Strong message there!! Tick the register below, if you agree.
@TaruvingaMuyambo6 ай бұрын
Iyi isimbi yebasa. Weldone Mr Orbert. I am blessed of your song nguva yandinongoiridza so I repeat again and again. A familiy song. Every one have a part about his /her responsibility in a united family. I am blessed❤❤❤❤❤❤. You feel the song ichigara mumoyo chaimo. I salute.
@simbarashemucheche85013 жыл бұрын
Pamberi nema skills Pasi NEMA drugs Pamberi nema gown Pasi NEMA teneti Pamberi ne classroom Pasi ne bedroom Pamberi ne Church Hall Pasi ne beer Hall
@PanasheMurombedzi Жыл бұрын
totenda dzidziso
@lovemoremaboni92715 жыл бұрын
Amen ini ndabata manzwi anedzidziso ine umwari mukati.mukoma Chari munogona 🙏🙏🙏
@chirambacreations3 жыл бұрын
" kusuva maternity dress vamwe vana vachisuwa magraduation gown". "Wangova muchina wekugadzira vana kuti amai varere " Educative lyrics keep it up.
@stima78995 жыл бұрын
Thanks a lot mkoma Obert. Zvakarongeka wani. Ndingati zvose hazvo zviri pavideo iyi ✅✅👍👍. Ndinonyafarira mavideos enyu coz anoenderana nemessage 🙌
@kudakwashetsatsa62095 жыл бұрын
pasiiii neeeebheedhirumuuuuu!!... baya like kana wafarira sasi iro
@MVHVoices5 жыл бұрын
Shoko rinoti kunzwa nekuita, musava vanzwi chete pamashoko aya, thanks Obert, I am following your music, unoparidza zvako chokwadi amen, famba zion
@stanelyfungurai74435 жыл бұрын
good song writer
@DrKays5 жыл бұрын
Kwa kwa kwa ndarova maoko, thanks for the teaching. Dai vana vedu vachiteerera zvakadai vaipona weee
@ObertChariHakireniStars5 жыл бұрын
Thank you
@eniasdziva97465 жыл бұрын
THIS HAS JUST REMINDED OF THE GREATEST LYRICIST CHAMUNORWA NEBETA. THANKS CHARI FOR FOLLOWING IN HIS FOOTSTEPS. WISH YOU COULD DO THAT WITH QUITE A NUMBER OF YOUR SONGS.
@normamunyama5 жыл бұрын
Ndainyatsoshaiwa imwe point why ndichifarira mkoma Chari besides kugona kuimba.....izvo its bcz ndofarira CN
@ignatiusmaziofa23933 жыл бұрын
i am glad you picked that too...i said the same thing. there is a bit of a nebeta style in this song. what i like about Obert is that all his songs have a variety. he has really taken time to study all types of musicians before he started putting anything out. in this song he is just like chamunorwa who start a verse and start rolling lyric after lyric almost without breathing...some of chamunorwa songs did not even have a chorus...thats how loaded he was.
Zion redu roenda batai manzwi madadisa mkoma Oby and ZCC Hakren God bless u maenda nenyika dzidziso dzenyu dzakanaka chaizvo
@ruthmatereke97685 жыл бұрын
ane nzeve dzekunzwa anzwa mkoma Obie song iyi inoda kuridzwa pa assembly vana vose vachinzwa inodzidzisa thanks mukoma Obie
@chitsidzosamanga60084 жыл бұрын
Only that takers of such a deep message are not mostly KZbin users, others wise this is another hit deserving more than a million views if our parents would come across this!
@faithmuchemwa48835 жыл бұрын
Manje kana usina tete Sekuru Obert ne team yavo ndi tete vakakwana saka batai manzwi. l am blessed . 🙏🙏
@cynthiamutyoramwendo96155 жыл бұрын
Sure dia munondigonera hangu mashoko anodzidzisa
@tatendambengo77335 жыл бұрын
@@cynthiamutyoramwendo9615 urikuno futi dia kkkk thnx for ur support tsigiro yenyu inokosha
@patiencegannie67555 жыл бұрын
@@tatendambengo7733 homie uripo futi
@tatendambengo77335 жыл бұрын
@@patiencegannie6755 kkkkkk ndokwedu kunoku dia
@mieramiera15 жыл бұрын
😂😂 hanzi unofunga sechibaba iwe uri mwana wechikoro 👏🏾 ndatenda hangu lol.... hanzi vamwe vanoshuva gown iwe unoshuva tenet 😂😂😂
@dennismatimba40044 жыл бұрын
Mashoko makukutu!!! This is excellent piece of art. Ndipapo chaipo wezhira.
@TonderayiKanoz5 жыл бұрын
That rain 5:37 indeed added a few more percentages to the creativity and quality of this video.
Chamunorwa Nebeta nice usasiya stayera iyoyo hanzi mushini wekugadzira vana ,,,,hanzi iwe uchifunga bedroom kkkk zvevakuru.Good Obert.
