Part 2 : NGOZI YEKUGWESHA PanaSimbarashe Yopedzwa Zvino naSekuru Tasvu.Ziiiiii +263784 614 908

  Рет қаралды 43,909

SekuruTasvu Officials

SekuruTasvu Officials

4 ай бұрын

Пікірлер: 513
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 4 ай бұрын
Vaya vanotarisira pasi basa remidzimu ndopaunoona kuti tinganamate hedu asi huroyi hunopedzwa ne chivanhu. Havo tateguru Tasvu vopedza dambudziko nyika yese ichiona. Ñdapa kutenda. Ndaisa zvanza tateguru
@alicerunesu7824
@alicerunesu7824 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu mwari akakutumai nekuyambutsa vanhu vanenhamo Ndinotenda svikiro rinosvika pamuri ihombe basa ririkubatwa shuwa nyika irikupona fire fire🔥🔥
@user-rz4xl7kx9r
@user-rz4xl7kx9r 4 ай бұрын
Hanzi natete Joy ini ndakunamata ndovanhu vari dangerous ivavo vanoda kuhwanda namwari vachikuvadza vanhu.
@alicerunesu7824
@alicerunesu7824 4 ай бұрын
Sure iyoyo varivo vatakati ugoona vakaoma moyo vaneushingi chokwadi muroyi muroyi ndabvuma😭
@NanaCecilia-zw6lk
@NanaCecilia-zw6lk 4 ай бұрын
rambayi makadaro sekuru
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 4 ай бұрын
Varikutonakirwa zvavo
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet 4 ай бұрын
Ko vaye vaiti vanotenga vanotii nyaya yatakaona kubva kwayakatangira
@user-nv1ln5wr9l
@user-nv1ln5wr9l 4 ай бұрын
I'm so happy to see sekuru tasvu with simbarashe Godbless sekuru tasvu pedzai nyaya❤
@bishopchurchwellunyenya318
@bishopchurchwellunyenya318 4 ай бұрын
This man is indeed gifted to save innocent souls God continues giving you longlife
@JacobMzembe
@JacobMzembe 4 ай бұрын
Mwari pan'anga here?
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 4 ай бұрын
@@JacobMzembesaka nanga dzakasikwa nan haasi Mwari anopa vanhu hupenyu here ,,,
@user-ix3ij9pg9d
@user-ix3ij9pg9d 4 ай бұрын
Back to sender matorova Sekuru Tasvu.Charisi ngafanobhurwa nezvinhu zvake kumusha ikoko chakutochaya kwaMutareko .Nharo dzake dzochipedzwa manje hokoyo nemuseve Charisi
@helenmwale1987
@helenmwale1987 4 ай бұрын
Big up tatenguru Tasvu Simba atabura ndafara kumuuonawo asingangweshe :Mwari vakuwedzereii masimba ekubatsira mai Simba you are a strong woman ❤
@user-to2nr8jp9v
@user-to2nr8jp9v 4 ай бұрын
Ini ndinotenda madzibaba vekutanga nasekuru Tasvu also.
@ibraimoalbertopaunde3843
@ibraimoalbertopaunde3843 4 ай бұрын
Ya Ichokwadi mupostor uya wekutanga akaita basa
@shepherdmwamuka6277
@shepherdmwamuka6277 4 ай бұрын
u gained my follower cz mukomana anga atambura uyu ,well done tateguru
@mildredvubula326
@mildredvubula326 4 ай бұрын
@@ibraimoalbertopaunde3843 yes chokwadi imi hatikangamwi takatosiya ma comments kuya
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 4 ай бұрын
Uri kuziva iwe
@patience6069
@patience6069 4 ай бұрын
Ichokwadi ichocho akati kuna bbmkru vasimba endai munogadzirisa zviri kunetsa mumusha
@user-gy8ho4hf4w
@user-gy8ho4hf4w 4 ай бұрын
Murume ano Tasvu haana ku cheaper uyo guys ,anopedza ma sports ese chero emutambo wei zvawo anomapedza oti futi moyo wakanaka ane rudo muchinda uyo ummmm ndabvuma hangu ,ndisinganganwi futi hanzvadzi yangu robert.....ndichiti ropafadzwai nedenga vakomana much love from Botswana......very soon tri kusangana paZim apo hoyooooo🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@teurayirugonye3346
@teurayirugonye3346 4 ай бұрын
Robert Tapfumanei hanzvadzi mapfuma nekubatsira vanhu mufunge.. sekuru Tasvu hatigone kukutendai nebasa rakadai.
