Peter Dewa Moyo - Zuva Remuchato. (Official Audio 2023)

  Рет қаралды 83,096

Peter Dewa Moyo

Peter Dewa Moyo

8 ай бұрын

Please Subscribe to Peter Dewa Moyo official KZbin channel
/ @peterdewamoyo3767
#PeterDewaMoyo #DjMapepetso #MentaMusic

Пікірлер: 655
@BregebregeMusendo
@BregebregeMusendo 2 ай бұрын
You know what first time yangu yekunzwa ngoma iyi ndakaita kushaya zvekuita nemufaro well done muchina muhombe ndikoko chaiko ramba wakadzwanya ipapo
@samsondzingira5387
@samsondzingira5387 10 күн бұрын
Gostei Muito Mwana Nzambe #Forca
@Sally-gl7wc
@Sally-gl7wc 8 ай бұрын
Getting better with age like wine. Well done Murozvi Mukuru, makabata basa. Keep going kana muridzo usacheuke.. Varikunakirwa vese huyai pano.. Utaka taka fans approved
@cleofay9346
@cleofay9346 8 ай бұрын
finally song yekisimusi ndazoiwana thanks my brother 🔥🔥🔥🔥🔥🔥apa kuita ivo Dhewa chaivo. wakagonesa basa💓💓💓💓💓💓
@isaacnyakapembe9401
@isaacnyakapembe9401 8 ай бұрын
Taurai naMwari hama pane zvose zvamafunga kuita muupenyu iye Mwari voronga ariiye
@user-eb8sc6tj7d
@user-eb8sc6tj7d 8 ай бұрын
Im from south africa guys ..but i really enjoying ur beat a lot..only beat guys zimbabwe is the best when coming to playing gurter🎸🎻🎤🖼️❤
@crymoregomba9849
@crymoregomba9849 8 ай бұрын
Zvakuita apa wakuimba kukwapaidza chaiko. Voice rako chairo kwete kutsvaga remushakabvu. Ndanakirwa zvekubuda siririri. More Utakataka❤❤❤❤❤
@user-vc9kp7gy9j
@user-vc9kp7gy9j 6 ай бұрын
handifunge sekuti kutsvaka re mushakabvu but ingori a matter of DNA chete plus the other thing is, he much into his own craft that is why it is making a difference, kana wazogara iri ndiro voice ra tongai
@peterdeshe7483
@peterdeshe7483 8 ай бұрын
Perfect touch Dewa, voice manyama makabata wire henyu naSpencer kuseri rhythm baba Gari madadisa good luck 2023 ndeyenyu
@addie1217
@addie1217 8 ай бұрын
Peter I have one question for you ..are you the one who composed this song?if yes I am proud of myself I never doubted you from day one
@Grainger0123456789
@Grainger0123456789 8 ай бұрын
Wonderful comment bro 👏
@livisonsimbakatsande7624
@livisonsimbakatsande7624 8 ай бұрын
Peter moyo famba mwana wa Dehwa uri munzira keep it up🔥🔥🔥
@farairukara724
@farairukara724 8 ай бұрын
Proud to be a Dhewa! Continue going high Mondizvo, Bvumavaranda zvaonekwa nevanji!
@user-wm9wb7yx9n
@user-wm9wb7yx9n 8 ай бұрын
Excellent work 💯 titende pakabatwa basa apa ini hangu ndaingokufarira coz of your father but now handichachemi chemi Dhewa is here 😊😊
@TawazMarara
@TawazMarara 8 ай бұрын
I have always believed in this guy. Keep up this good work sir Peter 🔥I even have a feeling your dad is smiling wherever he is with this wonderful release.
@BlessMwa
@BlessMwa 8 ай бұрын
Usatuka mvuu usati wabira rwizi unorumwa
@Mandlamabolisa
@Mandlamabolisa 8 ай бұрын
I'm with you there 💯💯 I like him
@patnegoma1132
@patnegoma1132 8 ай бұрын
Peter dewa do it for your father Prove them wrong ❤❤❤❤❤ am happy for you From🇿🇦🇿🇼
@mhuriro01
@mhuriro01 8 ай бұрын
Iyi ndo hit manje yakanyanya even voice rariri boe this time love the vibe mopao
@mariofilipemungere3068
@mariofilipemungere3068 8 ай бұрын
Igweeeeeee mopao mokonzi
@shepardtafira7518
@shepardtafira7518 7 ай бұрын
Vakakushora uchitanga varegerere kwaiva kusaaziva ...hapana akazvarwa achifamba...Zivaka mukuru ndiMwari..Tinashe ndiye Mutarisi and havazi blaz wako anekuronga kwake...anokugadza humambo pamberi pevavengi
@BregebregeMusendo
@BregebregeMusendo 2 ай бұрын
True
@user-gt7xz3le9i
@user-gt7xz3le9i Ай бұрын
Well mixed Dehwa...Fambai nebasa Murozvi
@taonganyandoro4097
@taonganyandoro4097 8 ай бұрын
In the fullness of time surely the Lord makes it right, getting it all right young igwe. Keep shining.
