Rudo Ibofu, Dickson And His Older Lady | Issues Pane Nyaya

  Рет қаралды 111,676

NRTV

NRTV

Күн бұрын

Пікірлер: 1 200
@roselinekatsaumire6706
@roselinekatsaumire6706 2 ай бұрын
When it is an old man marrying a young girl society accepts I wonder why? Leave them alone
@MarthaMapako
@MarthaMapako 2 ай бұрын
A man does not get old even if he can be 90 years old he can make kids ladies we cant
@BarbiKatsande
@BarbiKatsande 2 ай бұрын
Thanks
@brianchipfupi3099
@brianchipfupi3099 2 ай бұрын
Uchaita mwana anenge Dickson tigoona kuti uchadii
@JulietWotazi
@JulietWotazi 2 ай бұрын
U can say that again n again
@isheunesumusenda905
@isheunesumusenda905 2 ай бұрын
kkkkk hazvidi mwoyo izvi
@vickynkani5920
@vickynkani5920 2 ай бұрын
Your presentation is world class, the way you follow the nyay is structured and you have a way with people well done. i used to watch your channel sporadically, you have gained a subscriber my sister
@SerahManatse
@SerahManatse 2 ай бұрын
Agree 100%..
@RumbidzaiKafurama
@RumbidzaiKafurama 2 ай бұрын
Well structured sure 👌👌👌
@rachelntini4252
@rachelntini4252 2 ай бұрын
I am going to subscribe 🎉
@cloudiomtano8734
@cloudiomtano8734 2 ай бұрын
she has no rights to be one sided, she is pushing into destroying these guys' affair. its bad broadcast. these two are adults hey have to choice of their own
@patriciatshabalala800
@patriciatshabalala800 2 ай бұрын
This boy is also having a problem 42yrs n 60yrs. Parents must take Dee to mental evaluation n church to church for deliverance
@BridgetChikata
@BridgetChikata 2 ай бұрын
Haapenge inozvida pari mamunhu mukuru
@judmap5618
@judmap5618 2 ай бұрын
It happens everywere with all races, its called a preference, or a fettish, I have come across lots of whites, Asians etc who go for older ladies . Its just that with Africans, people tend to think its a demon of something. Check out Macron, the President of France
@Mamabriana-e2l
@Mamabriana-e2l 2 ай бұрын
😂😂kambuya aka kane drama risingaite Dickinson wacho anoda kutobatsira spiritually azvisizvega izvii
@elizabethmufunda2568
@elizabethmufunda2568 2 ай бұрын
Vana vanokuitira zvinovava shuwa ...no parent would want mwanakomana or mwanasikana wake kuroorwa or kuroora Hari yofanzirofa...zvinogumbura to the fullest
@thembyblossomsnkiwane1674
@thembyblossomsnkiwane1674 2 ай бұрын
When KZbin and Facebook pays you for their story don't forget to appreciate them
@faraichihowa871
@faraichihowa871 2 ай бұрын
My first time to see such a interviewer. Welldone my sister.
@cloudiomtano8734
@cloudiomtano8734 2 ай бұрын
she has no rights to be one sided, she is pushing into destroying these guys' affair. its bad broadcast. these two are adults hey have to choice of their own
@TadiousMabasa
@TadiousMabasa 2 ай бұрын
Eish Madam Presenter is in a League of her own. She knows her staff.
@cloudiomtano8734
@cloudiomtano8734 2 ай бұрын
she has no rights to be one sided, she is pushing into destroying these guys' affair. its bad broadcast. these two are adults hey have to choice of their own
@rodchasura-matapatira6201
@rodchasura-matapatira6201 2 ай бұрын
The interviewer is brilliant well done Rejoice👏🏿👏🏿👏🏿
@kudzaigwenhamo3637
@kudzaigwenhamo3637 2 ай бұрын
The young man once married a 42 year old. So don’t think ill about gogo cause the young man anoda Vanhu vahombe he has the history. Gogo havana mushonga I agree with her.
