No video

Madzibaba Ekedi Vobvuma Mhosva Dzavaipomerwa Pasowe Pamberi Pamambo Makope

  Рет қаралды 17,336

PahashaTv

PahashaTv

Күн бұрын

Full court procession Loading#foryou #news #viral #zimfocus#trending

Пікірлер: 89
@ParadzaiMazhindu-ti6ct
@ParadzaiMazhindu-ti6ct Ай бұрын
Ndokugona uku sekuru matakanure keep on good work sekuru mupedza zvinonetsa
@user-um8jw6du9g
@user-um8jw6du9g Ай бұрын
Johwani masowe vazhinji vakaromba uye vanhu vanegodo utsinye zvikwambo hobho Saka vachinzi vanaishe kana kunzi mwari wangu
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Machechi ese kwete kujohanimasowe chete@@user-um8jw6du9g
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Machechi ese kwete kumasowe chete
@user-uk6rp6uc9c
@user-uk6rp6uc9c Ай бұрын
True
@user-uk6rp6uc9c
@user-uk6rp6uc9c Ай бұрын
​Masowe chete
@judithshumba3541
@judithshumba3541 Ай бұрын
Maakutaurawo kwamusina kuswera..... imi makachena here
@Sir-Svovonho-24
@Sir-Svovonho-24 4 күн бұрын
Munhuu akurwaraa nepfungwaa azoitaa mimbaa seii😮😂
@slauschannel
@slauschannel Ай бұрын
Tipeiwo number dza madzibaba verasta diki,, vejira reblue avo👏🏿👏🏿👏🏿
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Nababa ve cancer regumbo vainzi vauye
@user-uk6rp6uc9c
@user-uk6rp6uc9c Ай бұрын
Zvotonzwisa tsitsi baba ava veduwe chivaregaiwo vaekedhi ava
@EmmanuelThabo
@EmmanuelThabo Ай бұрын
@@user-uk6rp6uc9c mhaaaa
@user-dp4ys4bn6x
@user-dp4ys4bn6x Ай бұрын
Vanhu varikutambura veduwe tarisai muone zvakaphekwa mugumbo
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 Ай бұрын
Uyo anoda Mukotsanjera anovaitisa order zvopfuka
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b Ай бұрын
@@elphuselvisnyangombe383 mukotsanjera zvinhu zvake zvineparty 1 kusvika kuend vamwa avapedxi
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 Ай бұрын
Zvamamanje masowe akuto tyisa
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Ай бұрын
Vaya vemasutu vekuti tatumwa napresident varipi nhasi
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo Ай бұрын
Gegegegegege imi musandisetsa
@user-di1oi3kd3x
@user-di1oi3kd3x Ай бұрын
😭😭😭😭😭😭😭😭nhai mwari tirwireiwo dzimwe hondo
@TendaiMpofu-zo7wi
@TendaiMpofu-zo7wi Ай бұрын
Hama dzamakatipa mwari hadzina rudo
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b Ай бұрын
Ngozi manyama
@freddyjongamidzi5544
@freddyjongamidzi5544 Ай бұрын
Ma1
@EdmoreMawine-jn3ev
@EdmoreMawine-jn3ev Ай бұрын
Haaaaaa ndezve shuwa here izvi 😂😂 haazi ma drama here aya???
@brendamuchenje1048
@brendamuchenje1048 Ай бұрын
@@EdmoreMawine-jn3ev Kungonzi mhepo ngaitaure ndinzwe nekutotanga
@EdmoreMawine-jn3ev
@EdmoreMawine-jn3ev Ай бұрын
@@brendamuchenje1048 nhaizvako ma drama aya vano jairira vanhu ava
@brendamuchenje1048
@brendamuchenje1048 Ай бұрын
​@@EdmoreMawine-jn3ev😂😂😂kudenga kure
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 Ай бұрын
Ekedhi hanzi tiri mapostori muchiromba kudayi
@slauschannel
@slauschannel Ай бұрын
@@elphuselvisnyangombe383 vakawanda vanoromba vohwanda nesowe ma1
@t.m1222
@t.m1222 Ай бұрын
Kkkkkk hazi ndaka "drainwa" ropa kkkk drama. Mapurisa aripi? How is this happening?
@beautymutiti3605
@beautymutiti3605 Ай бұрын
@@t.m1222 but Ekedii is agreeing they tied him against tree
@madamboss7216
@madamboss7216 Ай бұрын
Drama ripi nhym
@Chikatsa
@Chikatsa Ай бұрын
Musadaro imi vanhu vari kutambura
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 Ай бұрын
Sekuru kanengo gadzirayi nyaya iyo zvamakaita ya Rumbi
@InnocentMalatji-qn8eh
@InnocentMalatji-qn8eh Ай бұрын
Makatanure gadzira vanhu sazi
@user-ye8rp8yf5c
@user-ye8rp8yf5c Ай бұрын
Hapana ngozi yakadayi
@jimjames9305
@jimjames9305 Ай бұрын
Yabva yasura yakabudirwa😂
@wimbaimangwende8122
@wimbaimangwende8122 Ай бұрын
😂😂😂
@NomsaNyama
@NomsaNyama Ай бұрын
Hoo ndazomuona kane ngoni ndandaona kunge mupostori
@MaryChivake
@MaryChivake Ай бұрын
Haaa KO chiiko chsmuri kutiitira panyaya yeEkedi Uyo kungoita two minutes cht yhoo
@PahashaTv
@PahashaTv Ай бұрын
Irikuuya
@MarvellousMoyo-xb3mo
@MarvellousMoyo-xb3mo Ай бұрын
Batai basa tateguru
@sirtafie
@sirtafie Ай бұрын
Muhupenyu huno mumachechi umo maWrong turn awanda,life kunge horror movie
@SinikiweMpengesi
@SinikiweMpengesi Ай бұрын
Next iripo veduwee
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b Ай бұрын
Ekhedy Bvuma upore
@user-uw8jk1ps2s
@user-uw8jk1ps2s Ай бұрын
Yaa kovanhu vanonodii kumachechi apedzavanhu zviripachena kudai havabviko kwadzinorohwa matumbu
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo Ай бұрын