@ZacksMoyo
@ZacksMoyo 2 ай бұрын
Bata ipapo oo ,you are on the way ,ingweee
@simbarashechimushamu6551
@simbarashechimushamu6551 8 ай бұрын
Wooooow this is good project young Igwee Peter,well done well done 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@Reubenyuda01
@Reubenyuda01 8 ай бұрын
Proud of you Peter Ndokuendesa UTAKATAKA mberi uku
@brightonchamonyonga6756
@brightonchamonyonga6756 8 ай бұрын
Imboitai colabo naTongai vakomana, blood is thicker than water
@redicktshishonga
@redicktshishonga 8 ай бұрын
FROM SOUTH AFRICA AS DHEWA FANS WE APPROVE THIS WHAT A WONDERFUL MOMENT TO LISTEN TO SUCH MASTER PIECE YESES 💥💥💥💥I AM REALLY CHOPPING ONIONS THANK YOU SO MUCH VAKOMANA IN TSHIVENDA WE SAY NDIKHO LIVHUWA
@forgivenyamakosi6764
@forgivenyamakosi6764 8 ай бұрын
Great songs
@breakingnewszim7070
@breakingnewszim7070 8 ай бұрын
To those who have started making vedio clip challenges lets gather with likes here and maximize the moment
@user-uc5zh6js8x
@user-uc5zh6js8x 8 ай бұрын
Even now I am traveling from vicfalls to Lusaka still listening to this beautiful master piece
@user-xg1jg7lw2s
@user-xg1jg7lw2s 5 ай бұрын
That's great
@brianngorima1159
@brianngorima1159 8 ай бұрын
Jealous down, this is the best of both the country and international level
@brianngorima1159
@brianngorima1159 8 ай бұрын
This is nice
@patricksimukayi8026
@patricksimukayi8026 8 ай бұрын
Peter you are maturing day by day more and more, No need kuchema Dhewa,you are your father's son keep it up.
@vitamakora1498
@vitamakora1498 8 ай бұрын
Aakupisa mukomana uyu
@morelovequenter5476
@morelovequenter5476 8 ай бұрын
Murozvi mukuru munogona mukoma wangu ♥️♥️🔥🔥🔥🔥💞
@blessingmapiku9831
@blessingmapiku9831 8 ай бұрын
Good going
@paulkarima9914
@paulkarima9914 8 ай бұрын
Akazongonyimwa izwi mbichaba zvimwe zvese ndikoko
@bovernhwezva7224
@bovernhwezva7224 8 ай бұрын
​@@paulkarima9914laughter anorigonaaa wena
@kudzaidonaldnengere1061
@kudzaidonaldnengere1061 8 ай бұрын
Haaaa chakarova wena this time Nyc ulbum Dehwa
@user-qw1nb6vt7k
@user-qw1nb6vt7k 7 ай бұрын
Well done peter vapedyo nekusvika Pana mudhara vedu dhewa keep it up mwana vemurozvi ngazviendwe usavhundutsirwe nemazizi.
@ZakariaNhomba
@ZakariaNhomba 2 ай бұрын
Good work
@forgivetavada3252
@forgivetavada3252 8 ай бұрын
This is a hit! A masterpiece Moyo Vaera Moyo hatibike nyemba...famba Mwananzambe!
@emmanuelmanex6675
@emmanuelmanex6675 8 ай бұрын
Uuuumm mapisarema ayo Famba Famba Famba murozvi mukuru 🔥🔥🔥💯
@royswali3494
@royswali3494 8 ай бұрын
Music with meaning &feeling it touchs the heart and mind matsvunha baba apa
@innocentndorikanda379
@innocentndorikanda379 6 ай бұрын
Mwana bellabella
@user-dl2xs8nd3t
@user-dl2xs8nd3t 7 ай бұрын
Wakuenda kunamastandared a dembo ,keep it up
@mumu185.
@mumu185. 8 ай бұрын
Ndafara kunzwa pawadaidza Spencer spencer the bolt cutter
@preciousnzonzo7548
@preciousnzonzo7548 8 ай бұрын
You did amazing job,,,you nailed it,,,we are now already on top of the big mountain,,,keep on keeping
@passmoremudzingwa285
@passmoremudzingwa285 28 күн бұрын
From here you can only go up Mafana. At last you have found your voice.
