prophet miracle paul

  Рет қаралды 57,348

MERIBA TV

MERIBA TV

Күн бұрын

Пікірлер: 132
@brightonmadzongo4472
@brightonmadzongo4472 4 ай бұрын
Prophet you are my best pastor ever,chinotitadzisa Chete kuuya kuchurch kwenyu inhau yemapast edu ,vazhinji taiporomora zvino kuzotaurwa kwazvo pamberi pechita chevanhu tinobva tatya,asi Mwari ngaakuitirei zvizhinji
@haz5797
@haz5797 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@mercygurure5238
@mercygurure5238 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 shuwa
@chipochiwaza3926
@chipochiwaza3926 6 ай бұрын
Powerful man of God, munotaura mashoko makukutu chaiwo
@SusanMurandu
@SusanMurandu 4 ай бұрын
Powerful teaching man of God ane nzeve dzekunonzwa nekudzidzisika anobatsirika nedzidziso dzenyu pfuudzwayi mberi nabasa rashe sekutumwa kwamakaita nedenga tinotenda .
@nomattermujaji
@nomattermujaji 5 ай бұрын
I like your level of professionalism, prophet miracle
@RutendoKamudzandu
@RutendoKamudzandu 5 ай бұрын
Amen prophet mwaringaatibatdire tatambura nenhau idzodzi
@OmegaChizengwe
@OmegaChizengwe 4 ай бұрын
I have in love with your sermons , it is a pity a cant attent them
@believemaramba342
@believemaramba342 5 ай бұрын
U are a professional teacher thank you prophet murume ngaanzwe kuti ndozvaapo u extract a lesson diplomatic indeed
@GetrudeMukandiona
@GetrudeMukandiona 4 ай бұрын
Amen Prophet Miracle Paul ... mashoko munawo 🎉
@tendaiMufandaedza-ku4gr
@tendaiMufandaedza-ku4gr 6 ай бұрын
😂😂😂 hanzi anotodyawo nyama yacho
@CathrineJaji
@CathrineJaji 6 ай бұрын
Amen prophet mashoko makukutu ayo kuvarume
@JulietWotazi
@JulietWotazi 6 ай бұрын
Zoom in Zoom out Papa 🙏 yaaaa Pastor Miracle manyama ✌️✌️✌️
@abigailmudehwe2918
@abigailmudehwe2918 Ай бұрын
Well-said Prophet, keep up the good advices, we have rare voices like yours in todays's society. Gracias!
@TsitsiJeanChipwanyira
@TsitsiJeanChipwanyira 5 ай бұрын
Amen man of good wonderful teaching u are truly blessed
@lynnaj..5592
@lynnaj..5592 5 ай бұрын
I believe in the God that is in you,may God continue using you.
@lloydndedzu6172
@lloydndedzu6172 5 ай бұрын
Brilliant teaching prophet,man we jus need to take up our responsibilities
@VanessaMaphosa-d4w
@VanessaMaphosa-d4w 5 ай бұрын
dayi mwari andipayi Mari ndauya ikoko kutende kkkk
@partsonmanatsa-ed9ml
@partsonmanatsa-ed9ml 6 ай бұрын
❤Amen baba ndinotenda zvikuru nebsa ramunobata
@anastaciandlovu6366
@anastaciandlovu6366 2 ай бұрын
Amen munu wamwari betserai vanu
@LeonardChauke-l9m
@LeonardChauke-l9m Ай бұрын
Hoooo mkadzi akashaya nyama anotohura haaaa ipfambi yenyama
@GetrudeMukandiona
@GetrudeMukandiona 4 ай бұрын
isure Prophet vanoita sevaka zvarwa nemubereiki mumwe cht
@simbarashenyakusengwa565
@simbarashenyakusengwa565 3 ай бұрын
😂😂 pakaipa nyama nyama inodiwa
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 5 ай бұрын
Varume vazhìnji ndivo varikuparadza dzimba dzavo .Chete blame inozongova kumukadzi
@costachigwida4819
@costachigwida4819 5 ай бұрын
Ko kana murume asina Mari tarisai both sides
@Evelyntsitsi
@Evelyntsitsi 5 ай бұрын
But ingozamawo​@@costachigwida4819
@ItmustbeThulani
@ItmustbeThulani 3 ай бұрын
it's not always the problem yemurume,both sides have roles to play.. sometimes mari yacho haipo, it doesn't justify cheating.. you take vows when you get married for richer and for poorer in sickness and in health.. pple should learn to be loyal.
