No video

QOUNFUZED - NGUVA (OFFICIAL VIDEO)

  Рет қаралды 1,194,765

QOUNFUZED OFFICIAL

QOUNFUZED OFFICIAL

Күн бұрын

I dropped a tear in a rhyme when I was writing this one..
"NGUVA "
Composed by Mcdonald Sheldon
Produced by Ksg Di Don and Prof Lalo
Directed by Walle Visuals
LYRICS
Wakanditambisira nguva yangu
Wakanditambisira mari yangu kani
Dai ndakatoipa amai vangu
Zvinhu zvese zvawakandiitira
Mwari ave newe kunge Neria
Haaa ah
Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada
Kwako kwaingova kufambisa nguva nguva nguva nguvaa
Moyo wako handingambowufose uchindidyira musaga
Ndinenge ndirikizvitambisira nguva nguva nguva nguvaaaa
Waipretender seunondida
Asi wausingandide
Ndaiona tichienda tese kumarinda
Asi hazvichaitewo
Dzimwe nguva ndinoswera ndichikufunga
Mawungira eizwi rako richiti handichakuda
Ndirikurwadziwa
Tsono yawakabaya nayo moyo ndinoikumbirawo
Ndisone Moyo wawakabvarura
Ndatambura Haa
Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada
Kwako kwaingova kufambisa nguva nguva nguva-nguvaaa
Moyo wako handingambowufose uchindidyira musaga
Ndinenge ndirikizvitambisira nguva nguva nguva nguvaa
Haa ah
Ndangandisina kumbozvifungira
Kuti ndozvawaindifungira Haa ah
I know you tell your friends that I'm not your type
Asi wani waiuya kumba uchi spender night
And I hate your friends coz they always took your side
Vaitora masides
Nguva dzese dzataiita mafights
Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else
Ndichimurukisa musoro
Nekumuisisa manails
Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else
Ndichimurukisa musoro
Nekumuisisa manails
Hazvichina basa kuzvitaura
Chishuwo chako chaiva chekuti ndigokawura
Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada
Kwako kwaingova kufambisa nguva nguva nguva-nguvaaa
Moyo wako handingambowufose uchindidyira musaga
Ndinenge ndirikizvitambisira nguva nguva nguva nguvaa
Wakanditambisira nguva yangu
Wausingandide
Wakanditambisira mari yangu
Wausingandide
Dai ndakatoipa amai vangu
Zvinhu zvese zvawakandiitira
Mwari ave newe kunge Neria
Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else
Ndichimurukisa musoro
Nekumuisisa manails
Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else
Ndichimurukisa musoro
Nekumuisisa manails

Пікірлер: 1 700
@bbzim6185
@bbzim6185 2 жыл бұрын
Q tomupeiko senyika 🥺💯 You make me feel proud of my heartbreak..exactly zvaitika murelationship yangu😰🤭😭
@etheldridcharamba19
@etheldridcharamba19 2 жыл бұрын
Happy for you. This song opened up a wound that is still healing.....it has been 2 and a half years today......and im still in pain😢😢no rship since then😢😢Mwari ave naye munhu iyeye wherever he is
@benedictmachona4546
@benedictmachona4546 2 жыл бұрын
Even me😭
@njalo
@njalo 2 жыл бұрын
,😂😂 proud of ur heartbreak
@docsim4498
@docsim4498 2 жыл бұрын
Sorry guys, cheers to the healing process
@darlingtonazramshoniwa2535
@darlingtonazramshoniwa2535 2 жыл бұрын
kkkkk hayazvakaoma izviii
@juniorstavo1525
@juniorstavo1525 2 жыл бұрын
All Zimbabweans around the world let's gather here n support our boi🇿🇼🔥🇿🇼🔥...this guy always drop international hits🤞
@prospereluchie2676
@prospereluchie2676 2 жыл бұрын
Indeed qounfuzed akapenga....let's show more love
@juniorstavo1525
@juniorstavo1525 2 жыл бұрын
@@prospereluchie2676 🔥🔥📌
@riannedaemul
@riannedaemul 2 жыл бұрын
I tell you 🥺🥺🥺
@nyashamukavhi3984
@nyashamukavhi3984 2 жыл бұрын
unogona hako
@ropafadzomutangadura9087
@ropafadzomutangadura9087 2 ай бұрын
To us who are here in 2024😢
@silvesterzingoni-in9vp
@silvesterzingoni-in9vp 2 ай бұрын
I love it ❤❤❤❤ 🎉
@tarisai
@tarisai 2 жыл бұрын
Qounfuzed is underrated...he should get his flowers whilst he can still smell them 🔥🔥🔥
@hughjeranyama7324
@hughjeranyama7324 2 жыл бұрын
Real talk the guy is good.
