PLEASE UPLOAD THE REST OF THE VIDEO & MORE, THANK YOU.
@richardtsatsi405 жыл бұрын
@@sjsj8 kuti zvidiii
@brightchisveto57116 жыл бұрын
M very happy with ur message .blacks are blessed .vanhu vatema tisu vakuru kudenga huyezve kusvikira narini .Ndakamuona mwanakomana ini chiri chiroto asi arimunhu mutema Jaya raani iroro rinofarira munhu wese arimugemenzi Jena Jena .where is this church m in filabusi currently I want to pay a visit .help plizz
@tao40626 жыл бұрын
kaiziwai nemutsa tine magungangano kumatebeleland ne midlands munogona kutaura nababa ava panumber idzi muzimbabwe belgreveledge 0772851518 or kuenda pawebsite pedu under contact details www.aom-church.org muitirwe nyasha. amen
@brightchisveto57116 жыл бұрын
Thanks
@nubianqueen43754 жыл бұрын
bright chisveto greetings brethren, yes Jesus is black not white ( mixed race )
@givemoremutsvetwa48666 жыл бұрын
Dai nyika yaiziva yateerera kutaura kwemudzimu unoera nyika yevatema isunungurwe. Economics mungadziita asi kana musati maombera kumudzimu unoera hamusviki. Tinotenda kumudzimu unoera. Recreation of Africa
@tao40626 жыл бұрын
amen mambo Givemore we dont need economics but knowledge of God mataura chokwadi
@celinamilian5 жыл бұрын
Manje vazhinji vemuAfrica havadi Mwari. Kunamata kwavazhinji ndekwekuda mamiracles. Ipapo Jesu akati kweti, generation inodaro iri evil. Kasi zvakadaro pasi rese tirikuita Mwari hasha, vazhinji vedu takatsamwa nekutsamwira Mwari, tinonyepera kufara tichitsvaga zvimwari nezvinhu munyika.
@apostolesofmuchinjikwa98822 жыл бұрын
the country of real chosen people ,where the Real biblical history took place is Zimbabwe. South Africa, Namibia and DRC
@faraimudzipurwa58192 жыл бұрын
Ndakariona nemeso angu kuchangobva kunaya Amen
@tawandamutsvetwa3082 жыл бұрын
Izwi muranda pano panyika asi kumusoro kudenga ndimambo vanoera . Zvinoita kunge dambe kana IZWI richitaura asi pakuninganiswa uso nengirozi pane mhere mhere nevanezvigaro .
@hillynuks92615 жыл бұрын
Baba sarudzai vakarurama vachazoverengwa na baba yakope
OOH yea the Israelites are waking up. they Now know that Christ is a black man. That is their father. The sons and daughters of Jacob. Let God be blessed for this revelation which is still hidden to many Africans. We are the true Israelites of the Bible.
@Masowe6 жыл бұрын
Amen... zvino vazhinji vanoramba masowe iko kuine dzidziso yakakosha kudai
@trustsimango36866 жыл бұрын
@@Masowe i think what is drags people behind is giving a shaming name like Kumasowe. Many People condemn the word Masowe. it needs a revelation for someone to pay a visit there and listen to the teachings. I am not a masowe myself but i discovered that some of their teaching has some future revelations that can be understood by people who are destined for the Kingdom. many people even believers don't believe that Christ is a Black man as their bible says. they buy white Jesus on the streets who is without prophecy as the preacher has just said. get into their homes u will c an image of a white Jesus displayed on their walls and if u try to teach them the truth they say. Hazvina basa. that's ignorance of whom they have believed and that is what is going to destroy them as the prophets have said.
@tao40626 жыл бұрын
That is true brother , time for the black awakening , shalom
@tao40626 жыл бұрын
We are the true Israelites
@Masowe6 жыл бұрын
@@trustsimango3686 way too right.. if only everyone had the same mind as you.. black people would be kings by now..
@bennynkelenga62833 жыл бұрын
Glory be to God great massage
@apostolesofmuchinjikwa98823 жыл бұрын
amen and amen
@nubianqueen43754 жыл бұрын
If someone can make me understand please. Why is it one is preaching in the same language with the person translating, what’s the point
@apostolesofmuchinjikwa98824 жыл бұрын
the one speaking first is the one has the possession of the holy spirit and other one who is repeating , he is like Aro to Moses.
