prophet miracle Paul _ Mave kushandisa marriage sechinhu chekubva nacho muhana

  Рет қаралды 56,113

TRUE LOVE 💕 TV Zimbabwe

TRUE LOVE 💕 TV Zimbabwe

3 ай бұрын

Пікірлер: 214
@user-ps5fy4rj6w
@user-ps5fy4rj6w 3 ай бұрын
Munhu wamwari mataura chokwadi ini ndaifunga kuti kuroorwa nhamo yangu yapera yooo ndisingazive kt ndiri kuzvipinza muchoto murume aigara achindibvunza kt wakabva pano ichaenda kupi akazondisiya nevana achiziva kt handina chandinacho,handina vabereki vose vakafa ndakatadza kupedza chikoro.asi nhasi ndiri kufara ndakashingirira kuita mabasa akasiyana siyana ndakazviendesa kuchikoro handina kunyara kt ndanga ndaita vana 6.aiwa mwari makatendeka ndakapedza kudzidza ndave kushanda basa rakanaka,uye anytime ndatomirira kuenda Uk nebasa 🙏🙏🙏
@Simba_Sabau
@Simba_Sabau 3 ай бұрын
God bless you 🙏
@Leonard-ie8wp
@Leonard-ie8wp 3 ай бұрын
Mwari ngaakudzwe
@winniematema5913
@winniematema5913 3 ай бұрын
We thank God for your life sis,Mwari ngavakudzwe
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 3 ай бұрын
Thank God dea
@pdee5506
@pdee5506 3 ай бұрын
Glory to God
@GeyDotNaboom
@GeyDotNaboom 3 ай бұрын
Kana mazogara Prophet Miracle Paul vanoraira mharidzo vanoparidza zvavo Prophet Miracle Paul Amen Prophet Miracle Paul
@nyariemangasawa3038
@nyariemangasawa3038 3 ай бұрын
Ndotanga ndaLiker ndisati ndateerera
@Anashe254
@Anashe254 3 ай бұрын
True vanodzidzisa zvokut
@mercymurape901
@mercymurape901 2 ай бұрын
Good advice, thank you
@natashahweru9479
@natashahweru9479 3 ай бұрын
Prophet bt unenge wakunzi Uri mukadzi wechikwambo apa unenge uchidawo kuzvichengeta bt mashoko Evanhu anorwadza kutaura asi Mwari vanoziya hawo
@DorothyPhiri-ff8pd
@DorothyPhiri-ff8pd 3 ай бұрын
As a mother to girls only,I learnt a lot.thank u Pastor 🙏
@user-jl4xi6ds1x
@user-jl4xi6ds1x 2 ай бұрын
Thank yu man of God, izvezv ndikutsvaka basa nezvekuita ndidzokere kuZim mmm dzidziso yandibata, ndiropafadzei Mwari ndiwane zvekuita ndinogaraa nevana vangu 😢😢😢😢
@TshunamiT
@TshunamiT 3 ай бұрын
I see a true servant of God in prophet Miracle, after following his teachings.
@tafadzwanyahuku5625
@tafadzwanyahuku5625 2 ай бұрын
This is exactly what I was looking for.. solid truth😊😘💯💯💯💯
@benimbewe1811
@benimbewe1811 2 ай бұрын
Good advice and timely for those who have Girl-child..My heart goes out to my own,so far away from me
@AminaMpilanjala-wz9em
@AminaMpilanjala-wz9em 2 ай бұрын
Profound, thumbs up miracle.
@BlesskudaJunior
@BlesskudaJunior 3 ай бұрын
I give up this Man is indeed a prophet....
@FelixMupfawi-go3bw
@FelixMupfawi-go3bw 3 ай бұрын
Thank you man of God for this teaching ,I went through this at one point ndaitono register maths yet ndichiziva hangu kuti I won't get anything until the time I met someone who counselled me and advised me to go for real maths lessons and l made it at last
@tafadzwanyahuku5625
@tafadzwanyahuku5625 2 ай бұрын
Wow😊as a first daughter am taking this advice and again make it evident to my young sisters ,by following this❤
@marymakwarimba7130
@marymakwarimba7130 3 ай бұрын
I love Prophet Miracle Paul's teachings always. Thank you so much Prophet.
