Ndino Shanda Semusikana Webasa Kana Ndikashanda Pamba Pane Mwana Varoyi Vanobva Vauya Vachida Part 2

  Рет қаралды 3,578

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Ndino Shanda Semusikana Webasa Kana Ndikashanda Pamba Pane Mwana Varoyi Vanobva Vauya Vachida Part 2Zim Confessions

Пікірлер: 24
@WhisperDizamuhupe
@WhisperDizamuhupe 6 ай бұрын
Vasikana vebasa ava ngavadzidze kuterera kana akaunzwa kut kwa Mai Nhingi hatiende usaendeko nekuti vanenge vachiziva hunhu hwevanhu vachona zvavakaita. Musikana uya akaita hutsinye usingaite ende haachengeteke. Dai atori mumwe zvake ato confessor kune Mukadzi akamutora ari street kid akagara zvake naye mumba make amuudze zvakaita neigbour yake or kungomuudza kuti she is a bad perso. Dai akaita zvekunamata zvaiitwa na Madam Boss wake nhasi uno angadai atori a reformed person kana kurorwa chaiko angadai akatororwawo nemunhu akanaka atoriwo mumba make nhasi uno.
@HildaPatience
@HildaPatience 6 ай бұрын
Unemwoyo wakaipa hauchengeteki sister vako vakakutora vakakuchengeta semwana wavo iwe ukabva watanga kurara nemurume wavo.Mai avo vakakutora uristreetkid vakakuchengeta vakakuudza kuti siyana nemanext door iwe ukati vanopenga hezvo nhasi wave muroyi nxcaaaa
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 6 ай бұрын
Sisi wake vakatogona vakamudzinga haabatsirike
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 6 ай бұрын
Kamuroi chaiko
@PerfectMdza-jm1no
@PerfectMdza-jm1no 6 ай бұрын
This is also a good lesson to people vanobata vaskana vebasa bad nevarumewo mmm namatirai vanhu vamunoroora ava imagine kuroora chatopota chekuroya sa mai vepa nxt avo vekushandisa maid kt vabate munhu imikaaa
@nomsaprosper6385
@nomsaprosper6385 6 ай бұрын
Ko uyu akabatwa zvakaipa here
@PerfectMdza-jm1no
@PerfectMdza-jm1no 6 ай бұрын
@@nomsaprosper6385 no not saying soo just saying vaskana vazhinji vanozoitira ma boss utsinye vanenge vabatwa zvisina kunaka kungoonesana
@breem5414
@breem5414 6 ай бұрын
Kana vanhu mukaudzwa zvinhu dzidzai kuterera.Iyezvino chitarira wave panguva yakaoma.
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 6 ай бұрын
Uchatipedzera vana iwe musatanist rega kurara nemwana uyu urimbwa yomunhu unongoda kuurawa iwe wandirwadzisa
@Ogpz_boy
@Ogpz_boy 6 ай бұрын
Taurira boss vako unobatsirika
@PerfectMdza-jm1no
@PerfectMdza-jm1no 6 ай бұрын
Give yo life to christ unosunungurwa nothing is too hard fr our God go to chch confess fast and pray hard zvinopera
@SinikiweToronga-sm5in
@SinikiweToronga-sm5in 6 ай бұрын
Vasikana ve basa ka uzvakaoma apo wamutsuura kuti ava siyana navo iye nharo kunochaga huroi suwa
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 6 ай бұрын
Zvakaoma mufunge hazvo 😢
@choicendoro7937
@choicendoro7937 6 ай бұрын
Udza boss wako.
@Sthandwa-dk3xh
@Sthandwa-dk3xh 6 ай бұрын
Ummmm zvakaoma
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
Mwari variko shuwa kunamata kwakanaka kana uchirevesa
@JulietMazarire
@JulietMazarire 6 ай бұрын
Umm enda kundibatsirwa zvipere
@PerfectMdza-jm1no
@PerfectMdza-jm1no 6 ай бұрын
Lets pray guys prayer ine simba
@sindy308
@sindy308 5 ай бұрын
Wakajoiniswa huroyi saka watove muroyi
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 6 ай бұрын
Taurira nadam vako vanokubatsira
@VongaiHamudi-l3p
@VongaiHamudi-l3p 6 ай бұрын
Urikuside kupi tibatsirane
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 5 ай бұрын
Ummmm zvakaoma hazvoo
@Edinah-y8n
@Edinah-y8n 6 ай бұрын
Guys don't invite people in your homes vamusina ruzivo ne zve back ground yavo ,imi vanhu vakaita semi makuita kuti nyangwe tikaona vanhu vachitambura Tisa batsira,kana wasvika pamisha ye vanhu uka svika uchipihwa mitemo terera it's also for your own good nekuti uchapinda munya twa yausinga zokwanisi kubuda watova muroyi mukuru.hupenyu hwako kubva Kuma Shure uko uri munhu ane musikanzwa but hausati watanga kutambura.saka pese paucha Shanda uchange uchi famba uchi dya vana vevanhu uchazoita sei neropa riri mumaoko ako?
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 6 ай бұрын
First 🎉
Ndinokutungamirira by Dorcas Moyo ft First Class Group of Schools
6:11
Dr Dorcas Moyo
Рет қаралды 1,7 МЛН
Ei köyhyyttä (Agenda 2030, tavoite 1)
13:42
Biologian ja maantieteen opettajien liitto
Рет қаралды 1,5 М.
GIANT Gummy Worm Pt.6 #shorts
00:46
Mr DegrEE
Рет қаралды 110 МЛН
How do Cats Eat Watermelon? 🍉
00:21
One More
Рет қаралды 12 МЛН
ЭТО НАСТОЯЩАЯ МАГИЯ😬😬😬
00:19
Chapitosiki
Рет қаралды 2,2 МЛН
Baba Vangu Vanondiita Mukadzi, Sekuru Tasvu Ndibatsireyiwo
41:31
Musikana webasa munhuwo.. season 1 part 1
10:57
Boss lappa
Рет қаралды 14 М.
Apostle T.F Chiwenga JESUS IS CHRIST
2:33:44
Jesus Revelation Ministries
Рет қаралды 193 М.
Nyaya yemukomana uyu yakazosvika kwaSekuru Tasvu
1:06:12
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 133 М.
Ndak@ba Mwana Kwa Mutoko Ndikamuuraya Ndika TengeseraImwe N’anga Yeku Mozambique Ma Parts Ake
17:26
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,1 М.
Ndine Chikwambo Chinorara Ne Handzvadzi Dzangu Huyai Munzwe Mhiko Dzangu
17:53
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 904
Maid Asina Hunhu Ndafunga Kutorera Madam Boss Vangu Murume Wavo Zim Confessions
17:15
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,7 М.
Chikomba Changu Chaka Uraya Murume  Confessions
17:54
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,6 М.
GIANT Gummy Worm Pt.6 #shorts
00:46
Mr DegrEE
Рет қаралды 110 МЛН