QOUNFUZED - NDICHAKURATIDZA (OFFICIAL VIDEO)

  Рет қаралды 221,409

QOUNFUZED OFFICIAL

QOUNFUZED OFFICIAL

Күн бұрын

Produced by Shelthang & Blinx
Co-Written by Mcdonald Sheldon,Emegy Chizanga & Ian Makiwa
Composed by Mcdonald Sheldon
Video by Walle Visuals
LYRICS
Ndiwe wakauya ne love and happiness
Love and Happiness yangu
Ndiri kuona future
Wakapfeka white wedding dress
Uchitonzi mistress yangu
Mai vevana vangu
Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya
Muhupenyu hwangu
Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya
Muhupenyu hwangu
Ndichakuratidza hama dzese vana Sekuru nana mbuya
Kuti ndiwe wangu
Ndichakuratidza Hama dzese vana Sekuru nana mbuya
Ndiwe mudiwa wangu
Bhebhi ndichakuratidza kunevanhu
Ndichakuratidza kune vanhu
Ndichaenda newe kumba Kunoratidza mai vangu
Kuti ndiye munhu wangu
Kubva pawakandibvuma ndakamira kuita zvinhu zvakawanda oh oh
Zvakatora nguva asi ndakatongoramba ndichishanda
Ndirikurota uchindipa kiss nezi hug
Bhebhi inini I love you but iwewe do you love me
Ndirikuona future yangu newe iri lovely
Uri wife yangu inini ndiri hubby
Kubvira pawakauya
Muhupenyu hwangu
Wakazadzikisa chishuwo chandaishuwa
Muhupenyu hwangu
Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya
Muhupenyu hwangu
Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya
Muhupenyu hwangu
Ndichakuratidza hama dzese
Ana Sekuru nana mbuya
Kuti ndiwe wangu
Ndichakuratidza Hama dzese
Ana Sekuru nana mbuya
Ndiwe mudiwa wangu
Bhebhi ndichakuratidza kunevanhu
Ndichakuratidza kune vanhu
Ndichaenda newe kumba Kunoratidza mai vangu
Kuti ndiye munhu wangu
Iwewe uripo itori shudhu ndofeeler good kupika namai
Haa ndopika namai
Ndinoda iwewe chete vamwe kwete
Ndovati goodbye
Hakusi kuti ndiri rudhu
Bhebhi ndiwe wandikonzera kudai
Nhamo inotiwana tese tarira mutakura kana mangai
Ndoda kukuratidza kunana sistren
Kuti ava ndivo future mother to my children
Ndichatinha mombe dziuye kudheni
Kuti ndimuke ndiri paside pako makuseni
Kubvira pawakauya
Wakazadzikisa chishuwo chandaishuwa
Muhupenyu hwangu
Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya
Muhupenyu hwangu
Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya
Muhupenyu hwangu
Ndichakuratidza hama dzese vana Sekuru nana mbuya
Kuti ndiwe wangu
Ndichakuratidza Hama dzese vana Sekuru nana mbuya
Ndiwe mudiwa wangu
Bhebhi ndichakuratidza kunevanhu
Ndichakuratidza kune vanhu
Ndichaenda newe kumba Kunoratidza mai vangu
Kuti ndiye munhu wangu

Пікірлер: 382
@CindyMunyavi
@CindyMunyavi 11 ай бұрын
Qounfuzed anogona guys😅😅😅😅😅
@theninjazz
@theninjazz 11 ай бұрын
hahaha tane 15 years chizviziva izviii fambirana nesu Anyways l miss ur music Cndy
@makanakamellisagwande
@makanakamellisagwande 11 ай бұрын
