All those who agree with me kuti Heavenly Commander is a COMEDIAN.... let's gather here nema likes 👍
@phillimonmheremhere49092 жыл бұрын
Ndazoseka kkkkkk madungwe shld get an award kunacomedians
@lloydkingzhuwau49993 жыл бұрын
Uncle toda interview nemudzimai kana hama yemuchinda uyu or even 1 wesangano rake coz uuuuuuuuhm serious yake nezvaarikutaura 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 zvoda kuti tinzwewo vaanogara navo kuti vanomuona sei aiwa i gv up 🤣🤣🤣🙌 kana kuti chimboendai kuchurch kwavo mutipe live vdeo muchuch uncle ini ndoda kumboona church service yake 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣HEAVENLY ARMY 🙌🙌
Baba ava vana mhemherero nekut kutaura kwavo ndekwempengo chaiye vanoona sekut kana vakarota nyeredzi imwe vofamba vachiudza vanhu nhema dznonyadzisa kudaro ivo vanot handiverengwi mupasi asi ivo ndpo pavakamira tsitsi urombo
@masie15463 жыл бұрын
Uncle I'm still wondering how you were able to keep up with your straight face through out that interview 😅😅😅😅 this is funny honestly
@gracemawere82663 жыл бұрын
😂😂😂😂😂u can say tt again inin hangu kungotarisa chete ndoita kuumburuka
@Sunshine_INFJ3 жыл бұрын
I was wondering the same...
@pelagiamatafi96462 жыл бұрын
🤣🤣🤣
@onaimarume733 жыл бұрын
I love the way kule varikubvunzurudza how chaizvo vakaona Mwari ere prophet 😅😅😅😅
@mutongi_garwe20002 жыл бұрын
Heavenly President , Heavenly Lawyer naHeavenly Doctor😁😁😁
According to the bible no one has ever gone into heaven accept the one who came from heaven the Son of the Man Jesus Christ (John 3:13)
@bongiek80143 жыл бұрын
Uncle how did you manage to keep a straight face
@lindahfarikai11523 жыл бұрын
Heavenly loyer how wonder it is kkkk
@lindahfarikai11523 жыл бұрын
Pakaipa South Africa is the Sodom and Gomora of Africa. haa uncle saint makasimba ini ndingabatwa netsetswa vasati vapedza kupindura 🤣🤣🤣
@deemtambaz92733 жыл бұрын
Taura hako
@ruvarashechinyanga60553 жыл бұрын
Kule murisei nhs zvakaoma sure
@gracechivasa47243 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkk
@gracechivasa47243 жыл бұрын
Khule vanemisikanzwa
@ruvimbopfekezani39303 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣 haa ndaseka zvangu kkk
@lizzymatima56132 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣 uncle,hanz ska neni handipo,
@taitoszvirikure65433 жыл бұрын
sekuru maswera sei
@princessmamthe43773 жыл бұрын
Spiritual school 🏫😲🤔
@shyletmakwiranzou14823 жыл бұрын
VaMadungwe ngavambonoonekwa nachiremba something is wrong with his brain
@peacedrael4002 жыл бұрын
Nothing is wrong with him ,if you are not spiritual eye opened ,u will never understand him ,.in spiritual realm there are titels and ranks .like wise in Satanism they have ranks so if you don't know spiritual things ,.Don't comment with physical understanding
@rangacharumbira8803 жыл бұрын
Kupenga here kana kuti panezvimwewo zvekuzviitisa apa ,,,, pliz repent bro Madungwe.
@bongiek80143 жыл бұрын
Handisati ndamboona munhu akadai
@nyanga9913 жыл бұрын
Taimboti maZomba akadzidza but kwete vapengo
@prosperchimbambo32913 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mibvunzo ya Uncle inopedza maSports
Vari bhoo ava. Vanoita thorough fasting so kuonda uku mutsanyo
@william461992 жыл бұрын
Army commander, Magaya, Angel, Jeremiah same fanana
@Pazvagwamunhumashokoanowanda3 жыл бұрын
Talent Chiwenga arikuvaisa busy madzenga aya🤣. Hanzi "a preacher should not rebuke other preachers"... ibhaibheri ripi rinoverengwa navaDanere ava. False prophets must be exposed. Talent Chiwenga is right. He's not the only one. Check out Adventist lay preachers, ndopaunozoziva kune vanoundura maprophet ndururani aya.
@lucaspetermapale23833 жыл бұрын
une pfungwa kunge dzangu talent chiwenga atori bho he exposes ma fek
@thokozanimulaleya91653 жыл бұрын
Mwari batsirai chokwadi
@phillipmoyomanjongoma28383 жыл бұрын
Ko vamadungwe makambot TB Joshua asvika kudenga 4wks ago nw makut chat riri pazero hapana apinda denga hamusi makunyeba hr
Something is wrong muUpstairs yemufana uyo heavenly doctor iye achitozvirwarirawo hake nebrain
@roselyn34973 жыл бұрын
Makwikwi
@patriciaruvengo3 жыл бұрын
Holy spilt kkkkk
@sharondongonda74063 жыл бұрын
'spurutually'😅😅
@ngorimajoyce36373 жыл бұрын
kkkk the way he pronounces it kkkkk ndanakidzwa zvangu
@bmupinga3 жыл бұрын
Heavenly sch.dead or alive 🤔🤔🤔
@chiedzamatumba13263 жыл бұрын
Ko nhai mkuru wezvemweya n'anga dziri kutuma vanhu kuba vana vachiuraya kurombesa nekuchekeresa hupenyu hwevamwe vanhu nekupa zvikwambo dzichapiwa mutongo wakaita sei comander tivhunzirei denga.
@bmupinga3 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂🤦♀️
@deemtambaz92733 жыл бұрын
Murume uyu soooka he confuse himself.....dai mabvunza kuti vanotora pills here for himself Uncle hanzi chat zero zero hamupo
@nancemoyo93653 жыл бұрын
Account to the bible (John 3:13) And no man hath ascended up to heaven, but he that come down from heaven, even the son of man which is in heaven. Hakuna munhu wakakwira kudenga ,asi wakaburuka kudenga,iye Mwanakomana wemunhu.not madungwe