Nyaya dzeNjuzu na Mbuya Mavhu

  Рет қаралды 43,137

263Chat

263Chat

4 жыл бұрын

Nyaya dzeNjuzu na Mbuya Mavhu

Пікірлер: 104
@reallyricch8030
@reallyricch8030 2 жыл бұрын
Shavi renjuzu rinotoreka here parinenge rasarudza kugara
@delrisedelmy9304
@delrisedelmy9304 Жыл бұрын
Noo
@ropafadzomudzviti2269
@ropafadzomudzviti2269 4 жыл бұрын
Mhuri ye Dzimbabwe tererai dzidziso iyi yakakosha.
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 Жыл бұрын
Ndiroro muchembere mhwere takateerera ririmuzheve👏tikudzidza
@tsitsichaza564
@tsitsichaza564 2 жыл бұрын
Thank you maita basa nedzidziso well explained
@trymoremuzah5037
@trymoremuzah5037 4 жыл бұрын
riri munzeve mchembere ranzwika ramaredza 👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
@takudzwakarimamombe6941
@takudzwakarimamombe6941 Жыл бұрын
Thank you for explaination grand
@sheillahwasie9977
@sheillahwasie9977 3 жыл бұрын
Munhu unokwanisa kuita mudzimu yekwaamai vako inouya kuzobatsira kuchengeta inenge yakadedzwa nekubvumirwa nevekwako hapana chinoitwa nemudzimu wekwaamai chisina kubvumirwa nevekwako uye pane pavanogumira
@ruvimbomungoshi2914
@ruvimbomungoshi2914 3 жыл бұрын
Rinotendwa muchembere rakajeka 👏👏🧜‍♀️🧜‍♀️🧜‍♀️🧜‍♀️
@angelnyoni495
@angelnyoni495 3 жыл бұрын
Zvinoitwa sei
@m3ta4ric
@m3ta4ric 3 жыл бұрын
🧜‍♂️
@sithokozilemufusirwa1116
@sithokozilemufusirwa1116 4 жыл бұрын
Ndatenda nedzidziso gogo,ko zvinoita here Kuti munhu anzi anemudzimu usiri wedzinza rake asi wekwaamai like Kuti amai ndivo vobuda pamwana wavo
@sisey99
@sisey99 4 жыл бұрын
Yes, very possible.
@kayla-sf4to
@kayla-sf4to 4 жыл бұрын
Hazviit
@africanoracle9272
@africanoracle9272 4 жыл бұрын
Ndinotenda kuti mudzimu wekwaAmai mudzimu mukuru saka harina kuipa kubudirwa nemudzimu waAmai
@hdziva7376
@hdziva7376 4 жыл бұрын
Hazvigone
@kayla-sf4to
@kayla-sf4to 4 жыл бұрын
Hazviit zvachose zvinezvazvimwe mudzimu iropa rako kwete from amai s side, amai mutorwa sokuziva Kwangu kubudirwa unewotobudirwa nezvimwe zvisiri mudzimu
@MunyaradziMuponda
@MunyaradziMuponda 3 ай бұрын
Tokumbirawo kubatsirwa tsungunu inoda kuti munhu ugare nemurume here
@MunyaradziMuponda
@MunyaradziMuponda 3 ай бұрын
Thank u gogo matsanangura zvatanzwisisa
@zuwarachomuyambo3959
@zuwarachomuyambo3959 3 жыл бұрын
Chokwadi nhasi ndadzidza. Mbuya muri kutaura chokwadi. Ndadzidza shuwa. Maita basa
@ryanbrian9371
@ryanbrian9371 3 жыл бұрын
Well explained
@jacobethmofaledi3853
@jacobethmofaledi3853 2 жыл бұрын
Thokoza gogo ke kopa obue la sesotho
@HUNTER-xf2lt
@HUNTER-xf2lt 3 жыл бұрын
I did a blog post about this. Looks like a lot of wrong info out there on this topic. Munhu wese mutsvuku akuzviti manjuzu lol. Although I'm curious kuti "munhu asina mudzimu haafe akaita shavi renjuzu here?" 2) Pataurwa nyaya yemapostori zvoshandidzana here? 3) Tateguru vasingagone chirungu vanozowirirana sei nenjuzu kusvika pakukokana? 4) Hindava dzichitaura chirungu chete
@raheemjones5445
@raheemjones5445 3 жыл бұрын
Anyone can have njuzu... Some get njuzu chete... Some get njuzu through mudzimu... The shorten the explanation..njuzu dzemudzimu are good... Njuzu chete is bad.. ......... Communication...in the spirit world njuzu and mudzimu understand each other ...they have a very clear spiritual communication and language... Remember mudzimu is your family n ancestral spirit...they then look for sahwira, friend or partner... that's when njuzu come in...