@SinalitaiMapondera Жыл бұрын
Amen kutaura kweDenga.tinotenda
@matthewzinyawu85246 жыл бұрын
1 fridae Belo nicsence weden smire Regie
@tao40626 жыл бұрын
baemianda dae fridae be borne Johanisi.weden truue spelogea amen
@nyaratagara8745 жыл бұрын
Kkkkkk mominage makunyanya mambo Matthew
@tafadzwatavengwa8914 жыл бұрын
@@tao4062 mmmmmmm madzibaba
@shupikaiziwange30795 жыл бұрын
Fambai naro shoko makatuumwa John John spinder adhai dhai edhapro.Ndatenda edhamupesi
@websterkaguda19504 жыл бұрын
rijiminder spender ,winby isa mufaro
@aaronchikonyani51345 жыл бұрын
To me, this was one of the most appalling issue, not recording activities at the worship-center. if things are of God, let the world know what it is. Salvation is for everyone not a secret connection. Its a step in the right direction by this congregation. The next aspect should be that of buying pieces of land as worship-centers so that worshipers do not remain at loggerheads with the Council laws. Let a lot of people be saved by putting everything in the open. Its up to an individual to choose what suite him/her. I strongly support this trajectory by the Apostles of Muchinjikwa. Glory be to God.
@e.zendex37745 жыл бұрын
Amen
@tao40625 жыл бұрын
Thanks brother Aaron , the gospel and saying of the holy spirit is foe everyone and nations, we are have bought land so far for our congregation even even at this place we are just waiting for a leasing letter from the authorities. Thanks for your valuable support. God bless you
Mambo Malvin tikaisirwa zvose pano vanhu havazouya kumasowe!!!
@anitapina24195 жыл бұрын
Can someone translate this please???
@tao40625 жыл бұрын
Zimbabwe is a spiritual country ,so some other things that unfold they do need spiritual guidance as it has been before. We had ancestral voices like Kaguvi, Chaminuka and Nehanda just to mention a few.
@taffiechiku51253 жыл бұрын
Read the description its all there on english
@innocentngwawaira8822 жыл бұрын
When prophets spoke YAVE komborera isu vana vaIsakah tinotenda
2 voices confusing its like someone is interpreting the same language.
@tao40626 жыл бұрын
if you have never been to a Masowe church you cant understand whats happening . Ask you shall be given .ANYWAY rather hearing two voices have you heard the message conveyed OR YOU JUST hearing two voices confusing as you have elaborated. Would to glad to decipher the message for you if you need help. may Yahweh bless you.amen
@celinamilian5 жыл бұрын
It's a lie blasphemies all there
@tafadzwatavengwa8914 жыл бұрын
@@celinamilian kkkkkkkk
@hellenmanyonga94076 жыл бұрын
Chokwadi dai tairangarira hataizo anganwa.
@previousnyamahwe84055 жыл бұрын
Chokwadi
@ThatGirlDiana6 жыл бұрын
ko why 2 same voices ? I mean it’s all Shona soooo ????
@tao40626 жыл бұрын
that signifies something else , you might not understand that thanks
@ThatGirlDiana6 жыл бұрын
TA O ohhhhh ok
@conantmasocha30756 жыл бұрын
@@tao4062Maybe you really need to explain to her gently. It's a relevant question to those who don't know, I think.
@tao40626 жыл бұрын
thank you so much for your comment will do so God bless you
@violetnnxumalo39295 жыл бұрын
Why you enterpreter Shona to shona why not English to Shona or another language to shona
@getrudemakhohliso46512 жыл бұрын
Vakomakaaa musatambe naro lzwi kana raakutaura iri
@prospermanhanga23884 жыл бұрын
David aiva murungu here kana kuti mutema here?
@apostolesofmuchinjikwamaso17294 жыл бұрын
David aive munhu mutema , do you most of Zimbabweans have Israel , Yemen origins. Kana Solomon.
@apostolesofmuchinjikwamaso17294 жыл бұрын
eg. Lemba people
@kennedykabole43263 жыл бұрын
Lived in Botswana. Ask for the caves of Maun? Ask for Hebron?
