DREWMAS MEDIA FANS MURIRUDADISO MUNOTIPATSA MANYEMWE
@Rene-u5rКүн бұрын
@@drewmasmedia3856 Thank you Shumbaaahhh Nemiwo munotipasa manyawi akapetwa. Kutisvitsa panhongonya dzemashuraanombo neari kuitika munyika medu mufunge. Who says nyaya hadziitwe share. With Drewmas Media, eehhh WE ARE ALWAYS KEPT INFORMED. I👏🏻👏🏻👏🏻 Ini pandisingade kupotsa padzimbo dzichitanga weduweehhh. Ndinotombosimuka ndonera kajive. Drewmas Media, kurongeka zve mhando yepamusorosoro
@blessingmanyeruke6832Күн бұрын
Nhasi raarimwe shuva
@bruceexevier3641Күн бұрын
Mukotsanjera didn't qualify for this ngozii munhu anofanira kurwadziwa nekuripa not mombe 9 munhu anouraya achitimba kuti mombe 9 ishomasa that's not right
@NESHAMBAJUNIORКүн бұрын
@@Rene-u5rtunonakidza kusvika kuzvigunwe
@NESHAMBAJUNIORКүн бұрын
@@Rene-u5rKUSVIKA KUZVIGUNWE CHAIKO
@GratewinMbundireКүн бұрын
Mai va Tensen vakangwarira vakazvifambira izvi manje ana mai vedu vanoti regerera vachiti Mwari ndiye anoziva
@tkgumindoga1301Күн бұрын
Ndazvionavo itsotsi pamwe vanezodzo
@DadairaiMamwoyoКүн бұрын
Imagine hako
@kayla7511Күн бұрын
Ndazvifarira ini kuti Havana kuzorora about mwana wawo askana moyo wekubereka wakangooma
Endrew Neshamba I like your voice zvekuti bheeee❤❤❤❤voice liker kkkk
@mangwengweangel20 сағат бұрын
zvichiri zvevoice zvega here izvi😳
@SibandaPatriciaКүн бұрын
Mkoma Andrew Neshamba murirudadisooooooo❤
@ChipoMpondeКүн бұрын
Mainn awa wane rudo ,wakada mwana watete wavo like ndewavo wekubereka from day 1 ,Mwari ndipeiwo rudo rwakadai
@HazvineyiZingoma3 сағат бұрын
Usandione kunonoka ndanga ndichauya I love this song thank you Drewmas media nekudzifambira tiri kudzidza zvakawanda
@tafarapaulКүн бұрын
Ka song kekuti sahwira woye gara muberevere kakaipa at large 🥁 🥁 🥁 🎉
@pertumuchemwa2590Күн бұрын
Thank you Drewmas Media🎉❤
@MaiRonicaWezhira21 сағат бұрын
Iyi ndaiteedza kubva kutanga kusvika paichaperera thank you Drewmas media ❤
@NotJuliaHerbertКүн бұрын
Chinofa pamunhu inyama not mweya. Mweya unodzokora kumuridzi who's God. Like God said he made a man in his image using the mud and breathe his breath in him and became a living thing
Makadiiko vaNeShamba. Murisei Shumba. Thank you so much nekutsikawo nzvimbo yedu yeMaRusape chiduku. Our place is very nice and cool. Naya yaTencen yandipa manyemwe. Tencent azvirwira ega shame . And his compensation is fair❤
@DominicSibanda-w3sКүн бұрын
Siyabonga Drewmas, siyafunda okunengi
@TamaryManyikaКүн бұрын
Mukoma Andrew muri kutibatira basa chokwadi thank you so much
@markgamanya3084Күн бұрын
Tencen fix our country please, chimboenda ku Parliament
@RosemaryDzamaraКүн бұрын
Kkkkkkk
@cleofay9346Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂hameni
@dasilva808121 сағат бұрын
Kkkkkk.yeah ngaabudikire tencen arikubata basa chose .🤝
@JanetAfunjua3 сағат бұрын
Ngozi yakanyanya iyi mombe dzichachengeta vana vake zvakanaka Naka 🎉🎉❤ kutorera vana baba vavo uchitemba husabhuku
@Rene-u5rКүн бұрын
Shumbaahhh 👏👏👏what a rousing welcome. Zvofadza izvi. Rovai basa Shumba
Drewmas media maiona here inerudzidziso kuronga ramangwana. Tisaponde vanhu weduw
@witnesstoringepi8387Күн бұрын
Waiting ❤
@paulinesithole6343Күн бұрын
Tensen akafa zvinorwadza veduwe..kurohwa kusvika mabhonzo ave powder? Rega vanhu vabhadhare havo mombe 30each!!! Ko bhudhi avo vanoti vakaita a year vasingazive kuti mukoma akashaya, what nonsense is that?