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Жыл бұрын
Thanks.you.gogo.its true.
@gracechikwayi4584
@gracechikwayi4584 3 жыл бұрын
thanx to facebook i ddnt know about her
@tawandachifamba1777
@tawandachifamba1777 3 жыл бұрын
Ko munhukadzi anochemedzwa zita raambuya vababa vake here opihwa zita rambuya ivavo vabereka sekuru vake
@raheemjones5445
@raheemjones5445 3 жыл бұрын
Yes it's possible....but... there's a but... Always research the history yaambuya ivayo...was she good or bad...kuroya etc... It's important to know this information so that you Remove ..kukamura mhepo dzakashata...bad spirits,traits, attitude and behaviour from the name .. It's a form of cleansing... If you don't...the young woman might grow up to have problems...eg.. marriage, fertility,kids dying ,jobless etc...if they just accept the name and do the naming ceremony without cleansing... Matare are very important...visit Masvikiro and mhondoro ..as many as you can before doing anything else
@tawandachifamba1777
@tawandachifamba1777 3 жыл бұрын
@@raheemjones5445 yes but you know what she had now 3 marriages dzichibreaker but kunofamba kwese anonzi haridi murume zita rambuya iri vakakupa vakakushinhira kukuita mukadz wechikwambo.haugare nemurume,unosema murume ,kuda varume nekuvakwezva kut udanane navo wowana mari,kuroya nezvimwe zvakangowanda. rinoda kukamurwa woitirwa chivanhu chekut usasema murume uye kusaita chipfambi nekugara nemurume mumwe pakasaitwa izvi akanzi nyangwe akaenda kubasa hapana chofamba anongodzoka pamba,kumurume haagari anongodxoka pamba achingoita zvechipfambi nekuroya chete
@HappyBeachYoga-ul9lw
@HappyBeachYoga-ul9lw 6 ай бұрын
Ko iyo njuzu mupeperekwa inogadziriswa hre kuti izofambavo nemudzimu
@hdziva7376
@hdziva7376 4 жыл бұрын
Dzidziso yakanaka . Munazoitawo dzidziso yakadaro maererano nemashavi ehuvhimi nehombarume .
@miguelnehm5791
@miguelnehm5791 4 жыл бұрын
Ndiani anokudzidzisai zvinhu zvakadai. Zvakadzika izvi
@golddigger3037
@golddigger3037 4 жыл бұрын
Vane Svikiro ... She's a spirit medium
@saymorechi3708
@saymorechi3708 3 жыл бұрын
Ndadzidza gogo
@zuvanherbs7130
@zuvanherbs7130 3 жыл бұрын
I wish there was sup titles in English...
@farimukora5726
@farimukora5726 Жыл бұрын
Maita basa Mbuya
@milicentkarume5332
@milicentkarume5332 4 жыл бұрын
Wow gogo vane chokwadi ava va expliner zvandanzwa Maita basa
@charlesphiri4150
@charlesphiri4150 3 жыл бұрын
Totenda mbuya ne dzidziso
@leetsilee5335
@leetsilee5335 3 жыл бұрын
Gogo ndatenda hangu
@scionofafrica
@scionofafrica 3 жыл бұрын
Are these not the offspring of fallen angels we find in the book of Genesis that are explained more in the Book of Enoch?
