Enda kuChitungwiza unit L kwaProphet Miracle Paul zvinopera
@LindiweVengesa9 ай бұрын
Ooow muri kushandiswa too bad
@tre6429 ай бұрын
Last con zuva rauchaitwa back to sender nevakadzi vevarume ivavo uchazvirega.
@ConradMutumbi9 ай бұрын
1st confession ngaaone Gogo Chihoro vanogara ku Mandara
@Michaelmushamba2749 ай бұрын
Pic rako mamoyo harivaraidze kutarisa ko unozviitrei zvotitadzisa kuvhura ma confession Ako plz
@GetmoreMudenda9 ай бұрын
😂😂😂 haa face iyo hanziiko
@fadzaidickson589 ай бұрын
Pic iyo inohlisa
@CheerfulTreeSwing-lq5es9 ай бұрын
Ko face iyo mati tidii nayo😂😂😂😂
@LeahNyakaz7 ай бұрын
Haaa anoda zvenyoka uyu vanhu vazere vanobatsira
@tre6429 ай бұрын
Auntie your sense of humour 😂. Face n confession zviri kuyenderana. No need to get emotional vapenyu.
@sharontangirai12629 ай бұрын
Nhaiwe unoda kuzobva pamba ipapo wafa ko wadii kutiza neupenyu wako yes ari rich akaromba but you can not be rich achishandisa iwe kuti urare nezvinhu zvake pepukai sisi