye mune kahuroyi royi may God Almighty visit you and reveal Himself kwamuri mese namai wenyu chekupamba hachipfumisi asi chinopa hurombo . Hamuna nyadzi kukara kudaro
@sheillamunyanyi71659 ай бұрын
Ko izwi harina kukuudzai here kuti zvakwana
@TsungaiMuchetu10 ай бұрын
sad
@michaelmaziya293010 ай бұрын
Nhai mkoma Nashy munamato rudziiko inoda chipfeko chemunhu uye kunokora tsoka dzemunhu mapositori aya varoyi vanohwanda nemagemenzi Ivo vachiroya .
@tatendagwata976810 ай бұрын
Uyu munamato ndewa Dhaifero chaiwo how can you do such thing yhoooo ndosaka ini ndisingade kufamba mumaporofita ini never handiite Nxaaaaa mukunda ipapo wakaita Hutsinye chaiwo 😡😡😡😡😡 kuurairwa mari yako😠😠😠😠😠