Taura hako iiiiii iwe ❤
@King-Tee_Official10
@King-Tee_Official10 11 ай бұрын
Haaa indururu but Qounfused chimbosimbisawo Platinum Prince mumwe wako tiri kuda chicollabe chiHit😊😊
@noblechadinezzer3793
@noblechadinezzer3793 7 ай бұрын
Mhosva🫴🏽🎧🔥🔥🔥unondidzora kunge maragada ndiwe wandada you are my HUMAN🫠
@tinotendasasa8380
@tinotendasasa8380 6 ай бұрын
Muhombe uyu
@keithchirume6003
@keithchirume6003 11 ай бұрын
Dear parents the time is here again if you see us on our phones we're only appreciating the good works of our superstar Qounfuzed nothing mischievous going on 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@kunashemarve341
@kunashemarve341 11 ай бұрын
You may say that again brotherman
@rozvi_prince
@rozvi_prince 11 ай бұрын
Moyo agh mamuchitaura shuwa song ndeyedu isusu tine vekuratidza vanhu 😅
@keithchirume6003
@keithchirume6003 11 ай бұрын
@@rozvi_prince 😂 ndangoinzwa ndikati iyi ndeya moyo chete ndivo vakaimbirwa song iyi
@kudakwashemuza3397
@kudakwashemuza3397 11 ай бұрын
Kkkkk mabars amunenge muchirova aya motanga mamborohwa nembanje hanty😂😂😂😂...chogona qnfused
@mollamutisi6538
@mollamutisi6538 11 ай бұрын
My fav ❤
@nyashamhembere7812
@nyashamhembere7812 11 ай бұрын
❤❤iwewe uripooo itori shudhuuu ,ndo feeler good 😍 kupika namai😊wow,shona is so romantic
@tinotendasasa8380
@tinotendasasa8380 6 ай бұрын
Who's still listening this??uyu anopedza
@paidamoyocynthiamukanwa853
@paidamoyocynthiamukanwa853 11 ай бұрын
Why is he so underated when he is always consistent. Proud to be part of this generation and witness this talent. Top notch song
@gwinyairushwaya7483
@gwinyairushwaya7483 11 ай бұрын
Amen🤝
@tawandatimbe9567
@tawandatimbe9567 7 ай бұрын
Very true
@FaruqueSelemane
@FaruqueSelemane 11 ай бұрын
I love that part when he say "ndoda kukuratidza kunana sistren wa ndiwo future mother to my children🥵
@luciatachiona690
@luciatachiona690 10 ай бұрын
I feel like this song isn't getting enough appreciation that it deserves 😢😢😢😢or maybe people aren't in love😂😂😂😂
@marthakadzviti7396
@marthakadzviti7396 11 ай бұрын
The voice 💯 the lyrics 💯 the video 👏 qonfused you are talented 👏💖
@vatsurondini1585
@vatsurondini1585 11 ай бұрын
1st panoo
@beatsworld01
@beatsworld01 11 ай бұрын
I found the one and this song makes me feel like crying because this song is saying what i told her because she is the future mother to my kids She is beautiful and she has the best voice Qonqon your good with words like u kill when u sing even with the heart beat
@talescorkingsasha6543
@talescorkingsasha6543 11 ай бұрын
Qounfuzed never disappoints
@sharonrutendomafukidze9159
@sharonrutendomafukidze9159 11 ай бұрын
Mkomana wazviita zvakare👏🏿👏🏿👏🏿 The visuals are on point!
