Vana vakatumirwa mhepo kubva kudzidza dzwisisai kutaura kurikuitwa kudzi pakaita nyoka 2 mwana akasara arikunzi arikuridza tsamwa vana vakatinhwa nemhepo
@SheStoicForLife772 күн бұрын
Tingadaro kutaura zvemhepo, but I take that with some skepticism. Whatever is happening with the other kid who saw this incident unfold could trauma. Sometimes when people know about some situation going on with this family, they come to some conclusions, yet it’s not necessarily that. Kwaakutopokanisa mhuri mbiri yet it is purely an accident yaitika.
@Lettymasibae67712 күн бұрын
Karangandaaa Ndaiyepo ndaiyepo. Ichoooo notification keeenee i always like and watch later
Zvakaoma panechivanhu apo injuzu yakatovadhonza kubva kumba
@sandraedward74542 күн бұрын
Nematambudxiko mama mwari akunyaradzei Asara wacho anotoda kuchengetedzwa because aiimushedza anogona kumusheedza futi
@Chikatsa2 күн бұрын
Zvakaoma, mwari wakunyaradzei hama💔
@cathrinemarwendo76542 күн бұрын
I think it's high time people in Zim need to be educated about nyaya dzemanjuzu. Vanhu vakawanda varikurasikirwa nehupenyu nokuda kwekuti people can't control their emotions. Zvagara munhu akawira mumvura hamufaniri kuchema. Munotozochema musi wekuvigwa kwemunhu . Magutsikana kuti shuwa munhu afa. Otherwise pese apa motomboshingirira kunyarara
Amai vevana ava ndimanjuzu Ava mai ava so hushingi hwenyu so surrender Tsvakai Jehovah siyanai nemaretso pisai kana kudzorera
@godwinchiutsi91832 күн бұрын
Nei madaro
@MichelleRunyowa2 күн бұрын
Aiwaka ava sandivo nyakutumbura vati ndakanyepa kuti ndevangu nekuti mai vevana vanga vatopera bsa vasisagoni kutaura kana kusimuka so ava muvakidzani musangomwauka munotipa ukasha 😢
@@MichelleRunyowaumm nyatsoteererai vatsvuku Ava ndoonyakutumbura,wakashinga fani
@LindaMuzenda2 күн бұрын
Mai vevana ndeavo vane dhuku re green
@AllanMachena-t8qКүн бұрын
Chakonzeresa apa kurambana kweva bereki ava don't blem Mai. And Mwana haungamuise bhero ka after all vatsva panzvimbo. Saka hapana pavaifunga Kuti vangaenda Uko. Musati marambana tarisai affair yevana.
@evangelistmakoni2 күн бұрын
Kanzura uyu asi muzanu. Chirungu manje shem on you
I lost my brother ne car accident its been a year and some months now,handisati nda healer whatmore mwana wako sure...kumwe kana kuri kuita kwa mwari kwakangooma
@Mabatho-ds6vdКүн бұрын
Aaaaa zvakaoma vana hatina zvatingavaite veduwe ini wangu akambodhidha mudziva renjuzi but iwe mubereki unenge usipo problem muzera wacho unonetsa 😢😢😢
@mesiMutepfa2 күн бұрын
Yooo this is so sad RIP little angles😢😢😢
@samuelngirazi96362 күн бұрын
Very sorry amai, zvinorwadza vana vaviri ka1 uuuum
@Elmuponda2 күн бұрын
Hapana zvenjuzu apo vana vakanga vasingazive mvura chete and mwana wekutanga akafa zvichikonzerwa nevanhu vasingazive kuti munhu akamwa hoto anoitwa sei. Dai akararama mwana uyo. Chakakosha vabereki dzidzisai vana mvura. Musanyepere nzuzu and zviri pachena kuti haisi nzuzu coz only boys ndidzo dziri kunyura😊
@samuelngirazi96362 күн бұрын
Saka uri kuti chinhu chine vhudzi rakareba chakaonekwa nevana kunyeba here
@Elmuponda2 күн бұрын
Hakuna chunhu chinebvunzi vana unovaziva here. Takabva neko kumhunga especially boys hadzidarike manemvura. Vana vaida kudhidha vasingazive mvura chete. Zvebvudzi re5yrs old rave drama. Imhepo yakafamba
@Elmuponda2 күн бұрын
Gogo vari ryt nemface ane kachirungu. Kushanja kwevana chete
@sqrd35362 күн бұрын
Hari dzizere mumvura zvimwe inyoka dzevanhu.
@DelightMuchini-sx2qx13 сағат бұрын
Hapana njuzu inogara pakaita seapo imhepo dzerudzi hurombwa uhwo hwakauraya vana ava
@WellingtonTendayiWaretsa-d9t2 күн бұрын
Njuzu yema Rusape inotora muna November especially warume , yakatombobuda 2008 ikafamba kusvika pa Spar ,,those who knew this story raise your hands
Taura hako iyo nyoka isingatize vanhu inyoka rudzii plus yekungoona iri mumakumbo usina kumboona kwayabva nako zvotyisa
@margeritaanddavid49672 күн бұрын
But you spoke to mother why didn't you ask her about their separation..mune makuhwa imi.karanganda
@TheresaMaps2 күн бұрын
Nhai veduwe vadiii.kubvunza baba vevana ndivo vataura zve separation
@sandraedward74542 күн бұрын
What does that got to do nekunyura kwevana musadaro weduwe it’s sensitive
@MichelleRunyowa2 күн бұрын
Kkkk iwewesooo but it's true mweya wakaparadza imba yavo inogona iriiyo ÿamonya vana
@marthachinyanga466415 сағат бұрын
Zvakaoma weduwee
@Mukoma1Күн бұрын
Sorry zvenyu baba vevana. Makatorerwa vachifamba makudzorerwa zvave zvitunha💔
@natashalavaya3632 күн бұрын
Taiepo🎉🎉🎉 kuti chuu ,kuti dheshee ❤. Munotamba here baba Tapusi ?