@RudazTinmanКүн бұрын
😂😂😂😂😂Ummmmm Amana powder here
@sandraedward7454Күн бұрын
Thank you Drewmas media top notch news
@bruceexevier3641Күн бұрын
That's good ndongozi inogona not kubirira ngozi mombe 9 ishoma zvikuru ngozi inofanira kutaura zvainoda
@itaimarega1615Күн бұрын
Taura hako kana achiri mupenyi nyakuponda 30 boe asi zvikwambo 9 boe because isu tinenge tisirisu takaromba ngachiende
@lynnmadon-lt1xu22 сағат бұрын
Dremas meadi makeke chaiwo🎉🎉❤❤
@docasrugara5829Күн бұрын
Famba famba Tensen pasi panyoro
@Margaret404Күн бұрын
Famba tensen vese vakakuuraya bata
@LindaMuzendaКүн бұрын
😂😂😂😂 Tensen nyenga vanhu chaizvo usambojamba ita zuva ne zuva
@tkgumindoga1301Күн бұрын
Haaa arikuvaboora
@ConstanceTsuruseniКүн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂imi vanhuuuu
@HazvineikambamuriКүн бұрын
Sure here ndozvirikuita tenson
@TheresaMapsКүн бұрын
😂😂😂@@Hazvineikambamuri
@TatendaFerembaКүн бұрын
Kkkkkkk haaa arikunyenga mai vacho vataura kuti. Enda unorara nawo mumablanket sezvavaiiita kkkkk gandi kkkkkkkkkkk
@ChikatsaКүн бұрын
Wow, what a warm welcome you received mkoma Andrew 🤩🤩🤩
@rutendomarufu2929Күн бұрын
Ipapo pa Drewmas media ❤❤❤❤
@PrimroseMusarurwa-s1rКүн бұрын
Thank you Drewmas media
@luciamandanguКүн бұрын
Tirikudawo number dzasekuru varikufamba naTencen awo vane tsvimbo ndiwo ere vakaita kuti Tencen abude achitaura
😂😂😂😂😂😂ndiri rudadisooo🎉🎉🎉🎉ndiyo secret yang nedrewmas
@LilliKidy16 сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂ndiri rudadisooo🎉🎉🎉🎉ndiyo secret yang nedrewmas
@SheStoicForLife7721 сағат бұрын
Ndononzwa manyawi naamai vaTenceni ava who is steadfast mukumiririra jaya ravo. Ndiwo masarapavana akanaka.
@wendymtandagai524018 сағат бұрын
Dremas bvunzai Tencen kuti ko mapurisa vakatsika tsika nyaya kuti mhondi dzisabatwe + plus malawyers acho haakwanise kuvashanirawo here kunyanya husiku. Thay have to pay because vakaita huwori and it will be a lesson kunevanoita corruption. Ngaatange naivavo.
@SheStoicForLife7721 сағат бұрын
Nyaya yaTenceni yekuurawa kwake yandirwadza chaizvo. So far chaakaroverwa kusvikira afa I don’t see it. If they thought he had stolen the herd of cattle, why then did they not return them kwadzabiwa kwacho? I think the planned to steal the cattle from him. Mapurisa acho should be ashamed of themselves for how they handled the situation. Dai Tenceni akabatabata those cops who were there pamusoro pevanhu 7 vakamuponda. Zvinopisa tsitsi.😢
@EthelBafanaКүн бұрын
Drewmas media 🎉🎉🎉❤❤❤
@emilymushonga1017Күн бұрын
GOGOGOI NDAPINDAWO MUTOP 20 MASWERA SEI FAMILY DREWMAS
@wendymtandagai524018 сағат бұрын
They cant say on the media but got help from somewhere kumutsa Tensen to fight. I think vakashandisa the powers of Anunaki from Nibiru because haaa this is spiritual. Tencen's blood is crying for revenge like that of Abel who was slain by Cain.
@@GratewinMbundireGratewin mbudire are you from Wedza
@MarthaMapakoКүн бұрын
Uyu murume ane shirt yemaroon anenge anopenga shuwa mukoma 2008 kwava kuziva 2009 mukoma wako chaiye wanga uripi kwanga kusina maphone here ? Uyu dai atonyarara ndamunyararira zvachose gore rose usingazivi kuti mukoma akafa shoko rako rauri kuparidza hatiri tererai cause hauna rudo iwe kutanga
@vivianmugowa3918Күн бұрын
Kwakuzokwanisa kuuya kumombe dza Tencent
@franklintineiКүн бұрын
Haapengi angaasipo
@AnniegraceMakumbiraКүн бұрын
Zvakaoma
@ChishongoMadhuveКүн бұрын
Nhy munin'ina waTensen where were u kuzoziva kufa kwamkoma vako after such long time
@Rene-u5rКүн бұрын
Aiwa isu we stay connected na Shumba. He is a grafter. Pese panosvikika varipo. Ndookunonzi kurongekaaaahhhh. How are you ma fans mabiyangu kwese kwamuri
@albertmdabuka4480Күн бұрын
Thankyou Shumba for covering the 8 Episodes. This is a 1st and very deep. I thought the Mutoko- Chipinge Ngozi was serious but this one yakaoma and iri further Keep up the good work Neshamba