Thank u for watching! Ndapota, Musakanganwe kusubscribe, kubaya like 👍🏽, uye kusheya video redu. Izvi zvinotibatsira kuti risvike kure uye tirambe tichikupai zvimwe zvitsva. Also Follow our TELEGRAM 🔗 t.me/panonzipano and join our new WhatsApp Channel 🔗 whatsapp.com/channel/0029VaebXHAJuyALkhnsJx0l Ikoko tinokupai ma updates kuti musapotsa mavhidhiyo matsva, kusanganisira mamwe anonyadzisira emanudzu anenge achitrenda asingaposteke pano paKZbin. Uyezve, tinokutsvagirai mabasa! Ndatenda nerutsigiro rwenyu hama dzangu. Makandikoshera zvikuru! 🤍🗣️
@sofexx-s3j18 күн бұрын
Munongona ❤
@anonymous-xp18 күн бұрын
Saka matora location yeSouth Africa here nhai Nyathi Zw Gilbert let's hope mazadza muMonarch
@anonymous-xp18 күн бұрын
Haiwa vanhu dzidzai kuverenga contract monzwisisa musati masigner kana musina kunzwisisa bvunzai neshona chaiyo kana magutsikana mozo signer.Hapana kana munhu akamanikidzwa apa kana kubirirwa.
@anonymous-xp18 күн бұрын
Bt you didn't advertise even before the wedding 😒 I don't remember seeing ma advert maybe i missed the adverts and the tags of the makeup artist the cake baker and topnash car hires
@anonymous-xp18 күн бұрын
Service exchange munhu wese anofanirwa kubenefitter…. Hapana mukuru kupfuura umwe ipapo. You’re benefiting from each other. Zvatakazoona zvekuzoti vanhu postai muchitenda manager for the opportunity iiiii kwakuzvifonerawo uko…. Kusatoziva barter trade
@anonymous-xp18 күн бұрын
The same way you thanked your management is the same way you were supposed to tag every organizer that put their hands to make the day successful just by tagging them and appreciating them for there time and accessories they put together to beautify you and your wife's day ....
@PanonziPano18 күн бұрын
Endai munoona 😂😂😂😂😂😂😂
@anonymous-xp18 күн бұрын
Kkkkkkkk maiweeee zvangu seka zvako chirema chepaGokwe chinoti vanhu vakandiona mustreet vanotanga kusema kutarisa kuside kukuseka kukunyomba zvese aiwa ndinoti peace be still
@anonymous-xp18 күн бұрын
Nyathi Zw Gilbert musachinjwe nevanhu ,itai zvamagara muchiita.Vanhu vanoti munoignore hamudaire mucomment section kana mati regai tidairewo vakuti mune rough .Zvinoda vanhu hamuzvigone ende zvakaoma kufadza munhu wese.Next time musashande maservice providers anoda kukura nekusvibisa zita renyu nekuti vakazvengwa nechirungu pacontract vakanyara kubvunza.Zvataurwa namanager kuseni moita izvozvo vachazoda zvitsva nemi ngavatange vatsanangura neshona zvavanenge vanzwisisa mucontract vasati vasigner to avoid drama in the near future.
@anonymous-xp18 күн бұрын
Ini hangu chikundirwadza is pakataurwa nyaya yema brand to pledge paya takataura namanager then manager akati you pay something kuti brand rako riiswe pa post yepage ini ndikagumira ipapo handina kuzombotaura nawo then boom wedding yakuda kusvika patosara ma days wakafona tadzoka tirikudawo this and that Kuma products enyu I sent them I thought there going to post even 1 post zvayo yekuti stock yangu idzoke 😭😭😭 but before zvese izvi maitaura wani kuti it's exchange of service you give then you advertise ok it means you only advertise ma big brand isu tichikusimuka motitsikirira because ma brand edu anozivikanwa nevanhu vashoma kuzim ere or what ndine chironda hangu 😭😭
@lovemukundi16 күн бұрын
Wakaitei dear
@anonymous-xp18 күн бұрын
I think Tytie and Kikie were right if you listen to Zimbabweans too much unoitwa benzi chairo.These guys need to move and live their lives .a lot of Zimbabweans are just jealous of their success and would want to see them fall.