Ndakatowabata Mb*ro Yakanyura Ende Hapana Akanditiza !!!! Zvakaoma Proof + Evidence itoripo

  Рет қаралды 182,423

Zigo

Zigo

Күн бұрын

Пікірлер: 882
@preciousmoyo2941
@preciousmoyo2941 3 ай бұрын
Haaa muridzi wemurume na witness vakatorohwa nembanje zvavo varikunyepa ava idhiri varikuda mari yedoro
@normadchabikwa6001
@normadchabikwa6001 3 ай бұрын
Makunyepa, hakuna kunyepa kwakadaro
@MaiA5Gwatsvaira
@MaiA5Gwatsvaira 3 ай бұрын
Mai avo ihure guru rinonyadzisa kumukira kababa kepamba ipo kunokwirwa havanyari...chihure chiriko chaizvo enda unohurira kumba kwevabereki vako usiye mwana wavaridzi. Svaa kusanyara kutokurura bhurugwa havanyari zibenzi puuu motisemesa ipo nyarai nyika mhani.vaihwa hosha mai ivo nhasi zvavaparira...chief mukadzi uyo ngaainde kumusha kwake..wakadai musaripisa regai imbwa iyende....
@ProsperMasona
@ProsperMasona 3 ай бұрын
Hamusi mava kuzviwanza here zvisina evidence humbowo hapana statement cooked
@eriesiyo2445
@eriesiyo2445 2 ай бұрын
Chasara baba avo ngavaende negupuro kumusha kwemkadzi wake stret
@paidamoyomuusha8672
@paidamoyomuusha8672 2 ай бұрын
Zvakaoma ngatiregei kucommenter zvatisina proof nazvo nhaika
@MoreblessingChitongo
@MoreblessingChitongo 2 ай бұрын
Regai ahure murume rinenge zengenene iro 😂😂😂😂😂😂
@BerithaMambeva
@BerithaMambeva 14 күн бұрын
Pfambi chaiyo
@ttfam8742
@ttfam8742 3 ай бұрын
Ndaona sekunge murume uyo was framed nevanhu avo Evidence hapana yabuda Ko sei Mambo vasina kuona kuti muridzi wemukadzi ari kufara, munhu ungafare here wakadyirwa bota rako
@macloudmukuwiri1580
@macloudmukuwiri1580 3 ай бұрын
Evidence iripowani
@-johnchikura
@-johnchikura 3 ай бұрын
Kkkkkk haasi kufara uyo but dzinenge dzakatoita kakushota maonero andaitawo ini
@chamaenza6766
@chamaenza6766 3 ай бұрын
I don't think murume kufara..... Atori mentally disturbed
@ruviegoldz
@ruviegoldz 3 ай бұрын
Umm handifungi murume uyo akabatwa zvechokwadi ini
@JahVons-b6h
@JahVons-b6h 3 ай бұрын
Murume wemukadzi aifarira kuripwa mombe
@shepherdzhuwaki
@shepherdzhuwaki 3 ай бұрын
asi apa hapana hapo kuitwa justice
@talentn4413
@talentn4413 3 ай бұрын
Wataura idi
@PaidapaidaPaida
@PaidapaidaPaida 3 ай бұрын
11am 0 ml l}!?? ¿😊​@@talentn4413
@trymorechezhara5642
@trymorechezhara5642 3 ай бұрын
Uuuu mambo uyoo haana kuenda kuchikoro
@MunorweiMhlanga
@MunorweiMhlanga 3 ай бұрын
Murume wemukadzi wakazara mbanje😂😂😂😂😂izisi ere iro
@paidamoyomuusha8672
@paidamoyomuusha8672 2 ай бұрын
Haaaa because arikuti zvikakwidza arikuriwetsura ziso kwete zvekutamba 😂😂😂😂
@engelbertmazvidza5814
@engelbertmazvidza5814 3 ай бұрын
Haa anaComic Elder ngavaite plan witness uyo anoActor😂😂😂😂😂
@JahBlissZw
@JahBlissZw 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@BrotherPuro
@BrotherPuro 3 ай бұрын
Mambo havana kushandisa huchenjeri panyaya iyi i dont know if there are ways of appeal nyaya iyi haina kubatwa zvakanaka
@edsonmapuranga716
@edsonmapuranga716 3 ай бұрын
Witness Uyo anofanirwa aitodawo bbie
@gracetsoka8216
@gracetsoka8216 3 ай бұрын
Taura hako because uuuuu kudzifambira kwacho anenge ayinge anyimwa mudhoto
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo 3 ай бұрын
Ko ziso kutsvuka kkkkkk
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 3 ай бұрын
Poverty is very bad vanoda kupihwa dzine zvikwambo
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 3 ай бұрын
@@GladysRumbidzo I think imbanje kkkkkk.