@chinakatracy1872 күн бұрын
Council spokesman, situations dzinoitika muvanhu which leads kuti vana vatadze kuenda kuchikoro, I think you head kuti the parents went on separation pasina kana mwedzi, please musadero
@HappyPufferFish-pu2hk2 күн бұрын
Hamuzive mubatiro wenjuzu Ndosaka mukudaro
@EvelynDanger2 күн бұрын
Njuzu yemunaRusape dam inotora haimisi. Inotora varume chete
@Lyno-s6vКүн бұрын
That's true ini ndakatoiona
@PortiaTakawira16 сағат бұрын
Iwe wekanzuru kwana wanza mazigogorosi ndimi honzeri imi fokofu
@MiriamChipomho2 күн бұрын
I’m from rusape every year munana november kunonyura vanhu mumvura
@PrimroseLovedTamanikwa2 күн бұрын
Injuzu idzi 😢 zvakaoma
@KingBrito-d2w2 күн бұрын
So sad very sorry vabereki Pliz chengetedzai vana ndapota
@tinamakasa74932 күн бұрын
Karanganda TV ❤
@MutsaNyahokweКүн бұрын
Its so sad.ndine hurombo
@MargretMpofu10 сағат бұрын
Vanhu munochemeiko kana munhu abva mumvura
@CleopatraMudyandigereКүн бұрын
Njuzu inogara pane mvura yakasviba so here
@Mabatho-ds6vdКүн бұрын
Njuzi hayigari mudziva chaimo ska inogara aslog place yacho isingaperi mvura
@JudithMareganaКүн бұрын
Taurai ne shona kni😂
@reginadzapasi96682 күн бұрын
Nhai kanzuru murikutiiko😢😢
@nyashamavhudzi16162 күн бұрын
Hapasiripo here paitaurwa kuti pane njuzu inotora vayenzi every year😢
@MaiGeeMlambo2 күн бұрын
Manjuzu anyanya kwaRusape
@marthachinyanga466415 сағат бұрын
Njuzu chaiyo
@SimbarasheSithole-pl9isКүн бұрын
Sorry for the family
@fofoemaibvise2768Күн бұрын
Ko vana ava pavakaona chinhu ichi chine mavudzi sei vasina kutyawo, kutadza kutiza
@SheStoicForLife772 күн бұрын
IMHO njuzu or no njuzu, ma councils enzvimbo dzese dzine madziva kana nzizi, any deep water sources MUST put signage so that young people especially are deterred from daring to swim or play near these places. Even makomba anocherwa nema contractors whether mines or the like, councils must make sure sure those companies put signage and fence around the danger zones. Even if you may think it’s a shallow water body, signage is important and todzidzisa vana vasati vaziva kuverenga kuti vazive kuti pari dangerous and you will die. This is so sad especially when it comes to young children. So parents, please make sure you know where your child is. We are responsible in protecting young children. In most cases children cannot see any potential hazards and the need our guidance. 😢
@melodyzvimba70508 сағат бұрын
Baba vatori ne paine kupinda mai
@Sheila-yr8jqКүн бұрын
Zvakaoma mufunge ummmm nematambudziko
@SheStoicForLife772 күн бұрын
I think vabereki havasi kugona kuchengetedza vana vadiki ava. Kudzimwe nyika parents are taken in for child negligence. So I think mutemo uyu if it’s not already there, ngauiswe kuitira kuti vanhu vazive kuti hupenyu hwevana huri mumaoko edu isu vabereki. Saka ukaziva kuti uchabatwa nemutemo, you’ll be coerced to be vigilant when it comes to the whereabouts of your children or of the children you’re taking care of as the parent, guardian or teachers.
@maryrushavashava67762 күн бұрын
Mugoni wepwere ndeasina,satan akangoshanyawo
@lindahkatai9069Күн бұрын
Pari trick because kuno kwakaipa.vari mhiri vane mari dzekubatsira kuchengetedz vana kuvaendesa kwekutamba vakachengetedzwa kuchikoro vanoendeswa nemota kuno mai nababa vari busy ku hustler kuti mhuri idye
@SheStoicForLife7722 сағат бұрын
@@lindahkatai9069 kuti kudaro? Chekutanga musanyeperwe kuti madiaspora ose kuUK, Canada, USA kana paRSA vane mari or vane mota. That’s a myth. Kuma diaspora ikoko ndiko kune hustling kupfuura kuZimbabwe manje. Ndiko kunotambirwa mari inoperera ku rent, ma bills and transport just to mention the basics. Anyway, what I meant is chero mwana achitamba panze make sure you can see them. So that kana voda kusvova you can see them and bring them back. Kana paine fence kiyai ma gates vagarire mukati. Especially in a new area ivai nematyiranot to trust your surroundings. If it’s a school day kids must go to school. If you want to relocate, finding a school for the kids is one of the first things to do before taking your kids out of school. Otherwise don’t move them yet.