300 iri kubviswa nemukadzi iri kuenda kunani. Mambo muri ku looter zvinhu zvevanhu vanenge vatadzirwa imi mundane Mari zvakanyanya. 200 plus 300 plus mbidzi nhatu zviri kuuya kudare where as nyakumhangara ari kuwana 200 minus 50 yekubhadhara dare. What the fuck?. Chief Bushu is the only King Solomon in Zimbabwe.