@nyckidahfilms4049
@nyckidahfilms4049 11 ай бұрын
On behalf of all photographers and forex traders I say yes to this masterpiece
@anesumutari2981
@anesumutari2981 11 ай бұрын
munosota market hre mdara kkkk
@tapiwahlapo9448
@tapiwahlapo9448 11 ай бұрын
Song iyi yandifungidzisa 2030 ndane ka wife material Kangu
@wallevisuals
@wallevisuals 11 ай бұрын
RUN IT UP PEOPLE….Ndirikuona future🔥
@bbzim6185
@bbzim6185 11 ай бұрын
You doing a great job Can’t thank you enough
@dexcreativeartsy2928
@dexcreativeartsy2928 11 ай бұрын
🎉The Future is bright King it’s our time to shine
@nyasha_k105
@nyasha_k105 11 ай бұрын
Ko tadii hedu tangokuvakira Statue paHeroes Acre uchiri mupenyu 🔥🔥🔥
@priscilampala456
@priscilampala456 11 ай бұрын
I don't know where I'd be if qounfuzed didn't exist , no joke
@dat_gal_yolah6549
@dat_gal_yolah6549 7 ай бұрын
This video is hella mad 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@tanyamufanechiya
@tanyamufanechiya 11 ай бұрын
amazing vocals well done qounfused❤
@berlapanashe7335
@berlapanashe7335 11 ай бұрын
Vanhu vazhinji vakazoappreciator Garry afa Let's appreciate good talent munhu achiripo kudai
@Leon-ze7gb
@Leon-ze7gb 11 ай бұрын
Video quality you don't miss 💪💪
@stephenrusike5921
@stephenrusike5921 11 ай бұрын
Unmatched, Always on point....he delivers everytime soo soo 100
@rebeccakasese4412
@rebeccakasese4412 11 ай бұрын
@wallevisuals never ever dissapints 🔥🔥🔥🔥🔥
@wallevisuals
@wallevisuals 11 ай бұрын
Thank you, rakidzwa kunevanhu 🙏🏾
@modekaiMungerer
@modekaiMungerer 11 ай бұрын
Zim music ummmm surrender these guys varikushanda umm keep on pushing guys we appreciate yr work 🎉🎉🎉
@QOUNFUZEDOFFICIAL
@QOUNFUZEDOFFICIAL 11 ай бұрын
Thank you
@GraceKamuchikunda-cx8px
@GraceKamuchikunda-cx8px 11 ай бұрын
❤Qounfused ndomudisisa uyu ❤unogona 🎉haupere
@SandyByne
@SandyByne 11 ай бұрын
Unogona
@PoliteGwire-xr6kr
@PoliteGwire-xr6kr 11 ай бұрын
Haaa uyu ndomufarira mhani anogona...anoimba zvingori cool zvandoda haana dzungu dzungu or mazi speed akawanda...he is juss perfect ❤
@allcarpentryworks8055
@allcarpentryworks8055 11 ай бұрын
Ndini nani tabva tafunga AKA nekuda kweka dance karohwa pa 37 seconds . Qounfuzed is now unstoppable
@PanasheKadambure-l5b
@PanasheKadambure-l5b 10 ай бұрын
My talented brother ❤❤❤❤❤🎉❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@jorummatsongoni3832
@jorummatsongoni3832 11 ай бұрын
Uyu anorema hake. Never disappoints🎉
@tindoinspires8054
@tindoinspires8054 11 ай бұрын
The quality, the consistency, good vibes 🔥🔥🔥
@chamusasurasibonginkosi8487
@chamusasurasibonginkosi8487 11 ай бұрын
how do i click the like button twice😍
@tylonfilmstylonfilms2394
@tylonfilmstylonfilms2394 11 ай бұрын
With how much love has given me set backs this guy keeps on giving me hope 😂
@brianyotam6489
@brianyotam6489 11 ай бұрын
Chibaba ichooo 🎉🎉🎉 unogonesa shaa keep fire burning
@WesleyRichard-nq7cc
@WesleyRichard-nq7cc 11 ай бұрын