@patricktgwenhure2438
@patricktgwenhure2438 Жыл бұрын
Akanyanya blaz uyu
@ricardo_uncapped
@ricardo_uncapped 2 жыл бұрын
Those who support Qounfuzed let's gather here 🔥
@KeiDi.19x
@KeiDi.19x 2 жыл бұрын
Yea fam we on it 💯💥🔥
@jorummatsongoni3832
@jorummatsongoni3832 2 жыл бұрын
🔥🔥🔥🔥
@blessybravo58
@blessybravo58 2 жыл бұрын
We are here. Were have you been
@memoridlamini5044
@memoridlamini5044 2 жыл бұрын
🔥🔥
@blessingvurayayi1460
@blessingvurayayi1460 2 жыл бұрын
Tauya
@mitchellpedzisai5613
@mitchellpedzisai5613 2 жыл бұрын
Those who say Qounfuzed is the best lets gather here you always drop the hit song my guy you are the best keep the fire burning
@gracemangwende9840
@gracemangwende9840 2 жыл бұрын
As Zimbabweans we must give this guy some credit,anogonesa munhu uyu
@faithfaith3329
@faithfaith3329 Жыл бұрын
Anonyanyisa ..for me he is on the top number one chaiyo
@romeosaige2744
@romeosaige2744 2 жыл бұрын
Those who will watch this in 2090.... i want u to know tt we had a great artist whose name was Quonfused.... Personally his songs inspired me in every aspect of my life.. i mean during my heartbreak moments,my happy moments n so on.. Hats off to u Q🔥🔥I know all your songs kubvira kune awaiimba kumaMedley riddim akaita sana one clan up to this one Nguva.....
@GigabyteWorld
@GigabyteWorld Күн бұрын
KZbin won’t exist in 2090 cuz
@djevansmugabe3711
@djevansmugabe3711 2 жыл бұрын
Give Qounfuzed a lifetime achievement award before it’s too late 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@nomazuluheatherndlovu1267
@nomazuluheatherndlovu1267 2 жыл бұрын
Yes please 👍🏽👍🏽👍🏽👍🏽👍🏽
@djevansmugabe3711
@djevansmugabe3711 2 жыл бұрын
@ICE CASH THE GAFA No cap he deserves without doubt 💛💛💛💛✊🤝🤝🤝
@majormurombedzi4317
@majormurombedzi4317 2 жыл бұрын
Normalize kupa ana amai mari dzenyu kwete kuzuoita regret warwadzisa ........ happiness is seeing your mother smile..... This is a hit Q 🔥
@blessingbreezy6718
@blessingbreezy6718 5 ай бұрын
The first person ever to enjoy mjolo and compose hit songs
@donaldsaranewako7255
@donaldsaranewako7255 2 жыл бұрын
Moyo 💔💘 you will understand wen its really happening to you. Thank you qounfuzed
@terrence.boghart.2939
@terrence.boghart.2939 2 жыл бұрын
"Tsono yawakabaya nayo Moyo wangu ndinoikumbirawo,ndikwanise kusona Moyo wangu wawakabvarura ndatambura" That line you went deep bro😂🙅🔥 #NGUVA
@tarrydiana9244
@tarrydiana9244 2 жыл бұрын
Haaa haunyep..akadzamisa pfungwa wani
@chidondoro8251
@chidondoro8251 2 жыл бұрын
Vakaitwa marengenya emoyo haaa mumastreets umu ma1
@docsim4498
@docsim4498 2 жыл бұрын
I'm hiring you for my bachelor's party to celebrate my new found love remembering my heartbreaks. You're a treasure
@anitasinoia754
@anitasinoia754 2 жыл бұрын
Kudyirwa musaga kunorwadza apa unenge uchiti une mumwe wako thanks Q this song made me feel better
@salatielmutasa9803
@salatielmutasa9803 2 жыл бұрын
Tsono wawakabaya nayo moyo wangu ndinoikumbira ndisone moyo wawakabvarura😂😂😂lines on this song can take your memory lane so far.... one munhu muZim asina waano yenzaniswa naye, naQ toenda🔥🔥🔥🔥🔥
@chrissyvimbaimbulayi1680
@chrissyvimbaimbulayi1680 2 жыл бұрын
May God heal all the broken hearted....we all deserve happiness...Thank you Q for speaking to our hearts you are appreciated👏👏
@juliechiponda1824
@juliechiponda1824 2 жыл бұрын
Qounfused is always on point n his songs are always about facts... Love irikurwadza these days
@chuckfendaa
@chuckfendaa 2 жыл бұрын
🥺🥺
@tanyaradzwamuchini8711
@tanyaradzwamuchini8711 2 жыл бұрын
The coolness of the music hazvisi zveruzha but the message being delivered.... Kudo!!