@QuotesQueenQuotes
@QuotesQueenQuotes 2 ай бұрын
Well said..❤
@NyaraiHandireki
@NyaraiHandireki 2 ай бұрын
@@QuotesQueenQuoteshanzi ana gogo ivava vanonakira kukuva, hanzi kuita se wine 🍷
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 2 ай бұрын
Sabhuku matauriro enyu ndeengomwa munemwana here imi sei musiri kunzwira mai Dicky tsitsi
@RumbidzaiKafurama
@RumbidzaiKafurama 2 ай бұрын
Tsitsi dzacho dziri kunetsrra kuti Dick wacho inzwai matauriro ake
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 2 ай бұрын
@@vongaichiwenga8990 hesi vongai
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 2 ай бұрын
Haaaaaaa Dicky anoda kutsanyirwa uyy
@PaulineSachiwo-e2x
@PaulineSachiwo-e2x 2 ай бұрын
Sabhuku vanenge vaida kurovawo zvinhu
@TinotendaGonyora
@TinotendaGonyora 2 ай бұрын
😂😂😂😂
@patriciatshabalala800
@patriciatshabalala800 2 ай бұрын
Yes she looks 70 for sure coz she looks older thn the boy's parents
@FungaiMatutuFungaiNdhlela
@FungaiMatutuFungaiNdhlela 2 ай бұрын
Huyai kuno kumuzansi zvizere kķkkkķkk gogo avo vatori nani pane zvikuitwa nevamwe vasingadi kubhara rent😊😂
@lukamazo
@lukamazo 2 ай бұрын
Mufana anoda kurohwa uyu
@SusanSvuure
@SusanSvuure 2 ай бұрын
Ikko kwauri kutaura ku mzansi ndoohunhu hwavo but us semazimbabwe uye chivanhu chedu it's abomination asi dai Dick Ariye dhara sis caro varivo mudiki
@SamChivhunga-d6u
@SamChivhunga-d6u 2 ай бұрын
Mufana uyo anoda kurohwa
@thomasvaganda1525
@thomasvaganda1525 2 ай бұрын
😂😂😂taura hako
@Chimhamha.C.A.K
@Chimhamha.C.A.K 2 ай бұрын
Aaah iwe zinoitika myb kuma farms not pageto handisati ndamboona ini ndinoona ana sekuru vachigara nevazukuru vabo
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 2 ай бұрын
Mai Dicky hanzi ndikati Nadah 😂😂😂😂😂 hanzi ndikati March out kkkk
@zanelesibanda4902
@zanelesibanda4902 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂haaaaaa strong inopera kut hwaaaaa😅😅😅
@CharityHoriro
@CharityHoriro 2 ай бұрын
😊😊😊😊😊😊😊😊​@@zanelesibanda4902
@YolandaNdawana-xs2tn
@YolandaNdawana-xs2tn 2 ай бұрын
Kkkkkk marchout
@linetnyakudya2471
@linetnyakudya2471 2 ай бұрын
Ummmm pane basa
@faithmbewe4817
@faithmbewe4817 2 ай бұрын
Ini ndashaya mhaka yaparwa naDee ane 25yrs haasi mwana, ko varume varikutora vana vadiki iwo vachembera hatisati tambonzwa mhere mhere imi vatori venhau kana Dee nagogo vakutadzirayi madii kuvasungisa taneta nanyaya yaDee isu. Tsvee kubatsira mwana uya Clever ane 16yrs akatorwa nagogo.mai vake vakaStroker
@faraiarethamuzah1954
@faraiarethamuzah1954 2 ай бұрын
Ane23 not 25 and I feel like he has mommy issues
@MonalisaKutadzaushe
@MonalisaKutadzaushe 2 ай бұрын
Moral of the story. "Its never too late to find your sweetheart"😂😂
@maryagneskaingwe6286
@maryagneskaingwe6286 2 ай бұрын
Apa makurwadzisa munhu anemoyo wakanaka mwana uyo agaachitambudzika nekushaya vabereki achigotenderera saka amai ava vakatobastifa Dickison kuti nhasi ave mupenyu dai akafa kare kare achigobeereka mhoswa ndeyevabereki va Dick
@ChazaniMlambo
@ChazaniMlambo 2 ай бұрын
Hi guys I think thy is something wrong g with Dik.mental wise before he met this woman because Vanu vataura kuti he is even better nw
@faithmukarakate6934
@faithmukarakate6934 2 ай бұрын
M with u
@leonmhara6181
@leonmhara6181 2 ай бұрын
Akapfuhwirwa uyuuuvoo uyuuu kuita chituta kudaro
@melodymasuku2590
@melodymasuku2590 2 ай бұрын
But man do this to young girls why is it not called mental health
@daphnemukudu
@daphnemukudu 2 ай бұрын
I don't think Dee akashandidirwa mushonga ini,this guy ane mental problem uyu,dai Mwari vapindira.Anotoda spiritual help shame. Presenter sando dzenyu sisi you are a master pabasa renyu❤❤❤❤❤
@NyaraiHandireki
@NyaraiHandireki 2 ай бұрын
Very true Dick anotya kunyenga vasikana ska gogo vakazongoti dzawira mutswanda
@rosemusembwa1988
@rosemusembwa1988 2 ай бұрын
Pfungwa dzaDee even mbuya avo vanopenga
@kundaingwarai9121
@kundaingwarai9121 2 ай бұрын
Tete Rejoice munogona basa, munonyatsobvunzurudza mativi ose kuti nyaya inyatsojeka❤
@EnemiaNyikadzino-rw3jf
@EnemiaNyikadzino-rw3jf 2 ай бұрын
Uyu regai agate nechembere ndodzinoenderana naye mvura haitambewo wechidiki angadawo izvozvo ndiani 😂😂😂😂😂😂
@MoreChihota
@MoreChihota 2 ай бұрын
Mahumbwe eyi hapana arepwa vanhu vakuwirirana that's insulte yamukuita hapana under age APA dick is 22 anekodzero dzekuzvitsvagira zvaanoda your interview yamukuita mukuomesera mukadza Uyo have a blessed lovely couple Dai ndiripo ndaikubatsirai ne little zvandaivanazvo
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 2 ай бұрын
Yoooh thank you so much you dnt know how I was wishing someone to see this story the way you're seeing it 🤝
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 2 ай бұрын
Dai arimurume aroora mwana mudiki zvainzi hapana problem nxaa vanhu kwanai imi
@lucymashinge
@lucymashinge 2 ай бұрын
​@memorymagadzire8505 nhai zvako Memo I wonder why pple r making such noise about the whole issue
@fortunatemavindidze1780
@fortunatemavindidze1780 2 ай бұрын
Varume vanoda peace ndazoona the way this woman is so peaceful😂
@FaithShoriwa
@FaithShoriwa 2 ай бұрын
Mugare muchiita presenter munyaya dzakawanda cause u are a star
@nigelnonemadzimure
@nigelnonemadzimure 2 ай бұрын
This is the point when you understand why it's important to have good and strong relationships with your children as they grow Parents fill in the gap and the empty spaces that children may have in their hearts If that is not so Young people tend to settle for the love care and attention of older man and women By the way its the first love (motherly/fatherly love) that they need before realizing the latter.Bowlbys theory of attachments may help us understand this better i guess.Be there for your kids.