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 3 ай бұрын
Yes
@gracetsoka8216
@gracetsoka8216 3 ай бұрын
But this guy haaenderani nemukadzi uyu brain wise
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 3 ай бұрын
This husband is a lunatic
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 3 ай бұрын
Chief dont force people to admit zvavasina kuita
@tingztakstym9269
@tingztakstym9269 3 ай бұрын
@@monkeyplayvr you still need more time with law even at this lowest level.
@Tapera-c2q
@Tapera-c2q 3 ай бұрын
😂😂😂😂tis is like a skit vharamuromo yacho yakapusa kkkkkk
@ishy1294
@ishy1294 3 ай бұрын
Brain hadzinei nechihure iwe. i brain dzipi dzawaona pamukadzi uyo paanga achitaura ipapa
@MikeMugomba
@MikeMugomba 2 ай бұрын
Ummm zvakaoma hazvo mambo ava kutonga matadza zvenyu
@mercuryjack1502
@mercuryjack1502 3 ай бұрын
Apa Mambo Havana kunyatsojekesa cz rinogona rrdhiri rekuda mombe cht apa ndiye agara achitodzichengeta 😢😢Dai paitawo kana vamwe 2 ma witness
@eriesiyo2445
@eriesiyo2445 2 ай бұрын
@@mercuryjack1502 ndakarwadziwa nazvo dai vakangoti mbudzi mbiri aaah
@paidamoyomuusha8672
@paidamoyomuusha8672 2 ай бұрын
Wataura dama mwana wamai coz mukomana uyo chero makamutarisa haangamboite zvinhu zvakadaro he looks too decent
@paidamoyomuusha8672
@paidamoyomuusha8672 2 ай бұрын
Munhu akanyengerwa mukadzi haangambontenami zvirikuita baba avo
@paidamoyomuusha8672
@paidamoyomuusha8672 2 ай бұрын
Munhu akanyengerwa mukadzi haangambontenami zvirikuita baba avo
@paidamoyomuusha8672
@paidamoyomuusha8672 2 ай бұрын
Munhu akanyengerwa mukadzi haangambontenami zvirikuita baba avo
@tinashemasawi3228
@tinashemasawi3228 3 ай бұрын
Mambo mukadzi uyo arikunyeperwa zviripachena
@JahBlissZw
@JahBlissZw 2 ай бұрын
😂Saka akanyararirei😅😅
@felistaschitonga
@felistaschitonga 3 ай бұрын
Masekere emurume wemukadzi ndeemunhu asiri pachokwadi. Kana dziri right upstairs ari kusekenyeka kunyengerwa mukadzi here? Nyaya ndeye kubika iyi- Adidas haana kukwira mukadzi wemunhu.