@user-vc9kp7gy9j
@user-vc9kp7gy9j 7 ай бұрын
Every view it's a coment ,ko kutyei phone iri yangu, Musiki wamudza here zuva re muchato wako waunoshuvira❤❤❤❤❤❤Mwana Nzambe Mwana peacok Mwana Bela Bela Dangwe reMurozvi PETER DEWA MOYO THE UTAKATAKA (GOAT), FATHER FLOWER
@justicewhite-yf8pe
@justicewhite-yf8pe 8 ай бұрын
I always said Peter is big, i like confidence in you Bro
@user-zw7xz7mb1i
@user-zw7xz7mb1i 8 ай бұрын
Yes yes wasvika now pamusoro soro pegomo ,this is music now wakagona apa
@simbawekwachibamu2719
@simbawekwachibamu2719 8 ай бұрын
Excellent Pit Dewa Moyo.. 👌 👏
@victoriatsabasvi4764
@victoriatsabasvi4764 2 ай бұрын
Kamani Peter moyo ❤❤❤❤❤❤❤💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃
@user-fd7rg6im7b
@user-fd7rg6im7b 8 ай бұрын
Iyi song yakadzikama nycly flowing akudzoka Dhewa manje
@lovemukonzo9998
@lovemukonzo9998 6 ай бұрын
Rova mwana wamurozvi imbo bvisa tinder iyo inga wakanaka wakadaro wani murume wakero bvisa kani Peter you are number one ingredient!!!
@tanyaradzwanhedzi230
@tanyaradzwanhedzi230 8 ай бұрын
inguva vana vanq tichapembera🎉🎉🎉
@isaacnyakapembe9401
@isaacnyakapembe9401 8 ай бұрын
Welcome back TongaiMoyo Dhewa yeah apa vakaita chaizvo izvo niceTunes
@takudzwa6305
@takudzwa6305 8 ай бұрын
You have proved them wrong. Makatora nguva yenyu.
@Tadzohpower
@Tadzohpower 8 ай бұрын
Great song. Kubva pa 07:50 parohwa gitare apo. Excellent improvement pama vocals. Utakataka lives.
@MatthewMutomb0-kc8nd
@MatthewMutomb0-kc8nd 8 ай бұрын
Ichi chizimbe💥⚡🔥 mwana wenyoka iyokawo
@brightonmushayavanhu2908
@brightonmushayavanhu2908 8 ай бұрын
Private University Sungura 👌
@tafadzwamuridzi561
@tafadzwamuridzi561 8 ай бұрын
Murozvi mukuru ,mwana wamambo iyeye
@user-rb5dr8mk1x
@user-rb5dr8mk1x 7 ай бұрын
Apa wakarova zvisina ruzha sevamwe well organized Peter big uppppp
@donnienyamadzavo6785
@donnienyamadzavo6785 8 ай бұрын
mwana wemurozvii welldone good music.
@robsonchahukura1483
@robsonchahukura1483 8 ай бұрын
Peter wapedza bhora you're a star younger❤
@teusyeusta7964
@teusyeusta7964 8 ай бұрын
Listening to Utakataka with pride AGAIN.GOOD WORK YOUNGMAN
@EdwardLinton-um7wv
@EdwardLinton-um7wv 8 ай бұрын
usatye will forever believes in you
@callmeKATawanda
@callmeKATawanda 8 ай бұрын
1. Zuva remuchato 2. Mwari wangu 3. Hatina nguva Ndokupera kwemashoko angu!!!
@successmike
@successmike 8 ай бұрын
Kekuti ndiwe uri kupisa mukakawanira nguva muchenjere kubhunyungura list yenyu.
@callmeKATawanda
@callmeKATawanda 8 ай бұрын
​@@successmike😂😂 shuwa here 😅
@Tinei_Gee
@Tinei_Gee 8 ай бұрын
Good instruments and vocals, keep going.
@Olcool
@Olcool 8 ай бұрын
Haaaa, drummer ange achingorova zvisina rhythm pamwe pacho. Some didcord listen well to drummer.