@abigirlmataranyika20675 жыл бұрын
Darlington ane smile iri contagious. Nice video well done. Im your number 1 fan
@moyogwafa30195 жыл бұрын
Chokwadi ma group aya haa unogona shamwari ndaona waenda kure nema song ako pa ma dress apo panoda kuchinjwa mbijana beat nemashoko ndokupa 👍👍👍👍
@bashallo41555 жыл бұрын
You are the best wangu! Ma songs ako anondiitira
@denischadenga53762 жыл бұрын
aaah inga team yanhemia inorova wani dai vambozoimbira munzeve dzeumwe mwana wangu mukomana live
@mosesgideon96785 жыл бұрын
batai manzwii !!!good stuff Mr chari
@blessingchekwa29785 жыл бұрын
Uri kugona mfanami. Keep it up
@philismutamba92875 жыл бұрын
Unique song....haaa ka dressing kamnozorova manje 😂😂😂kaakuseri....great job
@ignatiusmaziofa23933 жыл бұрын
great song. i love the variety in your songs. i heard a bit of chamunorwa nebeta in this style. i like it.
@moyogwafa30195 жыл бұрын
Aaaah kuita chamunorwa nebeta chaiye yaaah well done
@prospermasaiti51765 жыл бұрын
umm full of content 20/20 Obie endesa song kuZBC
@artsonmuhenyeri94175 жыл бұрын
how i like musicians who go to the studio with songs which contain a strong message. Yu are more than a singer. [Advisor,Teacher,Entertainer,Lecture all in ONE] But i think shouting the video kuchinaya wasnt good
@evidencegovha50445 жыл бұрын
OBERT CHARI ANOGONA,Zvirokwazo mashoko makukutu avakaimba.Charity begins at home and on the same note it teaches us to take care of our children as Parent guardians and to beconcernced about our family .On the same note Children must focus on their goals and visions .don't compete with your neighbour because paths are different
@ObertChariHakireniStars5 жыл бұрын
True my bro Evidence
@charleschavunduka89175 жыл бұрын
Ndiko kurova ngoma uku. Wagonesa Chari
@innocentmandinyenya16935 жыл бұрын
bambo ndatenda hangu dzidziso yakakosha chaizvo God bless you my dear brother
Ako ma songs Chari ndo dwnlodr ndisati ndamanzwa....wavamberi munin'ina
@webstermadziwanzira21775 жыл бұрын
KUZVARIRA JERI HERE VAKOMANA UNO NDIBAYA MWANA WANGU. HE SINGS SENSE THIS GUY HE SINGS FROM THE HEART NOT FROM THE MOUTH .hAATEVEDZERE MUNHU FUTI . ORIGINAL CHIBABA .
@albertmanjese39735 жыл бұрын
God bless your career bro, you ar in the track🤠
@kudzanayimunemo1165 жыл бұрын
Well done again ""u are growing up in music "not bad at all""excellent
@dannydembetembe11915 жыл бұрын
Hahahahahaha Obert thumbs up this is a hit song again like Mebo this guy is jus way awesome God bless you bro and yo team 🙏🙏🙏
@normamunyama5 жыл бұрын
Nice one bro. Kkk vasikana vanotamba
@mypasworddwdd57645 жыл бұрын
Wooooh song of the year .! What teachings amazing
@bestbere8915 жыл бұрын
Yesaaaa apa ndokunonzi kurova music mnje
@adornnesto26755 жыл бұрын
Unique music...ndatapirigwa zvangu😋...paakuda dambarefu apa 😁
@fadzaimahora13405 жыл бұрын
Amen mkoma mazviita dakutoiridzira vana vangu vadzidzewo
@merencia18425 жыл бұрын
Powerful teaching,I cannot say more
@proactiveafrica3235 жыл бұрын
keep it up gents you are in good track doing great music arrangement, you always remind me of pengaudzoke pama voice arrangement apo very good combination and very solid. thank you vakomana va kaMebolini....kkkkkkkkk.
@joemupfumba32445 жыл бұрын
Best teaching. Keep up the good work
@nashma63255 жыл бұрын
aaaammmmmeeeeeenn!! batai manzwi shuwaaa!
@deannoah16155 жыл бұрын
Batai manzwi ndatofunga zvangu Leonard zhakata
@raphaelmuneri64205 жыл бұрын
keep it up guys ......
@onwardmakonese78105 жыл бұрын
Obert Chari well done keep it rolling
@teenayee99745 жыл бұрын
Terera wakapfeka headphone unzwe chete. kana ndoimba bataiwo manzwi
@ignaciousmeki4564 Жыл бұрын
What a deep message for us parents navana vedu. Vabereki vabereki tisatye kurara vana vedu zvipo zva Tenzi
@tawemasendeke17455 жыл бұрын
I really enjoyed this song God bless you more for the advice
@mercykanomanyanga5765 жыл бұрын
It's a YES, kuzvarira Jeri nepe Teneti apo 😂😂
@hamamunashe9 ай бұрын
The message loaded here is great, hard work, for life is tough
@mmmagodhi89735 жыл бұрын
What a great talent and message. He looks so humble on top of everything that its a way to go .love your songs guys
@thinamabhureni46763 жыл бұрын
Zvorwadza veduve yaaaaa
@yolandasiyawareva41005 жыл бұрын
Jive kwakumberi famba zion
@linetymadzivire14945 жыл бұрын
Batai manzwi guys eish ,,,,, am blessed
@earnestrchinyanga55235 жыл бұрын
ndopaye panonzi navakuru " Kuzvara mwana hunya ndove" , mabata basa apa pakuraira vana
@munyaradzishumba19235 жыл бұрын
im glad youtube recommended this vids 4 me ,munogona team watching from chengdu china
@esankalipande4335 жыл бұрын
This is unique my brother keep it up
@kudakwashetsatsa62095 жыл бұрын
in love with those ladies...nice dances very natural