@@user-uw8jk1ps2s havazvioni
@ChauChaurura
@ChauChaurura Ай бұрын
Uyo arikubudirwa uyo kkkkk ummm kungonzi na Mambo homwe yacho ngaimbosvikirwa tinzwe ,,,, abva atoti Togo kunge anga agara akatoseta kare kkkkk haaa zvimwe zvacho zviri kuitwa kwava kunyepa uko ,,, apa dzava dzasura zvadzo kkkkk
@tabethmukombe
@tabethmukombe Ай бұрын
Ndazvionawo
@NomsaNyama
@NomsaNyama Ай бұрын
Ko kanengoni aripi
@PediusMayura-mu4hd
@PediusMayura-mu4hd Ай бұрын
But why kavideo kuita sekunge ketik talk
@rumbinyamazana704
@rumbinyamazana704 Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@FaithNhira
@FaithNhira Ай бұрын
Aaaaaaaa pahasha pacho panonza twugwishu
@regayikatikiti8133
@regayikatikiti8133 Ай бұрын
Rinamanyanga hariputirwi nekuti rinobvarura bepa...! Bhoo here apo?
@user-cl5hv1ep5v
@user-cl5hv1ep5v Ай бұрын
Izvi zvinoda sekuruMukotsanjera dayi akapedza masports kudhara gave mufu chete pane kuswera vaçhiita izvii
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Sowe racho reKuwadzana nderipi tisatsikepo
@davidnyabanga2862
@davidnyabanga2862 Ай бұрын
So Sorry
@WillieChakaonesu-bf7lx
@WillieChakaonesu-bf7lx Ай бұрын
mm
@rastonchikafa6801
@rastonchikafa6801 Ай бұрын
Hasha ishoma 7mins chete
@trustzuze
@trustzuze Ай бұрын
Umm
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Tipei zvese
@SandraMakuvaza-nm2th
@SandraMakuvaza-nm2th Ай бұрын
Yoweeee
@gracemupita1801
@gracemupita1801 Ай бұрын
Masowe imi
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Ай бұрын
From Baba Ishmael to baba Ekedhi. Ende ndanyara😢
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Ай бұрын
From Baba Ishmael to baba Ekedhi. Ende ndanyara😢
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 Ай бұрын
Do you remember madzimai vakauraya mùrume wawo vakatora musoro kuti vafo e kuporofita...am sure mukoma Robert knows the story😂😂😂
@barnabassvovera
@barnabassvovera Ай бұрын
Iyi Haisi ngozi
@Nagiechrizo.
@Nagiechrizo. Ай бұрын
Ngasungwe ekedhi
@francischarewa2195
@francischarewa2195 Ай бұрын
tipeyi nyaya izere imi mhani
@PahashaTv
@PahashaTv Ай бұрын
Nyaya izere irikuuya na 1900HRS today dont miss
@PahashaTv
@PahashaTv Ай бұрын
1900hrs garai nedata irikubikwa
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
😢😢😢
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t Ай бұрын
KO munhu wacho arikutaura arikupi
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 Ай бұрын
Nguwotsvuku havas ekutemba
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 Ай бұрын
Above masowe ese ufunge nekuti zvavaku tonyadziswa
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Ай бұрын
Sockies shame
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 Ай бұрын
Zvakawoma hazvo ufunge kudai azobatsirwawo
@elizabethchikona5166
@elizabethchikona5166 Ай бұрын
Pane rudzi rusingarove aaaaasando dale kanengo
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m Ай бұрын
Fake ngozi iyi
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Ай бұрын
Bt why vati fake iye vEkedhi vachibvuma nw yake nhy
@user-xd6hu6jh5x
@user-xd6hu6jh5x Ай бұрын
Imi munoti ifake makagarwa nengozi yacho here
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 Ай бұрын
Avavo ava
@user-jp9sw8sl7p
@user-jp9sw8sl7p Ай бұрын
😂😂 zvakaoma ​@@pertumuchemwa2590
@tadiwajohn4005
@tadiwajohn4005 Ай бұрын
Musataure zvekuti fake munhu achitambura kudaisoo kubva rinhi achitaura chinhu chimwechete musadaro
@user-po5uc7iw4y
@user-po5uc7iw4y Ай бұрын
You following will not grow because u lie. Your story headline is not in line with what u presented. U wrote kuti va Ekedhi vobvuma but there is nothing like that in the story. We don't trust your stories anymore
@PahashaTv
@PahashaTv Ай бұрын
@@user-po5uc7iw4y ndosaka pakanzi part1
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:40
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 38 МЛН
Ekedi na Sekuru Kanengo padare kuchiweshe akafira pasowe cheshomba part 7
1:26:08
MAshura muroora kudya Nyama mbishi pamberi  pedare
18:33
PahashaTv
Рет қаралды 137 М.
Chabvondorwa Nasekuru Mukotsanjera Pamberi Pa Chief Mutasa
45:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 29 М.
SABHUKU 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
44:16
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 29 М.
Rateeua Alexander Kamuini
29:09
Kings Media
Рет қаралды 127
Mukadzi Uyu Haagute Bonde Ini Handichamuda.
14:39
263times
Рет қаралды 189 М.
Julius Malema Tells Those Who Want Positions To Leave EFF Now!
1:16:08