@loischingandu9962
@loischingandu9962 2 ай бұрын
If this was a man marrying a 60year old, it would have been a none issue. Why are we stressing this couple. Yes it's unusual but it's not illegal. Sabhuku ngavavape stand vagare zvakanaka.
@KevinButelezi
@KevinButelezi 2 ай бұрын
Dont support zvisipo, if this was your relative would you clap hands panezvakadaro?
@memorymabaso5309
@memorymabaso5309 2 ай бұрын
​@@KevinButelezisay it again
@NyaraiHandireki
@NyaraiHandireki 2 ай бұрын
@@KevinButelezithere is nothing wrong there mkomana akatanha dzaanosvikira, gogo kuside kwavo vanodawo young blood chero ikanzi hama yangu hapana problem, chinonzi regera ndoo chiri mumaoko, unomuti siya chembere iyo mangwana mozonzwa kunzi aka rapper mwana mdiki mnozoti chii? or kzonzwa achinzi avekunzi ingochani aakurara nevamwe varume
@KevinButelezi
@KevinButelezi 2 ай бұрын
@@NyaraiHandireki hapana dzanosvikira apa. Its a mental disorder
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
​@@NyaraiHandirekisaka na dick muri veclass imwe chete. One bee short. Pane isiri kusvitsa moto zvakanaka. Ndimi munoti kupasa kufoira type yenyu iyi.
@pamhimuzanenhamo
@pamhimuzanenhamo 2 ай бұрын
interviewer aiwa bsa munobata zvenyu .i like the way yamunobvunza nayo keep it up .its so complicated guys zviri nani vabereki fambirai mwana muri mega .kna kwanzi Dick akudiwa moenda naye
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 2 ай бұрын
Akabereka benzi achazonzwa shungu, baba vebenzi havana mufaro
@clarischigwa280
@clarischigwa280 2 ай бұрын
Haaaa zvokwadi😢
@praisesilasmafuka7471
@praisesilasmafuka7471 2 ай бұрын
Rejoice u make people relax and tell it all. I am subscribing
@GodfryChibaya
@GodfryChibaya 2 ай бұрын
I disagree Kuti Ari mentally unstable. Kuno kumzansi I have seen a lot of zimbos varikugara nemababe avo Ari over fifty yet Ivo vari in their mid or late 20s so zviriko there are some men vari into elder women wangu
@GuiviteGaricai
@GuiviteGaricai 2 ай бұрын
​@@GodfryChibayaKuMuzansi ndekupi,muzimbabwe kana kuti kunze kweZimbabwe?
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 2 ай бұрын
​@@GuiviteGaricaijubheki South Africa
@SharonMoyana
@SharonMoyana 2 ай бұрын
​@@mesiMutepfashuwa hamunyepi tirikuzviona kuno
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
​@@GodfryChibayakwagara ndekwe vanhu vasina kukwanaka uko saka hazvingatyise. Hanty kana chingochani mobvumira ikoko?
@JayGeezw
@JayGeezw 2 ай бұрын
This boy needs deliverance. Anodzidii chembere idzi.
@bosslimpopo8532
@bosslimpopo8532 2 ай бұрын
Ko havasi vakadzi here chembere mkadzi
@dennisnyarukokora7393
@dennisnyarukokora7393 2 ай бұрын
Ummm taura hako wangu
@SabiaGengere-jd8wj
@SabiaGengere-jd8wj 2 ай бұрын
Siyayi vanhu vadanane ko madara anodanana nevana vadiki subhuku tongayi nyaya iyi nemweya werudo love
@HumphreyGeorge-gk3vq
@HumphreyGeorge-gk3vq Ай бұрын
You are a true journalist Sisi or should I say Mama... Keep up the good work...I'm really satisfied with the interview
@mosimosi630
@mosimosi630 2 ай бұрын
This is elder abuse there should be laws against this
@TaipaneiShumba-b5i
@TaipaneiShumba-b5i 2 ай бұрын
Nekuti zvaitwa nevanhu vatema kuvarungu varikungo wanana
@Bee-dp3st
@Bee-dp3st 2 ай бұрын
@@TaipaneiShumba-b5iNobody is that colour!