@evemutongwizo2397
@evemutongwizo2397 3 күн бұрын
​@@costachigwida4819but apa seems murume anotoiita mari asi akaomera hake haadi nemari yekut mudyewo fud yakanaka
@Ladypradaful
@Ladypradaful 2 ай бұрын
Excellent teaching varume vane moyo wakaipa better kusiya sometimes
@TheVoiceOfSeniors
@TheVoiceOfSeniors 2 ай бұрын
Amen Prophet Miracle Paul for saving broken marriage🙏🙏
@stanfordMuzangazi
@stanfordMuzangazi 4 ай бұрын
Ndadzidza prophet
@TawandaMuchadeyi
@TawandaMuchadeyi 16 күн бұрын
Prophet marasika ihure iro
@LogicSigauke
@LogicSigauke 5 ай бұрын
Hapana zvehurombe apaaa ini handichengeti pfambi
@jameschitenga5366
@jameschitenga5366 28 күн бұрын
Your choices are well respected,But the fact that the man ignored his responsibilities make it difficult for the man no wonder he was upfront he will not divorce,he knows he is partly to blame
@evemutongwizo2397
@evemutongwizo2397 3 күн бұрын
Zvotaurwa nemurume anoziva kut ari responsible but kna chiziva kut hauzi lyk ths man atozviona wo kut ari wrong
@EvureGombedza
@EvureGombedza 5 ай бұрын
Angaagara ainechihure zvakaoma baba ava even vakamupa yakawanda shiri inemuririwo wayo hairegi😊
@LindyBuy
@LindyBuy Ай бұрын
What is the role of a husband ...Men were hunters from the beginning...if you can't take care of your wife others will...What makes you a man if you can't provide for your wife...Man like that love beautifully well groomed women from outside ...Make your woman beautiful and provide for her then you will have peaceful marriage
@PetronellaWazeza
@PetronellaWazeza 3 ай бұрын
Thx you Prophet you teach us
@SiyandaMabena-ip2rq
@SiyandaMabena-ip2rq Ай бұрын
Pakaipa veduwe ...but Profet unodzidzisa and ndofarira dzidziso yechiporofita
@Tinotendatv8639
@Tinotendatv8639 2 ай бұрын
Amen 🙏
@SusanMutasa-t9b
@SusanMutasa-t9b 6 ай бұрын
Chokwadi varume musasafise vana vevamwe muchidaro chitema Kuna mwari iwe unenge uc hinoita braai mukadzi achinzwa nemaveg aaaaa tengera mukadzi nyama iwe murume please Rega kuita mudzimai wako adye maveg sembudzi
@evemutongwizo2397
@evemutongwizo2397 3 күн бұрын
Yhaaa kana makaroorana chengetai vabereki
@memorysamuriwo4409
@memorysamuriwo4409 5 ай бұрын
I like your wisdom prophet
@Ben-er4de
@Ben-er4de Ай бұрын
Ko vakanga vambotaurawo here nhau dzavo? Huh, hunhu hwavo vakazohunyanya. Baba ava ngavachipa mukadzi wacho mukanwa wekudanana neuyo wavanoda. Vachazodemba vavako
@guerraAlbertoManuel
@guerraAlbertoManuel 6 ай бұрын
Amen amen 🎉🎉🎉❤❤❤
@NeverPambeni
@NeverPambeni 3 ай бұрын
Powerful message
@patriciamutumwa2065
@patriciamutumwa2065 5 ай бұрын
Hamen ipapo varume mudzidzi munonyarar kana mukadzi achitaura newee Musadero so zvimwe vacho zvinorwadza
@dorothymashayamombe
@dorothymashayamombe 5 ай бұрын
Yehama ndaifarira prophet kwemukadzi kumusha kunoregererwa
@NyashaChuma
@NyashaChuma Ай бұрын
Prophet mwari akuwedzerei njere sedza Solomon mwana waDavid murambe muchitonga mumweya tizive watiri kunamata kut haasi panyika uye ano kuremekedzwa nouchenjeri
@JaneMotsi
@JaneMotsi 5 ай бұрын
Tinotenda nedzidziso yakanaka 🙏🙏
@InnocentGonora
@InnocentGonora 4 ай бұрын
ndachema zvangu 😂😂😂