@keithropafadzokaraga2416
@keithropafadzokaraga2416 2 жыл бұрын
Yatove internstional stsndard ka iyi....yu are e best ....cool as always i like it ...
@lifewithhopechannel
@lifewithhopechannel 2 жыл бұрын
This guy makes singing look so effortless. He is so authentic and he always deliver. His videos are incomparable! Keep up the fire burning bro💯🙌🏾
@michiewashe
@michiewashe 2 жыл бұрын
😭😭😭I was waiting for this song... Feels like song yacho wakanyorera inini coz ndaidyirwa musaga but inini ndaito forcer moyo wake cz ndaimudaa💔💔💔💔💔😭😭😭😭
@omlodybadza2963
@omlodybadza2963 2 жыл бұрын
Hrtbreak
@shumiraimuti1773
@shumiraimuti1773 Жыл бұрын
Kudyirwa musaga
@takuwetech
@takuwetech Жыл бұрын
😅 Sorry wangu
@brightonmasunga1499
@brightonmasunga1499 Жыл бұрын
thank you michelle gambe
@brightonmasunga1499
@brightonmasunga1499 Жыл бұрын
thank you michelle gambe
@florenceg9955
@florenceg9955 2 жыл бұрын
You are just the best Qounfuzed ...... unogona kwete zveekunyepa.i love all your songs
@tinaishengoya8403
@tinaishengoya8403 2 жыл бұрын
Yesaya qounfused.. ✔️✔️.. Wakanditambisira nguva..
@brianvazhure8354
@brianvazhure8354 2 жыл бұрын
When an empath sings he drags you in deep and drowns you all the emotions and in high definition, you could felt evey word, Honestly I thank you my guy for bringing that emotion we are all feeling🙏
@etkabodzi
@etkabodzi 2 жыл бұрын
Lately Qounfuzed doesn't miss 🔥🔥👌
@dianalion7985
@dianalion7985 2 жыл бұрын
He never missed 😊❤️🔥
@brighthott
@brighthott 2 жыл бұрын
The video is lit👌👌 production team makabata basa, quality , perfection, Q to zvibhu
@talentnyashamutigwa288
@talentnyashamutigwa288 2 жыл бұрын
Haaaaa this guy anondiitira ndati❤❤🤩🤩qounfused all the way
@amandakaturuza2042
@amandakaturuza2042 2 жыл бұрын
When he said “ndrikurwadziwa” i felt it🙆‍♀️
@nataliachunga7876
@nataliachunga7876 2 жыл бұрын
To us who hit the like button first before listening, knowing that Qounfuzed will never disappoint 🥂😍💐
@brandongeorgecharichafa79
@brandongeorgecharichafa79 2 жыл бұрын
Exactly what i did 🤣
@vongaimabhoko6041
@vongaimabhoko6041 Жыл бұрын
Uchazondifunga kn ndakuita zvasomeone else chimurukisa msoro nekumuisisa manails 🎤🎤❤️❤️❤️🔥🔥🔥🔥 uyu anogonesa uyu 👏👏👏
@nomatterjonas4649
@nomatterjonas4649 2 жыл бұрын
When we are happy we listen to the beat and goes with the flow...but when we are sad we understand the lyrics deeper.....I got you Qounfused 🤞💔
@lucksbanda2438
@lucksbanda2438 2 жыл бұрын
Qounfuzed has officially failed to disappoint. He will neva disappoint us. This guy is a National Treasure. Isusu sema Fans takupa lovetime achievement award. Sorry i mean Lifetime achievement Award.
