Pakudenga handei tinozorora hama neshamwari. God is Great and is REAL. Missed hakuna kuudzwa ndaa uni ndakuudzai nekuti ndakaudwzawo nemurume waMwari. kudzai Jehova
@clemahshumba55795 жыл бұрын
Handei pakudenga asi tinoendako bedzi kana takunda nyika tateera dzidziso yewakatumwa EPMM,
@tafadzwagede63817 жыл бұрын
wakagona mwana wekumusha mwari ngavarambe vachikuitisa basa ravo nekusingaperi
@margretmhloza5928 жыл бұрын
amen
@mosesmadzvamuse98628 жыл бұрын
Kudenga kwaera! !!
@tendaichitsunge62677 жыл бұрын
well done Bright
@michaelnchikonda64517 жыл бұрын
Amen ,Amen
@thesandrafadzai92318 жыл бұрын
nyika ino ichatongwa ,hakupindi chakaipa
@chirangotakavadiyi87627 жыл бұрын
kana nechirwere chimwe
@geraldchirisachirisa32248 жыл бұрын
well done gushungo, my brother
@glenmush8 жыл бұрын
Rumbidza Mwari
@ezekielmugandani1227 жыл бұрын
wakanyanya
@brianwashingtonmusungwa75676 жыл бұрын
Amen
@staraluminium26888 жыл бұрын
great music though
@imaginetapfuma70898 жыл бұрын
Star Aluminium amen
@mandlenkosidube8 жыл бұрын
ahmen
@stuartsiyawadya65398 жыл бұрын
Well done Brightmore Chirisa.
@geraldchirisachirisa32248 жыл бұрын
Stuart Siyawadya
@LidmoreLidmore7 жыл бұрын
musa siya dzira nzamwari jesu vanotonga
@pedzisaimashipe66288 жыл бұрын
kuimba chete munoimba zvinobata moyo
@jekesaimuzindi82758 жыл бұрын
ndokuti postory
@dnyadore5188 жыл бұрын
Kune nzvimbo huru yakagadzirirwa vanotenda shoko vachiri chengeta
@tendaichitsunge92877 жыл бұрын
handeiwo tindozorora nyika inorema
@chirangotakavadiyi87627 жыл бұрын
ichokwadi munyori wechurch kune nzvimbo yakagadzirirwa