@trishamunesi4734
@trishamunesi4734 2 жыл бұрын
I think so too...or they are aliens 😐
@shokosithembiso4738
@shokosithembiso4738 2 жыл бұрын
I beg to differ, if this is happening in Africa it has nothing to do with the bible
@tawandaandrew5204
@tawandaandrew5204 2 жыл бұрын
Where can I find the book of Enoch
@elijahnaphtali6001
@elijahnaphtali6001 Жыл бұрын
Thats them product of fallen angels
@elijahnaphtali6001
@elijahnaphtali6001 Жыл бұрын
They are offspring of fallen angels thats why a person when taken by mermaid comes back as a sangoma Enoch said some of the fallen angels taught people deviding of roots ndo chi n'anga
@frankmushangaidzwa9950
@frankmushangaidzwa9950 Жыл бұрын
Thanks gogo
@gracejames9109
@gracejames9109 3 жыл бұрын
Tatenda mbuya tadzidza
@WitnessMacharaga-nt2fm
@WitnessMacharaga-nt2fm 9 ай бұрын
Thats true thank you gogo
@sheillahwasie9977
@sheillahwasie9977 3 жыл бұрын
Njuzu inouya nemudzimu wako kune njuzu dzakaipa unofanirwa kubvisa
@progressmuwani3463
@progressmuwani3463 3 жыл бұрын
Ndipapo chaipo,ndomweya yevanhu vakamborarama vanouya nemweya yavo under the guise of njuzu....mweyaa iyi ndiyo imwe irikuita kut vana vave pfambi,vasarorwaa...
@joycengwerume8530
@joycengwerume8530 3 жыл бұрын
Chokwadi ichocho ndodze chihure dziye dzinoita zvese zvese dzine hutsinye
@vincentnyirenda7611
@vincentnyirenda7611 3 жыл бұрын
Manhize chikapakapa mhondoro
@angelfox5945
@angelfox5945 4 жыл бұрын
thank yu gogo wil visit yu ,,
@blessingmurungweni6805
@blessingmurungweni6805 3 жыл бұрын
mataura chokwadi mbuya
@gaudenciashamairai6337
@gaudenciashamairai6337 3 жыл бұрын
Ichokwadi machembere
@elijahnaphtali6001
@elijahnaphtali6001 Жыл бұрын
Book of Enoch is there on playstore
@charitymandeya546
@charitymandeya546 4 жыл бұрын
Ok
@chikwatamelody4396
@chikwatamelody4396 3 жыл бұрын
Rinotendwa machembere
@veejones1545
@veejones1545 4 жыл бұрын
Hanti munhu wese ane life yake you don't need chimwe chinhu
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
thats what you wish for but in reality hakuna izvozvo
@veejones1545
@veejones1545 Жыл бұрын
@@kwarummond77 Manje in real life you rule your own destiny and decisions
@ThembiMoyo-vk5jv
@ThembiMoyo-vk5jv 10 ай бұрын
Well said gogo
@jayluw7189
@jayluw7189 4 жыл бұрын
Aiwa tadzidza 👏👏👏
@kamuraimanyuka5142
@kamuraimanyuka5142 3 жыл бұрын
kudzidza hakuperi chokwadi nhasi ndadzidza
@joycengwerume8530
@joycengwerume8530 3 жыл бұрын
Rinotendwa machembere majekesa
@jamesmozibo2405
@jamesmozibo2405 2 жыл бұрын
A
@user-mf4gk5eo5e
@user-mf4gk5eo5e 10 ай бұрын
Hekani waro muchembere
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 4 жыл бұрын
Ko sei ichizouraya vanhu
@veejones1545
@veejones1545 4 жыл бұрын
Plus futi makamboiona here
@hardyhardy6738
@hardyhardy6738 4 жыл бұрын
Tinotenda chose muchembere
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Жыл бұрын
Totenda.nedzidziso yamurikutipa.wo.chokwadi taziva.mataura
@Pazvagwamunhumashokoanowanda
@Pazvagwamunhumashokoanowanda 3 жыл бұрын
Mudzimu wedzinza imhuka. Mbuya ava varikutaura mweya yezvikara, mashavi nezvikwambo. Chivanhu chedu chaitorwisa mashavi aya.
