No video

Pano hapana Mba

  Рет қаралды 8,540

Mbuya VaPiyasoni

Mbuya VaPiyasoni

Күн бұрын

Пікірлер: 49
@monnietaah9583
@monnietaah9583 4 ай бұрын
😂😂😂 mbuya you should be a brand ambassador for Man U. We should start a petition zvokwadi😂
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 4 ай бұрын
Pano panogara vanhu we man U and chicken tobika musi umwe kwete kuti mweya idhiwane muchadenga
@Biganeworldwide
@Biganeworldwide 4 ай бұрын
😂😂😂😂mbuya you're so dramatic hapana mba😂😂
@Tk-st1nr
@Tk-st1nr 4 ай бұрын
Kuthwa moment of silent 😂😂😂😂
@PrincessNcube-ws2gt
@PrincessNcube-ws2gt 4 ай бұрын
Ndikatoita 2 days ndisina kuwa ona ndabatikana fani😂😂 Man U chete mba apana
@primrosetmoyo4895
@primrosetmoyo4895 4 ай бұрын
Hahahaha washaiwa mbaa nokuti pamba pambuya Piyaaa panogara ManU fans only
@NyaradzoMaturure
@NyaradzoMaturure 4 ай бұрын
Une funeral hr kkkkk😅😅😅😅😅 ummm mbuya piyason mazonyanya hu landlord uhwu
@stanleydereckmhaka8276
@stanleydereckmhaka8276 4 ай бұрын
kkkkkkkkkk Bhora here Mbuya mashayawo team irinani here
@user-io6us7bh8r
@user-io6us7bh8r 4 ай бұрын
Hapana mbaa for me 😂😂😂😂
@annabanda6190
@annabanda6190 4 ай бұрын
Mba ndopasina haa mbuya piyoooo😂
@mildredzinhema1123
@mildredzinhema1123 4 ай бұрын
😂😅😅😅kkkushaiwa MBA nekuda kwe⚽️
@philmahachi4065
@philmahachi4065 4 ай бұрын
Madaidzirwo e MBA yacho kani 🤣🤣🤣
@user-lb7nc5rp5g
@user-lb7nc5rp5g 4 ай бұрын
Kkk ma landlord manyama mbuya VaPiyasoni
@sinyo6228
@sinyo6228 4 ай бұрын
Mbuya mbuya mbuya kani vedu ve Man U😂
@Zuwena2904
@Zuwena2904 4 ай бұрын
Vanga mwanangu hapana mba😂
@munyasons80
@munyasons80 4 ай бұрын
😂Haa saka yebhora ndoyazoita most sensitive issue
@nokutendashannon2640
@nokutendashannon2640 4 ай бұрын
Yes taurai henyu mbuya man U
@evamchikovore2612
@evamchikovore2612 4 ай бұрын
Hanzi hakuna munhu anodeedzwa nemutupo
@user-et7pc2dv4u
@user-et7pc2dv4u 4 ай бұрын
Musi watinokangiwa😂
@lautahove8552
@lautahove8552 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂 chitinha mwanangu
@user-et7pc2dv4u
@user-et7pc2dv4u 4 ай бұрын
Kudhivana mweya wechicken newefish😂😂😂😂
@fylasmandaza1928
@fylasmandaza1928 4 ай бұрын
😂😂😂😂 mbuya tipei nmb ye old Mutual
@aviolattashumba9555
@aviolattashumba9555 4 ай бұрын
Mwanangu😂
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 4 ай бұрын
Hapana munhu anodaniwa nemutupo pamba paasina kuisa chitinha
@cathrinemukuruwambwa9739
@cathrinemukuruwambwa9739 4 ай бұрын
Ndafara hangu mbuya, pamba
@nellisamukomberanwa5578
@nellisamukomberanwa5578 4 ай бұрын
😂😂😂😂 Wairasa ipapo
@janehangaika8298
@janehangaika8298 4 ай бұрын
😂😂😂😂Mbuya musadaro imi
