Rasta vazvionera vega kuti why musikana arikutsitsika marriage-Prophet T Freddy

  Рет қаралды 37,166

GMMTV Goodness & Mercy Ministries

GMMTV Goodness & Mercy Ministries

Күн бұрын

Rasta vazvionera vega kuti why musikana arikutsitsika marriage
To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email
goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270

Пікірлер: 96
@TinotendaMurare
@TinotendaMurare 3 ай бұрын
My first tym to comment ndakurotai ndiri pachurch penyu muchiporofita vanhu ndiri paline kundibatsirwa handisi kubva mushe m prophet muchest mangu mukurwadza apa mari yandaiva nayo yese yaperera kuna doctor yepay pliz pray for me
@abigailmuneka442
@abigailmuneka442 3 ай бұрын
Wow praise and worship makachena wena ❤❤thank u prophet mabatsira
@wisdomjamela2703
@wisdomjamela2703 3 ай бұрын
I respect this anointing in GMM this is very powerful. I love it .
@giftnsingo4172
@giftnsingo4172 3 ай бұрын
Prophet you're truly amazing! I hope and pray that one day i will have an encounter with you, please locate me too if you read my message in Jesus's Mighty name 🙏
@PatienceChindiwo
@PatienceChindiwo 3 ай бұрын
Very srry bro zvinowanikwa kutotenda Mwari vakuvhura maziso and I love the energy for the praise and worship team
@FebbieMaipe
@FebbieMaipe 3 ай бұрын
Mazvita baba nekubatsira mwana uyoo handigone nemi prophet manyama 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@partsonmanatsa-ed9ml
@partsonmanatsa-ed9ml 3 ай бұрын
Neni baba ndoda kuona ndivhurei maziso thank you
@HERBETTagwira
@HERBETTagwira 2 ай бұрын
Tenda Mwari mwanawamai, thanks prophet
@benimbewe1811
@benimbewe1811 3 ай бұрын
God is deep..And so is the prophetic where Spiritual glasses are given..I like this..
@Mundauanokudhaura
@Mundauanokudhaura 3 ай бұрын
Praise worship inoda kumbonyatsonamatirwa hasikuimba zvonakudza
@simeonmutsago6869
@simeonmutsago6869 3 ай бұрын
Manga magarisa musingape maziso emweya thanks prophet
@jacobmapasi9086
@jacobmapasi9086 3 ай бұрын
Ndibatsirewo muProphet wamwari Mari haibatike ndiri pama 1
@lishieshng98
@lishieshng98 3 ай бұрын
Amen ndiye mwari zvabuda pachena
@GodfreyMhlanga-w4j
@GodfreyMhlanga-w4j 3 ай бұрын
Ndirikukuonai ndiri ku Mozambique makanyanya profet
@littlechefvickymommy6279
@littlechefvickymommy6279 3 ай бұрын
My Prophet. Makanyanya. "I LOVE IT"
@PrivilageJazi
@PrivilageJazi 3 ай бұрын
Thank you prophet
@reggiemuzikira6269
@reggiemuzikira6269 3 ай бұрын
Prophet this is too much I can't hold emotions
@MildretMutenga
@MildretMutenga 3 ай бұрын
Ndibatsirei wo ndinoda kuona prophet vanowaka mazuva api.Ndibatsirei ndaonawo mukana wekuti ndisvike
@mutsetse
@mutsetse 3 ай бұрын
amen ngatitendei mwari kana zvimwe zvinhu zvichifumuka
@priscamunyamani7635
@priscamunyamani7635 3 ай бұрын
Mwari divurei maziso diwone.i tap into this anointing
@MargrethPurazi
@MargrethPurazi 3 ай бұрын
Amen ndokusvikawo chete makanyanya prophet
@spidermanfacts5140
@spidermanfacts5140 3 ай бұрын
Praise and worship iyo inogona mhani ndadzamirwa
@sherphardmashonganyika6447
@sherphardmashonganyika6447 2 ай бұрын
Ndivhurei meso prophet ndione zvakavanzika zveupenyu hwangu
@RodgersMavengano-lh4gf
@RodgersMavengano-lh4gf 3 ай бұрын
Powerful miracle man of God ❤
@tarirohoko161
@tarirohoko161 2 ай бұрын
Vhurai maziso angu prophet
@PrudenceNerwande
@PrudenceNerwande 3 ай бұрын
South Africa connected 🙏🙏🙏
@Shamshams-fl1rn
@Shamshams-fl1rn 3 ай бұрын
Ndivhurei meso Angu ndione mwari
@PrivilageJazi
@PrivilageJazi 3 ай бұрын