@IshmaelManhondo-tw5so
@IshmaelManhondo-tw5so 3 ай бұрын
Murume wacho ndotype inoseka Baba vachitandadza ,
@Bezi-fd4ow
@Bezi-fd4ow 3 ай бұрын
😂😂😂
@SamanthaDlamini-yb7hi
@SamanthaDlamini-yb7hi 3 ай бұрын
😂
@ernestshonhai1132
@ernestshonhai1132 3 ай бұрын
😂
@ernestshonhai1132
@ernestshonhai1132 3 ай бұрын
😂
@Drugger-vo6ot
@Drugger-vo6ot 2 ай бұрын
Guys kuseka uku kuhwandisa marwadzo type yevnhu vanosek munguvva dzakadai vanenge varwadziwa
@briankoliya3250
@briankoliya3250 3 ай бұрын
Chief mabhaiza nyaya iyi
@josphinematemera5913
@josphinematemera5913 2 ай бұрын
Pane kihwandirana apa vaifanira kudzeya nyaya iyi
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 3 ай бұрын
Ndiye murume wekutanga kuona achiseka zvake
@mudyahotograce-nh5ib
@mudyahotograce-nh5ib 2 ай бұрын
Kkkkkk😂😂😂😂 ko ziso
@MercyChamboko-h3y
@MercyChamboko-h3y 2 ай бұрын
Kahurwere karipo kkkkk
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 ай бұрын
Mboro yangaya kanyuramo😂 please ngativakei malodge kuShamva. Mabiyedu anyanya kubatwa musango
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 3 ай бұрын
Apa vakaita kubata gotsi nekunakirwa musango
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 ай бұрын
@@ChipoMunyayi witness Iyo inopinda nemo nemo😂😂
@DellaMadzimure
@DellaMadzimure 3 ай бұрын
Madhuku machena bhoo here
@carolinemapurisa3792
@carolinemapurisa3792 3 ай бұрын
Madzimai anetsa muraini!!!!!
@ZachariaMuneri
@ZachariaMuneri 3 ай бұрын
ndeekufukidzira zvivi
@GladysMakirimira
@GladysMakirimira 3 ай бұрын
Mapostori mahure ega ega nevaroi kungovhara nemadhuku chete
@eriesiyo2445
@eriesiyo2445 2 ай бұрын
Kikiki vanzi vanonamata
@edsonmapuranga716
@edsonmapuranga716 3 ай бұрын
Witness anogona aihwandirawo bbie
@WedzeraiBarangiro
@WedzeraiBarangiro 3 ай бұрын
Mukomana agadzirirwa nyaya nemapenzi ayo, bhadhara hako shamwari hazvinei, kana kuti ita kuti nyaya iende mberi, ndivo vachatozokubhadhara varume two avo nemukadzi wavo.
@DavidVushe-qn9sg
@DavidVushe-qn9sg Ай бұрын
Sei uchidaro
@mectildamufoshori1692
@mectildamufoshori1692 3 ай бұрын
Lol the witness 's energy.Maoko munoshandisa zvenyu😅😅
@tafadzwakasere402
@tafadzwakasere402 3 ай бұрын
Mambo u the one in a million well done
@AbigailMugwagwa
@AbigailMugwagwa 3 ай бұрын
Kune vanhu vari mumajeri vasina mhosva nekuda kwevamwe vatongi vasinganyatso goni kutonga. Mambo avo vanenge vakutofarira kumanikidzira vanhu kubvuma mhosva kuti danga ravo rifashukire nemombe.... Tongai henyu pano pasi zvechi koronyera... Muchanotongwawo kudenga
@ellahkasiyandima6547
@ellahkasiyandima6547 3 ай бұрын
Muridzi vemukadzi uuuuh ma1
@nomorekafuriza5585
@nomorekafuriza5585 3 ай бұрын
Mhosva haitambirwe se plate yesadza
@tinashemasawi3228
@tinashemasawi3228 3 ай бұрын
True uyo haana humbowo
@TafadzwaJNyamagwada
@TafadzwaJNyamagwada 3 ай бұрын
Vanhu awo ndewe mbanj chaiwo umm honai red eye .maziso kutsvuka kudai here
@AugustineKashiri
@AugustineKashiri 3 ай бұрын
.ndikutoshaya kuti mukadzi nemurume vanganopipirira nyaya yekunyengwa kwemukadzi wemunhu.vanhu ava vane nzara vakutodawo cheuviri
@DenisChangwa
@DenisChangwa Ай бұрын
Nyaya iyi yatongwa zvakanakakisa mukadzi uyo anoramba nekuti anozivakuti ndiye anoitazvefoni evidence akabudisa anoziva zvakare Kuti murume wake haatauri chinhu, again mupfana uyo chikomba kana ainyeperwa aifanira kuisa mubvunzo Chero mitatu inofanira Ku challenger dare, chekupedzisira kundosaina ndipopanobuda Kuti waitanharo asinyaya uchiiziva ukatarisa unotumwa kundosaina wavakusimuka wombobvunzwa umwe mubvunzo saka kana nyayayako isina kuitwa Justice aukwanisi kupindura mubvunzo case yako yatoitwa dicided unokumbira dare kutiritarisise zvisiri kusangana so in my Experience the Judgement is fair.
