Prophet miracle Poul

  Рет қаралды 37,789

What comes around goes around

What comes around goes around

Күн бұрын

Пікірлер: 217
@malonewaini4956
@malonewaini4956 2 күн бұрын
Panorairwa mwana wamambo muranda teerera,, 👏👏
@Marvissinge
@Marvissinge 22 сағат бұрын
Amen panyasha apo chokwadi Prophet... Trikudzidza chokwadi. Ndaterera nyangwe zvangu ndave widow Mwari ndiwanireiwo Nyasha muhupenyu hwangu nevana vangu
@chipochiwaza3926
@chipochiwaza3926 3 күн бұрын
Prophet dzidziso yenyu yashandura hupenyu hwangu, ndinotenda zvikuru nedzidziso yakanaka kudai ❤
@LovenessNhidza
@LovenessNhidza 23 сағат бұрын
Powerful teaching,thanx prophet
@VillaLee
@VillaLee Күн бұрын
Powerful teaching varikudzidzawo vamwe
@PetronellaWazeza
@PetronellaWazeza 8 күн бұрын
Amen and Amen thx you Prophet with the powerful teaching pfuudzwai mberi munhu wamwari tisunungurwewo
@HellenKindson-gl8fw
@HellenKindson-gl8fw 4 күн бұрын
Amen prophet rambai muchitinyengeterera tine nhamo vanhukadzi nyasha dzedenga dzirambe dzakativhumbamira
@CarolineToruvanda
@CarolineToruvanda 19 сағат бұрын
Powerful teaching,zvinoda kuregwa
@aimzingoni5382
@aimzingoni5382 8 күн бұрын
Thank you Prophet for your continuous powerful teachings. Amen
@godwinsentongo6143
@godwinsentongo6143 Күн бұрын
😊😮😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@TrishKatesi
@TrishKatesi 7 күн бұрын
Powerful teaching prophet mwari akuiyitirei nyasha
@LoreenMuwani
@LoreenMuwani 8 күн бұрын
Thank you father vanhu ngavadzidze 🎉
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 5 күн бұрын
Mwari ngavatibatsire vanhu vanotadza rudo kusema...mukadzi...vake mwari tibatsireyi❤
@monicamonica1579
@monicamonica1579 8 күн бұрын
I've seen prophets and heard of prophets but this man is a real prophet sent by God👏
@Grace-gn6mu
@Grace-gn6mu 8 күн бұрын
Mwari asi Benzi muupenyu wemunhu usarasa mukadzi wawakabva naye mukutambukidza nekuti wava neupenyu urirani amen munhu wamwari
@dorcasmunyoro463
@dorcasmunyoro463 7 күн бұрын
Dai akaita rombe kkkk
@MiriamMagwaza
@MiriamMagwaza 13 сағат бұрын
Kkkkk Prophet ndaseka nhs hanzi chikwekwe chinomirirei kana ropa pasisina 😂😂😂
@miriamphiri7204
@miriamphiri7204 4 күн бұрын
Hanzi na Apostle unemwana mucheche ka iwe (mudhara kwaa
@beautysithole5965
@beautysithole5965 8 күн бұрын
Kwanzi ndkamuramba, kusatongonzwa kuchamuda, vrume chokwadi Denga muchaita rekurirota kuhope, hezvo wakaramba maropafadzo, dai Prophet vati waro tengesa Imba iyoyo zvasara zvagarisika, wandibhowa mrume iwe, ku blinger blinger kwapera manje
@NyaraiDzingai
@NyaraiDzingai 4 күн бұрын
Prophet one on one imarii
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 2 күн бұрын
Ko vakadzi varikutotereswa madegree vachisiya varume hamusikuva ziva here?? 😂😂😂
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Күн бұрын
Imagine kuti kungonzwa kusamuda just bcz aitwa twumari
@NyashadzasheKuhudzehwe
@NyashadzasheKuhudzehwe 4 күн бұрын
Thank you prophet for this wonderful teaching may the Lord richly bless you .