Great is great u can never underrate
@EdmoreSamungure
@EdmoreSamungure 11 ай бұрын
mdara mdara boys, chopedza bhora ichi chamooti qounfuzed
@ilonahnyamandi7298
@ilonahnyamandi7298 11 ай бұрын
Qounfuzed u are the best
@KASIOFILMS
@KASIOFILMS 11 ай бұрын
that outfit glitch is goated, well done timber
@wallevisuals
@wallevisuals 11 ай бұрын
I appreciate you👊🏾👊🏾
@DominicTembo-c6c
@DominicTembo-c6c 11 ай бұрын
Mature music to mature people next song ft Volts jt❤
@kimberlymarusho3665
@kimberlymarusho3665 11 ай бұрын
hoyooo wazviita futi mkomana🎉🎉
@vimschirisa7562
@vimschirisa7562 11 ай бұрын
Q + Timber.…ndimi murikupisa 🔥🔥🔥
@BeaterNyoni-nx9mo
@BeaterNyoni-nx9mo 10 ай бұрын
One of the artists who dishes best videos
@BeatriceKachere-v7x
@BeatriceKachere-v7x 11 ай бұрын
Ichooo has done it again
@Melisasasha
@Melisasasha 7 ай бұрын
Zvinhu zvese zvazochinja ndrikufara wakauya ❤❤ to us vanonakirwa ne song chero tiri single🔥
@andymashati
@andymashati 11 ай бұрын
Respect this guy and give him his flowers 🌺 now Chogona ichi🥵🔥🔥🔥🌹
@charmabreezy
@charmabreezy 11 ай бұрын
confused one munhu anobika maHIT💯💯INYANZVII
@meme_rue
@meme_rue 11 ай бұрын
😭we already covered for december❤❤🎉
@seanmalidadi7806
@seanmalidadi7806 11 ай бұрын
You are the best in the Business. RNB stylist , RNB king. Unopisa as always 🔥🔥
@TinotendaMusendeki
@TinotendaMusendeki 11 ай бұрын
Qounfuzed huchi🙃
@pastorzgcuwagcuwa1716
@pastorzgcuwagcuwa1716 7 ай бұрын
Handisi musalad but Qounfuzed anondi confuser zekutosvika pakunzwa mayonnaise 😉💥💥💥💥
@DennisKamwaya1234
@DennisKamwaya1234 11 ай бұрын
Superstar of the zimdancehall
@Munashembiza
@Munashembiza 6 ай бұрын
Sorry l am late but he is no longer a Zimdancehall artist
@katelynvuragu3782
@katelynvuragu3782 11 ай бұрын
❤❤❤mupei maruva uyu🎉he never disappoints🔥💯
@KudzaiKapesa
@KudzaiKapesa 11 ай бұрын
Qounfuzed never disappoint ,,am proud of u ,,cheers to us love this talented artist ❤❤❤
@MomoeNdoro
@MomoeNdoro 11 ай бұрын
🥂🥂🥂
@nataliachunga7876
@nataliachunga7876 11 ай бұрын
Imikaaaaa🔥🔥🔥🔥🔥❤😍haa qounfuzed wakanyanya this song is🔥
@vitalisvantlenhau1276
@vitalisvantlenhau1276 11 ай бұрын
🔥🔥🔥🔥🔥💯💯💯🙌Sweetie afro something something ❤️
@kingjokerofficialmanyere905
@kingjokerofficialmanyere905 11 ай бұрын
Ndakamirira my village people and my wicked landlord, ndoda kungoti haiwa Quonfuzed anogonesa🎉
@ellenmubaiwa4795
@ellenmubaiwa4795 11 ай бұрын
na landlord manjee
@EmmanuelMarinator
@EmmanuelMarinator 11 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ Quonfuzed to the world 🎉🎉🎉
@isabellazhennjeny8621
@isabellazhennjeny8621 11 ай бұрын
Magetsi ayaa🔥🔥uyu ari kuseri kwekumberi ndatenda hangu❤
@tatendamulvinegavaza3408
@tatendamulvinegavaza3408 11 ай бұрын
On behalf of all Telecoms Engineers, we dearly approve this master piece ProMax❤💯🎯🔥
@amandagwelo
@amandagwelo 11 ай бұрын
❤ qounfuzed never disappoints ♥️
@crydonchivizhe791