@Mentalh925
@Mentalh925 2 ай бұрын
True
@mosimosi630
@mosimosi630 2 ай бұрын
@@TaipaneiShumba-b5i wakakwana here iwewe tinei nazvo zviri kuitwa nevarungu it’s got nothing to do with Ambuya vachembera it’s not like she’s a hottie you sound dumb asf bringing race and other cultures into this conversation smfh
@horaciobaptistajosejose3848
@horaciobaptistajosejose3848 2 ай бұрын
Anbuya Ava vaka djissa mukomana muchonga tchete
@Palaz_Adventure
@Palaz_Adventure 2 ай бұрын
I hope you guys are paying these people. It's a shame. That guy isn't well mentally well so gogo took advantage
@ShadreckMagaso
@ShadreckMagaso 2 ай бұрын
True
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 2 ай бұрын
Mbuya vanonyepa Hakuna munhu anosvika 60yrs achiyenda mwedzi
@memorymabaso5309
@memorymabaso5309 2 ай бұрын
Vane nhema
@SandraMbulawa
@SandraMbulawa 2 ай бұрын
​@@memorymabaso5309hanzi ropq remagodo ndashamisika Ini 🚮🚮🚮
@felixmundandi3247
@felixmundandi3247 9 күн бұрын
It depends nemahormones avo. Even vamwe vakutoenda meno pause @40😂 asi taiziva kuti meno pause i50 yrs
@NyaraiHandireki
@NyaraiHandireki 2 ай бұрын
Mudzimai waDick anodriver mazvinzwa here?? 😂😂 oh I like it
@SandraMbulawa
@SandraMbulawa 2 ай бұрын
Can sambari say yes 😂😂😂
@PapaiMtapay
@PapaiMtapay 2 ай бұрын
Madriver machaiyo...😂😂
@SharonMoyana
@SharonMoyana 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 asi chii nemiwo
@LincolnLozani
@LincolnLozani 2 ай бұрын
Kkkk akurova brugwa
@kikiri383
@kikiri383 2 ай бұрын
Interviewer kana uri serious kuti uri chirikadzi ndibatewo ku inbox. Iwe wakanaka mushakabvu akakusiya uchiri kuzvinzwa. May his soul rest in peace ini ndakuda hangu
@KadomaCassino
@KadomaCassino 2 ай бұрын
😂😂😂😂comment section not safe at all
@JulietWotazi
@JulietWotazi 2 ай бұрын
Ndokwayave 😂😅
@Matchmore-v1t
@Matchmore-v1t 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂kwaaa
@nashemancube
@nashemancube 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂vadiwa interviewer musazokanganwe kutikoka kumuchato
@thabanimoreyourtboz8043
@thabanimoreyourtboz8043 2 ай бұрын
I don't see any problem what is good is they love each other and they respect each other. That is good.
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 2 ай бұрын
Mmmmm I dont see love apo ndirikuona mukomana arikutonetswa nemhepo imagine akambotora 42 now 63😭😭😭😭 zvorwadza izvi
@tracymutumbe9932
@tracymutumbe9932 2 ай бұрын
Kkkkk taura hako dick akatoita zvakanaka nagogo vake pane vari kubata madhongi neimbwa va
@reginamiles9514
@reginamiles9514 2 ай бұрын
@@vongaichiwenga8990 varume chemebere vanoroora vana under age vamwe vanotoraper vachiita vana vadiki vakadzi, hapana anotimhepo, asi iyi yaita mhepo sei? Ngatitongei zvakayedzana
@KingabsolomMoyo
@KingabsolomMoyo 2 ай бұрын
​@@vongaichiwenga8990😂😂😂😂😂😂😂😂😂 iwe😂
@maviskaseni
@maviskaseni 2 ай бұрын
Hanzi torai card😂
@Ray-jv1oo
@Ray-jv1oo 2 ай бұрын
Kkk Dickson akanakirwa❤ Chambere inenge yavekunakira kukuwa seshumha dzekupedzisira. Regai vakadaro chakakosha kudanana vachichengetana age is just a number chikuru rudo.
@RutendoDzingisa
@RutendoDzingisa 2 ай бұрын
Ndiko Saka chembere idzodzo dzichizo repwa
@reginamiles9514
@reginamiles9514 2 ай бұрын
Funny kuti izvi zvashamisa, dai yanga iri vice-versa, Murume ane 70yrs mukadzi ane 20 pasina kana nyaya.
@rvchirau6551
@rvchirau6551 2 ай бұрын
Haunyep
@MemorySamanga
@MemorySamanga 2 ай бұрын
Murume haagume kuzvara manje mbuya iyo ichazvara hre
@GodfryChibaya
@GodfryChibaya 2 ай бұрын
​@@MemorySamangaSaka vanhuvanoroorerwa kuzvara ere you marry for love Vana vozoteera . Vana bonus inobva parudo. Saka varikutambura nembereko havasi vanhu err?
@GodfryChibaya
@GodfryChibaya 2 ай бұрын
​@@MemorySamangazvamuriai vangu nhy Mukunda samanga😂
@MemorySamanga
@MemorySamanga 2 ай бұрын
@@GodfryChibaya 🤣🤣🤣🔥🔥🔥
@Chikatsa
@Chikatsa 2 ай бұрын
Regai mbuya na Dicky vafare 😂😂, dai zvakaitwa nemurume muchiti akazvibatira.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
Ndozviri normal. Pakaita zvisiri normal zvongotaurwa futi.
