Connect with Simon Mutambi and Cobra Kings Subscribe to KZbin 🖇️ / @simonmutambiofficial Follow on Facebook 🖇️ / simonmutambiofficial Follow on Instagram 🖇️ / simonmutambiofficial 🎸🎶
Пікірлер: 68
@cleofay93462 ай бұрын
7 July 2024 ndiri pano haa Simomo is underated munhu akapenga hake uyu neteam rake... please like ndigopota ndichidzoka pano❤❤❤❤
@everlistochiwara-bx9jhАй бұрын
Chakanaka chakanaka mwana wamai apo wakapedzera song yako inoindirana nezvikuitika wakanyanya wangu mumajeri mine ma innocent people ❤❤❤❤❤❤❤
Bom trabalho grande homem gosto muito das suas músicas.Força meu irmão!
@pediusmulingazuva5813 Жыл бұрын
The next Alick macheso seni unondi gonera
@mandlenkosindlovu69502 ай бұрын
Aaah imi Chesology ichaguma pa ari hapana anga replacer Chesology vangazame havo nema discord avo asi bodo ndaramba
@cleofay93462 ай бұрын
Very true hama aiwa very soon ,aiwa anogona uyu,zvinovengwa nemuroyi chete izvi
@natashachomu Жыл бұрын
Shame kana payine vakasungirwa zvasina kupara nofunga misodzi yega😢
@MiriamKufainyore-zr1ni Жыл бұрын
My favorite artist kuma new generations
@elishakatsvenzve2512 Жыл бұрын
Mutambi unogona
@lloydmbendela2795 Жыл бұрын
Wainzwa Cobra 🐍 mufana akapenga uyu mhani
@luxmorejohnmakombe56279 ай бұрын
Hoyooooooo 🎉❤❤❤❤❤
@castervhengere2170 Жыл бұрын
Thank you Mutambi
@justicegofa9638 Жыл бұрын
Simon ramba wakazvininipisa usazvisimudzira wega sevamwe vatinoona kumagitare Rega isu mafans tikusimudzire Tega. 1 day you will reach the climax of sungura music like Alick Macheso.
@emmanueldhimuri Жыл бұрын
Song iyi inondiitira simomo
@comdaltrading2135 Жыл бұрын
Thanks to the officers for entertaining prisoners
@tafadzwamangezi3603 Жыл бұрын
Simon chibaba kozot Isac drummer chibaba zvake
@tapedzazhou4099 Жыл бұрын
Isaac Gonora like him since from young anababa vake in the streets of Harare
@user-dj1mj8je2h7 ай бұрын
aaa ndiye hre isack apo akabva kare mufana uya
@monicadhemba3261 Жыл бұрын
Simooooomo and Cobra kings #SmartSungura
@suzetafazmal7311 Жыл бұрын
Muito obrigada
@user-gx9kz3rs5i10 ай бұрын
Like it chibaba nice live show
@munyahmujeka3487 Жыл бұрын
Smomo chogona ichoooo 👌
@tendaichingoma5825 Жыл бұрын
Natural talent iyooo
@brianyotam6489 Жыл бұрын
Cobra kings manyama
@abrahammurapiro8903 Жыл бұрын
Inguva but watanga mushe unosvika chete. Chingoteerera musiki paanoda kukusvika but urimo mugwara zvinotora nguva nesimba rako rose asi tenzi vachakusvitsva pavanoda ivo ukatoshamiswa wega
@MuseveTV Жыл бұрын
Ndainzwa cobra
@tendaichingoma5825 Жыл бұрын
At least vanombo refresher brain voonawo kunaka kwakaita kugara kunze vasingapari mhosva