@FaithDhori-sw8hu
@FaithDhori-sw8hu 3 ай бұрын
ndini nhasi ndaita first makadii henyu prophet tsemurai munhu
@BiaBianca-qn5tx
@BiaBianca-qn5tx 3 ай бұрын
Jesus Jesus Prophet you're powerful Man of God teach us Papa
@shupikaimurugweni6401
@shupikaimurugweni6401 3 ай бұрын
Tinotenda nedzidziso munhu WaMwari. I tap the anointing behind this teaching to my 3 daughter and 3 sisters
@ChichieTatenda-qc3bd
@ChichieTatenda-qc3bd 3 ай бұрын
Thank you Prophet Miracle Paul tadxidxa zvakawanda. Mwari ave nemi ndimi tete vedu ndimi gogo vedu ndimi mubereki wedu . Amen
@lighfordmatsiwo2271
@lighfordmatsiwo2271 3 ай бұрын
He is a true man of God ,be blessed ...What a wonderful teaching
@leotiago4571
@leotiago4571 22 күн бұрын
Thank you God powerful teaching amen
@user-du4ly6wv6h
@user-du4ly6wv6h 3 ай бұрын
Amen powerful teaching prophet be increased Man of God
@Nashel-ju6gd
@Nashel-ju6gd 3 ай бұрын
l pray to the Lord to protect Prophet Miracle Paul cause he gives the best advises
@amonmutanho8981
@amonmutanho8981 2 ай бұрын
This is a true man of God!
@evelinezalimba8741
@evelinezalimba8741 3 ай бұрын
Powerful Masage Thanks so much prophet
@user-zs3px7nw8z
@user-zs3px7nw8z 3 ай бұрын
Good teaching prophet bcz ndine vana vasikana voga ndiri kutoda kuti vanzwe mharidzo iyoyi
@fungaichikukwa8148
@fungaichikukwa8148 3 ай бұрын
Good teaching
@RosemaryMabuto
@RosemaryMabuto 3 ай бұрын
Well said prophet ndatenda zvangu
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 3 ай бұрын
Amen. Vanasikana vakutora marriege sekunge archievement nepo ipfumo rekuzvibaisa. Vazhinji vari kupinda muwanano vari ma under age kana hujaya nehumhandara vasina kuhutamba izvo zvinoita kuti vazohutambire mumba. Ndo mhaka muchiona huwandu hwevanhu vari kusiyana vaine mwana 1 two kana 3 hwakawanda. Inyaya yekuzvikasikira. Kuvarume ndinoti regai dzive shiri mazai haana muto. Zvinganakidze uchimutangidzira kudya ne sauti kunge mango mbishi asi akange ari wako anzwarwo unonzwawo sei? Prophet vataura mashoko makukutu chaiwo. Ndakatosanganawo nazvo
@wirimaimadzinga7965
@wirimaimadzinga7965 3 ай бұрын
Powerful message 🙌
@user-ty1sc8cy6b
@user-ty1sc8cy6b 3 ай бұрын
Powerful msg.Thank you man of God
@tendaisarahnduku3321
@tendaisarahnduku3321 3 ай бұрын
Powerful teaching
@user-fj7ky1pi3h
@user-fj7ky1pi3h 3 ай бұрын
Amen prophet good teaching One day is one day tichasanganiswa
@user-yl8le6uy9f
@user-yl8le6uy9f 3 ай бұрын
What a prophet!!! We are so blessed by your teachings.
@user-xv5pm2or1e
@user-xv5pm2or1e 3 ай бұрын
Amen Amen we are preaching nice munhu waMwari
@leonachinouya3014
@leonachinouya3014 3 ай бұрын
Powerful teaching . God bless you. Morning👏👏👏
@user-wn9wo7iq4o
@user-wn9wo7iq4o 3 ай бұрын
Morning prophet thank u for everything god bless u
@GeyDotNaboom
@GeyDotNaboom 3 ай бұрын
Ndokutsemura Prophet Miracle Paul 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂tsemurai Prophet Miracle Paul haaa kana tsemurai 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@user-pk7gd3uf5s
@user-pk7gd3uf5s 3 ай бұрын
Powerful msg thank you so much prophet 🙏🏿🙏🏿
@molleenshumba8088
@molleenshumba8088 3 ай бұрын
Beautiful words of life, thank you man of God
@mixonkibona791
@mixonkibona791 2 ай бұрын
Usa mhanye nokuti uno zova chiseko. Mareva PROPHET 🙏🙌🙏🙌🙏🙌🙏👏🙏👏🙏👏
@MavisMutsago
@MavisMutsago 2 ай бұрын
Good teachings, l wish my kids to listen on this,
@RachelM-bb2yo
@RachelM-bb2yo 2 ай бұрын
Powerful thank u prophet
@petronellachiweshe9915
@petronellachiweshe9915 3 ай бұрын
Thank you my adviser , my prophet and my man of God mashoko enough ane hudzamu
@user-nt3sg6hn4d
@user-nt3sg6hn4d 3 ай бұрын
Blessed words maita henyu Prophet Paul nedzidziso yakatikoshera tinokutendai nebasa rakanaka.