@rosemarymatiza8401
@rosemarymatiza8401 8 күн бұрын
Thank you Prophet Miracle Paul for your teachings they are powerful
@oberttashaya-os9tr
@oberttashaya-os9tr 3 күн бұрын
Good teaching prophet,zviri kwese varume vakaita mari vakuda kuota zvinhu zvese zvitsva.Kune vakadzi vakadaro vanities kana vakubudirira vakuona hurombe nemaproblems emurume
@TapiwaMuvezwa
@TapiwaMuvezwa 7 күн бұрын
Your teachings are powerful prophet.Munodzdzisa zvekuti munhu ane nzeve dzekunzwa hake ano batsirika
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 7 күн бұрын
Yaa varume vazhinji ndopavarikuirasira ipapa kusaziva kti umwe munhu wauinaye ndiye blessing muupenyu. Tirikugaraa nazvo zvakadai
@sharlotmagombo9306
@sharlotmagombo9306 Күн бұрын
Haaa varume vanozviita vakangwara kukanganwa kuti minamato wewauinaye ndiyo ikukusimudza
@GraceJulu-w4e
@GraceJulu-w4e 4 күн бұрын
I love your teaching prophet ❤❤❤
@Nathi-z6p
@Nathi-z6p 4 күн бұрын
Powerful teachings.Thankyou Prophet🎉
@LiniaRivete
@LiniaRivete 5 күн бұрын
Yaaa hanzi ndakangosviba moyo naye kkkkk kusviba moyo nemukadzi anevana! 4 shuwa
@BeautyTepera
@BeautyTepera 6 сағат бұрын
Amen prophet nedzidziso
@MarvisMukwiri
@MarvisMukwiri 8 күн бұрын
Amen man of God tinotenda nedzidziso yenyuu
@dadiraikagoro5413
@dadiraikagoro5413 8 күн бұрын
Apedzerwa uyu Locate me o Lord through your servant
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Күн бұрын
😂😂😂😂haaa murume agumirwa ndaona adzikisa musoro paanzi mudzimai ava Uk akatorwa nemurungu😅😅😅zvino hondo ichauya yekuzosiiwa nemukadzi mudiki kana mari yapera haaaa saka vanahosi vane power vanoshingirira nhamo than vanouya vachiwana zviripo.
@maclouds-ru4ey
@maclouds-ru4ey 8 күн бұрын
Dzidziso ine mashoko makukutu...Glory be to God.
@BossCindy-bl5rl
@BossCindy-bl5rl 5 күн бұрын
Haa I wish kuti tichembedzane namaimwana coz we leave once
@moseschavhunduka2747
@moseschavhunduka2747 Күн бұрын
Ndatendeuka kubva nhasi AMEN
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Күн бұрын
😂😂😂😂😂
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 5 күн бұрын
Yes my Prophet help havapfungi nyasha dzamwari kusaziwa❤
@Molline-h9k
@Molline-h9k 17 сағат бұрын
Thank you prophet yandibata iyi
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 5 күн бұрын
Amen Prophet nenyasha dzepinda❤
@Susansevera-o6o
@Susansevera-o6o 8 күн бұрын
Kudenga kuna mwari pasi pane vanhu hamusati mariona dare rinehutongi.muchati eke zvenyu vana baba
@RayManyembere-z8i
@RayManyembere-z8i 4 күн бұрын
Ndotenda munhu washe ne basa ra tenzi ramunobata amen 🙏
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 5 күн бұрын
Thank you my Prophet for you teaching help us for ever❤ Glory be to God❤
@ednashumba8326
@ednashumba8326 4 күн бұрын
Vane nyasha vazhinji varikudadirwa mudzimba umu..kungodzwa kusema wobva waramba munhu akakupa vana 6.let this guy feel the pain hundred times..My sister ari kuUk God be with u and yr children.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Күн бұрын
Vana nemukadzi mukuru i4 then 2 ndivo vamainini
@maibarneynabrendan4144
@maibarneynabrendan4144 3 күн бұрын
Same here hanzi ndapera after 4 kids imika varume vanorwadza
@DavidMavedzenge
@DavidMavedzenge 49 минут бұрын
Thanks for the prophecy and teaching out of the prophecy.
@HussainMRooben
@HussainMRooben 8 күн бұрын
Aaaaaa prophet you are top, your teaching is blessings
@preemacnyandoro4811
@preemacnyandoro4811 8 күн бұрын
Waita Mari manje mukadzi akukusemesa bhoo here
@dorcasmunyoro463
@dorcasmunyoro463 7 күн бұрын
Varume soo
@FortuneKanatsa
@FortuneKanatsa 4 күн бұрын
Uum zvakaoma
@VimbaiKufakunesu
@VimbaiKufakunesu 3 күн бұрын
😢😢😢😢😢
@brendagandawa211
@brendagandawa211 5 күн бұрын
Cousin vakaenda ne nyasha... Musadzoke ku rombe iro please. Bhora mberi!
@lazieharsh
@lazieharsh 8 күн бұрын
Kune vamwe vanhu vakangoropafadzwa, vasingangodi kuitirwa chakaipa pasina chavakuita.
