One On One With Madzibaba Samson Vekurumisa Mbavh neNyuchi / Hanzi Jah Prayzah Ane Zvikuru Paari

  Рет қаралды 16,955

Zigo

Zigo

Күн бұрын

Пікірлер: 61
@EM-sx6nb
@EM-sx6nb 5 ай бұрын
Haaaaa Zigo unezvivindi, ucharomba chete😂😂😂😂😂😂😂😂
@desmondtparwaringira4546
@desmondtparwaringira4546 5 ай бұрын
Ndoitawo sei coz ndakabirwawo moyo wangu❤.. Ndongoda kuti munhu wacho timusote nemaruva 🎉.. Ndiye akaba moyo wangu mudiwa wangu Tafadzwa❤😍😍😍
@PrayerNinja
@PrayerNinja 5 ай бұрын
Picture quality manyama keep it up ZigO
@oswellmuranda4721
@oswellmuranda4721 5 ай бұрын
Hahaha Sekuru vane 25 years..haaa Zimbabwe mahwan
@BruceMhumbudza
@BruceMhumbudza 5 ай бұрын
Zigo tibatsirewo musiyano wamadzbaba nen'anga nekti avo vaukuti madzibaba havasi madzibaba in'anga kana kuti godobori
@ThategoMothelane
@ThategoMothelane 2 ай бұрын
Pamberi nebasa madzibaba Samson
@tarisaichoma1812
@tarisaichoma1812 5 ай бұрын
😂😂😂😂 muyimbi wamunofarira ndeupi wandifamba 🎉🎉
@PrayerNinja
@PrayerNinja 5 ай бұрын
Madzibaba Zigo makadii nemutsa
@giftnsingo4172
@giftnsingo4172 5 ай бұрын
Back to my roots ❤!!
@SibusisoJambaya-yq5gn
@SibusisoJambaya-yq5gn 5 ай бұрын
Makadii madzibaba
@benjaminndlovu4081
@benjaminndlovu4081 5 ай бұрын
Zigo ndaona waromba 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@DevineMukoyah
@DevineMukoyah 5 ай бұрын
Kkkkkk urikukwata Kaa Zigo kkkkkkkk
@evansmukombwa926
@evansmukombwa926 5 ай бұрын
Pavaimbi ndaziva kudhara kuti ndewe Bute saka Hwinza na JP ndovake.
@Monica-z3t
@Monica-z3t 5 ай бұрын
Ko wakabva riini botswana mufana uyu
@miguelnehm5791
@miguelnehm5791 5 ай бұрын
ZiGO is a Journalist mutapi wenhau anotora zvese then you choose
@miguelnehm5791
@miguelnehm5791 5 ай бұрын
ZiGO It’s time to be a brand now. Not just T shirts
@TheresaMaps
@TheresaMaps 5 ай бұрын
Zigo madzibaba 😅
@gaffa7549
@gaffa7549 5 ай бұрын
Ndezvekumama izvo
@benjaminndlovu4081
@benjaminndlovu4081 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂Mathias Mhere ngaende anobetserwa
@nomoremuriri3726
@nomoremuriri3726 5 ай бұрын
Wekubata chihure zigo imariko chihure chanetsa
@lloydmpofulodzapower8739
@lloydmpofulodzapower8739 5 ай бұрын
But mudzimu naMwari hakusi kusanganisa oil nemvura hre😢😢
@munyu7484
@munyu7484 5 ай бұрын
Reveal de Revelation
@challengegwini
@challengegwini 4 ай бұрын
Zvinoshanda muEngine imwe😂😂😂
@JohnHarunashe-tb4ox
@JohnHarunashe-tb4ox 5 ай бұрын
Inopinda pese Zigo haukwate
@KudakwasheDzepasi
@KudakwasheDzepasi 5 ай бұрын
Zigo arikutya kkkk
@stellamunyuki3356
@stellamunyuki3356 5 ай бұрын
Asi nyuchi dzacho ndidzo dziri kutenderera pachiso chavo
@gaffa7549
@gaffa7549 5 ай бұрын
Zigo wakushaya
@SibusisoJambaya-yq5gn
@SibusisoJambaya-yq5gn 5 ай бұрын
Ini ndakabirwa ma Tyer emotor
@simbisaimarumbi
@simbisaimarumbi 5 ай бұрын
Ini ndakabirwa ndakavapa mari bab ava.hapana zvakaitika wan kuzoedza kuvafonera haachadairi fon
@blessedmaphosa5741
@blessedmaphosa5741 4 ай бұрын
Kurisei makabhadhariswa marii
@EDWINNyamukunda
@EDWINNyamukunda 5 ай бұрын
Zigo l see you man
@gracetsoka8216
@gracetsoka8216 5 ай бұрын
Tokuchingamidzai kkkk
@heshbonmunhenzva3318
@heshbonmunhenzva3318 5 ай бұрын
HaZigo kunze kwekunge usiri mutendi zvinhu zvawakupotsera wakutarisa mawere manje. Asi kana usiri mutendi hakoe ayewa basa rakoe rova hakoe
@TinasheandTatenda
@TinasheandTatenda 4 ай бұрын
People were brainwashed mukaudzwa kunzi chivanhu chenyu madhimoni, and chivanhu chevarungu ndochitsvene
@madzibachitate4996
@madzibachitate4996 5 ай бұрын
Ndimadzibba or ndigodobori ini ndarasika Zigo
@markmandizha7425
@markmandizha7425 5 ай бұрын
inga atsanangura wani kt anoita zvese...mubatsirwi ndiye anosarudza kt arikuda kubatsirwa zvechivanhu here or zvekwamwari ❤
@dorothymasekko
@dorothymasekko 5 ай бұрын
Ko pfari or epilepsy munorapa h
@stellamunyuki3356
@stellamunyuki3356 5 ай бұрын