@natashahweru9479
@natashahweru9479 3 ай бұрын
Thnk u prophect nekutidzidzisa mashoko enyu anesimba
@user-mk3kw1do6n
@user-mk3kw1do6n 3 ай бұрын
Morning prophet
@patriciacanhimo8232
@patriciacanhimo8232 3 ай бұрын
Amém thankyou profeta Amém 🙏🙏🙏
@user-gg7hm8ql9t
@user-gg7hm8ql9t 3 ай бұрын
Amen prophet munhu ngaatange ashanda semazuvaano unodadirwa kusvika wabudisa musonzi weropa
@user-wh2fx6gq9x
@user-wh2fx6gq9x 3 ай бұрын
Amen Prophet for the Good teaching Help with Prayers
@lutendochibi7128
@lutendochibi7128 22 күн бұрын
Powerful message...
@user-lo5wo8of3b
@user-lo5wo8of3b 3 ай бұрын
Thank you prophet I learn a lot from you. Amen
@cathrinemasendeke4067
@cathrinemasendeke4067 3 ай бұрын
Prophet u have a lot of wisdom. Thank u very much for the teaching God bless u abundantly. Amen n amen .
@mazvitasembayi7439
@mazvitasembayi7439 3 ай бұрын
Powerful teaching.thank you prophet
@TulaniMoyo
@TulaniMoyo 4 күн бұрын
Nice teaching
@user-fs1hl5ye6v
@user-fs1hl5ye6v 3 ай бұрын
Amen prophet very good teaching
@king_bruce9885
@king_bruce9885 3 ай бұрын
Good morning man of God
@tatendagodfrey145
@tatendagodfrey145 22 күн бұрын
This man has good teachings
@LinaHara-op4ev
@LinaHara-op4ev 3 ай бұрын
Amen man of God powerful teaching
@neliankomo2913
@neliankomo2913 3 ай бұрын
Amen prophet ndinokomborerwa ne kutsemura chokwadi
@charlestruecolours-mt7gu
@charlestruecolours-mt7gu 3 ай бұрын
Muno dzidzisa prophet i respect u ndoshuwira kumbouya ikoko nw ndri mudurban southafrica
@patriciatshabalala800
@patriciatshabalala800 3 ай бұрын
Good morning Prophet
@user-pe4tw3nm2e
@user-pe4tw3nm2e 3 ай бұрын
Thank you prophet good teaching
@nyashanenzou6100
@nyashanenzou6100 3 ай бұрын
Amen chokwadi thank you ne word
@MakahManiki
@MakahManiki 3 ай бұрын
Amen Prophet totenda nedzidziso 🙏
@aliceteveraishe6989
@aliceteveraishe6989 3 ай бұрын
Amen and Amen kudzidziso Prophet 🙏
@user-ss8ct8zg2k
@user-ss8ct8zg2k 3 ай бұрын
Prophet mashoko makukutu I salute tinotenda ne dzidziso
@brendakapara5028
@brendakapara5028 3 ай бұрын
Powerful teaching prophet
@julietchiremba7216
@julietchiremba7216 3 ай бұрын
Thanks prophet nedzidziso dzenyu
@rayandria2722
@rayandria2722 3 ай бұрын
That powerful teaching ❤
@user-bi8zz9pb6f
@user-bi8zz9pb6f 3 ай бұрын
Powerful words of advice prophet Miracle
@mutsetse
@mutsetse 3 ай бұрын
maita basa prophet vatete vachabvepi munguva yatiri nhasi baba ndinokutendai nedzidziso yeupenyu
@user-zl9ns5du9e
@user-zl9ns5du9e 3 ай бұрын
Good teaching Prophet.
@EdwardNjekesa
@EdwardNjekesa 3 ай бұрын
Amen amen good preaching
@user-xs4xm9yj3u
@user-xs4xm9yj3u 2 ай бұрын
Ndoda kuuyawo ikoko ndimbozo tsemurwa
@JoelMoyo-wz7be
@JoelMoyo-wz7be 3 ай бұрын
Powerful message tinotenda
@patriciatshabalala800
@patriciatshabalala800 3 ай бұрын
Amen so true man of God they respect you if u are educated n working
@user-cz8ls8sm1e
@user-cz8ls8sm1e 3 ай бұрын
Thanks prophet mashoko enyu ane simba
@user-kw5pd5fq6l
@user-kw5pd5fq6l 3 ай бұрын
What a good teaching man of God 🙏
@gracemutizamhepo1159
@gracemutizamhepo1159 3 ай бұрын
Amen and amen sevana we need support yevabereki ukaishaya unorasika asi paunozopepuka nguva inenge yafamba zvanga zvakanaka sevabereki vedu mutore dzidziso inokosha yakadai
@alfrednyatsambo5385
@alfrednyatsambo5385 3 ай бұрын
What more do you want, powerful advice from man of God.