@moseschavhunduka2747
@moseschavhunduka2747 Күн бұрын
Ndabatikana zvikuru mwari vakanaka
@MhofuShava-l7y
@MhofuShava-l7y 7 күн бұрын
Prophet ndinamatireiwo ndikasvika pamba pevanhu kushanda vanosara vasisina chinhu ndinoshanda mumba ndinamatireiwo
@beesolomon2645
@beesolomon2645 4 күн бұрын
This is powerful massage therapy to anyone thank you papa xxxx❤
@IreneZ-k6o
@IreneZ-k6o 5 күн бұрын
Prophet handidi nemi Amen I salute you
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 5 күн бұрын
Vakomana mwari anogona chose ❤
@VINCENTMPOFU-x5b
@VINCENTMPOFU-x5b 2 күн бұрын
Powerful teaching man of God
@TendaiMutenda
@TendaiMutenda 2 күн бұрын
Thank you Prophet tadzidza
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Күн бұрын
Kune varume vekuti vakaita mari vanoona mkadzi wake seanonhuwa otangwa kusema mari yakunodyiwa nasmall hse haaa vakawanda vadzidza.
@MariaShambari
@MariaShambari 7 күн бұрын
Thank you prophet sevarume dai vadzidza apa
@rashychikwana6
@rashychikwana6 8 күн бұрын
Kutaura kwake ndatoona kuti munhu akaita Mari anodada chokwadi
@LindaChitiyo-j5v
@LindaChitiyo-j5v 5 күн бұрын
Kudada chaiko unenge usisina kukodzera kudya mari apa maitambura mese
@JulietMareya
@JulietMareya 8 күн бұрын
Thank you Prophet nedzidziso ine simba
@RachelChigumbu-rs1vp
@RachelChigumbu-rs1vp 8 күн бұрын
Ndinotenda prophet dzidziso inokomborera ndakomborerwa
@Florence-g5m
@Florence-g5m 8 күн бұрын
Thanks for the teaching phophet thanks
@CharityGumbo-b9m
@CharityGumbo-b9m 8 күн бұрын
Hey ma1 apa vakaenda nenyasha dzacho kumurungu agarazve ane zvinhu zvake mai ava,,,,, baba vanozvidemba ava,,, varume so
@BettyMaparura
@BettyMaparura 3 күн бұрын
Tibatsireiwo muporofita wamwari
@TasaraMusvuugwa
@TasaraMusvuugwa 4 күн бұрын
Haaaa zvadhakwa kana akaita mistake yekuramba mukadzi achi mhanyira maslay queen, manje zvafa
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 2 күн бұрын
With God the proud hearted are humbled, amen
@EdmoreMusiyarira
@EdmoreMusiyarira 3 күн бұрын
Thank you prophet for the wise words❤
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 7 күн бұрын
Great teaching Prophet.....
@BeautyNyamachora
@BeautyNyamachora 8 күн бұрын
Varume vanehutsinye kushingirira kubva naye mumadhaka aita mari akusviba moyo nemukadzi wakutora umwe haumbofa wakakomborerwa varume dzidzai pliz
@noelkashaya4320
@noelkashaya4320 5 күн бұрын
Its both ways hama kune vakadzi vanodzidziswa nevarume kana kutangirwa business zvake zvakuita anochinja zvausati wamboona
@sheltermbulawa
@sheltermbulawa 7 күн бұрын
Very powerful...thank you prophet
@godknowsmagwizi7494
@godknowsmagwizi7494 3 күн бұрын
Nyasha dzivewo muimba mangu kusvika pakuguma kwemazuva
@nolinenyambuya
@nolinenyambuya 8 күн бұрын
Amen mwari wakanaka
@MavisMagaya
@MavisMagaya 7 күн бұрын
Wakabva kure ndinowaziwa
@Rumbidzaichivhanga
@Rumbidzaichivhanga 8 күн бұрын
Mazvita baba ndanzwisisawo neni nyasha dzanda katakura that's my true story
@LillianChinyanda
@LillianChinyanda 8 күн бұрын
Mwari nyasha dzenyu ngadzindiwane ndibate zvinooneka
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 7 күн бұрын
Baba makakanganisa kuramba munhu pasina chikonzero ,zvino shamhu yedenga inosvasvanga .