@Tinei_Gee
@Tinei_Gee 8 ай бұрын
@@Olcool its ok, ndiwo maonero ako. Kwandiri its on point
@shyletnantondlovu6557
@shyletnantondlovu6557 8 ай бұрын
A master piece
@melusimwinde80
@melusimwinde80 8 ай бұрын
@@Olcool stop jealous.This is a well polished album.Do your own album if u are not for this project .we are happy young igwe .This is a well polished album
@tafadzwamacheke1985
@tafadzwamacheke1985 8 ай бұрын
Tsika ipapo Dhewa ispeaccialy ma lead ababa usakakundzwa nema south africans wana ZOZO ...NANA MALUME XINABYA BABA WANOROWA WAYA DZAMUDHARA WAKO UNGATI NDIDHEWA.......MUFANA ROVA BHORA MBERI
@clevernechakawana721
@clevernechakawana721 8 ай бұрын
This is utakataka express❤ thanks..Peter..
@josephmukoki6199
@josephmukoki6199 7 ай бұрын
You have really come of age my brother. This is a wonderful peace, so flawless, the vocals and melodies are so intertwined. Magitare akadzikama keep up the good work
@user-nx7pw7gi8i
@user-nx7pw7gi8i 8 ай бұрын
Now you are gating there yangu Zvekuti Dhewa kana Chirandu ratove drama Moyo Moyo chete unogona iwe
@jbzumba6829
@jbzumba6829 8 ай бұрын
Ndopakati Dehwa apa mapfupa Aya azomuka vakomana huyayi muone Igwee
@ronnienyoni9804
@ronnienyoni9804 8 ай бұрын
Uri kugona Dhewa
@FultonFrancisMupupu
@FultonFrancisMupupu 8 ай бұрын
Good vocals ever since musarapavana and and mushonga mukuru
@user-hr4jw2jn9v
@user-hr4jw2jn9v 8 ай бұрын
kzbin.info/www/bejne/qGqXmGdnf96DpaMsi=Eev9EZYuk5NJnfq_
@EdmondKashaya-iv9nm
@EdmondKashaya-iv9nm 7 ай бұрын
Haa Dhewa vakasiya pure seed apa ❤❤
@bovernhwezva7224
@bovernhwezva7224 8 ай бұрын
Nice project moto wega wegq..yu need to move around the country this festive season umbotora madhorasi
@andrewtsigirani8737
@andrewtsigirani8737 8 ай бұрын
Haaa unogona shaa💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥
@user-yx6dq1xx3m
@user-yx6dq1xx3m 7 ай бұрын
Well done peter moyo this is your best album.u are man of the moment
@saunyamazvepasi5119
@saunyamazvepasi5119 8 ай бұрын
Peter waChihera. Kkkkkk. Perfect work Bvumavaranda. Keep going
@edwinchirwa4812
@edwinchirwa4812 8 ай бұрын
tatouya kuzoSupporter mwana waMambo
@peggymujuru6590
@peggymujuru6590 8 ай бұрын
Great sungura music iri soft isina ruzha yamazuva ano yakuuraya nzeve marata too much. But this album I can listen in my sleep on a soft volume thanks Dewa
@ernestyusufu7828
@ernestyusufu7828 8 ай бұрын
Zvawaita this time around Peter, umm wapedza masports ufunge. Voice ndizvo. Wakaimba nevoice rako chairo. Ramba wakadaro. Voice manyama. Instrument boo wena
@chikwaturegeorge5318
@chikwaturegeorge5318 8 ай бұрын
mature music to the people .keep that standard up VaMoyo
@benedictmarariromba6293
@benedictmarariromba6293 7 ай бұрын
Moyo ndizvo for show makanyanya baba i respect ❤❤❤❤❤❤
@admondmachanja3796
@admondmachanja3796 8 ай бұрын
Ko ndoozvoka, ndikokuti moyondizvo, moyondoozvo, sahai
@lloydmuzenda3398
@lloydmuzenda3398 8 ай бұрын
Caro song ndeyako iyi, huya upinde musvitsa naDhewa
@kudzaiishesiziba8017
@kudzaiishesiziba8017 7 ай бұрын
Weldone mwana we mu Rozvi,
@user-rd8ke6dv5g
@user-rd8ke6dv5g 8 ай бұрын
Wakura pamusic chamhamha mopao mopao,good vibe
@siyamanwillies6039
@siyamanwillies6039 8 ай бұрын
Ndokugona ka uku maruva ako ndakupa usanyeperwe zvese bho wangu
@nelsonchimhete5561
@nelsonchimhete5561 7 ай бұрын
Wakagona Dhewa apa wakuimba manje. Great improvement. Paya waitaura
@madzibasolo1748
@madzibasolo1748 8 ай бұрын
goood mafana im so heppy tir kuno kumoza shaaa
@tichamudadi7703