Tinonamatira maziso emweya prophet🙏🙏🙏
@LindaMakaya
@LindaMakaya 2 ай бұрын
Verengai mamsg angu prophet ndikomborerwewo ndatambura prophet
@rumbidzaikawome483
@rumbidzaikawome483 3 ай бұрын
Mwazvita henyu prophet makanyanya 🙏💞
@givemoremutayi
@givemoremutayi 3 ай бұрын
Ndinoshuwa Daindasanganawo nemiPROPHERTY ndingafare zvngu
@GetrudeKwaramba
@GetrudeKwaramba 3 ай бұрын
Ko sei.tisina kukokwa kumuchato.wemusikana wepraise uyondaona ring ka she is our daughter also m happy for her
@fadzaibanda
@fadzaibanda 3 ай бұрын
Pretoria connected amen makanyanya prophet one I will come and visit you 🙏 ❤ ❤❤
@GodfreyMdhluli
@GodfreyMdhluli 3 ай бұрын
Powerful thank u Prophet
@LizzyMunaku
@LizzyMunaku 3 ай бұрын
Open my eyes prophet ndione 🙏
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 3 ай бұрын
I respect you baba T Freddie
@MaggieMuwandi
@MaggieMuwandi 3 ай бұрын
Love it song inondiitira iyi
@miriambanda1670
@miriambanda1670 3 ай бұрын
Thank you prophet 🙏 makanyanya
@BridgetSylviaMutiro
@BridgetSylviaMutiro 3 ай бұрын
Thank u nekunatsira raster
@MargrethPurazi
@MargrethPurazi 3 ай бұрын
Sure zvabuda pachena maita henyu prophet
@Shamshams-fl1rn
@Shamshams-fl1rn 3 ай бұрын
Ngapiwe mbiri Jesu
@MatildaJORDAN-sf1hm
@MatildaJORDAN-sf1hm 3 ай бұрын
Thanks munhu wa mwari
@rosechigama6562
@rosechigama6562 3 ай бұрын
Joburg connected thank you
@judithmpofu1075
@judithmpofu1075 3 ай бұрын
Nice attire choir crew❤
@Zainah-vc6qn
@Zainah-vc6qn 3 ай бұрын
Prophet ndibatsireiwo kurecover mari yangu
@nandoszaba843
@nandoszaba843 3 ай бұрын
Nyika inorema shuwa umm zvandibata
@thabanichikomo725
@thabanichikomo725 2 ай бұрын
Ndibatsireiwo mumba mama vangu murikushaika mari
@DelphineMwamini
@DelphineMwamini 3 ай бұрын
Please prophet l need your help..I always watch your videos I am here in the USA ... Please Prophet l need your help 🙏🙏
@TapiwaNyatito
@TapiwaNyatito 3 ай бұрын
Prophet Taps famba shoko sazita wangu
@CeciliaNyathi-xe1pu
@CeciliaNyathi-xe1pu 2 ай бұрын
Pray for me prophet I am in joburg
@kellybebardo
@kellybebardo 3 ай бұрын
India connected thank you
@TredaPomo
@TredaPomo 2 ай бұрын
Amen Amen
@FungaiChiwoto
@FungaiChiwoto 3 ай бұрын
Prophet chimbouyaiwo ku SA , Jbg ,
@noleenchitewere8906
@noleenchitewere8906 3 ай бұрын
Prophet locate me🙌🙌in Capetown
@ShyletMuzembi-ue2ej
@ShyletMuzembi-ue2ej 3 ай бұрын
I love it
@MercyWasosa-im3mk
@MercyWasosa-im3mk 3 ай бұрын
Prophet T Freddy chibaba kana Uchida kuti zvako zviite one Prophet T Freddy unopiwa prophecy manyama
@nyaradzoneddie7879
@nyaradzoneddie7879 3 ай бұрын
First to comment ,l love it❤
@tsitsidzumbunu7968
@tsitsidzumbunu7968 Ай бұрын
Prophet makanyanya wena ko madii kuti mukadzi iyeye afumurwe nekuti kudya mari yemunhu uchinyepa kwakashata
@patiencemujuru296
@patiencemujuru296 2 ай бұрын
I recieve it papa
@kampirakeys
@kampirakeys 3 ай бұрын
Mwari zvakanaka hama dzangu
@Masgabade-vq7rf
@Masgabade-vq7rf 3 ай бұрын
Prophet please locate me and my family and my husband
@MuneiKomondo
@MuneiKomondo 3 ай бұрын
Amen
@PortiaDzikiti
@PortiaDzikiti 3 ай бұрын
Mai vanoimba vakasimba avo
@simontakundanjanji514
@simontakundanjanji514 3 ай бұрын
Haa maone unenge uchiti wazviwanira musikana.
@MobsMob
@MobsMob 3 ай бұрын
I like the song inondibata😢
@ClaraButete
@ClaraButete 3 ай бұрын
Prophet makanyanya ndokufarirai hangu
@ellenmazoe3891
@ellenmazoe3891 2 ай бұрын
🙌🙌🙌
@rumbudzaimanika9545
@rumbudzaimanika9545 3 ай бұрын
Amen 🙏🙌
@priscillakuchuna9434
@priscillakuchuna9434 3 ай бұрын