@RuvarasheTumba-dg2wp
@RuvarasheTumba-dg2wp 3 ай бұрын
Maziso embanje witness nemurume uyo wekurarirwa nemkadz😂
@ChipoleeJanhi
@ChipoleeJanhi 2 ай бұрын
Murume wacho oo ahhhh anonga asina kukwana ko arikusekeyi nyaya iri serious kudayi 😮😮
@SamanthaDlamini-yb7hi
@SamanthaDlamini-yb7hi 3 ай бұрын
Kuseka boe here
@TinotendaMakwere-p8e
@TinotendaMakwere-p8e 3 ай бұрын
Haaaaaaaaah murume uyo akunyeperwa tongai nyaya sezvairi please
@Washieoficial
@Washieoficial Ай бұрын
Ziwitness iri soo😂😂😂😂 Plus dzimurume dzacho soo nxaa😂😂😂
@LydiaPazvakavambwa-uu6pm
@LydiaPazvakavambwa-uu6pm 2 ай бұрын
Umm zvamaita hazviko izvo hakuna nyaya inopera pasina proof ko achinyeba witness wacho
@freemanmakoni1710
@freemanmakoni1710 3 ай бұрын
Unfair judgement
@abscdef1
@abscdef1 3 ай бұрын
This is not fair inyaya yekunyepa iyi 😮😮
@WellingtonTendayiWaretsa-d9t
@WellingtonTendayiWaretsa-d9t 8 күн бұрын
They take advantage of being poor of this guy, because it seems as if the real husband is not well educated , but it's not a key for taking advantage of suffers ,,,good mambo
@tafarapaul
@tafarapaul 3 ай бұрын
Ma Witness manyama😂😂
@neliakupara
@neliakupara 3 ай бұрын
Imi mambo Tongai nyaya nehungwaro pane kakumakana pakagadzirwa nyaya apa pane madhiru akadhirika pavanhu 2ava witness nanemukadzi wemurume neuyu arikupomherwa
@pardonjuru744
@pardonjuru744 5 күн бұрын
Mambo havana kutonga nyaya zvakanaka vane vakatengwa, mureme wemukadzi arikusekei panyaya iri serious kudaro kunge arikutozivana nambambo nechekare, apa hapana kana evidence yavapa inooneka l think mambo vanoda kumboonekwa avo.
@TonyBeltz
@TonyBeltz 3 ай бұрын
witness iyo nemurume wemunhu vakatorova zvavo Schlieffen Plan, they orchestrated move iri zvakanaka naka. Vaida kuita stand to benefit from manyepo ega ega and aitonga wacho bought it (Chidodo chega chega chikuputwa uku).
@annamoremaringe8917
@annamoremaringe8917 3 ай бұрын
Aaah
@Gloriamavhuwe
@Gloriamavhuwe Ай бұрын
Bba awo hawana kukwana kusvirirwa mkdzi wanongoseka Dai aripedyo ndatonyudzawo
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 3 ай бұрын
Ungaita witness pamwe wako mukadzi ari kudamburwa
@jeremiahshingaimandizha3410
@jeremiahshingaimandizha3410 3 ай бұрын
Haaa chi court ichi chakadhakwa
@ceeymotsi6834
@ceeymotsi6834 10 күн бұрын
Guwaaa rababa ava.. Dai wavo akanzwarwo
@gloriasafrocuisine
@gloriasafrocuisine 2 ай бұрын
Witness can be a good actor. Team yacho mbanje chaiyo.