@dominichwenzira4769
@dominichwenzira4769 3 ай бұрын
Thank you very much for educating girl child
@user-mv8ip7mg3l
@user-mv8ip7mg3l 3 ай бұрын
Thanks prophet for the advise
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 3 ай бұрын
Munhu ngaatsemurwe ne tsananguro prophet.
@dorcasmunyoro463
@dorcasmunyoro463 3 ай бұрын
Powerful teachings❤
@nostermadzivanzira-te3bz
@nostermadzivanzira-te3bz 3 ай бұрын
Amen profet nyaya iyoyo ndinoti amen amen
@thelmareppoh
@thelmareppoh 3 ай бұрын
Good teaching prophet
@robinhosamuel2971
@robinhosamuel2971 3 ай бұрын
Amen prophet
@user-jh7mw3je3i
@user-jh7mw3je3i 3 ай бұрын
Thank you prophet for guiding our daughters 🙏
@user-ft6qi2hz2h
@user-ft6qi2hz2h 3 ай бұрын
True man of God help us
@petronellamagaramombe
@petronellamagaramombe 3 ай бұрын
Teach us papa good teaching
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 3 ай бұрын
Amen and Amen prophet tinokutendai nedzidziso yenyu munhu vamwari
@user-to2nr8jp9v
@user-to2nr8jp9v 3 ай бұрын
Amen
@user-ky9xl9xi2k
@user-ky9xl9xi2k 3 ай бұрын
Tsemurai munhu prophet 😂😂😂. Mandipedza nhs. Hanzi ko kana ndichida kutsemura bhachi rangu❤😂😂
@MelissamasangomaiMasangomai
@MelissamasangomaiMasangomai 3 ай бұрын
A teacher and a true man of god
@loreenmereki6450
@loreenmereki6450 3 ай бұрын
Mazvita prophet nedzidziso
@DoreenGatsi-xf3dr
@DoreenGatsi-xf3dr 3 ай бұрын
Mashoko makukutu man of God
@cathrinemasendeke4067
@cathrinemasendeke4067 3 ай бұрын
Surely we need to empower the girl child
@gamutapambwa9630
@gamutapambwa9630 3 ай бұрын
amen thank you man of God
@irenehwehwe1889
@irenehwehwe1889 3 ай бұрын
Ameeeeeeen Prophet Amen
@user-px8fk1ir6i
@user-px8fk1ir6i 3 ай бұрын
Amen dzidziso yakakosha iyi
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 3 ай бұрын
God bless u prophet
@KeritahTsikira
@KeritahTsikira Ай бұрын
Amen Prophet
Kuda kuroorwa naOga zvakwazoita double trouble chaiyo-Prophet T Freddy
13:50
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 99 М.
We Got Expelled From Scholl After This...
00:10
Jojo Sim
Рет қаралды 77 МЛН
1❤️
00:17
Nonomen ノノメン
Рет қаралды 4,5 МЛН
small vs big hoop #tiktok
00:12
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 26 МЛН
WHO DO I LOVE MOST?
00:22
dednahype
Рет қаралды 78 МЛН
Prophetic par excellency- Prophet T Freddy
11:23
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 161 М.
prophet miracle paul _ mweya ykaipa yezvikwambo mudzimu
18:47
TRUE LOVE 💕 TV Zimbabwe
Рет қаралды 15 М.
Evangelist T Muparinga - Nyasha dzaMwari
1:04:05
Cross Before Crown TV
Рет қаралды 280 М.
CHAPLAIN PHIRI - BREAKTHROUGH
2:10:15
Cross Before Crown TV
Рет қаралды 94 М.
Prophet Inzwirashe Matema.
8:43
THE GOSPEL MHARIDZO
Рет қаралды 17 М.
Hwindi kuita bonde nemukadzi wemunhu Ku back seat?
26:43
Manass-Chibanda
Рет қаралды 30 М.
prophet miracle Paul _ musikana akabira boyfriend mari 6 000 kuti abhadhare chikwereti
17:31
We Got Expelled From Scholl After This...
00:10
Jojo Sim
Рет қаралды 77 МЛН