😂😂😂😂 hanzi baba Zig not Zigo
@PrinceTNjatu
@PrinceTNjatu 5 ай бұрын
Zigo tipe nmber iwe
@brightonmukwindidza9627
@brightonmukwindidza9627 5 ай бұрын
Let him show the bees
@maideimagodhi8447
@maideimagodhi8447 5 ай бұрын
Basa ngarirohwe madzibaba samson ndiri kuuya kuzobatsirwa
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 5 ай бұрын
Zvakanaka tadzidza kubva kwavari ndafarira kuti mudzimu uriko huMwari huriko saka tisarasa mudzimu nekuda kwekunamata
@helbertzishiri1206
@helbertzishiri1206 5 ай бұрын
Vanodii kurumisa vatongi ve Zanupf kwete tubvavha tunotambura
@miguelnehm5791
@miguelnehm5791 5 ай бұрын
ZANU PF yabira aniko
@zaire1678
@zaire1678 5 ай бұрын
Kkkkk 😂😂😂😂😂 ndaseka hangu
@GodhelpMuranda-pl4sq
@GodhelpMuranda-pl4sq 5 ай бұрын
😂😂😂
@challengegwini
@challengegwini 4 ай бұрын
Enda unovaudza ikoko
@challengegwini
@challengegwini 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@muksfergus
@muksfergus 5 ай бұрын
Zigo wakurasika dont promote this please. Only God can deal with all your problems not ana madzibaba vane zvinhu zvavo zvinotyisa
@WellingtonMasango-yj1ev
@WellingtonMasango-yj1ev 5 ай бұрын
Drama boo
@juniormunyanyi6037
@juniormunyanyi6037 5 ай бұрын
Zigo brother l know u think u know what you are doing in terms of content creation and being a fair journalist to get different perspectives but you are dabbling with the wrong spirits. This is not your niche. Be careful of promoting ungodly elements for the sake of content. God gave you this platform don't expose the wrong elements. Some people want that guys number now. I don't much but all l know u treading in deadly waters.
@M-atomb0.
@M-atomb0. 5 ай бұрын
Dnt be naive why should you think to decide for what other people should believe in. It's up to an individual to follow what ever religion and traditions they wanna follow and believe in why should. If you are a Christian that's you business and am muslim that's my business it only becomes an issue if i try to force other people into my religion if this Zigo guy is sinning let him be namwari wake unless you are vice Jesus sana talent chiwenga. Some people believe and follow their African beliefs and traditions it's not for anyone to judge them it's only God who will judge them if they wrong iwe namatira zvivi zvako
@challengegwini
@challengegwini 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 ndezvako izvozvo
@paulinetakawira4171
@paulinetakawira4171 3 ай бұрын
But this l no him aitoporofita kunguwo tsvuku achitori mudiki kum17 years nebrother yake namhamha vake vese vaiporofita so izvi zvinogona zviri chokwadi coz aitobatsira ipapo
@tatendachihuri4467
@tatendachihuri4467 5 ай бұрын
Zigo dont market this is witchcraft
@Mumu_18-10
@Mumu_18-10 5 ай бұрын
Zigo is a journalist what gives him a dollar ndoe zvaanoita😂😂
@lloydmpofulodzapower8739
@lloydmpofulodzapower8739 5 ай бұрын
​@@Mumu_18-10So he is journalist😅😅😅😂😂
@couragewadzingenyama8302
@couragewadzingenyama8302 5 ай бұрын
​@@lloydmpofulodzapower8739colonised to the mind,everything chinechekuita neculture yedu its witchcraft. You are the same people who celebrate halloween nxaaaa.
@PrinceTNjatu
@PrinceTNjatu 5 ай бұрын
Kana musati masangana nedambudziko nyararai vanoda vaite
@tafadzwamutero620
@tafadzwamutero620 5 ай бұрын
Wakadhakwa iwewe
Сестра обхитрила!
00:17
Victoria Portfolio
Рет қаралды 958 М.
Umkhulu wathi ngimqaphele uShembe
15:35
My Nati
Рет қаралды 224 М.
Sabhuku kumbirai ruregerero CHIEF BUSHU
22:06
Chief Bushu
Рет қаралды 8 М.
NDAKPIHWA KAMUTI ZVINO KAVE NYOKA HOMBE TRUE STORY WITH MADZIBABA SAMSON ( PART 1)
14:05
MATSANGA COMEDY -TEAM PAGHETTO FILMS
Рет қаралды 9 М.
MUKOMA VAKO
7:14
Comic Elder
Рет қаралды 76 М.
Dare raChief Mutasa Nhombo yangu Ft Sekuru Mukotsanjera
1:06:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 66 М.