@leonardchifuruse5547
@leonardchifuruse5547 2 ай бұрын
Kkkķ witness ananyatsorondedzera chaipoo YAKANYURA
@EdisonChirove
@EdisonChirove 29 күн бұрын
Madzimambo aya naivo vaneudzire umbowo hapana hwekuti vakabatwa boz vese varikuramba dai ndaiva ini ndandisingaripi
@humphreychanakila144
@humphreychanakila144 Ай бұрын
Hanzi akawana yatopinda kuita zviya zvekunyura yese.
@abrahamhungwe8522
@abrahamhungwe8522 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂Witness ndiro dzenga 😂😂
@neliakupara
@neliakupara 3 ай бұрын
Witness uyo Hana hunhu kana nyadzi maziso kutsvuka kusvuta mbaje nyangwe achi taura chokwadi but akafumuka uye ari kuda kuparadza imba yamai avo
@HazelMunyukwi
@HazelMunyukwi 3 ай бұрын
Madhuku machena never disappoint
@QueenC1996
@QueenC1996 2 ай бұрын
Makatongera hutsinye changamire that guy is innocent nyaya yakagadzirwa iyi murume we mukadzi uyo arikuchenamei kana aka nyengerwa mukadzi zve chokwadi vakachiva mombe dzemukomana uyo dzavaifudza chete chete
@ThomasMazarire
@ThomasMazarire Ай бұрын
Maziso evarume avo imbanje chete.. Idhiri na mambo wacho... Zvirikungoonekwa pachena
@Maprinco.officialmusic
@Maprinco.officialmusic 2 ай бұрын
Mface uyu boo here 😅
@lorahkeys1202
@lorahkeys1202 6 күн бұрын
Kana ndimiwo ndingasadewo kumbinzwawo baba vekuHarare ini ndine rema rakadaro mumba
@Maprinco.officialmusic
@Maprinco.officialmusic 2 ай бұрын
Hunzai kuno madzimai ose ayoo
@PercyKugarakuripi
@PercyKugarakuripi 3 ай бұрын
Unfare hese people have grudges
@TafadzwaEnockGwekwete-n1f
@TafadzwaEnockGwekwete-n1f 10 күн бұрын
Muridz wemkadz ar ryt ryt hr or kdhakwa
@EliotNyaboza-rt5ou
@EliotNyaboza-rt5ou 11 күн бұрын
Murume wacho izungairwa😂 anongosekenyeka
@MelzieeePhiri
@MelzieeePhiri 24 күн бұрын
Sabhuku vanonyepawo ava ngavabviswe
@paidamoyomuusha8672
@paidamoyomuusha8672 2 ай бұрын
But kutaura chokwadi mukomana uyo arikunzi akaita mukadzi wemunhu, he looks decent it's like arikupomerwa arikutara hake softers hanzi, haaaa handina kumbobvira ndasangana naye mukadzi ndakangomutambidza mari akabva aenda ndikanotinha mombe dzangu
@geesibanda1036
@geesibanda1036 2 ай бұрын
Muridzi wemukadzi izungairwa akungozhinya ,ungasekerere kuhurirwa nemukadzi
@princemusumhiri1068
@princemusumhiri1068 2 ай бұрын
Seems as if anemental problem
@taugandie9649
@taugandie9649 3 ай бұрын
these village courts are biased therefore they areuseless basa kufunga mbudzi nemombe nxaaa
@CAMPBELLRUMHUNGWE
@CAMPBELLRUMHUNGWE 3 ай бұрын
And mufes uyo akarara nemukadzi wemunhu akafanana nemufes akanditorera babe rangu 2023 ummmma1
@Agnes-l7f
