Ndiri Kurohwa Vazukuru Vachipiswa Nemvura Nezvinhu Zvandisinga Woni Kubva Zvakafa Murume Wangu

  Рет қаралды 2,548

Aunty Mamoyo

Aunty Mamoyo

Күн бұрын

Ndiri Kurohwa
Vazukuru Vachipiswa
Nemvura
Nezvinhu Zvandisinga
Woni
Kubva Zvakafa Murume Wangu

Пікірлер: 29
@beautytenthani8488
@beautytenthani8488 6 ай бұрын
Hamuna kuuraya murume here mhayi
@choicendoro7937
@choicendoro7937 Жыл бұрын
Paunonoona mharadzi , pane hurombwa. Chimbomirai mega nebhaibheri, motombomira mega muchizvisimbisa neshoko raMwari , pamwe nekutsanya
@Venus-x1k
@Venus-x1k Жыл бұрын
Is it just me, or auntie Mamoyo vaakutowedzera kuzevezera pakuverenga kwavo
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 Жыл бұрын
Ndaliker, I like the way you read the confessions
@beautyadaarewa638
@beautyadaarewa638 Жыл бұрын
Hongu nyaya dzizhinji dzakadayi prophet kudakwashe Jose, vanozvingona. Then sekuru Tasvu or chapola, because mostly chivanhu kuchivanhu. Maka gugula mazita aya munoona more information gsm nr
@babafriday
@babafriday Жыл бұрын
Imi amai makabata zvikurusa
@sheilajohn1026
@sheilajohn1026 Жыл бұрын
Hupenyu hwakaoma chokwadi
@OdetteShamu
@OdetteShamu Жыл бұрын
Mmmmmmm zviriko hre izvi
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 Жыл бұрын
Ngavaende kwa Prophet kudakwashe Jose vakabatsira vamwe vakawanda panyaya idzodzi ini i think baba vakanga vakaromba
@esterdube8894
@esterdube8894 Жыл бұрын
Baba vakafa vasina kugadzira nyaya dzavo
@agostinhobartolomeu9547
@agostinhobartolomeu9547 Жыл бұрын
Falar com sekuro kanengo ou tasvu
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 10 ай бұрын
Murume wenyu ainge akaromba tsvakai vanobatsira vabvise zvikwambo zviri pamba penyu batai Slymedia kana Drewmedia
@TendekaiChibanda
@TendekaiChibanda Жыл бұрын
Ende zvakawoma sure
@FlorenceCount-nl1uc
@FlorenceCount-nl1uc Жыл бұрын
Hidey enda kwatete Tilder pazvinoera zvinoshamisa unogona kuwana help.
@mutsachokururama6187
@mutsachokururama6187 Жыл бұрын
I think murume wenyu aka bata bata...i heard about Sekuru Kanengo and Sekuru tasvu try them maybe ungabatsirikani
@Marycheya
@Marycheya Жыл бұрын
Eish Amai Ava varikuda help yakanyanya
@irvinmoyo4601
@irvinmoyo4601 Жыл бұрын
Shame mhamha madii mamboendawo kwaprophet Muchefa
@nzwirashedehwa2887
@nzwirashedehwa2887 Жыл бұрын
Yoooh marwadzo ayo chekutaura ndashaya ini 😢
@tre642
@tre642 Жыл бұрын
Mai havana zvavakabata here zvakayita kuti baba vaparare?
@Cacoon-o7s
@Cacoon-o7s Жыл бұрын
Prophet Jose ndivo vatinonzwa vanopedza matambudziko akadai. Dzinenge hama dzemurume wacho dzine daka navo, havana chacanoziva chavakatadzirana here huye vaigarisana sei murume asati ashaya?
@simbarashekwembeya3908
@simbarashekwembeya3908 Жыл бұрын
Dai vamboenda kwaSekuru Tasvu or Bvunamukombe zvoperaaa izviiii
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 Жыл бұрын
Yooo life guys its tough pliz try to get help
@vimbaijackson4844
@vimbaijackson4844 Жыл бұрын
Sekuru tasvu
@RumbidzaiMateyu
@RumbidzaiMateyu 7 ай бұрын
Uuuu nyika pakuguma tete
@MercyTMangisi-cb9pm
@MercyTMangisi-cb9pm Жыл бұрын
Murume wenyu ayine akaromba akakanganisa mhiko ndosaka zvakudaro or kuhama dzake kune ane mushonga aunt izondipai number dzavo Mai ava ku app kwangu vabatsirwe zvinopera ndiriko mu group menyu
@RachaelMaketo
@RachaelMaketo 2 ай бұрын
Munobatsira here tikupei vamwe vane matambudziko
@MercyTMangisi-cb9pm
@MercyTMangisi-cb9pm 2 ай бұрын
@@RachaelMaketo my Dad vanobatsira
@chalensayenda8840
@chalensayenda8840 Жыл бұрын
I think murume wenyu aive akabata zvikuru, or pane wekumurume wenyu akukushereketerai, pada pane aida kukugarai nhaka mukaramba
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
Nhai Amai, sei makaenda kumusha kwemurume wenyu kundomhangara matambudziko aya? Munozviziva kuti zvinechekuita nekufa kwake ASI HAMUNA KUTIUDZA KUTI AKAFA SEI? Anyway, ndafara zvikuru nematambudziko enyu, dai zvikaramba zvakadaro kusvikira Mataura kumusha kwemurume wenyu kuti makamuita sei? Uye chishuvo change ndechekuti dai vakaramba kukubhadharisai nekuti zvinofanira kuramba zvakadaro kusvikira mazoendko mundomuudza iye face-to-face kuti akakudyirai chii chakaita kuti mumudaro.
Lusikisiki mass Memorial Service
SABC News
Рет қаралды 775
Ei köyhyyttä (Agenda 2030, tavoite 1)
13:42
Biologian ja maantieteen opettajien liitto
Рет қаралды 1,6 М.
Do you choose Inside Out 2 or The Amazing World of Gumball? 🤔
00:19
Worst flight ever
00:55
Adam W
Рет қаралды 38 МЛН
Puhdas vesi ja sanitaatio (Agenda 2030, tavoite 6)  Annette Gothóni   Worldvision
12:01
Biologian ja maantieteen opettajien liitto
Рет қаралды 1 М.
Vochekana Hukama KuDare KwaMambo Nyamaropa
24:29
SlyMediaTv
Рет қаралды 11 М.
Gombarashe Njuzu
5:23
General Fire Colloso Official
Рет қаралды 6 М.
Kumitiswa ne Chipoko 😭😳 ft | Mbuya VaPiyason
5:21
Mama Vee
Рет қаралды 136 М.