@conniejam5575
@conniejam5575 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu for the people one Tasvu taking us to the world
@kereeditsebapasi4822
@kereeditsebapasi4822 4 ай бұрын
woooow finally simba will be fine,he went through a lot at a young age, God bless you abundently sekuru Tasvu
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 4 ай бұрын
I just found myself crying pabata sekuru Simba,I felt so much love, sekuru u are the best😭😭😭😭😭😭
@justinedube8946
@justinedube8946 4 ай бұрын
Zvorwadza hama,misodzi inodzika yoga
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 4 ай бұрын
Yaa it's not about money Kuna sekuru Tasvu vane Rudo nekubatsira vanhu
@chiccogm41
@chiccogm41 4 ай бұрын
Long live sekuru tasvu your job is so remarkable . Mukubetsera vanhu
@patience6069
@patience6069 4 ай бұрын
Shuwa ichokwadi vanhu vatambudzwa imi
@user-lp4si4wb4c
@user-lp4si4wb4c 4 ай бұрын
Yaaaah ndaizviziva kuti apa ndipo patsime, ndiko kwavaifanira kungonanga kubva pekutanga not zvavaiitiswa namarange
@user-do7ds3xm7r
@user-do7ds3xm7r 4 ай бұрын
Nxaaaaa Mutasa kuita kunge anerimwe na Chairesi.
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 4 ай бұрын
Vachembera chief pfumgwa hadzichamhanyi mhanyi
@user-lp4si4wb4c
@user-lp4si4wb4c 4 ай бұрын
Sekuru kana Charles najoyce vauya imbovaitai zvamakaita chimutashu please
@sueeland5675
@sueeland5675 4 ай бұрын
Yahh Vo sort out like beer bottles mxxx lm angry at them
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
Coz vatambudza this family mhani
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 4 ай бұрын
Taura hako wena mhuri kutambudzwa kudai
@munodaanimancube7755
@munodaanimancube7755 4 ай бұрын
Chii chakaitika panaChimutashu? 😅kusada kupfuurwa hangu lol
@nicolemercy
@nicolemercy 4 ай бұрын
​@@munodaanimancube7755😮😅
@HappyGalaxy-mu5pc
@HappyGalaxy-mu5pc 4 ай бұрын
Nyaya iye yakuzopera
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 4 ай бұрын
Sekuru ndiri kuchema nemfaro Simba wasvika pa last number Charisi na Joy muchapfidza chete gore rino Tateguru to the world ❤❤❤❤❤❤❤❤
@user-fj9ot7cb3s
@user-fj9ot7cb3s 4 ай бұрын
May God bless each and every person who contributed with money, transportation, information and prayers. Long live sekuru Tasvu.