@tichamudadi7703 8 ай бұрын
Ini hangu handina pandakatadza kufarira music yaddy vake pavakashaya ndakangoramba ndiripo ndinechokwadi chekuti Peter anofamba mumatsimba emudhara Peter uyu huchi baba
@joeltengoruveta9886
@joeltengoruveta9886 8 ай бұрын
Apa waita tongai chaiye happy for you hausi kurasika uri mugwara
@user-je7rb2cx6f
@user-je7rb2cx6f 8 ай бұрын
Prove them wrong manje iyi well done bro
@smozking452
@smozking452 8 ай бұрын
Dewa apa tanakirwa,rambai muchitipakurira. From Moz . Sou fã de Utakataka desde da era de Tongai, nós te apoiamos Yong Igweeee
@sheltonveechisiri
@sheltonveechisiri 8 ай бұрын
Peter Peter Peter how many times did l call you😂😂Wakagona song iyi
@bonikachambwa7069
@bonikachambwa7069 8 ай бұрын
Welldone Murozvi mukuru , utakataka munogona
@admondmachanja3796
@admondmachanja3796 8 ай бұрын
Ramba uchichengeta Chihera usapakanganisa, pakadii Dewah. Imboita video naChihera, Mai veMurozvi mbuya veVarozvi
@victormakhuvha5517
@victormakhuvha5517 8 ай бұрын
Real utakataka express 🥁🎸🎤🔥👌🏿
@Zimbabweyatinoda
@Zimbabweyatinoda 8 ай бұрын
Excellent Muchina Muhombe very good songs
@nodzazeezivanaimuhwava7141
@nodzazeezivanaimuhwava7141 8 ай бұрын
IGWEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEEE
@fungaichironda9337
@fungaichironda9337 8 ай бұрын
First song i play and its fire. "Like father like son" . Well done!
@ishmaelmkandhla3646
@ishmaelmkandhla3646 8 ай бұрын
Hoyooooo dangwe remurozvi rauya kuipa manje😊
@snsport-tv
@snsport-tv 8 ай бұрын
Attack attack kuti taaa now zvazvinhu ndi Mai vangu ivavo ... finally doing the Tongai things with the lead guitar 🎸....
@margarethgwara2836
@margarethgwara2836 8 ай бұрын
You nailed it Peter, we are so proud of you man
@typpehapipo
@typpehapipo 8 ай бұрын
simudzai voice baba venyu vaiimba
@castervhengere2170
@castervhengere2170 8 ай бұрын
Peter tiri kukumbirawo umboenda live ndimbobvunza ndiwe here Peter Dewa watinoziva murume waCaro ummm urikupisa
@talentgosho
@talentgosho 8 ай бұрын
This is good and flowing nicely
@machiveimajoni6549
@machiveimajoni6549 7 ай бұрын
I thought ndini ndega for sure maturing with age like wine this is the utaka taka that we know well done igweeeeeeee,muriozvi mukuru .hats off there
Peter Dewa Moyo - Mwari Wangu. (Official Audio 2023)
9:45
Peter Dewa Moyo
Рет қаралды 54 М.
Madzongonyedze
10:00
Solo Moyo
Рет қаралды 10 М.
Incredible magic 🤯✨
00:53
America's Got Talent
Рет қаралды 76 МЛН
Did you believe it was real? #tiktok
00:25
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 56 МЛН
Peter Dewa Moyo - Hatina Nguva. (Official Audio 2023)
8:45
Peter Dewa Moyo
Рет қаралды 64 М.
Chembere Yako
11:26
Release - Topic
Рет қаралды 6 М.
Peter Dewa Moyo - Murozvi (Official Video) NAXO Films 2019
11:35
Peter Dewa Moyo
Рет қаралды 375 М.
Christmas paruzevha
9:24
R & K African Sounds - Topic
Рет қаралды 6 М.
Bira RaSimba Achiwonekana NaSekuru & Ambuya Tasvu NeVazukuru Vavo
46:59
Tongai Obert Moyo-Cain & Abel [ official music video] @ZimTunes
10:03
Bleswynkaysfilms
Рет қаралды 403 М.
Peter Dewa Moyo - Ndiwe Urikupisa. (Official Video 2023)
7:02
Peter Dewa Moyo
Рет қаралды 191 М.
Peter Dewa Moyo - Kutaura neDenga ( Official Audio 2021)
9:11
Peter Dewa Moyo
Рет қаралды 17 М.
Alisher Konysbaev - Suie ala ma? | Official Music Video
2:24
Alisher Konysbaev
Рет қаралды 472 М.
IL’HAN - Pai-pai (lyric video) 2024
3:24
Ilhan Ihsanov
Рет қаралды 315 М.
Serik Ibragimov - Сен келдің (mood video) 2024
3:19
Serik Ibragimov
Рет қаралды 1,7 МЛН