@becky897
@becky897 2 жыл бұрын
Pafeya all his songs are hits I mean all
@etkabodzi
@etkabodzi 2 жыл бұрын
Lyrics production visuals everything on point Qounfuzed and his team we are proud👏
@Tawanda-k1s
@Tawanda-k1s 2 жыл бұрын
Emmerson sorry ndakukunetsa ndokumbira ungobaya kapic kangu kane face yangu wobva wasubscriber thank you so much
@lyricalteemusic6326
@lyricalteemusic6326 2 жыл бұрын
the best zim artist as far as love poetry is concerned..thumbs up👍
@ennydickson4213
@ennydickson4213 2 жыл бұрын
Qounfused is the best muZim..musandipikise 👍
@nomazuluheatherndlovu1267
@nomazuluheatherndlovu1267 2 жыл бұрын
Raising the Zimbabwean flag🇿🇼 very high from Australia 🇦🇺 This is beautiful Bra Qounfuzed💯
@wesleykangoma7075
@wesleykangoma7075 2 жыл бұрын
Qounfuzed never dissapoints this song is amazing let's appreciate him!
@martinmutiko
@martinmutiko 2 жыл бұрын
Zimbabwe's best.. Ma 1 awa... Unobvumirana neni
@tapiwabaulen5453
@tapiwabaulen5453 2 жыл бұрын
ndokuti musickauku🔥🔥🔥 ngazviende mberi muy guy
@victorrukawo6344
@victorrukawo6344 2 жыл бұрын
💔we all have that one person we wanted to spent the rest of our life with but at the end of the day life goes on better days lies ahead it’s a passing phase😌. Just stay focused gents
@user-db2rg7ej2o
@user-db2rg7ej2o 4 ай бұрын
1yr later since this comment aiwa I can relate.. ndaitoda buh 😢
@francismudungwe4176
@francismudungwe4176 2 жыл бұрын
You are making your country proud. Well done Quonfuzed 👏👏
@siqhobilemukucha147
@siqhobilemukucha147 2 жыл бұрын
Inini personally I love this guy❤️❤️this guy is the best🥺🥺I jst feel like crying ryt nw this song is so touching 🥺......u never disappoint
@ngonidzashemususa833
@ngonidzashemususa833 2 жыл бұрын
how do you like a Million times ....makanyanya bro'...🔥🔥
@Lee-of1wj
@Lee-of1wj 2 жыл бұрын
Honestly..this guy is underrated....the song is dope 💥🔥🔥🔥🔥🔥
@brucelykimu8174
@brucelykimu8174 2 жыл бұрын
Q .. always on point bro 😥😥😥😭😭😭apa she left the day before yesterday knowing today is my birthday 😭
@gwennychits5344
@gwennychits5344 2 жыл бұрын
pandemic yanetsa anyways hbd mfess wangu
@brucelykimu8174
@brucelykimu8174 2 жыл бұрын
@@gwennychits5344 thank you
@corneliuskudzaishenyemba6941
@corneliuskudzaishenyemba6941 2 жыл бұрын
Qounfuzed you are the best💯
@masterkinglandyofficial4525
@masterkinglandyofficial4525 2 жыл бұрын
Quonfused anondigonera zvangu ummmm ma1 ayooo ❤️❤️❤️❤️❤️🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥✔️
@ntombie05
@ntombie05 2 жыл бұрын
yellow aint never looked this good,,,, also Q, you do things that can not be undone 😊❤️
@ZiMuHuster
@ZiMuHuster 2 жыл бұрын
Qounfuzed he did it again and he never disappoint like always 🔥🔥🔥Nguva is one of the best project right now kungoti hedu vanhu venyema torwadziwa but this guy he deserve 1M view in one week let's go guys
@rueewhite
@rueewhite 2 жыл бұрын
This guy 👏👏👏👏unoita ndide kutsvaga heartbreak apa my husband is so loving zvekuti zveheartbreak kudhara lol You jus so good ❤️❤️❤️
@andrewmanjonjo2641
@andrewmanjonjo2641 2 жыл бұрын
Zim yakakotsira pa talent remurume uyu pafeya. Underrated too much
@tinkytinkerbell9138
@tinkytinkerbell9138 2 жыл бұрын
Uyu kna mwana ndomupa hangu haaa I love this guy
@guvado
@guvado 2 жыл бұрын
Been listening to this dude for some months now and I can now officially certify him as one of Zim's finest! on point, everything!