@rudoguvakuva4762
@rudoguvakuva4762 4 ай бұрын
👏👏👏👏👏
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 4 ай бұрын
Blessings upon their life ,
@user-wk6qp8gf6m
@user-wk6qp8gf6m 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu munogona ndatenda hangu Simba uyo takamuona achigwesha asingatauri Tasvu 1 ❤❤❤❤ ndinokutendai sekuru nekubatsira mai vaSimba ndafara chose
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 ай бұрын
Vanhu vaiti sekuru Tasvu vane pride hmmmm inhema guys.ane tsitsi nerudo mhani sekuru❤
@sueeland5675
@sueeland5675 4 ай бұрын
Mmm pride no he has confidence likeable even sekuru Kanengo humble somebody
@SekuruTasvuOfficials
@SekuruTasvuOfficials 4 ай бұрын
Pane chakanaka hapashaikwe anotiwo zvakashata
@user-ps3mx6tm9c
@user-ps3mx6tm9c 4 ай бұрын
Kanengo vakambonyatsoona zvinenge zvichiitwa miromo...kuzvida kushaina chaiko.Tisataura mazita
@FortunateMushayavanhu-rb1vt
@FortunateMushayavanhu-rb1vt 3 ай бұрын
​@@user-ps3mx6tm9ckkki
@molinamurinye7993
@molinamurinye7993 4 ай бұрын
Thank you sekuru Tasvu nerudo rwenyu mese nagogo Tasvu
@user-yx5nu2wp5r
@user-yx5nu2wp5r 4 ай бұрын
Vakabatsira vose thank you so much may the lord bless you. Amen
@user-vo5rv1kp5u
@user-vo5rv1kp5u 4 ай бұрын
You are the best sekuru neni ndoda kuuya kuzokuonai
@cathrinebare2213
@cathrinebare2213 4 ай бұрын
handisi kuziva kuti ndanga ndaakuchemei.but i found myself crying seeing sekuru Tasvu vakambundira Simba😢😢😢😢😢.i think tears of Joy because i was praying for this.
@SekuruTasvuOfficials
@SekuruTasvuOfficials 4 ай бұрын
Izvooo zvinorwadzawo muzukuru wangu
@teurayirugonye3346
@teurayirugonye3346 4 ай бұрын
Misodzi inongobuda yega mufunge
@user-xb7wz5th8m
@user-xb7wz5th8m 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu ndakutyai moyo wamuinawo mwari vakuitirei zvidhafu kurapa nekupfekedza futi👏Tasvu for the people
@patience6069
@patience6069 4 ай бұрын
​I agree with you sekuru tasvu to the world 🌎🌎🌎
@UnicaMarufu-sk9pd
@UnicaMarufu-sk9pd 4 ай бұрын
Thanks Sekuru Tasvu makunomutengera hembe urwere hwanga hwakuru uhu
@deavermusic4145
@deavermusic4145 4 ай бұрын
Ndinotaura nyasha sekuru pamusoro penyu sekuru ❤
@phildanjaira9822
@phildanjaira9822 4 ай бұрын
I love this man so much ,cc vangu is now criple bcz of ignorance vamwe vari kupona hammeno zvavo ini ndakaita give up ,Sekuru Tasvu may you live long
@user-jd2hg8qo8n
@user-jd2hg8qo8n 4 ай бұрын
Munotendwa Tateguru kudenga kuna Mwari mukoma Tapfumanei Mwari ngawajuitirei zvidhafu dhafu
@mc_martie
@mc_martie 4 ай бұрын
Mutendwe naMusikavanhu nemudzimu tateguru. Chichemo cheruzhinji rwenyika chasvika kwamuri. Keep up the good work. Tasvu 1 Tasvu Tasvuuuu
@rudzichief6207
@rudzichief6207 4 ай бұрын
Sekuru masunungure we pray for your longlive
@nancysimango5328
@nancysimango5328 4 ай бұрын
Thank you mukoma Robert Karanganda TV naSekuru Tasvu.God bless you sekuru Tasvu
@JulietHamadziripi-nc1ho
@JulietHamadziripi-nc1ho 4 ай бұрын
Wow😢😢😢😢 thank you sekuru Tasvu apa mari yavo kwete kuti ndipei mari yehembe❤❤❤❤❤
@user-cn8wh6xc5f
@user-cn8wh6xc5f 4 ай бұрын
Thanks u sekuru mwari akuitire zvakanaka pane zvese zvamuri kuita kumhuri yeZimbabwe
@conniejam5575
@conniejam5575 4 ай бұрын
Ndachema hangu murume anonzi charisi uyo ka uum
@user-rf6pn2st7f
@user-rf6pn2st7f 4 ай бұрын
Airamba murume iyeyu na tete vaye vachiminyura miromo iyoyo ini ndakazviziva hangu ne nharo dzavaiita kuti vanenge timu na charisi
@Jahlady
@Jahlady 4 ай бұрын
Thumbs up kumupostori wekutanga uya akaita Simba afambe nekudya, ndizvo zvaakagonawo. Ndozoti many thanks to you Tateguru Tasvu, toziva kuti Simba asvika patsime rezambuko rake. Anga Atambura mwana uyu. Well done Tateguru munopedza masports.