@crydonchivizhe791 11 ай бұрын
❤ always on point. My approval stretches from the hearts of all Beibridge residents
@victoriasindiso9034
@victoriasindiso9034 11 ай бұрын
Ichoooo wangu unogona sha jealous down
@lyricfinders
@lyricfinders 11 ай бұрын
Nice visuals 🔥🔥
@I_am_HazelMasvoswa
@I_am_HazelMasvoswa 11 ай бұрын
😂😂this is top notch pamwe kungoti ndorimurudo 😂😂😂😂
@eddingtonchimuramba8846
@eddingtonchimuramba8846 11 ай бұрын
@Quonfuzed On Target once again infact again and Again 🔥🔥🔥
@simbarashechigwiko8583
@simbarashechigwiko8583 11 ай бұрын
Ko zvauri wamai hit after hit nhai chikomana
@BlessingTadie
@BlessingTadie 11 ай бұрын
🎉🎉 QOUNFUZED to the world.. My favorite artist 😂😂😂wakandirambisa ndikanzi enda unodanana naQounfuzed wako but still I will listen to yu kuzvikandafa 😂😂😂
@phakamilebndaba3836
@phakamilebndaba3836 11 ай бұрын
The boy is about to reach 100k subs
@ilonahnyamandi7298
@ilonahnyamandi7298 11 ай бұрын
Qounfuzed should do a collab with voltz jt (how many agree)
@96NyaLeDiDoN
@96NyaLeDiDoN 11 ай бұрын
Uri dhara kubva kudhara @Qounfuzed 💥💥💥
@messagematanda2583
@messagematanda2583 5 ай бұрын
Guys lets push this video to a million views.this is dope🔥🔥🔥
@MpumeleloTshulu
@MpumeleloTshulu 11 ай бұрын
Well done haaaa makapenga mdara hamusaty mamborova ngoma ratisingaise pa repeat
@simbapows
@simbapows 11 ай бұрын
BANG BANG BANG
@gilbertmandimutsira2969
@gilbertmandimutsira2969 11 ай бұрын
Qounfuzed is a triton among the minnows. Respect my guy
@craigee_da_pimp_za
@craigee_da_pimp_za 11 ай бұрын
Never disappoints
@shingiriraindhlovu9097
@shingiriraindhlovu9097 11 ай бұрын
Uyu ngatingomupai maruva ake achiri mupenyu vakomana 💐
@captainmagayajr217
@captainmagayajr217 11 ай бұрын
Musika wangu ndire kufara wakauya muhupenyu wangu🎉🎉🎉🎉
@TafadzwaMupfawa-of3mf
@TafadzwaMupfawa-of3mf 11 ай бұрын
❤❤❤❤nice work Quonfuzed you never disappoint
@BoiJunglemusic
@BoiJunglemusic 11 ай бұрын
Ahhh qounfuzed fans gather here paita hit🔥🔥🔥🥵
@caltonmachipisa8627
@caltonmachipisa8627 11 ай бұрын
Chorus ma1 haaaaa Qounfuzed aint confused haaaa 🔥🔥🔥🔥🔥
@MyFarmingJourney
@MyFarmingJourney 11 ай бұрын
This confused Quonfuzed chakaipa ichi Musacompare Quonfuzed nezvinhu zvisina basa Respect my guy wapedza basa
@leeroygreen1775
@leeroygreen1775 11 ай бұрын
Ndururani 🔥🔥🔥
@raphaelmuchavhaira5761
@raphaelmuchavhaira5761 11 ай бұрын
Haa Qonfused aka trainer🔥🔥🔥 anonanga uyu 🎯
@Mbizi1
@Mbizi1 11 ай бұрын
Sunshine studios haaaaaa great production ma producer ma steak plus Qonfused chibaba
@tanakamaedzenge
@tanakamaedzenge 11 ай бұрын
He is the boy doing things❤❤❤❤
@Sokostina101
@Sokostina101 9 ай бұрын
❤❤❤😊😊😊😊 haaaa ichi tagamuchira 🔥 🔥🔥🔥🔥👌
@giftakadeuces4531
@giftakadeuces4531 11 ай бұрын
Hit🔥🔥🔥
@MamaSashin
@MamaSashin 7 ай бұрын
uyu anogona uyu .....he deserves all awards
@gladmorenkuwa2530
@gladmorenkuwa2530 11 ай бұрын
Quonfuzed is the most talented guy when it comes to malove songz👌.