@mahachip5 жыл бұрын
AMEN
@samsonhanja Жыл бұрын
🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@nyaratagara8745 жыл бұрын
Amen ktaura knekedrominder
@tao40625 жыл бұрын
chokwadi
@charitychandakabata37652 ай бұрын
🙏🙏🙏
@allennerwande6 жыл бұрын
Masowe akubvumirwa ma recordings nhai....!!!
@tao40626 жыл бұрын
mubvunzo wakanaka asi dai zvisina kurecordwa maizvinzirwa kupi @
@tao40626 жыл бұрын
uye the other reason is proof to those you are arguementative.
@tao40626 жыл бұрын
sorry those who a
@allennerwande6 жыл бұрын
Betta understanding after i paid attention to it,though my quesition still pending.
@tao40626 жыл бұрын
if your question is kubvumirwa recordings i have answered yes with due respect due to people who argue or
@babanamaimutopotsi93706 жыл бұрын
mapostori kwekwe how far takamirira
@tao40626 жыл бұрын
kaziwai batai baba ava 0772851518 kana kuti madzibaba avaPEARSON Panumber idzi 0774424593 ndatenda amen
@tao40626 жыл бұрын
phonai dzenyu madzibaba hadzisi kuita we are trying to contact you saka mukagona phonai number idzi 0772651518
@babanamaimutopotsi93706 жыл бұрын
Ndiripo madzibaba kurisei kwamuri maita basa shuwa network haisi kuita yava ne 2 days phone yangu haisi kuita
@babanamaimutopotsi93706 жыл бұрын
Kana yakuita chete ndoto fona pa number dzamandipa ende maita chido ndatenda hangu baba
@@Masowe Handina kuramba zvedu. But to say chirungu mutaruo wakatukwa is utter bullshit. No language is cursed, language is simply a way of communication
@apostolesofmuchinjikwa98824 жыл бұрын
@@Kurwaisimba do your research on the matter
@nkobimotsie57293 жыл бұрын
ndo kumbira ku batzhirwa,ndo ghala mu Botswana
@apostolesofmuchinjikwa98823 жыл бұрын
zvakanaka number idzo 00263 718187194 varimubotswana
hazvinakuipa kana ariwo mafungiro enyu madzibaba kana kuti madzimai pfungwa dzemunhu hadzirambwi. Dai zvisiri zvababa Johane for your information can you go check payoutube ipapo video ineTitle yekuti The night baba Johane presented himself mugozotiudza why would he risk to present himself to these people. After you see it ask yourself , believe it or not that is what happenned. Vacho vanozviti tiri vaJohane chii chatamboona kubva kwavari. Your opion hairambidzwe Nyika Ramba . Zita ramashandisa iro kana ririrenyu nderevanhu vakuru hatizogona kuramba tichiitisa vakarwira nyika nharo . ndatenda . zvimwe musati mapindura mombonamata nekuti kana muhonda yerusununguko kwaitonamatwawo.. Kugara uko kunotoda vanengoni kuziva nokuti vacho vekuchishanu chababa Johane handiko kuuya kwaita baba vedu vachiita . Proof veJohane masowe Yesaturday vacho kwakazofira baba wedu Johane vanombogara sei.Zivo ina Eria iverse rekumasowe.. can you also check website yavo www.aom-church.org under media then you come back and we discuss. Gabriel ndiye mwenje
@louischihuri92876 жыл бұрын
Nyika Yaramba Baba wangu, ndizvo zvatiri kudzidziswa wani nemudzimu unoyera wamwari, wani Baba Johane achiuya haana kuuya nenguwo chena, nguwo chena yakauya nababa Mudyiwa vachitaudzwa naEmmanuel asi nhasi vagere kumasowe vakutaura zvababa Johane vakapfeka nguwo chena saka zvasiyaneyi nemagariro aya. Uye Dai tabva pakusvora tanzwa kuti Baba ukuti kudiiko. Nhai Nyika Baba Johane makambovaona here uye Baba Johane pavakauya vanhu vaigara sei?