@JulietHamadziripi-nc1ho
@JulietHamadziripi-nc1ho 4 ай бұрын
Pasekuru Tasvu ndopanoperera hurwere hwaSimba i have been waiting for this moment apa sekuru vacho vagoti rudo❤❤❤
@tapiwamakwakwa199
@tapiwamakwakwa199 4 ай бұрын
Haaa mwari ngaakuropafadzei sekuru. Tasvu tinotenda nebasa ramabata shuwa
@user-cf6ie3jz6j
@user-cf6ie3jz6j 4 ай бұрын
Thanks sekuru tasvu rambayi makadaro ropafadzo yamwari ngayinaye kwamuri
@RudoGurajena-uc6qn
@RudoGurajena-uc6qn 4 ай бұрын
Inga mwari vakanaka Simba atove celebrity kuita kwavo Mwari kuropafadza pakashoreka batai basa sekuru mhuri ifarewo sevamwe vanhu we are happy for this to end I cant wait to see Baba mukuru Charles
@estherchigondo9105
@estherchigondo9105 4 ай бұрын
Thank you sekuru Tasvu ,mabatsira mhuri iyi🙏🙏
@TrishGamure-kv1pn
@TrishGamure-kv1pn 4 ай бұрын
Sekuru munobata basa ndachema nemufaro simba angaatambura veduwee ❤
@user-xq2sd6pd8j
@user-xq2sd6pd8j 4 ай бұрын
Rspct Skuru Tasvu you are one in a million thanks for helping mukomana uyu vanga vatambura zvesure,I also mentioned kuti endayi kwa Skuru Tasvu ndikokunopedzwa basa mabva marakidza zvesure kuti ibasa Renyu God bless you
@sueeland5675
@sueeland5675 4 ай бұрын
Baba Taps waipooooooooo .mkoma Robert 🤝🤝Tasvu 🎹🎤🎤💃
@user-dy1rs2nb6h
@user-dy1rs2nb6h 4 ай бұрын
Thank you Tateguru Tasvu .Ndinotenda gogo Tasvu nekutichengetera homwe irikuyambutsa vanhu Tateguru Tasvu.
@user-ge6xs6ko8z
@user-ge6xs6ko8z 4 ай бұрын
Continue to be blessed sekuru Tasvu ndineshuwiro yekuzokuonaiwo
@godfreymapuranga4070
@godfreymapuranga4070 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu rambai makadaro nerudo rwenyu mabatsira mukomana uyo ndiyo yange iri shuviro yedu .God bless you mune chipo sekuru .Makabatsira musikana uye ainge aroiwa asisagone kutaura mushure mekuona masatanist kuchikoro .sando dzenyu sekuru.
@samsonmachokoto-lm9ru
@samsonmachokoto-lm9ru 4 ай бұрын
Dance rasekuru bhoo here ndanakirwa haa ndabvuma tasvu muhombe arikuda kuratidza vaya vanoshora kuti ndorapa munhu makatarisa
@teclagumbo9577
@teclagumbo9577 4 ай бұрын
❤❤😭😭sekuru sekuru rambai makadaro weduwe I can't believe kuti simba tichafarawo naye sando renyu
@Lion-qz6nd
@Lion-qz6nd 4 ай бұрын
Thanks sekuru Tasvu mwari ave nemi henyu.
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 4 ай бұрын
Ndotenda BabaTaps vakatiratidza how corrupt is Chief Marange. Sure ungade mombe 3 wakatarisana nemunhu arikuda kufa. Chief Marange is a lost cause ngavabviswe vari very cruel. Havakoshese vanhu vavanotonga asi pocket yavo.