@FunTownHQ
@FunTownHQ 2 ай бұрын
Strong element of bullying and disrespect by the interviewer. Dai kari kamudhara katora musikana mudiki, no-one would say anything. Just listen to the story, not try to influence events. Now wasiya vanhu vave kudzingwa...are you proud of your work??? Didn't even try to intervene.....Even Sabhuku haana mukanwa. Ipa vanhu pekugara kwete kuvapindira mubedroom
@emmersonchikwature7501
@emmersonchikwature7501 2 ай бұрын
Very true this interviewer imboko chaiyo
@luinekaroro8149
@luinekaroro8149 2 ай бұрын
I thought I was the only one aona kuti interviewer is very disrespectful,kutosiya aworsener situation nxaaa
@NyashaShunje
@NyashaShunje 2 ай бұрын
Interviewer anogona basa ende unonakidza mabvunziro ake,aiwa rambai makadaro 👏👏👏
@Ray-jv1oo
@Ray-jv1oo 2 ай бұрын
Sabhuku mave kurasika munhu ane freedom of choice. Hapana makunha kunha. Siyai vanhu vadanane inga varungu vanongoita the same .
@irenemudzingwa299
@irenemudzingwa299 2 ай бұрын
Taura hako kurasika kwemurume mukuru
@PaulineSachiwo-e2x
@PaulineSachiwo-e2x 2 ай бұрын
Hapana makuna kuna chokwadi
@elnmng1174
@elnmng1174 2 ай бұрын
Sabhuku vari right chaizvo vanoziva chivanhu
@tariromaziriri2413
@tariromaziriri2413 2 ай бұрын
Makuna kuna eyi futhi memunhu avamboti haazi wemo. Mai vanoda Jaya ravo. She still have respect for her son. Maybe she knows her son's weakness. Pamwe murwere wefungwa.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
Saka varungu havaite zviri wrong? Uri murungu here iwewe? Saka zvavari kuda chingochani uchatovawo ngochani? Are u ok upstairs or u r one of Dee's class?
@tatendakunedzimwe4509
@tatendakunedzimwe4509 2 ай бұрын
iwe interview unoinzwisisa ..one of the best presenter
@Nokutenda774
@Nokutenda774 2 ай бұрын
Pekutanga akatora ane 42 years so ndivo vavanotoda. Munodii kuenda kumadhara anotora maunderage.
@confidencenhau
@confidencenhau 2 ай бұрын
Nhai hako
@mabelpasi1751
@mabelpasi1751 2 ай бұрын
My sister presenter its my first time watching you. Well done 👏 Mafamba nenyaya mushe zvekuti. Munogona mufunge. Ayo makunakuna chaiyo. Ndazvitadza izvi chokwadi.
@trishybillion
@trishybillion 2 ай бұрын
South African president is just like that guy Dickson... Cyril Ramafosa
@Mamabriana-e2l
@Mamabriana-e2l 2 ай бұрын
Diks mom is nt happy
@KingabsolomMoyo
@KingabsolomMoyo 2 ай бұрын
Diki urimwana mudki yawakuita ndeipi 😅😅😅😅😅
@AnnieMhoya
@AnnieMhoya 2 ай бұрын
Akatapirirwa nagogas
@KingabsolomMoyo
@KingabsolomMoyo 2 ай бұрын
@@AnnieMhoya kkkk shuwa iyoyo
@sifelanimpofu7615
@sifelanimpofu7615 2 ай бұрын
Rudooooo
@trevorgambakwe3726
@trevorgambakwe3726 2 ай бұрын
😂😂😂😂 one day iwewe uchatisimudzira winds
@KingabsolomMoyo
@KingabsolomMoyo 2 ай бұрын
@@trevorgambakwe3726 kkkkkkk ehe wangu
@VaraidzoMugombi
@VaraidzoMugombi 2 ай бұрын
Veduweka 😂😂 mbuya upstairs inenge isiri bhoo
@DeekayDeky-bh2om
@DeekayDeky-bh2om 2 ай бұрын
Ayewa mhuri yana Dick iri kuda rubatsiro
@DeekayDeky-bh2om
@DeekayDeky-bh2om 2 ай бұрын
Maonero angu vari mentally disturbance
@VaraidzoMugombi
@VaraidzoMugombi 2 ай бұрын
@@DeekayDeky-bh2om rwakanyanyisa asi baba vake vakambozama akapotsa avakuvadza pazvakatangira
@TaipaneiShumba-b5i
@TaipaneiShumba-b5i 2 ай бұрын
Mbuya avo vakamushandisira mushonga ndoona sekudaro
@VaraidzoMugombi
@VaraidzoMugombi 2 ай бұрын
@@TaipaneiShumba-b5i zvinoto nzwisa tsitsi
@ThembelaniMgutshini
@ThembelaniMgutshini 2 ай бұрын
Gogo muNdebele tipeio maserious asiii😂😂 😂
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 2 ай бұрын
Ummmmmm but nyaya iyi it's a bit complicated. In the sense that Amai vakabereka Dickson. Vakuda kuti mukadzi wa Dickson pfuma .Sekuti vakuona sekuti Dicky akaaitwa abuse nemukadzi uyo.Mangwana hazvizokonzeresa ngozi here.In the near future. Pa chivanhu wise.Bcz aya aita makunakuna handisati ndambozvinzwa pachivanhu chedu?😮😮😮😮😮😮
@GeraldMupfupi
@GeraldMupfupi 2 ай бұрын
