Kireni Zulu I think is making a mistake on the name of the leader of Gaka Moto Jumbo Stars his name is Vhari Khumulani not Khumbulani Khumalo
@lovemorencube42685 ай бұрын
Thank you Pahasha TV for you acknowledgement of my comment
@Obadayamuzanenhamo4 ай бұрын
@@lovemorencube4268 iwe Vhari akafa mhani but uyu vaiva vese mhai nxxa
@lovemorencube42684 ай бұрын
@@Obadayamuzanenhamo Iwe kana usingazive bvunza mhani akafa ndi Chakanetsa Khumulani. Musanyebera kuziva zvamusingazivi. saka kuti nxxa ndokutiyii? Do research before you respond on issues that you do not know. if you knew the guys facially ungadai usina kupindura zvisina basa nekuti ungadai wakatongomuziva Vhari wacho pa youtube.
@lovemorencube42684 ай бұрын
@@Obadayamuzanenhamo Vhari Khumulani wacho ukamuona unomuziva here iwe. inga waratidza kusaziva kwako music. I know Vhari Khumulani kwete zvako zvekuvera mubepa that guy akabuta pana mukoma Kireni Zulu ndiye anonzi Vhari Khumulani for your own information. From today ibva wamuziva.
@lovemorencube42684 ай бұрын
@@Obadayamuzanenhamo iwe hapana chaunoziva vhari wacho haumuzivi nyarara that guy aitaura ndiye vhari Khumulani kana musingazivi ma singers don't comment please munozvinyadzisa.