@alicerunesu7824
@alicerunesu7824 4 ай бұрын
Chief Marange vanotonga nyaya vachikotsira vaye hpna chinobuda maybe vakarombawo handina nyaya yandakaona yakapinda nemavari ikabuda
@alicerunesu7824
@alicerunesu7824 4 ай бұрын
Kutoda kutanga vapiwa twavo mhuri isati yaponeswa vane huwori
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 4 ай бұрын
Rakasindimara moyo zidhara riya nxaa
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
That chief is a thief. Vaida kudya nekutambura kwemhuri iyi nxa. Charisi akatoti zvake zvaita nekubhadhara kwaakaita mombe.
@TendaiMasaya-by7bh
@TendaiMasaya-by7bh 4 ай бұрын
Taura zvako kunetsera mombe 3 munhu aripa ma 1 haa mambo uyu akadhakwa kuba zviripachena
@lindamanyuma8862
@lindamanyuma8862 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu makatumwa chokwadi I'm happy to see Simba kufamba so
@emilybuluma8649
@emilybuluma8649 4 ай бұрын
Ndachema nhasi 😭😭😭😭sekuru mwari vakuchengetei
@user-kb1to7jw5u
@user-kb1to7jw5u 4 ай бұрын
Minamato yevanhu yanzwika God is good❤❤❤
@graciousvimbaimukwada2247
@graciousvimbaimukwada2247 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu is indeed the best mai Simba musatya ini ndovimba nasekuru Tasvu
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 4 ай бұрын
Iye zvino kwakatumwa vadzuri nekuya mbutsa matambudziko edu aaaa magumo shuwa bible akataura tiyambutse sekuru makkatumwa chokwadi ruuuuuuu rovangoma ne mbira nehosho heeeeeyiiiiii❤❤❤
@user-ok4to6ym9w
@user-ok4to6ym9w 4 ай бұрын
Thank you sekuru nekubatsira nemhuri iyi.
@RutendoMutukwa
@RutendoMutukwa 4 ай бұрын
Woow kunorapwa nekutengerwa hembe zvese yhoo haaa 😢😢😢😢 munerudo sekuru tasvu god bless you
@NickysonJaycone
@NickysonJaycone 4 ай бұрын
Lm happy Simba apfekawo label N akachena mukomborerwe sekuru
@gamuchiraigorima
@gamuchiraigorima 4 ай бұрын
You are the best sekuru Tasvu,may God bless you
@mavischigudu5435
@mavischigudu5435 4 ай бұрын
Thank you Sekuru...munobatsira mweya iri kushungurudzwa
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 4 ай бұрын
Long life Tateguru Tasvu, Mwari nevadzimu vachengetedze homwe iripamuri, ndirikutenda nebasa guru rinotyisa raive rakabata Simba, Tateguru muri chibaba baba hapana muroyi or ngozi inoti nyoooooo kwamuri, welldone vasekuru ndinoisa maoko kwamuri Tateguru Tasvu 👏👏👏👏
@sibombawa9678
@sibombawa9678 4 ай бұрын
You are so kind Sekuru ,, very kind indeed
@shylettedlamini57
@shylettedlamini57 4 ай бұрын
Sando dzenyu sekuru. I have been following nyaya yaSimba before he even came to u there is a big change. Muitirwe nyasha
@user-vg1xs7ix2d
@user-vg1xs7ix2d 4 ай бұрын
Totenda tateguru Tatsvu nezvamurikuitira ruzhinji ndafara makabata Simba tatoona kuyambuka kwake long life Tateguru
@marshallkajanji595
@marshallkajanji595 4 ай бұрын
Big up Sekuru, I am happy for Simba and family yavo, great job Sekuru na Mr Tapfumanei and fellow Zimbabweans for helping this guy.
