Kana uchiri kusvora Chinamato ichi tsanya uti mwari ndiratidzeio nzira yekufamba nayo ,Africa forward backwards never
@tafaramukurunge32744 ай бұрын
Shefu ndiShefu
@shumbashanudzevhangeri4 ай бұрын
Amen 🙏🏼
@nimrodnyahada96332 ай бұрын
Ndotenda Mwari akandibvisa mukunamata munhu ndichi namata iye akasika denga ne nyika idolatry ndoyandakasiira mwazha am now a seventh day Adventist the true church of Bible prophecy not zve hope dzevanhu nekutenda muma picture emunhu uchinzi anochengeta ndonamata kuti Mwari vasvinudzewo hama dzangu idzi