You are trying so hard kuvaparadzanisa but makatokoneea kudhara, how can u say nice kiki as if ndeyake ega? Mune problem vanhu imi muchinyepera rudo mashoko enyu anoputsa
Vana varikuita zvinhu zvavo napase yavo, musada kuudzira vana zvekuita mulofe mavo imi makatadza yenyu
@RhodaChanakira4 күн бұрын
❤❤❤
@GraceChileka-gh1uq4 күн бұрын
Chiwana kuumburuka Kiki 😂😂❤❤❤❤
@user-de8le4bl6q5 күн бұрын
Table yakanakisa vanhu vashe
@New-ho3wh4 күн бұрын
😢nice table
@gloriasithole22065 күн бұрын
❤❤❤❤❤❤
@user-de8le4bl6q5 күн бұрын
Ndipei hangu tebhuru yamuri kurasa
@user-ly2wy9bc1p5 күн бұрын
❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
@KhulekaniNcube-lv1el5 күн бұрын
My guy u ar doing well, listen dont b inspired by good life in SA try to do so here at Home, SA is nt safe fo any1. Its good to have oppotunities lyk this bt taking it home is th best
@yemurai6575 күн бұрын
Siyai vana vaite life yavo hamunyari hre
@KhulekaniNcube-lv1el5 күн бұрын
@@yemurai657 msunukanyoko wena mnyanga wothuvi
@ruramisaimashingaidze28175 күн бұрын
Ko kugadzira zvekuti vamwe vashandise iwe uchigara life yehuranda? Zvinongozoiswa pabus kana vouya kumusha hadi ndege kuti boys rebus riise pacarrier
@BlantinaMakuwerere-ju8gt5 күн бұрын
Asi guys munonzwisa tsitsi nezvamunoita munhu wamuri kutuka uyoo atadzei asi ? Hati arikungopa advice hre zviri kwavari kuda kutorawo ma notes or kurega ,zvamuri kuita zvekutuka munhu ataurawo point yake hazviratidze maturity izvii ,
@user-mp5lq1jp8j4 күн бұрын
I think there are aware of that they will show us oneday
@paulinechimufombo57204 күн бұрын
Takuda TV manje
@Nyasha-uc4zm2 күн бұрын
Amucha taure shona
@user-bz7mm5fe1p5 күн бұрын
Murambe muchidana kusvika nokusingaperi
@melodyzvimba70505 күн бұрын
First
@lucianochihava18102 күн бұрын
Bhoo zvese but chibaba improve ur English it's like u speaking Shona but in English