@user-fe6ie3tn5v
@user-fe6ie3tn5v 4 ай бұрын
Thank u mkoma Robert maita zviendeke sekuchema kwevanhu
@desmondmambigwe
@desmondmambigwe 4 ай бұрын
Thank u sekuru tasvu for helping mhuri iyo tirimunzira kuuya kubatsirwa from Namibia
@user-wd2iq3uw3v
@user-wd2iq3uw3v 4 ай бұрын
Indeed gifted to save people, rudo ndaruda uru❤
@user-xf8zx5yc2p
@user-xf8zx5yc2p 4 ай бұрын
👏👏👏 Tinotenda Tateguru Sekuru Tasvu bhuru revaroyi makatumwa kusunungura ruzhinji rwezimbabwe
@user-wk6qp8gf6m
@user-wk6qp8gf6m 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu ini ndirikutendq chose inbehalf of this family nezvamavaitira chokwadi shortage of words because munobasa basa nemoyo wenyu woae❤❤❤❤tasvu 1
@nyashagrace11
@nyashagrace11 4 ай бұрын
Jesu chidzokai nyika yaipa satan auraya nyika rudzi rwenyu rwabviswa pakutenda muna Mwari votenda kuvanhu nekuma idols Mwari pindirai
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 4 ай бұрын
Can't wait kuona bmkru tete nasekuru baba vababa vasimbq vachisvikawo
@marthamahleza9597
@marthamahleza9597 4 ай бұрын
Thank you so much sekuru Tasvu be blessed
@user-eu6kb7xi8h
@user-eu6kb7xi8h 4 ай бұрын
Long live sekr Tasvu,Simba akuzopora Charles Na Joyce vachida vasingade💃💃💃
@gladysmadembo2194
@gladysmadembo2194 4 ай бұрын
Makakosha tateguru , your doing great job 👍
@bridgetbunu7103
@bridgetbunu7103 4 ай бұрын
Tateguru ❤maoko maoko
@manyarachakandinakira4711
@manyarachakandinakira4711 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu to the world, batai basa sekuru and may God continue to bless you
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 4 ай бұрын
Am happy for simba ava kuzopora manje ..and e song also yakaimbwa nani ndingayiwanepi
@SekuruTasvuOfficials
@SekuruTasvuOfficials 4 ай бұрын
Fona apa +264784 614 908
@TapiwaRangarirai
@TapiwaRangarirai 4 ай бұрын
Thanks very much Sekuru
@sylvestertsetai5087
@sylvestertsetai5087 4 ай бұрын
Thank you Sekura Tasvu Basa mopedza zvenyu 🙏
@lydiamusarapasi4528
@lydiamusarapasi4528 4 ай бұрын
Zvinovengwa nevaroyi izvi tateguru Tasvu ❤ u are the best. Keep up the good work. Simba ange afa bt his improving. BRAVOOO
@TonderaiMushore-ue7fb
@TonderaiMushore-ue7fb 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu thumps up ,mukuita basa rakanaka chaizvo
@FortunateMushayavanhu-rb1vt
@FortunateMushayavanhu-rb1vt 3 ай бұрын
This is so touching thank you Tateguru Tasvu mwana anga atambura uyu😢
@user-jl7lm4en1i
@user-jl7lm4en1i 4 ай бұрын
Thank you sekuru🎉🎉
@user-zr9qw9cq8e
@user-zr9qw9cq8e 4 ай бұрын
Makawoma sekuru big up
@ConstanceMazenge
@ConstanceMazenge 4 ай бұрын
Ndinotenda tateguru ndrikufara zvisingaite mwari ngavakuchengetei sekuru 🎉
@rosehairgallery
@rosehairgallery 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu Mwari akuwedzerei mazuva panyika mabatsira vakawanda tinozvitenda👏
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 4 ай бұрын
Your favourite muzukuru.You are doing a great job sekuru!❤
@masibandamhazishumba2241
@masibandamhazishumba2241 4 ай бұрын
Sando dzenyu Broo Robert and sekuru Tasvu
@Milcent-kt9wz
@Milcent-kt9wz 4 ай бұрын
God bless you sekuru Tasvu
@milcachingonzo9414
@milcachingonzo9414 4 ай бұрын
Zvaendwa... Thank u so much sekuru Tasvu with the love u r giving Simba and family
@CharlesDhliwayo-fj4nn
@CharlesDhliwayo-fj4nn 4 ай бұрын
Thanks sekuru Tasvu
@talentchalzurangeyi
@talentchalzurangeyi 4 ай бұрын
Mwari vakuitirei zvakanaka Sekuru Tasvu maporesa mwana uyu ange atambura chokwadi 👏👏👏
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
I wish you many more years sekuru.