@thabanilattemasuku7399
@thabanilattemasuku7399 2 жыл бұрын
We love you here in Ghana we call you Qoucheko Odweq the 1st
@pfumaiamosmukumbiri473
@pfumaiamosmukumbiri473 2 жыл бұрын
This is guy is so talented it seems like you sang this song waona relationship yangu
@takudzwamudzamiri6414
@takudzwamudzamiri6414 2 жыл бұрын
These lyrics remind me of myself trying to overcome the hardest days in life and what it means to truly live in a relationship yausingadihwe . Lyrics are absolutely genius ,,, let us support this local aptitude 💥💥amazing legend #mtungamiri
@raychelmynah9027
@raychelmynah9027 2 жыл бұрын
ZvaMwari Baba I’m crying right now 😭😭. These lyrics express some of the words we can never be able to say out loud 😭😭. Thank you Q ❤️
@emildasharara2916
@emildasharara2916 2 жыл бұрын
Keep it up 👍 wakanyanya ure my favorite 😍
@tracymutaramuswa6811
@tracymutaramuswa6811 2 жыл бұрын
Im really proud of you.l love the songs,ramba wakadzvanya
@Tamichakas
@Tamichakas 2 жыл бұрын
Qounfuzed is one of best artist to come out of Zim... Consistently giving us hits
@hillarymbira6472
@hillarymbira6472 2 жыл бұрын
This guy keeps dropping hit after hit he never disappoints 💯🔥🔥🔥he is a natural treasure 💪
@t_wekwavambe5362
@t_wekwavambe5362 2 жыл бұрын
U nvr disappoint. Apa it takes time futi kuti uite get over the time wasted . The struggle is real.
@clemencymorrison3218
@clemencymorrison3218 2 жыл бұрын
Ndururani never Disappoint 💥 , I'm now waiting for Now n Then full song , I hope it will hit hard lyk NKUVA💥💥💥 yo lyrics are too expensive , unopisa wanku , keep working cz unotinakidza wanku , I used to listen to soul jah love bt now u confused me lyk yo name Qounfused 💥💥💥💥✅
@munyaradzipendeke889
@munyaradzipendeke889 2 жыл бұрын
Tazonatsogara chaizvo king vanonzi Walle avo ma1 ....visuals 👌..Qounfuzed mahorror kubva kudhara dhara 🔥
@wallevisuals
@wallevisuals 2 жыл бұрын
Thanks🤝
@munyaradzipendeke889
@munyaradzipendeke889 2 жыл бұрын
@@wallevisuals 👊 forward we go .✈️
@Malume.zw2490
@Malume.zw2490 2 жыл бұрын
Cheers 🍻 to us who think Qounfuzed is growing big in his music 🎶 industry 👌
@longlife1327
@longlife1327 2 жыл бұрын
This uuum anogona guys ..muchinda uyu akaramb akatsika ipapa muchamunzwa ..