@TinotendaMusendeki
@TinotendaMusendeki 11 ай бұрын
Qouny its your time to shine man🌠
@lucksonmupfugami
@lucksonmupfugami 11 ай бұрын
Q pa list rangu urikunana JP nana winky pakugona…….keep up the gud work 👑
@dorothymukandawire9329
@dorothymukandawire9329 11 ай бұрын
Qounfuzed is the best 🔥🔥
@chauke266_zw
@chauke266_zw 11 ай бұрын
You never disappoint Munyanyi
@madedemediagroup
@madedemediagroup 11 ай бұрын
Tawana zvekuridza kuma chills manjeee... Wamushini.
@kelvinmandaza277
@kelvinmandaza277 11 ай бұрын
Haa this guy anopedza hake ma sports ,,,,keep up the good work
@obeychiheya4277
@obeychiheya4277 11 ай бұрын
You never dissappoint me since keep it this way💥💥💥
@kudakwashesaungweme9883
@kudakwashesaungweme9883 11 ай бұрын
Zvirikunakidzaa izvi mmmm🥺🥺🥺🥺😍😍😍😍
@ExtrovertMashaya
@ExtrovertMashaya 11 ай бұрын
Hoyo my gee🎉
@edzainelsonbandama5679
@edzainelsonbandama5679 11 ай бұрын
qounfused chbaba
@keanechipinduko200
@keanechipinduko200 11 ай бұрын
I don't understand the language hangu but this masterpiece is nice 👍
MAJJESTY X QOUNFUZED -  UNOZVIGONA ( OFFICIAL VIDEO)
3:43
QOUNFUZED OFFICIAL
Рет қаралды 1 МЛН
Ndakusuwa Futi - Qounfuzed (Official Visualiser)
3:25
QOUNFUZED OFFICIAL
Рет қаралды 113 М.
这到底是怎么做到的 #路飞#海贼王
00:10
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 4,3 МЛН
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 56 МЛН
QOUNFUZED - NZEVE  (OFFICIAL VIDEO) "UCHACHEMA"
3:31
QOUNFUZED OFFICIAL
Рет қаралды 689 М.
Delroy Shewe - Fona [Official Music Video]
3:00
Delroy Shewe
Рет қаралды 625 М.
QOUNFUZED - NGUVA (OFFICIAL VIDEO)
4:19
QOUNFUZED OFFICIAL
Рет қаралды 1,2 МЛН
Winky D ft Qounfuzed   XYZ (OFFICIAL VIDEO)
4:17
winkyonline
Рет қаралды 1,3 МЛН
Freeman HKD, Delroy Shewe - Mazirudo (Official Visualizer)
3:19
Freeman HKD
Рет қаралды 339 М.
Saintfloew -  Pamwe Wanga Usingade (Official Music Video)
5:20
NashTv
Рет қаралды 2,9 МЛН
VOLTZ JT ft NYASHA DAVID - GARA NDICHAUYA (Official Video)
3:59
QOUNFUZED x TI GONZI - HANDICHAMBOKUFUNGA ( OFFICIAL MUSIC VIDEO )
5:19
QOUNFUZED OFFICIAL
Рет қаралды 1,5 МЛН
QOUNFUZED - SEARCHING FT. MR KONSCIOUS   (OFFICIAL VIDEO)
3:53
QOUNFUZED OFFICIAL
Рет қаралды 120 М.
Holy Ten - Kilimanjaro (Official Video) ft. MrCandy
2:28
Holy Ten
Рет қаралды 126 М.
这到底是怎么做到的 #路飞#海贼王
00:10
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 4,3 МЛН