RONDA RAKATANGA KARI KAPUNDU IKOZVINO MUSORO WESE WODYIKA

  Рет қаралды 4,410

SekuruTasvu Officials

SekuruTasvu Officials

2 ай бұрын

Пікірлер: 24
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Ай бұрын
Sekuru Tasvu ummmm handigone nemi sekuru ini zvangu ndiri mupostori asi imi ummmmmmm handide ni sekurru wangu rambai muchiyambutsa nyika vanhu wakaremerwa sekuru chokwadi ndapererwa neronda iro
@user-tn2bk6ui1r
@user-tn2bk6ui1r 2 ай бұрын
😢😢😢😢 hiì ndagwadziwa zvangu ,sekuru maita basa namkoma robie nekubatsira amai avo ndatya hangu
@EnemiaNyikadzino-rw3jf
@EnemiaNyikadzino-rw3jf 2 ай бұрын
Thank you sly media. mabatsira tateguru tasvu
@PatienceMachuma
@PatienceMachuma 2 ай бұрын
Rambai makadaro sekr tinotend skr vangu ❤❤
@user-wj9ei4br7x
@user-wj9ei4br7x 2 ай бұрын
Kkkkk wabvuma mbudzi hrrr sekuru kkkkk tiende tese kkk
@HanaPhiri
@HanaPhiri Ай бұрын
Mayita henyu tateguru Tasvu
@HanaPhiri
@HanaPhiri Ай бұрын
Mmmmmm ndavhunduka nekutya
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 2 ай бұрын
Haaaa sekuru zvakaoma,even mukoma Robert hamusi kutya here,iyo haisi cancer yekugadzirwa here,sekuru apo paakuda nyasha,ndoziva kuti sekuru munozvigona chose I ❤ you kule munomira pamherera kunyanya
@PaulMaposa-yx3un
@PaulMaposa-yx3un 2 ай бұрын
Big up Kuna sekuru thank you so much
@lesleyvantonder1451
@lesleyvantonder1451 Ай бұрын
Munogona sekuru
@theresakaruma-fl2zl
@theresakaruma-fl2zl 2 ай бұрын
Shame zvakaoma sekuru maita basa
@Nagiechrizo.
@Nagiechrizo. 2 ай бұрын
Eishhhhh batsirai sekuru
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 Ай бұрын
Iiiisssh veduwee
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 2 ай бұрын
Hiiiiiii nhai veduwee ,thank yu sekuru nekubatsira
@patriciagunzo6171
@patriciagunzo6171 2 ай бұрын
Nhai veduweee yoweeeeeee mwari pindirai vana venyu tiri kutambudzwa nasatani
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 2 ай бұрын
Hii Jesu todiiko zvirwere zvawanda
@EdwardSibiya-pn1qy
@EdwardSibiya-pn1qy 2 ай бұрын
Ndarwadziwa ndinotenda Sekuru Tasvu
@julijoymasiyemvuramasiyemv7591
@julijoymasiyemvuramasiyemv7591 2 ай бұрын
Ko mukoma rob tipeivo party 2 yemukomana wekuzvimba ruoko wamakaunza kwasekuru dengu
@user-tr1so5cl6q
@user-tr1so5cl6q 2 ай бұрын
Pamberi nekubatsira vanematambudziko Sekuru Tasvu
@elizabethchikona5166
@elizabethchikona5166 Ай бұрын
Ndo inonzi nhukusa or cancer iyoyo inogona kurapika kuchibhoyi chete
@NandieMoyo-kl4qz
@NandieMoyo-kl4qz 2 ай бұрын
Mkoma Robby motipawo ya Chenai part 2
@NandieMoyo-kl4qz
@NandieMoyo-kl4qz 2 ай бұрын
Sekuru munobata basa rambayi makadaro
@karentakavada833
@karentakavada833 2 ай бұрын
inga zvaoma shuwa
@HildaSamuriwo-io7eu
@HildaSamuriwo-io7eu 2 ай бұрын
Maita basa sekuru nekubatsira mwana uyu
King Charles sets out the new government's agenda - watch live
2:00:45
Double Stacked Pizza @Lionfield @ChefRush
00:33
albert_cancook
Рет қаралды 55 МЛН
Cool Items! New Gadgets, Smart Appliances 🌟 By 123 GO! House
00:18
123 GO! HOUSE
Рет қаралды 16 МЛН
LIVE: Labour Party defends King's Speech in commons debate
2:57:00
The Times and The Sunday Times
Рет қаралды 53 М.
In full: MPs debate King's Speech in Parliament
3:48:40
The Telegraph
Рет қаралды 14 М.
LIVE: Post Office scandal - Fujitsu security analyst gives evidence
6:57:21
The Times and The Sunday Times
Рет қаралды 12 М.
Mukadzi   osungisa murume wake   achiti anoita zvemoney changer
3:50
MaVery very Online TV
Рет қаралды 7 М.
Kuda kuroorwa naOga zvakwazoita double trouble chaiyo-Prophet T Freddy
13:50
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 103 М.
Agatha speaks | Love & Reality Actor's Clash
16:39
Slimazpro tv
Рет қаралды 3,5 М.
IL’HAN - Pai-pai (lyric video) 2024
3:24
Ilhan Ihsanov
Рет қаралды 438 М.
Bakr x Бегиш - TYTYN (Mood Video)
3:08
Bakr
Рет қаралды 1,9 МЛН
Erkesh Khasen -  Bir qyz bar M|V
2:43
Еркеш Хасен
Рет қаралды 597 М.
Nurmuhammed Jaqyp  - Nasini el donya (cover)
2:57
Nurmuhammed Jaqyp
Рет қаралды 165 М.