@mabasajambaya2542
@mabasajambaya2542 2 жыл бұрын
You're de BEST wanguh
@lennoxmachoko5342
@lennoxmachoko5342 2 жыл бұрын
You’re a treasure 🔥🔥🔥🔥🔥 This comes at the right moment in my life! Thank you my brother
@tatz9159
@tatz9159 2 жыл бұрын
ryt tym , waitwei , ini my eyes akatozvimba nekuchema
@charitychirimuhanzu7519
@charitychirimuhanzu7519 2 жыл бұрын
Q is just something else his music inopinda mumabhonzo chaimo We love you Q ....he never disappoints
@isheunesumadoro3626
@isheunesumadoro3626 2 жыл бұрын
Griii Wamushini takaenda takaenda zvaizvezvi murikubvira
@terencemudyawabikwa4888
@terencemudyawabikwa4888 2 жыл бұрын
Baba munondigonera Kani goni master ❤️❤️❤️
@Tannie42
@Tannie42 2 жыл бұрын
The Lyrics 🔥 The visuals ✅ I'm Qonfused. Music yakadayi inosungura njema dzatakaiswa neEconomy
@kennethtarironyaunzwi7022
@kennethtarironyaunzwi7022 2 жыл бұрын
Massive respect Qounfuzed.You deserve your flowers whilst still alive.Production is outta of this world. BIG OP TIMBER
@Young_Dream_Builders
@Young_Dream_Builders 2 жыл бұрын
Zvamanje manje hapana anokurira Qounfused pama Visuals in Zimbabwe...haa akurema 💯💥🔥🔥🔥
@progiemoniquem.3721
@progiemoniquem.3721 2 жыл бұрын
Q knows my love life I promise 🤞..... I love you Qonfused
@saahlove1327
@saahlove1327 2 жыл бұрын
Kuna Qounfuzed ndokwandinoenda♥️ Everything perfect.just know they may not give you the flowers you really deserve but paFair you are one of the Best(est) in the game....thank you
@spicanetworkzw
@spicanetworkzw 2 жыл бұрын
Thumbs up to Qounfunzed, he has been dropping the best videos I have seen in this country of yet and on top of that he is making hits from Stop it and Nguva loving the jams
@arnoldanotidaishe44
@arnoldanotidaishe44 2 жыл бұрын
Haa Quonfused unogonaa mhani iwee aaah
@joanlee1635
@joanlee1635 2 жыл бұрын
Chakabikwa ichi, so effortless
@tichaonagute2672
@tichaonagute2672 Жыл бұрын
The lyrics are hitting hard on me. May I heal😭
@simbapowsII
@simbapowsII 2 жыл бұрын
Gather here to show love for qounfused😆😆😆
@charleschihambakwe2440
@charleschihambakwe2440 Жыл бұрын
uyu siyanayi naye 🤣🤣 he is in a level of his own your videos are jus on point and the content too keep it up my brother
@user-ir3vg7li3r
@user-ir3vg7li3r Ай бұрын
Gather here vese vakamborambwa...painful eish.
@buhlebenkosindebele5227
@buhlebenkosindebele5227 2 жыл бұрын
😘😘IM OUT OF WORDS .YOUR SONG SENDS A MESSAGE TO MANY ZIMBABWEANS OUT THERE KEEP UP THE VIBE MAN
@babyhuey1656
@babyhuey1656 2 жыл бұрын
qounfuzed everytime when u hit low notes u give me goose bumps
@nancyshamisomadzinga3353
@nancyshamisomadzinga3353 2 жыл бұрын
munhu akatambisira qounufuzed nguva ngaamudzorere💔
@chrismuts7761
@chrismuts7761 2 жыл бұрын
Effortless 👏👏 Zvine kamwe kaClass 🤌
@kumbimwadiwakemy4165
@kumbimwadiwakemy4165 2 жыл бұрын
This is one of the best and most consistent artists of our generation. You deserve your flowers whilst you still alive Qounfuzed💣💣💣💯💯💯💪💪💪
@iceberggold9653
@iceberggold9653 2 жыл бұрын
Zvaiswa muJik na wale visuals ❄️❄️❄️
@wallevisuals
@wallevisuals 2 жыл бұрын
