Nhamo yasarira vasati varipa dai vakasika dzisati dzawanda
@PrinceMatare-vt2kpКүн бұрын
Ngozi iyi yashaya mubatsiriri zvikasafamba zvakanaka vacharipa kasingaperi
@mesiMutepfaКүн бұрын
M surprised also
@ShupMacheka-vj7qwКүн бұрын
Mubarsiri wei yakambobuda sei regai ngozi ipedze basa rayo yega
@PrinceMilton-ds6ln4el5wКүн бұрын
True kashoma kuti zvipere pasina n'anga
@kandariraannaКүн бұрын
Ndatomboworker momber haa dzakawandisa. Nyika iyi magororo haazvipamhe
@washingtonsandi440423 сағат бұрын
@@PrinceMilton-ds6ln4el5winototaura yega yakanaka. Mukaona inozoda mubatsiri inenge yanzwa nekutsipikwa but still zvagara mhepo inozoshwedzwa itaure kutadzirwa kwayakaitwa saka kana ichidai aiwa manake ayo. Hapana come back apo
Zviya zvekuti mombe dzinogumira pa 7 ngazvipere kubva nhasi. 2100 dollars chete , munhu asingachadzoki. What is 2k pakufa kwemunhu. Muripo wataurwa nemufi should be respected. That's it.
Makaona here wekwa mambo marange vakazoripiswa kaviri nengozi after sme yrs bcz vakaripa vari wega vachiita zvaiidiwa nengozi pasina mubatsiri now vakunzi namambo hamuripe ngozi mega pasina anobatsira
@ShupMacheka-vj7qw16 сағат бұрын
@@LovelyDarts-ic1fi mambo vacho vange vasina kupiwawo yavo mari ipapo vakuidawo kudhara zvaibhadharwa sei nhai,
@StellaBanda-u8v10 сағат бұрын
@@LovelyDarts-ic1fi vanasekuru ndiwo wakatora mombe. If you listen carefully ngozi yakatoti handina kunge ndataura. Pakaitwa chitsotsi pekutanga.
@memoryrumbidzaimushapaidze50908 сағат бұрын
Akapondwa rinhiko munhu uyu
@StellaBanda-u8v3 сағат бұрын
@ 16 years ago.
@TeclaFranksonКүн бұрын
Drewmas to us ,totenda ne part 2 murikudzifambira ngozi ngadziripwe
@NneverSithole13 сағат бұрын
Haaa ngozi inoziva zvainoita iyi but ini hngu ndinoona sekuti paida mubatsiri anobatsiridza chivanhu
@ChipoMpondeКүн бұрын
Ngapfugame kukumbira rurugero
@elliotmukozhojaravaza750812 сағат бұрын
Drewmas media taking me to another level ❤
@rejoycezinyama7963Күн бұрын
Was waiting for part 2.I watched part 1 yesterday?😮😮😮😮😮😮😮
@DonaldTunha4 сағат бұрын
Iyongozi inofara ichitaura zvinonqkidza asi muri pa ma 1
@godwinchiutsi918313 сағат бұрын
It's sad , munhu aida kutochata veduwe. Ngadziripe mhondi idzi. Apa kuda kuzobatsirwa kuripa. Munouraya musina chamuinacho futi.
@faithbungu9136Күн бұрын
Hama dzakatsamwa chokwadi
@ellenrufux98319 сағат бұрын
Akabudirwa ndewekup uyu
@TatendaMudimu3 сағат бұрын
Mambo AVO vane mubobobo
@ntandokhayesumcnganashawa432913 сағат бұрын
Kuripwa Kwe Ngozi, Zvino Nyika iri kuti Mombe 8 - Chiremba Ari Sahwira 1 yaMambo, YeBepu, dzasara dzasara ku mhuri kuzo roreswa No mukadzi Mombe dzororeswa nemwana komana we arikuri pwa Akazvara mwana opiwa Zita reNgozi sandizvoba