@Agnes-l7f 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@maryjemia4519
@maryjemia4519 Ай бұрын
Witness yakangwarisa
@libertymubako842
@libertymubako842 3 ай бұрын
Zigo you are doing a great job, than to comment the true gospel preached by ATF Chiwenga pane zvimwe zvaunenge usir kunzwisisa
@Lodia-p9w
@Lodia-p9w 2 ай бұрын
Chakanyanya asi nyaya yacho handioni kt kutanga chigariro
@theelderlycollections
@theelderlycollections 3 ай бұрын
Mukadzi uyo is way smarter than murume akabvisa evidence yese mufon zvekut zvivindi zvaakatanga nazvo aiti hapana evidence
@RudoMukombe
@RudoMukombe 3 ай бұрын
Ngavangoroorerana cz vakafitana havo
@edsonmapuranga716
@edsonmapuranga716 3 ай бұрын
Kupfeka skin tight ichibudikira Kunze iwe urimukadzi wemuridzi Chii chakadaro
@WandifadzaShupiki
@WandifadzaShupiki 3 ай бұрын
Chero asiri wemuridzi ...makamboona kupi skin tight neskirt zvakaenzana
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 3 ай бұрын
Zvinebasarei izvo village champion Iwe
@Siphaty91Siphaty
@Siphaty91Siphaty 3 ай бұрын
Chibharanzi
@eriesiyo2445
@eriesiyo2445 2 ай бұрын
Ndokupenga vakashaya zvekutonga zvidhara izvo, saka otadza kufeka tight yake manyama nekuti mkadzi wemunhu, chidhara icho ndikasangana nacho ndoda kumbochibvuna
@elmenciatapfumaneyi5393
@elmenciatapfumaneyi5393 3 ай бұрын
Witness ndiye ane yese kkkk
@MaryPhiri-s3v
@MaryPhiri-s3v 2 ай бұрын
Well done Zim Zim mavita
@violanyika3860
@violanyika3860 3 ай бұрын
Ki murume kuzozhinya mukadzi achinyengwa 😂😂
@luckmoremukova4580
@luckmoremukova4580 2 ай бұрын
zvakaoma chokwadi Mmmmm ndapera mazwi
@paultmatekenya7418
@paultmatekenya7418 2 ай бұрын
Mambo apa hamuna kutonga zviri fair,wats the proof kuti mukadzi akarohwa beans uum
@ceciliagutu4368
@ceciliagutu4368 3 ай бұрын
Ariko maskin tight anopfekwa zvirikutaurwa nemukadzi uyo especially kumamisha ..maskin tight madiki arikowo futi nyaya iyi haina kuitwa mushe
@nompumelelosiziba7960
@nompumelelosiziba7960 3 ай бұрын
Murume wacho idzungairwa chairo ,unongozhinya
@ChipoZamba
@ChipoZamba 3 ай бұрын
Nyaya iyi haina musoro.vese awa vari kungotaura madofo .kutonga nyaya here.kupedza bundle redu mahara.ngawadzidzire kutonga nyaya
@jothamndaba4692
@jothamndaba4692 2 ай бұрын
Yaaah kana mazogara ka , varume siyanai nevakadzi vevanhu , that guy is innocent, but i don't blame people for disappointing him ,i blame himself for trusting them,
@Mamoyo4
@Mamoyo4 27 күн бұрын
Chief imimika musadaro weduwe
@malvinndlovu5478
@malvinndlovu5478 3 ай бұрын
Witness yacho ndoine yese kkkkkk zvakaoma
@wilsonlambika9149
@wilsonlambika9149 3 ай бұрын
Muridzi wemukadzi ndewekwaDembo here?