Support the young & old coupie , with your love and money , just support them
@kev23-d1u
@kev23-d1u 2 ай бұрын
iiii yei ipapa😂 musadaro kkkk
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 2 ай бұрын
Mashoko makukutu atarwa namai dickie 25us mbudzi yemasungiro nzvipfeko uuuuu hazvina kumira mushe
@rachelmatongo7480
@rachelmatongo7480 2 ай бұрын
Mai vadick vakagwara ava
@ELLENMukwada
@ELLENMukwada 2 ай бұрын
Siyanani nevanodanana zvirinane zvevakaita pane kupinda mumahure.weldone guys you are clean pautano. Mibvunzo mimwe yemuri kubvunza mbuya avo haina rukudzo.siyanai nawo.imi mega hamusi kuonawo here kuti mhuri yacho yakadarodaro😂😂
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 2 ай бұрын
Apa mhepo ndidzo dzakadanana.life is spiritual kani.vakasanganiswa nevadzimu wawo ,zvemhepo hapana anoziva kuti zvofamba sei
@lydiachibaya
@lydiachibaya 2 ай бұрын
Very spiritual ko kuzoda kupa mwana webrother
@tatendahonye9143
@tatendahonye9143 2 ай бұрын
Spiritual soul mates, Dickson is an old soul iyo
@ChazaniMlambo
@ChazaniMlambo 2 ай бұрын
The parents must just be honest n understand kuti mwana wavo has a problem zwisinei nemukadzi uyu
@livingstonejimu1552
@livingstonejimu1552 2 ай бұрын
Regai kuputsa imba yevanhu chinodiwa rudo not age
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 2 ай бұрын
Thank you hako iwe
@thechosen4748
@thechosen4748 2 ай бұрын
Amen to that
@AlexGandiwa
@AlexGandiwa 2 ай бұрын
Asi urimunhu we Zanu zvakadai hazvikurudzirwi
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
Since iri team malawi, haaa..i comment my reserve. 😂😂😂😂😂😂
@otrudechingaira7218
@otrudechingaira7218 2 ай бұрын
You're now abusing these guys especially this lady just because they're poor dzingani chembere dzakaroora vana vadiki honestly 😳
@rachelntini4252
@rachelntini4252 2 ай бұрын
But you have not tested love difference of age . Try it before complaining and then tell us your experience
@SukuTshuma-x5p
@SukuTshuma-x5p 18 күн бұрын
I love the host she knows her story❤
@luciaidi1811
@luciaidi1811 2 ай бұрын
She is so lovely, vanerudo gogo Muroora ava
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 2 ай бұрын
Mhamha na daddy variko😂😂😂😂 ndokudai mai vakuita chirongwa ichi ndichangopinda plus l like the way you looks kadressing ako. ❤ , ❤
@FloridaMammoe
@FloridaMammoe 2 ай бұрын
Mwana uyu ane zvaakadyiswa haaa this 1 for me🙌🙌 🙌
@estermadzivanyika6674
@estermadzivanyika6674 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂 ah Dee ndazoona kuti pane zvirikunetsa.kuti ndichafonera vanatezvara vauye kuzoona patogara.Hasati aroora,apa hapasi pamusha pake futi 😂😂😂😂😂
@bensautopanelbeaters6254
@bensautopanelbeaters6254 2 ай бұрын
Zvemusha zvopinda papi panhau iyi sabhuku mareswa apa
@TakmoreMare-ys6nb
@TakmoreMare-ys6nb 2 ай бұрын
Im happy to x sabhuku muzanenhamo mr Hardwork baba va Adam sahwira wababa vangu, its been long ndakapedzesera kumuona mudhara uyo i will definitely visit this men this ciming holiday
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 2 ай бұрын
Haaaaa Sabhuku kutonga vakonewa nhasi 😭😭😭😭
@victoriatanda3230
@victoriatanda3230 2 ай бұрын
DEE ANE MENTAL HEALTH
@marychacha1311
@marychacha1311 2 ай бұрын
Iniwo zvangu sekunzwa kwandamboita kuti Dick asati awakugara na gogo aiwa mbombe yemashanga,asi izvezvi awakuonekerawo,maonero angu ndeekuti vabereku wa Dick ngawabatsire mwana zvemhando iripamusoro mwana asunungurwe,kana akazoda zvake kuramba akagara nagogo abenenguka zvinenge zvawanani,ngqwamugadzirise chivanhu mwana uyo chekumusha kwababa wake,anoita munhu kwaye
@GuiviteGaricai
@GuiviteGaricai 2 ай бұрын
Chokwadi chaicho,uye ndanzwa vachiti ndevekumalawi,kwakabva rudzi rwavo,vaimboenda vamboonekwa ikoko,vachizodzoka zvavo,imwe midzimu irikufuratira
@Ray-jv1oo
@Ray-jv1oo 2 ай бұрын
Hapana kuroyiwa apa maNdebele kana ada munhu anobva amupa rudo rwechokwadi ndoozvavari.