Worship team munogona
@rhodahshumba6250
@rhodahshumba6250 3 ай бұрын
Kkkkkk hanzi mazino
@thabanichikomo725
@thabanichikomo725 2 ай бұрын
❤❤
@jacobmapasi9086
@jacobmapasi9086 3 ай бұрын
Freddy hndidi newe.Wakanyanya
@BowaCatherine-qs4lt
@BowaCatherine-qs4lt 3 ай бұрын
Mwari ndivhurei maziso ndione 😢😢😢
@LeslyLanga
@LeslyLanga 3 ай бұрын
One day ndichange ndiripo nevana vangu munhu washe ngirozi yenyu ipenyerewo pandiri ndibatsirike matambudziko angu aperere ipapo
@PriscillaMudavu
@PriscillaMudavu 3 ай бұрын
Guys , how much is one on one and l want to come but I don't have somewhere to sleep
@BrizeMagwaza
@BrizeMagwaza 3 ай бұрын
Am
@ShirleyChingore
@ShirleyChingore 3 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤
@robertcosta528
@robertcosta528 3 ай бұрын
Chibaba ichi
@maclouds-ru4ey
@maclouds-ru4ey 3 ай бұрын
Aaaaah shame ndaradziwa heyiiii vakadzi tinoroya chokwadi...very sorry bro Mwari havanyadzise uchapiwa munyaradzi wako..
@sandrasetete6849
@sandrasetete6849 3 ай бұрын
Prophet locate me please if you read my message
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 3 ай бұрын
Linjan baba the kahle abaculayo yooo
@juliandzoro1184
@juliandzoro1184 3 ай бұрын
Kana azoshaisisa ngauye kuno😢
@rosechigama6562
@rosechigama6562 3 ай бұрын
Vakadzi tinovhura hombe yooo
@tsungayifurayi1677
@tsungayifurayi1677 3 ай бұрын
Nhai veduwe nhaimi vakadzi musadaro shuwa maSingles tiriko kuno
@johnsibanda8915
@johnsibanda8915 3 ай бұрын
😢
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 2 ай бұрын
Vakadzi vaiwanika Kare vemazuvano ava ummm mujolo wega wega
@PaulineSachiwo-e2x
@PaulineSachiwo-e2x 3 ай бұрын
Vasikana vanga vaka chena zvokuti
@partsonmanatsa-ed9ml
@partsonmanatsa-ed9ml 3 ай бұрын
Neni baba ndoda kuona ndivhurei maziso thank you
@bekezelancube9634
@bekezelancube9634 3 ай бұрын
Amen
@tatendaquemusse
@tatendaquemusse 3 ай бұрын
Amen Amen Amen Amen
@WinnieTakwanhira
@WinnieTakwanhira 3 ай бұрын
Amen 🙌
@KingJari-m2o
@KingJari-m2o 3 ай бұрын
❤❤
@isaackanhema3140
@isaackanhema3140 3 ай бұрын
Amen
@ltm454
@ltm454 3 ай бұрын
Amen
@tatendaquemusse
@tatendaquemusse 3 ай бұрын
Amen Amen Amen Amen
@TendaiMubengo
@TendaiMubengo 3 ай бұрын
❤❤❤
PROPHECY 1
5:58
Pastor H.Muchefa
Рет қаралды 6 М.
Sorry Sweetheart mukereke. Inogadzirika here marriage iyi-Prophet T Freddy
9:07
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 71 М.
РОДИТЕЛИ НА ШКОЛЬНОМ ПРАЗДНИКЕ
01:00
SIDELNIKOVVV
Рет қаралды 3,2 МЛН
Good teacher wows kids with practical examples #shorts
00:32
I migliori trucchetti di Fabiosa
Рет қаралды 5 МЛН
小路飞嫁祸姐姐搞破坏 #路飞#海贼王
00:45
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 17 МЛН
Mukadzi akapwanya phone pasi abatikidzwa nemurume -Prophet T Freddy
6:39
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 76 М.
NDAKANYENGWA NEVARUME 8+ NDIKAPIWA   1 CUP YESHUGA NEMABHURUKWA 2.#Mambo MUTASA#Karanganda TV
32:19
$11 500 madhora ekuAmerica imari yakawanda kungonzi yashaikwa-Prophet T Freddy
10:01
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 56 М.
Imari zvayo but mukadzi akashanda murume asingashande ma1-Prophet T Freddy
6:05
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 30 М.
Mhere yemucheche. ummm Mukwasha NaAmbuya regai mwana acheme-Prophet T Freddy
13:03
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 133 М.
Iwe Muroyi chenjera -Prophet T Freddy
9:25
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 46 М.
РОДИТЕЛИ НА ШКОЛЬНОМ ПРАЗДНИКЕ
01:00
SIDELNIKOVVV
Рет қаралды 3,2 МЛН