@PaidamoyoMunyanyi-j2b
@PaidamoyoMunyanyi-j2b 6 ай бұрын
Very true prophet
@simbarashenyakusengwa565
@simbarashenyakusengwa565 5 ай бұрын
Shoko ngari fambe
@Lovemoremavivi
@Lovemoremavivi 6 ай бұрын
Mukadzi uyo ndoda kumumamisa
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 5 ай бұрын
Ariwako unotourayazve
@virginiamandabva6342
@virginiamandabva6342 5 ай бұрын
Amanaka hnz akundiitira hurombe kumberi kwangu aah vamwe vakadzi kaaaa🤔
@FaithMuzarabani
@FaithMuzarabani 6 ай бұрын
Thank you ne dzidziso munhu wa mwari
@EmiricaNgwaru
@EmiricaNgwaru 6 ай бұрын
Kusatenda huroyi,pano panodzidziswa hapo
@shynenazvo4474
@shynenazvo4474 4 ай бұрын
Prophet please ❤❤ u are real menof God
@GetrudeMukandiona
@GetrudeMukandiona 4 ай бұрын
Amen munhu wa mwari...vaudzei varume ava
@marshiarukanda4080
@marshiarukanda4080 5 ай бұрын
Amen prophet
@gracemoriso621
@gracemoriso621 6 ай бұрын
Amen and Amen
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 5 ай бұрын
Uye Bwodo😮
@SibongileZana
@SibongileZana 2 ай бұрын
Munondikomborera munhu wamwari padzidziso apo
@CharityGanyavhu
@CharityGanyavhu 6 ай бұрын
Amen
@JuniorCliveMatesanwi
@JuniorCliveMatesanwi 11 күн бұрын
Vambai naye prophet
@JeremiahChipisa
@JeremiahChipisa 3 ай бұрын
prophet Paul yu are a true man of God
@DOKOTERAPROJECTS
@DOKOTERAPROJECTS 5 ай бұрын
Thank you munhu waMwari nekuti dzidzisa
@garikaimatare4421
@garikaimatare4421 4 ай бұрын
Powerful prophet
@GetrudeMupita
@GetrudeMupita 3 ай бұрын
How do you do for visitors
@DumisaniMGomo
@DumisaniMGomo 5 ай бұрын
Mwari tibatsirei
@MoreblessingsModau
@MoreblessingsModau 6 ай бұрын
Amen 🙏🙏🙏
@kolonyoni3458
@kolonyoni3458 5 ай бұрын
When a woman becomes a hunter , a man falls.
@ItmustbeThulani
@ItmustbeThulani 3 ай бұрын
it's not always the problem yemurume,both sides have roles to play.. sometimes mari yacho haipo, it doesn't justify cheating.. you take vows when you get married for richer and for poorer in sickness and in health.. pple should learn to be loyal
@PriscaMunhamo
@PriscaMunhamo 5 ай бұрын
Gadzirisai vanhu prophet
@mukunatadi
@mukunatadi 4 ай бұрын
chihure hachina justification. akundikana ngaaende
@SophiaMaputi
@SophiaMaputi 5 ай бұрын
True prophet
@PeterSachipindi
@PeterSachipindi 6 ай бұрын
Umm saka ikoku hura kwauri kuita hausi hurombe here?
@EsmarkNgonga
@EsmarkNgonga 4 ай бұрын
God bless
@KatlehoSesoane-j8p
@KatlehoSesoane-j8p 6 ай бұрын
Heyo dzidziso varume
@VunganaiChenjerai
@VunganaiChenjerai 6 ай бұрын
Munhu wamwari ndirikuuyako ndinotenda nekuvaka vapenyu
@TarrenceTerrence-qu2ne
@TarrenceTerrence-qu2ne 5 ай бұрын
Ndadzidzawo
@ClaraButete
@ClaraButete 6 ай бұрын
Powerful
@dobbsarthur2182
@dobbsarthur2182 6 ай бұрын
Mahure eZimbabwe l surrender
@DereckKwera
@DereckKwera 5 ай бұрын
Ukaona uri murume uchidya zvausingazivi kwazvabva une error
@emmanuelmushonganzou5823
@emmanuelmushonganzou5823 6 ай бұрын
Muporofita wamwari kana mukadzi aona kuti murume haana zvinomukwanira ngaamusiye atsvage anezvinomukwanira, kana bhaibheri rakati chipfambi ndochete chivi chinotenderwa kurambirwaa mukadzi, no justification for cheating prophet.