@nomsanyoni4191
@nomsanyoni4191 4 ай бұрын
May the God almighty continue keep you and bless you for us till takuonaiwo tisati takuonai makatumwa sure 🙏 especially to this boy shame God bless you
@user-fj4vv7hp1r
@user-fj4vv7hp1r 4 ай бұрын
You are the best tateguru
@lettiemashaba
@lettiemashaba 4 ай бұрын
South Africa need the person like you my king you are the best❤
@SekuruTasvuOfficials
@SekuruTasvuOfficials 4 ай бұрын
Tichauya mwari nevadzimu vakatendera
@user-ez5in9qv3i
@user-ez5in9qv3i 4 ай бұрын
​@@SekuruTasvuOfficialsshuwa sekuru tasvu tingafare mukauyawo kuno ❤
@Tarambwa
@Tarambwa 4 ай бұрын
​@@SekuruTasvuOfficialsimarii kubatsirwa sekuru Tasvu
@FortunateMushayavanhu-rb1vt
@FortunateMushayavanhu-rb1vt 3 ай бұрын
​@@Tarambwanumber dzavo dziripo Wani ask him privately
@user-dw7zl5xq6t
@user-dw7zl5xq6t 4 ай бұрын
Thank you skru matibatsira senyika Simba aitirwadza
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 ай бұрын
Wooow thank youso much sekuru Tasvu for the clothes❤❤❤
@user-to5xm5lt4k
@user-to5xm5lt4k 4 ай бұрын
Pamberi nemi sekuru tasvu u are the healer
@PaulineNatarikwa
@PaulineNatarikwa 4 ай бұрын
Thank you be blessed
Sekuru Tasvu Votaura Nyaya YaSimba Maererano Nevanhu Vakamuroya +263784 614 908
15:15
#2 Matumbu kwaSekuru Tasvu Zvekare +263784 614 908 Call / whatsapp #zii Muroyi
8:02
Tom & Jerry !! 😂😂
00:59
Tibo InShape
Рет қаралды 62 МЛН
когда повзрослела // EVA mash
00:40
EVA mash
Рет қаралды 3,8 МЛН
Simba Wife Meets Sekuru & Ambuya Tasvu: Says Thank You: Tasvu One
38:02
Madzibaba Echoes dzidziso yemaPostori
2:12
Johane masowe ye chishano Jerusarema Bhesidha sect
Рет қаралды 35 М.
P 3 Mukotsanjera.Takagocha MaCh**nd*** emunhu tikadya
49:00
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 56 М.
Gutu: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti Anoroorwa
38:45
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 23 М.
Bira RaSimba Achiwonekana NaSekuru & Ambuya Tasvu NeVazukuru Vavo
46:59
Kobelek
4:11
6ELLUCCI - Topic
Рет қаралды 323 М.
ҮЗДІКСІЗ КҮТКЕНІМ
2:58
Sanzhar - Topic
Рет қаралды 5 МЛН
Say Mo - LIL BIT & 1 shot 2 (Waysberg Music Remix)
2:43
Waysberg Music🇰🇿
Рет қаралды 214 М.
Serik Ibragimov - Сен келдің (mood video) 2024
3:19
Serik Ibragimov
Рет қаралды 1,2 МЛН
V $ X V PRiNCE - Не интересно
2:48
V S X V PRiNCE
Рет қаралды 1,3 МЛН
Iliyas Kabdyray ft. Amre - Армандадым
2:41
Amre Official
Рет қаралды 436 М.