@MikeSbahleNkomo
@MikeSbahleNkomo 8 күн бұрын
What a powerful teaching
@MonicaUsenii
@MonicaUsenii 8 сағат бұрын
Amen and Amen powerful
@miriamphiri7204
@miriamphiri7204 4 күн бұрын
Really hanzi ndakavaramba ,regai riite rombe nxaa
@MargrethPurazi
@MargrethPurazi 6 күн бұрын
Amen 🙏 chokwadi prophet
@NellyMadosi-i3m
@NellyMadosi-i3m 5 күн бұрын
Yaa this is a powerful teaching
@FlorenceChikomo-g4q
@FlorenceChikomo-g4q 8 күн бұрын
Ndidzo hama dzatinadzoo kana dzabudirira dzotisema shame Lord have mercy on us 😢
@PaidamoyoNyamukapa
@PaidamoyoNyamukapa 8 күн бұрын
Dzidziso yenyu inokomboreraaa
@Grace-gn6mu
@Grace-gn6mu 8 күн бұрын
Ndibatsirewo munhu wamwari ndiri panguva yakaoma ndini umwe munhu ari panguva yakaita seiyi ndinamatireiwo munhu wamwari
@tendaigwastvaira-ms8yf
@tendaigwastvaira-ms8yf 8 күн бұрын
Varume vadzidza vakawanda thanks prophet
@richleyfans5820
@richleyfans5820 8 күн бұрын
neni ndadzidza even though not married, pataurwa apa
@VimbaiKufakunesu
@VimbaiKufakunesu 3 күн бұрын
Havambodzidze ava nxaaa 😢
@richleyfans5820
@richleyfans5820 3 күн бұрын
@@VimbaiKufakunesu yowee nhy Vimbai ihasha here idzi, zvatadzidza wani
@L.l.S-q30
@L.l.S-q30 2 күн бұрын
Varume vano nyanya
@MatildaJORDAN-sf1hm
@MatildaJORDAN-sf1hm 8 күн бұрын
Amen pray for me Baba ndachema nokuti ndiri mu situation iyoyo chaiyo
@MemoryMashoko-x2q
@MemoryMashoko-x2q 8 күн бұрын
Maita basa nedzidziso iyi Prophet
@rutendomudavanhu
@rutendomudavanhu 8 күн бұрын
Ndinotenda baba nyasha idzi tinadzo pachokwadi
@leonmuvirimi
@leonmuvirimi 2 күн бұрын
The best prophet in Africa
@MaybeMadzima-iv5mr
@MaybeMadzima-iv5mr Күн бұрын
Yaa ndokunonzi kurangwanaMwari
@linomsadube
@linomsadube 8 күн бұрын
Prophet hamurovi imbwa makaviga mpinyu Baba avo vari kurohwa neshamhu yamwari
@TawanaNyasha-j6r
@TawanaNyasha-j6r 8 күн бұрын
Kwazvo
@isabellachikwanha5523
@isabellachikwanha5523 Күн бұрын
Thank you tadzidza
@PricillaChidhanguro
@PricillaChidhanguro 7 күн бұрын
Misodzi yemukadzi iyeye haa
@arnoldmugwagwa5958
@arnoldmugwagwa5958 4 күн бұрын
Takudawo ma live service isu tirikure
@BernadateChiketa
@BernadateChiketa 8 күн бұрын
Thank so much nekuuya muupenyu hwedu nokuti taparara tisina zivo
@gladmanpasipanodya499
@gladmanpasipanodya499 5 күн бұрын
Kana mukadzi asina zvaaita haarambwe.
@MrsFishPride
@MrsFishPride 4 күн бұрын
Amen powerful profet
@LillianChinyanda
@LillianChinyanda 8 күн бұрын
Amen prophet I pray my life will change for batter
@nobertnkomo5442
@nobertnkomo5442 2 күн бұрын
Ma1 awa
@RonaldGuni-n3d
@RonaldGuni-n3d 23 сағат бұрын
Amen man of God
@ethelmoyo8342
@ethelmoyo8342 7 күн бұрын
Powerful teaching baba
@PatrickChinyunyu
@PatrickChinyunyu 8 күн бұрын
Powerful prophecy,i love it
@TendaiMuromboMurombo
@TendaiMuromboMurombo 8 күн бұрын
Iiih dai ndiribaba ava ndaifenda kuti dhii yuwii chimwe chokwadi chinorwadza
@tkgumindoga1301
@tkgumindoga1301 8 күн бұрын
Chokwadi chakanyanya zvakaoma kuziva kuti 1) very soon ndichaita rombe. 2) ndichasara ndisina mukadzi
@maclouds-ru4ey
@maclouds-ru4ey 8 күн бұрын
Ende vaudzwa chokwadi chaicho......vakadzi vamwe vane zvipo zvavakataura muupenyu kuenda anoenda nemakomborero ake edenga
prophet miracle paul
15:48
MERIBA TV
Рет қаралды 24 М.
Мама у нас строгая
00:20
VAVAN
Рет қаралды 11 МЛН
What type of pedestrian are you?😄 #tiktok #elsarca
00:28
Elsa Arca
Рет қаралды 36 МЛН
coco在求救? #小丑 #天使 #shorts
00:29
好人小丑
Рет қаралды 34 МЛН
Kuzopfeka br*gwa remukadzi nekuda mari iwe uri munhurume murume hazvizonyatsoiite-Prophet T Freddy
5:14
prophet miracle paul
21:36
Daughter of zaon tv 💕💕
Рет қаралды 21 М.
WATSOMBA.........SEKURU MUKOTSANJERA VOPINDURA MADZIBABA
30:52
Drewmas Media
Рет қаралды 13 М.