@puyukaipuyukai31716 жыл бұрын
Ndevemuchinjiko ava vanotivane mutumwa wavo muchenjere kubviswa munzira
@puyukaipuyukai31716 жыл бұрын
Louis Chihuri baba jowani akauya nefuko iri chena emanuwero akatutsira Germents nebande mambo indai matunhu munodzidza zvazvakaita
@tao40626 жыл бұрын
ko mwenyu mutumwa aripiko kana asina kubva nekuna Tenzi Johanisi. Baba Johane takakomborerwa takaona vakatofamba navo kwete makatoita kunzwa saka there is a difference between seeing and hearing .Dai maitevera Baba wedu Johanisi kusina magungangano 20 munzvimbo imwe chete . Chinonzi muchinjiko chiii , ingamunousunga muchiita muteuro kana kukwakwazizana . Tinamate tinamatise tifananidzwe ne Jerusarema iverse. Rimwe rinoti nezuro haasi nhasi ndatenda
@marimirachitau80906 жыл бұрын
Hmmmm
@celinamilian5 жыл бұрын
Blasphemies all over the place. God is not the author of confusion
@Masowe5 жыл бұрын
The only confusion I see here is written all over your face.. as long as you call yourself Intruder, I see a huge sense of confusion within you. Mistaken Identity if you like.. Right now you cant seperate God's word and those other words you are following simply cos of the name you chose to go by. FYI you will not be an Intruder in this kinda movement. God's word is way too bigger than you.. Huya ugare pasi ufunde muteuro..
@m.w.b7775 жыл бұрын
kkkk. God is not the author of confusion indeed, BUT LACK OF KNOWLEDGE IS!!!! ...but then, perhaps you intrude to cause CONFUSION!
@celinamilian5 жыл бұрын
@@m.w.b777 Absolutely not. Your doctrines are a joke before the Lord.
@m.w.b7775 жыл бұрын
@@celinamilian how do you know "the lord?
@celinamilian5 жыл бұрын
@@m.w.b777 He had mercy on me, I submitted to his offer of justification, sanctification and glorification. In ways I thought I can change myself but I really can't, I let him do the job not my will. To achieve this one has to be still.
@tagutalilian98086 жыл бұрын
Ko munotaurirei nendimi kana muchisvora mutauro yevamwe iiii
@tao40626 жыл бұрын
ndimi housi mutauro wevanhu ndekudenga kkkk wambonzwa kuti ndimi dzatii kudiii kkkkk. even the day of pentecoast they spoke in tongues not in other people languages. be blessed
@tao40626 жыл бұрын
who can claim ndimi to be his or her language , i think none besides GOD almighty
saka kuti kutsotsonya dzandimi ka vanhu vaMwari kkk
@josphatmusvosvi10406 жыл бұрын
Kuna vana Mwari vangani zvamati hamurevi Mwari wevachena
@tao40626 жыл бұрын
kuna mwari mumwechete who black and no any other colour as the Roman pope and even Jesu is a black man not painted but born black . Huyai kumasowe kwatinonama muzoona zvataurwa apa. Even all the prophets were black from Moses to all you think. Sometimes pray to ask for knowledge and eye opening . Baal ndimwari futi Lucifer ndimwari futi even Idols are consindered ana mwari. Muitirwe nyasha muranda washe
@tao40626 жыл бұрын
vana Mwari vanopfura 10 vamwe vanotove nemagoddess dai tai bvumidzwa kutaura anamwari vevamwe wedu isusu arikutaurwa namadzibaba vati anonzi YAHWE, YAVE,YHW OR YAWEH, OR YAHUAH NDATENDA mutsa uve nemi. ndatenda
@judahmugomba73356 жыл бұрын
TA O you know nothing but bad blasphemy, God is one and for everyone,no one knows his colour,dont be ignorant.
@tao40626 жыл бұрын
kkkkk its a pity Judah you dont even know the colour of the Almighty. Its a pity you think its blasphemy to say God is black as Jesus is as all those prophets are. Pray for soul to get salvation and wisdom. Our God is Yahweh
@judahmugomba73356 жыл бұрын
TA O who told you that Yahweh is black? I'm black but God is for every creature,He is for all,and as humans we have created begonia image,no one knows his colour.dont be ignorant.
@ladykudzievenge88336 жыл бұрын
saka kwai baboon rinorevei rakauya mutown
@tao40626 жыл бұрын
kkkkk chiyuai ka kumasowe munzwe kkkkk kuti rairevei kkkk