@esthermachachavangwa7979
@esthermachachavangwa7979 2 жыл бұрын
Kwete mudzimu nashavi zvinofambidzana handiti mashavi ishamwari dzatateguru vako ikoko kwavari saka paunosvikirwa vanogona kutouya vese
@Pazvagwamunhumashokoanowanda
@Pazvagwamunhumashokoanowanda 2 жыл бұрын
@@esthermachachavangwa7979 😃kwavari kupi nhai, sisi Esi
@077411012
@077411012 3 жыл бұрын
Ko ma angels basa ravo nderei?
@levynemuza838
@levynemuza838 11 ай бұрын
thank you gogo
@progressmuwani3463
@progressmuwani3463 3 жыл бұрын
Aiwa muchembere mapotsa pamati njuzu mashavi echirungu...panoitwa zvemawaini adzisi njuzu asi mweya yemumvura yevanhu vakamborarama....njuzu chaiyo ahiite zvema wine nemabhisikitsi ....iyi mweya yemumvura irikunzi manjuzu wch is wrong......
@thabanimaluleka451
@thabanimaluleka451 3 жыл бұрын
gogo hi cn plz ask the name of a tree next to rever the roots are in side the rever
@veedeliwe5415
@veedeliwe5415 4 жыл бұрын
Aiwa tinotenda ne dzidziso
@ablebvunzawabaya1539
@ablebvunzawabaya1539 4 жыл бұрын
Ichi ndochokwadi
@ellisonmadenyika4239
@ellisonmadenyika4239 4 жыл бұрын
Zvinoita here Kusiya Mudzimu kuenda ku Church kana ku Chipositori
@salomemunyengerwi861
@salomemunyengerwi861 4 жыл бұрын
Ellison Madenyika mudzimu hausi religion,yes u can go kuchurch,,and still go for chivanhu since it’s our culture.
@emeldannhema9038
@emeldannhema9038 4 жыл бұрын
Kushandiswa nasatan makatarisa
@danielmutyatyu5573
@danielmutyatyu5573 4 жыл бұрын
Musta yako iwe
@danielmutyatyu5573
@danielmutyatyu5573 4 жыл бұрын
Mukosho unemaronda nemdhodhi
@Kimberly-zl1vf
@Kimberly-zl1vf 3 жыл бұрын
Hazvisat zvakuomera
@payofficepaymaster6708
@payofficepaymaster6708 3 жыл бұрын
yaa kana vaomerwa ndopaunotsvaga kutiii chiii haudzirwe@@Kimberly-zl1vf
@gracechikwayi4584
@gracechikwayi4584 3 жыл бұрын
regai tishandiswe hedu isu
@veejones1545
@veejones1545 4 жыл бұрын
Why not kurarama life yako pasina vanhu vakafa meaning vadzimu
@liliansamson3761
@liliansamson3761 Жыл бұрын
Zvida
@liliansamson3761
@liliansamson3761 Жыл бұрын
As long as uine mutupo midzimu inotovepo wangu kuzvida kana kusazvida
kunzwisisa Nyaya dzeChinamwari na Mbuya Mavhu
30:43
263Chat
Рет қаралды 14 М.
Nyaya Dzema Chira Evadzimu naMbuya Mavhu
22:52
263Chat
Рет қаралды 30 М.
Русалка
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН
Playing hide and seek with my dog 🐶
00:25
Zach King
Рет қаралды 31 МЛН
SPIRITUAL HIGHWAY MADZIMAI TABETH
26:21
SK1-TV
Рет қаралды 43 М.
Manjuzu / Mermaid Water Spirits | Madii Mambofamba
28:36
Topic: Neuroscience of Sanskrit Chanting  - By Dr. Shekhar Mayanil
1:32:58
HONDE VALLEY..............NJUZU INOSHANDUKA KUITA SHATO?
31:53
Drewmas Media
Рет қаралды 44 М.
Sekuru Nehoreka - Bute ndiwo mushonga mukuru
50:37
Drewmas Media
Рет қаралды 42 М.
SPIRITUAL HIGHWAY SATANISM INITIATIONS EXPLAINED
22:06
SK1-TV
Рет қаралды 33 М.
Nyaya Dzemudzimu naMbuya Mavhu
17:36
263Chat
Рет қаралды 24 М.
Shavi Rekuvhima nema njuzu Rotsanangurwa zvizere
23:44
Zim Reality Eye tv
Рет қаралды 22 М.
Русалка
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН