Ndine Mwana Na Mai Vangu Nyakutumbura Inzwai Kuti Zvakafamba Sei Mundibatsirewo Mhuri Ye Zimbabwe

  Рет қаралды 13,800

Aunty Mamoyo

Aunty Mamoyo

Күн бұрын

Ndine Mwana Na Mai Vangu Nyakutumbura Inzwai Kuti Zvakafamba Sei Mundibatsirewo Mhuri Ye Zimbabwe

Пікірлер: 64
@shepardmbiri7140
@shepardmbiri7140 Жыл бұрын
Hie everyone ..first confession Yoo ...you must tell your mother 's family. if it doesn't work you must run and disappear and go and somewhere where no one knows you ..ihmm people so
@charitysibanda7306
@charitysibanda7306 Жыл бұрын
But newe utozvidhawo why asingaende kupolice
@SiziweMacheza
@SiziweMacheza 7 ай бұрын
Zvinenge zvamboita Seiko kut vanhu varare nemwana mishonga here veduwee mai avo muroi chaiye
@PK74681
@PK74681 9 ай бұрын
Looking good Auntie Mamo🎉
@shumbanyamuzihwa6194
@shumbanyamuzihwa6194 Жыл бұрын
Zvakaoma shuwa wonders shall never end
@MercyTMangisi-cb9pm
@MercyTMangisi-cb9pm Жыл бұрын
Second cnfn makatadza mukagona zvee kunobviswa chirenzwa congratulations pavana 4 ndizvo zvandiri kunamatirawo muupenyu kuti ndizoitawo vana 3 ka 1 ndokumbirawo episode 2 nyaya ya Mai ava plz
@MmMm-fq7et
@MmMm-fq7et Жыл бұрын
Udza Tete vako hanzvadzi yababa vako kana sekuru brother yamai vako
@bigmama973
@bigmama973 Жыл бұрын
Ummm second confession iyoyakaoma asi ndirini ndikatondoita hangu sec wife than murume chaiye akaramba kindibatsira
@loicenyandowe305
@loicenyandowe305 Жыл бұрын
Mai vanoroya ava
@thandiwedube2379
@thandiwedube2379 10 ай бұрын
True gara waenda but maiguru vakaziva uripo beware juju vanhu vakubata mushonga
@MarthaRita-nh6oj
@MarthaRita-nh6oj Ай бұрын
Makuna Kuna ayo iwe bhuti wakabikwa nemishonga tiza iwe unachenjera kuurawa namai jockey ava usatombotaura uri pedyo unokuirwa mabhotoro ukaisirwa muchikafu masis motosarudza bcz maizivakuti murume wemunhu muchiita chohupombwe Saka moenda left kana right it's up to you
@LynatteZikhali
@LynatteZikhali 9 ай бұрын
Second confession why didnt you use protection nhaiwe kana waiti hauzvare wakatadzawo kufungawo zvirwere here hama...this is heartbreaking 😔
@LoiceMtisi
@LoiceMtisi 9 күн бұрын
Kkkk chinodiwa vana sei bhangu uyo anga asingadi kukubatsira enda kundogara na Baba vevana vako shaa
@samanthapakati
@samanthapakati 6 ай бұрын
Umm pasecond apo pakaoma chokwadi 🤔🤔 garai mese ikoko coz kudzokera usina vana unonzii varip or wongomuudza murume chokwadi kana achikuramba amhenowo
@KudzasheChidhuza-pm5sb
@KudzasheChidhuza-pm5sb Жыл бұрын
Pamwe vakaromba amai vekurara nemwana avo ah
@SiziweMacheza
@SiziweMacheza 7 ай бұрын
Pakuzohura uripamurume wakakanganisa dai wakatswaka bsa ukashanda ukatengera ggo zvinhu zvavo
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 10 ай бұрын
Urifambi iwe waitsvaka mwana wobata pamuviri woda kubvisa futi hauna kukwana endesa vana Kuna baba vavo .
@MiriroManatsa
@MiriroManatsa 4 ай бұрын
Makaita zvinonyadzisa maivako vakaoma iwe ucharoora sei zvakakura izvi hautadzi kuva nestress wandipedza simba
@netsaigurure166
@netsaigurure166 6 ай бұрын
Mai wako muroyi chaiye mashura aya wadii kungotsvaga kwekuenda usadzoke wopota uchivatumira mari uri somewhere kwavasingaziva pray and ask God to help you stop it immediately hazvisi
@samanthapakati
@samanthapakati 6 ай бұрын
Umm Mai vanoriya chikwadi
@jenniferndlovu-pn1dw
@jenniferndlovu-pn1dw Жыл бұрын
Imi mai venhumbu makadini kudzivirira pamaorara nemurume uyu ir kunwa matablets manje uchadii pluz murume wako ndiye akakanganisa akati zvionere muudze chokwadi kubva pekutanga izvi udza veukama munigara pasi moonesana
@EdwardSibiya-pn1qy
@EdwardSibiya-pn1qy Жыл бұрын
Zvakaoma veduwe dai vakangobvisa havo nhumbuzvee yemwana iyeye vaona kuti vaita musikanzwa
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 7 ай бұрын
Ndogara ndichiudza vanhu kuti Munhu uchingoda murume kana mukadzi roora pane kuzodai kana kutora mukadzi kana murume wemunhu kuroorwa hakuna zera kana uchihwa unoda murume
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 7 ай бұрын
Masingle mother roorwai kana muchihwa kuti Moda varume kuroorwa hakuna zera pane kudai kupa mwana mutoro
@carolinemuyambo8705
@carolinemuyambo8705 7 ай бұрын
Second confession Iwe ndiwe uno bvisa mombe yechi redzwa kuna ambuya vako
@theresadzimiri
@theresadzimiri Жыл бұрын
Mai ava muroi chaiye vakatomugadzira ndicho chikonzero vasina kumuudza kuti baba vake ndiani zvichida vakaita mwana nababa vavo
@MarryChigidani
@MarryChigidani 9 ай бұрын
Inga zvinotyisa ibva pamba uyende somewhere unotanga life yako,wotsvaga vekuchurch vanobatsira kti kana wakadyiswa ugadzirwe,
@NzwisisaiMuzenda
@NzwisisaiMuzenda Жыл бұрын
Vaigoti havadi mumwe mrumesei ivovachivata nemwana benzi ramai
@Grace-q6x
@Grace-q6x 8 ай бұрын
Zvakaoma veduweeee
@loycemazhindu8782
@loycemazhindu8782 Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo mai nemwana here ma 1 chaiwo
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 Жыл бұрын
Part2 please
@GDSMpro
@GDSMpro 5 ай бұрын
Iwe mukomana iwe tiza mhani, chiiko? Newewo urikuzvida, ukaramba what is she going to do? Go to the police and report her, this is disgusting,doing it once when your drink is spiked or something zvinonzwika, not when you know wrong and and right, pfutseki mhani changamuka
@tendaimadzonga183
@tendaimadzonga183 Жыл бұрын
Haupenge here
@sarahchosa
@sarahchosa 9 ай бұрын
Mai avo ndovasina kutombokwana vanoda kusungiswa
@kudzaimutari9415
@kudzaimutari9415 Жыл бұрын
Asi vabereki tisadero shuwa mai ava muroyi chaiye
@NomaThemba-bn5gm
@NomaThemba-bn5gm 7 ай бұрын
💔💔💔 No say God pindira
@shumbanyamuzihwa6194
@shumbanyamuzihwa6194 Жыл бұрын
Kunzwira mwana wako mafeelings here shuwa
@evelynsatumba3648
@evelynsatumba3648 Жыл бұрын
Yooh
@jenniferndlovu-pn1dw
@jenniferndlovu-pn1dw Жыл бұрын
Ebda kupolice mukomana wekurara namai vasungwe zvesure iwe usare nemwana haana chaaniziva mai vajo ndomuroyi
@MercyMadondo-t9g
@MercyMadondo-t9g Жыл бұрын
Mai vanoroya ava
@nyaraimlambo2160
@nyaraimlambo2160 Жыл бұрын
Tiza amai ava iende kure unotanga hupenyu hutsva. Hazvibvunzike zveshuwa . Kana kuti udza Sekuru hanzvadzi yavo wobva waenda coz amai havasi wekugadza matare
@LuciahMasiiwa
@LuciahMasiiwa 11 күн бұрын
Tiza iwe unogarireiko namai vako vakaipa kudaro
@AletaSvipira
@AletaSvipira 10 ай бұрын
Pakaipa mwari imbouyayi
@MelodyKarikoga
@MelodyKarikoga Ай бұрын
Ska mai vacho unovadana uchiti ani
@reignatipa
@reignatipa 8 ай бұрын
Zvakaoma hazvo. Vanhu vaora vachifamba sure
@MiriamChindondondo
@MiriamChindondondo 10 ай бұрын
Taurira hama dzababa nedzamai
@comfortsadieq
@comfortsadieq Жыл бұрын
😮😮😮mishonga yakashata uuum😮😮
@sarahmadzima4894
@sarahmadzima4894 Жыл бұрын
Mai vako first confession muroi
@Tinashe-i9g
@Tinashe-i9g 12 күн бұрын
Mai wako vakashata.
@politemoyo3061
@politemoyo3061 Жыл бұрын
Wakazvitanga usati wakura but now wakura better ubve pamusha ipapo. Enda kuhama dzababa vako usiye muroyi uye nemwana wake vega usanetsana navo ibva chinyararire
@fortunatemavu8426
@fortunatemavu8426 Жыл бұрын
Ataura kuti haatombozive kuna baba vake
@SiziweMacheza
@SiziweMacheza 7 ай бұрын
Udza hama dzamaivako mutaurirane namaivako kut sei vachiita mashura akadaro
@choicendoro7937
@choicendoro7937 Жыл бұрын
This woman is so sick in the head. Kurara nemwana?
@mecrymastinde7632
@mecrymastinde7632 Жыл бұрын
Udza hamadzamai uye enda kupolice chaiko child abuse
@brucekasuso6093
@brucekasuso6093 Жыл бұрын
Yooo
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Жыл бұрын
Ku rough
@ruthpartridge6314
@ruthpartridge6314 Жыл бұрын
Amai vanoroya amai vako newana
@peterphiri9590
@peterphiri9590 3 ай бұрын
Tete Mamo zvirisei kurisei kuchando nditoreiwo ndola kuuya ikoko.
@lawrencegondwe8969
@lawrencegondwe8969 Жыл бұрын
Iri iHorror manje iro
@politedube55
@politedube55 Жыл бұрын
Ngamanga lawo stop westing people data
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Жыл бұрын
Ma horror chaiwo
@charitysibanda7306
@charitysibanda7306 Жыл бұрын
Mkomana wekurara na amai vako tiza dear vasiye hako coz urikukanganisa life yako dont sleep with your mom ramba rambisisa coz mwana iye àkangoziva chete anozviuraya it's an abomination tiza oh report your mom vaende kujere for good usare uchitanga life yako but dhai ndiriwe ndainonga dhemo kuvabvundutsira kut where is my father even ku threatener mama ndot ndouraya mwana if you didnt tell me kut kut baba vangu varip
Ei köyhyyttä (Agenda 2030, tavoite 1)
13:42
Biologian ja maantieteen opettajien liitto
Рет қаралды 1,6 М.
когда не обедаешь в школе // EVA mash
00:51
Как мы играем в игры 😂
00:20
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 3,4 МЛН
Spongebob ate Patrick 😱 #meme #spongebob #gmod
00:15
Mr. LoLo
Рет қаралды 21 МЛН
IMFA YA CHILIMA ENA AKUDYERERA - COMRADE NTANYIWA PA LIMPOPO FM.
27:43
Mpungwe-Pungwe mw
Рет қаралды 21 М.
Why you’re so tired
19:52
Johnny Harris
Рет қаралды 1,5 МЛН
NDAKAROMBERA MA BUS ANGU ANOTYAIRWA NEVANHU VAKAFA
15:41
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 1,1 М.
Puhdas vesi ja sanitaatio (Agenda 2030, tavoite 6)  Annette Gothóni   Worldvision
12:01
Biologian ja maantieteen opettajien liitto
Рет қаралды 1 М.
BizNews: Wayne Duvenage - Leading the charge against corruption in SA
24:01
OUTA - Organisation Undoing Tax Abuse
Рет қаралды 9 М.
Tutorial Crazy Magic trick 🤣 🤣 🤣
1:00
dumenicus
Рет қаралды 36 МЛН
DAD REVEALS MY MAGIC TRICKS 😱🤣
0:37
Milaad K
Рет қаралды 122 МЛН
😅Я и петь могу #сериал #кино #фильмы #камеди
0:28
Царь Фильмов🎬
Рет қаралды 1,5 МЛН
СОБРИМЕННЫЙ ТУАЛЕТ😂
0:31
ОТАНТАЙ
Рет қаралды 1 МЛН