@thabithasimango6134
@thabithasimango6134 4 ай бұрын
Kwaaaaaaa pasi dhiii
@tinasheaka9258
@tinasheaka9258 4 ай бұрын
Kkkk haa hakuna landlord vakadaizve
@T.V.M96
@T.V.M96 4 ай бұрын
Bhora bhora ko chitinha chitinha mwanangu
@user-gg8ix1yt2x
@user-gg8ix1yt2x 4 ай бұрын
Hapamba chivitory manyama mbya vaPp
@user-zy9gg1nd8y
@user-zy9gg1nd8y 4 ай бұрын
Bhora ere mbuya vapiyasoni kkkkkkk
@Hartel596
@Hartel596 4 ай бұрын
Mbuya vaPp to the weweweeeee
@kaceyzimgurls
@kaceyzimgurls 4 ай бұрын
Ndezvenyu izvozvo mbuya
@sipiwedzingwe282
@sipiwedzingwe282 4 ай бұрын
Hahahaaaa😂😂😂
@realonevisuals
@realonevisuals 4 ай бұрын
Pano hapana mba😅
@primrosetmoyo4895
@primrosetmoyo4895 4 ай бұрын
Landlord manyamaaaa
@tarirojaricha747
@tarirojaricha747 4 ай бұрын
Kkkk hapana mba🎉🎉🎉🎉
@mazvitamutsago5279
@mazvitamutsago5279 4 ай бұрын
Ve man U kana ve Chelsea. Mancity & Liverpool😂😂😂
@adoremusadavatsva2703
@adoremusadavatsva2703 4 ай бұрын
United mashasha ndongo subscriber coz munokuza yandokuza kkkkkk
@sandrabeulah
@sandrabeulah 4 ай бұрын
Mbuya vapiyasoni makajaidzwa imi
@PricillaChidhanguro
@PricillaChidhanguro 4 ай бұрын
Kuroja kwakao.a
@priscillakuchuna9434
@priscillakuchuna9434 4 ай бұрын
😂😂😂
@chipobvute2551
@chipobvute2551 4 ай бұрын
😂
@user-jx5fd2oe2u
@user-jx5fd2oe2u 4 ай бұрын
Kkkkkkkk
@MakahManiki
@MakahManiki 4 ай бұрын
Kkkk😂😂😂😂
@hoto31
@hoto31 4 ай бұрын
ibasa chairo
@user-gg8ix1yt2x
@user-gg8ix1yt2x 4 ай бұрын
Hapamba chivitory manyama mbya vaPp
@takundamutyavaviri2903
@takundamutyavaviri2903 4 ай бұрын
😂😂😂
Anobuda ndiyani manje @graciousmangei7740 @BrotherPuro
5:02
Mbuya VaPiyasoni
Рет қаралды 11 М.
Dzoserai mabag mukwasha ft ​⁠@gamuchiraiduve
3:59
Mbuya VaPiyasoni
Рет қаралды 4,8 М.
WILL IT BURST?
00:31
Natan por Aí
Рет қаралды 30 МЛН
PEDRO PEDRO INSIDEOUT
00:10
MOOMOO STUDIO [무무 스튜디오]
Рет қаралды 19 МЛН
Mbuya VaPiyasoni | The Daily Dose (15 March 2024)
14:11
DNA Tinashe Mugabe Padare Rachief Mutasa
15:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 132 М.
Imhosva here kufirwa
3:53
Twele Official
Рет қаралды 270
Zvemba zvacho ngazvigare😢 ft @chihwacheguhunecomics9320
6:00
Mbuya VaPiyasoni
Рет қаралды 34 М.
Tikuferanji - Mr Chisi Family Life Story
27:31
Edson Gunsalu
Рет қаралды 24 М.
Pfuma yababa..Ft Madam boss
5:16
Frets Donzvo
Рет қаралды 49 М.
Handidi Nonsense ft @LorraineGuyo @peterdewamoyo3767
3:58
Mbuya VaPiyasoni
Рет қаралды 24 М.
Vana Mai vanoda kufara veduwe 😂😂😂
3:49
Mbuya VaPiyasoni
Рет қаралды 6 М.
Nyaya yaEbenezer ft @gamuchiraiduve
4:31
Mbuya VaPiyasoni
Рет қаралды 8 М.
WILL IT BURST?
00:31
Natan por Aí
Рет қаралды 30 МЛН