@MableMatingo
@MableMatingo 2 ай бұрын
Mandebele here ivavo hamuna kunzwa here kuti kumusha mamalawi
@MableMatingo
@MableMatingo 2 ай бұрын
Mamalawi ayo not ndebele
@spiwemabge2769
@spiwemabge2769 2 ай бұрын
These are adults , leave them alone . They are in love . I want to support their wedding.
@TynoeKayz
@TynoeKayz 2 ай бұрын
If Dee was your son mainzwa sei munhu achikuunzira mukadzi wawakasiyana naye ne3yrs you're a woman how would you feel
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 2 ай бұрын
This is so painful kuna mai Dicky veduwe yooo dei vakasiyana havo kana ne10 years zcaive nani not 39 here veduwe
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 2 ай бұрын
Dic arinani ko kuzoti umwe Clever ane 16 mkadzi ane 62
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 2 ай бұрын
Hezvooo kupi nhaimi 😳😳😳
@PatienceAmos-f6m
@PatienceAmos-f6m 15 күн бұрын
Mbuya wakashandisira mwana mushonga hazvisi zvega😂😂😂😂
@patiencemubayiwa1290
@patiencemubayiwa1290 2 ай бұрын
The interviewer is very disrespectful. These are not your kids !!
@cloudiomtano8734
@cloudiomtano8734 2 ай бұрын
they have their rights .. taura hako
@DavidMagondo
@DavidMagondo 2 ай бұрын
Hapana nyaya apa . I hope Dickson and wife get paid for all this .
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 2 ай бұрын
😂😂my fellow Ndebele wozani siyethatha ugogo wethu ngeke 😌what's this
@sithgasa2063
@sithgasa2063 2 ай бұрын
Ugogo uyajola😂😂😂😂
@propro9957
@propro9957 2 ай бұрын
Kunzima nkosi yami ugogo uyahlanya !!!!
@lillycee5054
@lillycee5054 2 ай бұрын
Kugugothandayo!😂
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 2 ай бұрын
Kunyadzisa rudzi nhaimi 😭😭😭
@thabanimoreyourtboz8043
@thabanimoreyourtboz8043 2 ай бұрын
Ugogo uryt aslong behloniphana kusizani ukuthatha intanga yakho uhlale uhlukumezekile ngoba lezinsuku abafazi bengayazi into abayifunayo
@tinotendamacheka9908
@tinotendamacheka9908 2 ай бұрын
Kkkkk mukadxi wa Dicky achirikuenda ku nguva here. Zvaarikutaura apo
@antonettacherohuona
@antonettacherohuona 2 ай бұрын
inhema havo
@admoremabhunu3
@admoremabhunu3 2 ай бұрын
Kkk kwanzi amai mwana wenyu ari right er uyu😂😂😂😂😂😂
@charliedickie5945
@charliedickie5945 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂 But zvimwe ndezvimwe hazvo mandebele ane rudo than mashona They're soft & sweet Just like south Africans
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 2 ай бұрын
Ndarasika guys CENTER PASS ndoipi😉😉😉😉
@Jennifer10198
@Jennifer10198 2 ай бұрын
lulalula😂😂😂
@tafadzwamutekwatekwa6535
@tafadzwamutekwatekwa6535 2 ай бұрын
Bonde
@sheltonjera3826
@sheltonjera3826 2 ай бұрын
Iiiiii i goal bhora😊
@zanelesibanda4902
@zanelesibanda4902 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 lulet khazi😂
@ThandoMasunungure
@ThandoMasunungure 2 ай бұрын
😂😂😂😂
@masciemudumo
@masciemudumo 2 ай бұрын
Ohoooo everything now makes sense team iri ndereku Malawi haaaa Ana apongozi achimwene that’s y Dickson achidai I mhepo dzeku Malawi idzi.
@rifainsurancebrokers1019
@rifainsurancebrokers1019 2 ай бұрын
Are .not tsking advantage of these guys are you paying them
@lilmap7286
@lilmap7286 2 ай бұрын
I hope they are paid. This lady doesn't sound sincere in her interview!
@LovenessChiyambiwa
@LovenessChiyambiwa 2 ай бұрын
Pakatoipa apa
@faraiwaya
@faraiwaya 2 ай бұрын
She is the worst interviewer ever. A journalist should be impartial nxaa
@saka5135
@saka5135 2 ай бұрын
Fusafunda unotorerwa advantage. This reporter is very disrespectful. Kutageta the disadvantaged in the society.
@InnocentMagafa
@InnocentMagafa 2 ай бұрын
Haaa imi panoda respect yechii pazvinhu zvehumbwa izvozvi kwanai mhani imi....imagine if Dick was your son or brother
@tapiwamuzembe6628
@tapiwamuzembe6628 2 ай бұрын
Raised by a single father, that young man yearns for a mother's love. Maybe, he is looking for a mother figure he never had. That could be why he has fetish for older women. Sometimes childhood trauma - if left untreated - can potentially shape what you became in your adult life. Whatever the cause or reason - pa fair chikuru rudo uye chembere mkadzi hazvienzane nekurara mugota. Saka mazirudo kumukomana.