@PatienceMasuku-c4n
@PatienceMasuku-c4n 3 ай бұрын
Amai vekubatwa avo kaaaaa ini zii hangu. Asi zino remurume wenyu iro kaaaa
@HildaAnneMapuranga
@HildaAnneMapuranga 3 ай бұрын
Murume wacho izenga enga
@audreydangirwa7583
@audreydangirwa7583 2 ай бұрын
Very unprocedural mambo varikumanikidza vanhu kubvuma mhosva , should seek an apeal
@mapakongoni8828
@mapakongoni8828 3 ай бұрын
Machinda aya are fixing each other its a deal gone sour.Pakutoda mapurisa nyaya yeMbanje ndosaka pakaframwa nyaya iyi.l doubt that witness akatorohwa nembanje plus vakatipana nemurume wemukadzi uyo kuvhara mari.Mukadzi uyu anogona akazopinzwawo pamix arambawo mface witness uyo otherwise ndotsotsi kutouya nemakushe ehuku kkkkkkkkkkkkkkkkk
@Eva3rt
@Eva3rt 3 ай бұрын
Murume uyu arikutofarira pfuma ichauya nechihure chemukadzi😂😂😂😂 🙌 mukadzi kana akangorara neumwe murume ngaende kumba kwake aaah varume vachava vapfumi mukasekerera vakadzi ava mukadzi ngaazvibate chiii chakadaro Mwari 😢
@ProsperMasona
@ProsperMasona 3 ай бұрын
This guy is innocent hapana evidence panyaya iyi haiende kucouty for justice
@nature_world_6150
@nature_world_6150 Ай бұрын
Kangaroo court chaiyo , saka which is which apa
@edsonmapuranga716
@edsonmapuranga716 3 ай бұрын
Guys mbanje dzakashata ukusekerera iwe wanyengerwa mukadzi
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 3 ай бұрын
Don’t accuse innocent herb,mbanje,anongoda therapy murume anorwara
@ClaraBopoto
@ClaraBopoto 2 ай бұрын
Nyaya iyi vanekakumanikidza munhu kuti abvume mhosva pamwe pacho vasina kukupa mukana wekutaura kubatira chaiko
@mzee5533
@mzee5533 3 ай бұрын
Ava vakadzi vemadhuku machena chijoki chiripahuma
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 3 ай бұрын
Gambi rakaita kunanikwa pamuti
@mahafrika7116
@mahafrika7116 3 ай бұрын
Taurai henyu. Zvanyanya
@MitchelleChipangura
@MitchelleChipangura 3 ай бұрын
This guy is innocent
@PatienceMasuku-c4n
@PatienceMasuku-c4n 3 ай бұрын
Yaaa in love with the witness nemanhenga ehuku
@austenmaguduru1677
@austenmaguduru1677 3 ай бұрын
Mufesi arikuseka iyo haana kukwana myb ane imwe isiri bhoo
@Siphaty91Siphaty
@Siphaty91Siphaty 3 ай бұрын
Baba vakuitwa bharanzi nemkadzi ma lines efoni ano blockwa nei, sei. ndiro hure iro rakavhara ma lines.
@Drugger-vo6ot
@Drugger-vo6ot 2 ай бұрын
Surviving is winning witness yakadai yakatotanga business nemari yese iyi
@PercyKugarakuripi
@PercyKugarakuripi 3 ай бұрын
Munhu kana uchidamukadziwako kunyangwe ukamubata nechihure gadzirisanai mumba menyu kana kuti rambamukadzi murikumba kwenyu
@mudyahotograce-nh5ib
@mudyahotograce-nh5ib 2 ай бұрын
Murume wacho wekunyengerwa mukadzi pakaipa kungochemama chenama nekuvhura ziso
Babamukuru Vakandibatabata Zamu Vachibva Vandiita Yeke
36:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 109 М.
THE CLOSURE DNA SHOW: S9 EP14 KAMUKONO KETSAMBARAFUTA#theclosurednashow #tinashemugabe
1:17:39
🍉😋 #shorts
00:24
Денис Кукояка
Рет қаралды 3,4 МЛН
💩Поу и Поулина ☠️МОЧАТ 😖Хмурых Тварей?!
00:34
Ной Анимация
Рет қаралды 1,9 МЛН
MUZUKURU ANODYA BOTA NEKUMITISA MBUYA WAKE KARANGANDA TV DARE RACHIEF MUTASA
34:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 55 М.
Prophet T Freddy turns water into cooking oil during church service
10:43
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 337 М.
mota yotaura paBudiriro
15:36
Drewmas Media
Рет қаралды 897 М.
Ngengo yechikomba ihombe kudarika Yemurume vangu Chirikupisa icho
24:10