@JudzaaPower93
@JudzaaPower93 5 ай бұрын
Uyu munhu waMwari so haafanirwe kukurudzira kurambana
@tendaiMufandaedza-ku4gr
@tendaiMufandaedza-ku4gr 6 ай бұрын
Munodzidzisa munhu wamwari
@MaryMary-uw3df
@MaryMary-uw3df 5 ай бұрын
Varume vazhinji Havasu Hama dzevakadzi vavo Ini imba yangu yakaparara nazvo izvozvi zvekuti munhu anongoda kumba kwavo chete
@FilimonePaulo
@FilimonePaulo 6 ай бұрын
WAKADII. KUENDA. KWAVATETE
@samchims
@samchims 5 ай бұрын
there is no smoke without fire
@mbiziDube-tn9sl
@mbiziDube-tn9sl 6 ай бұрын
Kkkkkk television 📺 murume auraya mukadzi NEMA vegetable
@tendayimuserere8223
@tendayimuserere8223 5 ай бұрын
aneta nema veggie 😂
@ParidzaiMhondera
@ParidzaiMhondera 6 ай бұрын
Ummmmm zvaiva nani dai akangoramba hake murume.Point blank ihure mukadzi uyu
@SophiaMaputi
@SophiaMaputi 5 ай бұрын
True prophet madzidzisa
@markmax3112
@markmax3112 5 ай бұрын
Mari dzinobva kuma boyfriends ndidzo dzinowanzotumirwa kunusha kunochengeta vabereki vemukadzi.
@OmegaChizengwe
@OmegaChizengwe 4 ай бұрын
Very Diplomatic
@livingstonemunyenyiwa130
@livingstonemunyenyiwa130 5 ай бұрын
Komadii kusafumura dzimba dzevanhu maita ma profecies enyu echihure pa privacy coz chinamato chiripapi
@paulbanda1640
@paulbanda1640 4 ай бұрын
Ko isu tozodzidzawo sei
@Thefifafcpro
@Thefifafcpro 3 ай бұрын
Kana uchida privacy gara kumba kwako prophet havatombokutsvage
@dobbsarthur2182
@dobbsarthur2182 6 ай бұрын
The prophet does preach gospel
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 5 ай бұрын
😂😂😂😂Ende vakadzi futi
@limbermist2904
@limbermist2904 5 ай бұрын
MaBocha ndozvaari , iye arikupa vabereki wemurume chii
@AkimShoko
@AkimShoko 4 ай бұрын
Kutsiura uko kwa katendeka
@GetrudeMukandiona
@GetrudeMukandiona 4 ай бұрын
television
@TinahMrufu
@TinahMrufu 5 ай бұрын
Papa
@maceusnavaia3437
@maceusnavaia3437 3 ай бұрын
Plays God
@faithkabasa7217
@faithkabasa7217 5 ай бұрын
Taurai inzwi kumba musauya
@eggmanteeeef7958
@eggmanteeeef7958 5 ай бұрын
Asi ku church kunenge kune mahwani sure
@SharonChauke-k9l
@SharonChauke-k9l 5 ай бұрын
Haaaaaa ichiii chibaba ichii
@SharonChidzomba
@SharonChidzomba 6 ай бұрын
Dai vagona kutererera shoko varume nekuti varikutadza ipapo chokwadi
@rumbidzainhapi
@rumbidzainhapi 4 ай бұрын
Great teacher
@kudzayiishechanakira260
@kudzayiishechanakira260 6 ай бұрын
pfungwa yavo ndeyemunhu asina kuenda ku xool
@SolomonSolly-h2q
@SolomonSolly-h2q 5 ай бұрын
Prophet manyama
@Lovemoremavivi
@Lovemoremavivi 6 ай бұрын
Hure ihure ngarinde kumba kwaro shaar
prophet miracle paul
8:21
MERIBA TV
Рет қаралды 22 М.
From Head to teacher
15:06
Prophet Miracle Paul Tv
Рет қаралды 60 М.
小丑女COCO的审判。#天使 #小丑 #超人不会飞
00:53
超人不会飞
Рет қаралды 16 МЛН
Tuna 🍣 ​⁠@patrickzeinali ​⁠@ChefRush
00:48
albert_cancook
Рет қаралды 148 МЛН
She made herself an ear of corn from his marmalade candies🌽🌽🌽
00:38
Valja & Maxim Family
Рет қаралды 18 МЛН
prophet miracle paul
15:46
MERIBA TV
Рет қаралды 35 М.
Kakande Ministries _ Mystery Behind His Debts
4:22
New Life Global TV
Рет қаралды 16 М.
SERVING GOD || APOSTLE JOHN KIMANI WILLIAM
31:31
MBCI TV OFFICIAL
Рет қаралды 4,1 М.
Driver wevana vechikoro ofumurwa pamberi pechurch naProphet Miracle Paul
21:56
Ndakanyengerwa Mukadzi na bhururu chinzwaiwo zvaavekutaura
51:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 94 М.
prophet miracle paul
35:47
MERIBA TV
Рет қаралды 70 М.
How could you take your landlord's Husband  | Prophet Miracle Paul
30:14
Acts of Prophet Miracle Paul
Рет қаралды 48 М.
小丑女COCO的审判。#天使 #小丑 #超人不会飞
00:53
超人不会飞
Рет қаралды 16 МЛН