Second confession yes uri right pakuda kusiya bba aba asi wadii wapawo mai ava advice to empower herself. Nekuti that is going yo find umwe girlfriend and who knows this time around munhu iyeye will be someone Asina moyo she will keep on achingosokora.
@stephaniejones74384 күн бұрын
Maswera sei Mukoma neve Dare.Kusaziva muroyi wako kufa apa muroyi ari padhuze 😭😭☹
@ShylineGwauya3 күн бұрын
Uuuum iwe kana gogo vari vapenyu unourayiwa
@marblemoyo-us9nl3 күн бұрын
sisi vekudya baba avo ka dai manzwa tsitsi pls ndapota...dai ndiri ini hngu ndaiti ndikaona kt baba avadi kurambwa ndaitora mari ycho ndopa hngu mukadzi wcho awane kubatsirirka nemwana...fungaiwo dai iri sstr yko iri kuona moto mainzwa sei
@mercymupondiwa94264 күн бұрын
Maswerasei pano
@mercymupondiwa94263 күн бұрын
Kans gogo vari vapenyu don't say anything unofa asi kana vakafa taura hako
@brimuflogisticsbrimuf74522 күн бұрын
Mukoma wekuda mangoromera ko makati muchirwa morova munhu obva afa mozviita ka 2 then u banned muchazoitasei nemangoro mera enyu iwayo
@BelindaMadya3 күн бұрын
Ukapihwa mari nemurume wacho, tumiraka mukadzi wacho wobva wazomuudza murume iyeye kuti chengeta mukadzi wako not me pamwe anganyare akachinjawo
@shamisomatsvaire59253 күн бұрын
Very good advise kanaaine tsitsi ngaiite saizvozvo
@MsLadyRose-c6t2 күн бұрын
Ko iwe hauwone kuti you are partly to blame pakufa kwe siater yako hanty ndiwe waimutsindidza kuti asaudza mai vako had she told your mom vaiita plan to get her help.