@uniclanzw
@uniclanzw 2 ай бұрын
Ndadzidza new word *fetish*😊
@elizabethmuchenje
@elizabethmuchenje 2 ай бұрын
Yohwweee ko mukunetsereiko vanhu awa nhai imi
@preciouschabayanzara4696
@preciouschabayanzara4696 2 ай бұрын
Saka imi murikudya mbudzi dzemuroora kaimi 😂😅 am dead ooooh presenter manyama kkk
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 2 ай бұрын
Ugoona kuti Dickson wacho is a very handsome mufunge.😂😂😂😂😂
@AmbuyaShoko
@AmbuyaShoko 2 ай бұрын
apa vanhu munongofunga kt sezvo Dick ari mwana mudiki kuna Gogo Caro saka chinhu chake chidikiwo, ndoiziva hangu minyati yenyu bt inga iye arikuti same same size matemba, zvese same same 😮😮
@Tendayi-m7r
@Tendayi-m7r 2 ай бұрын
Ambuya iyi inoroya inoda kurohwa
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 2 ай бұрын
Chokwadi
@deeking5328
@deeking5328 2 ай бұрын
Mbuya iyi ndi satanic chaiye 😢😢😢😢😢😢
@preciousmahlisa7160
@preciousmahlisa7160 2 ай бұрын
Rudo hamusi kuruziva imi.😊
@edinamagoto4495
@edinamagoto4495 2 ай бұрын
Ko madhara arikuroora vana
@Mamabriana-e2l
@Mamabriana-e2l 2 ай бұрын
😂😂yakatomborohwa newana wayo nadick
@RumbidzaiKafurama
@RumbidzaiKafurama 2 ай бұрын
Haaahhh zvikukutu sure pfungwa dziri kutoremerwa more and more after this getting deeper analysis
@Makarurama846
@Makarurama846 2 ай бұрын
Mai makawa munogona kuita nyaya idzi, well done
@ngirazitapera4004
@ngirazitapera4004 2 ай бұрын
Mukomana uyu anoda kurohwa uyu chete ibenzi haana respect
@kudakwashetigere9047
@kudakwashetigere9047 2 ай бұрын
Presenter is great well done
@fortuneduri4053
@fortuneduri4053 2 ай бұрын
Ndebele women are sweet young or old its not your fault Dee 😅
@mitchy3608
@mitchy3608 2 ай бұрын
So pahusweet and old hwacho varikutodya botaa here 😂😂😂😂 zvinenharo esh
@Patricia-z7b
@Patricia-z7b 2 ай бұрын
Gogo Ava varifani kuzoti Diiii😂😂😂
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 2 ай бұрын
Kudana zviriSEXY kaaa nhai 😂😂😂😂
@KingabsolomMoyo
@KingabsolomMoyo 2 ай бұрын
😂😂😂😂 Chembere dzinerudo 😅😅😅 now days 😊😊😊
@EstereMadziva
@EstereMadziva 2 ай бұрын
Madebele akaona sure
@PriscaMlambo-e6i
@PriscaMlambo-e6i 2 ай бұрын
Dee anoziva pkubata iye chembere mkadzi inoita chikapa
@mimibwanausi5790
@mimibwanausi5790 2 ай бұрын
Heyi heyi akomana ka zvinhu zvacho
@TalentMagumeniMamaDee
@TalentMagumeniMamaDee 2 ай бұрын
Wonders shall never end
@margaretbaka848
@margaretbaka848 2 ай бұрын
The guy is not normal
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 2 ай бұрын
Very true something is wrong with Dicky
@HerbertMakanyanga
@HerbertMakanyanga 2 ай бұрын
Yaa wagona mfanaama2k vanokupinza busy 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Chembere yako from SIMON MUTAMBI
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 2 ай бұрын
Ama 2k hamuna zera nawo venyu ndivana gogo Carol😂😂😂
@florencemahembe5115
@florencemahembe5115 2 ай бұрын
😂😂😂 Hanzi imbotorai card shame zvakaom
@chinotojose1151
@chinotojose1151 2 ай бұрын
Mmmmmmm ma1
@jamesmapfumo
@jamesmapfumo Ай бұрын
Sabhuku wangu iyeye. Taurai henyu Jena hatina kumbozviona isu chipini mudunhu medu umo.
Крутой фокус + секрет! #shorts
00:10
Роман Magic
Рет қаралды 41 МЛН
小蚂蚁会选到什么呢!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:47
火影忍者一家
Рет қаралды 108 МЛН
1 сквиш тебе или 2 другому? 😌 #шортс #виола
00:36
Ndakanoromba Ku Durban Ndikapuwa Gonye*must watch*
25:49
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 125 М.
Gogo finds love at 60: Dickson Speaks out to us finally
33:17
JCTV Africa
Рет қаралды 95 М.
Mukotsanjera.Takagocha MaCh**nd*** emunhu tikadya
1:06:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 180 М.
Behind Bars: Wicklove anotsangura mhosva yekuuraya yaakapara
32:29
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 393 М.
Ndaka Isira Mukadzi Wangu Poison Ndichida Kufadza Hure Rangu Huyai Munzwe Zvakazoitika
18:00
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 5 М.
Brian Mupaiki Ritual Murderer (Part 1) | Mhosva
25:28
NRTV
Рет қаралды 268 М.
Крутой фокус + секрет! #shorts
00:10
Роман Magic
Рет қаралды 41 МЛН