haha zvekudaro here?🤣
@iceberggold9653
@iceberggold9653 2 жыл бұрын
Mukuvhura hombe
@mitchellchimedza8690
@mitchellchimedza8690 2 жыл бұрын
Here l am imagining the pain of heartbreak coz that song is just.....yah this time tikuda kunzwa Zita ra quonfuzed Kuma Awards
@prettyboyfloydalm3801
@prettyboyfloydalm3801 2 жыл бұрын
Quality video and loving the scenery
@Stanleytee28
@Stanleytee28 2 жыл бұрын
Instead of think and focuse on my heartbreak you make me focus on your music and I tend to heal better thanks #Qonfuzed#Nguva
@tapfumanamusi
@tapfumanamusi 2 жыл бұрын
Such emotion and connection to the song. Great passion and talent throughout. You convey emotion well. Your delivery is fantastic which really separates you and makes you stand out from your peers.👏👏👏
@biltonmarimo1317
@biltonmarimo1317 Жыл бұрын
Tsono yawakabaya nayo moyo ndoikumbira ndoda kusona moyo wangu wawakabvarura Makupinda deep ma lyrics ayo ,makutibata bata
@gamuchiraimutonga3644
@gamuchiraimutonga3644 2 жыл бұрын
Unondiitira hako❤️‍🔥🔥🔥🔥🔥you are just naturally talented 👌🏽👌🏽👌🏽
@vokal_officialzw01
@vokal_officialzw01 2 жыл бұрын
Qounfuzed + Walle Visuals + KSG Di Don + Prof Lalo = Best Combination 💥
@wallevisuals
@wallevisuals 2 жыл бұрын
🔥👊🏾
@tanyahtanyaradzwa585
@tanyahtanyaradzwa585 2 жыл бұрын
Visuals visuals visuals…eish you and your team nailed it, you never disappoint …And those lyrics 🔥🔥🔥🔥🔥”OFFICIAL KING OF HEARTBREAK SONGS”
@memorymahaso1983
@memorymahaso1983 Жыл бұрын
"Hazvichina basa kuzvitaura chishuvo chako chaingova chekuti ndigokaura"...too deep 🥺🥺
@wadzanaishekede3084
@wadzanaishekede3084 2 жыл бұрын
Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else Achindirukisa musoro Nekumuisisa manails........you comfort us..........nice one❤❤❤❤❤❤💯💯💯💯
Qounfuzed - Memories (HANG DA MIC) Sessions
4:18
QOUNFUZED OFFICIAL
Рет қаралды 1,4 МЛН
Garry Mapanzure - Rigiyoni Takawanda (Official Video)
3:34
Garry Mapanzure
Рет қаралды 1,2 МЛН
а ты любишь париться?
00:41
KATYA KLON LIFE
Рет қаралды 3,3 МЛН
ROLLING DOWN
00:20
Natan por Aí
Рет қаралды 10 МЛН
Fortunately, Ultraman protects me  #shorts #ultraman #ultramantiga #liveaction
00:10
Holy Ten - Gamu, Pt. 2 (Official Video)
4:13
Holy Ten
Рет қаралды 335 М.
QOUNFUZED - NZEVE  (OFFICIAL VIDEO) "UCHACHEMA"
3:31
QOUNFUZED OFFICIAL
Рет қаралды 671 М.
Chillmaster _Makanaka (official video)
3:12
Chillmaster Music
Рет қаралды 379 М.
Feli Nandi ||  Ndoona Iwewe
2:53
FELI NANDI
Рет қаралды 2 МЛН
Master H - Butter Margarine (official video)
3:26
Master H
Рет қаралды 570 М.
Shinsoman - Ndarota Mwari [Official Video]
2:54
Shinsoman
Рет қаралды 29 М.
QOUNFUZED - NZUNGU (Official Video)
3:46
QOUNFUZED OFFICIAL
Рет қаралды 705 М.
QOUNFUZED x TI GONZI - HANDICHAMBOKUFUNGA ( OFFICIAL MUSIC VIDEO )
5:19
QOUNFUZED OFFICIAL
Рет қаралды 1,4 МЛН
MAJJESTY X QOUNFUZED -  UNOZVIGONA ( OFFICIAL VIDEO)
3:43
QOUNFUZED OFFICIAL
Рет қаралды 930 М.
QOUNFUZED - DZIHWA (OFFICIAL VIDEO) "Pauri ipapo"
3:59
QOUNFUZED OFFICIAL
Рет қаралды 913 М.
а ты любишь париться?
00:41
KATYA KLON LIFE
Рет қаралды 3,3 МЛН