Baba hamuna order imi.munoziva.zvenyukuti.mwana.wenyu.murwere
@gilbertguzha5373 Жыл бұрын
Asi vanhu vari kukosora mudare zvisingapere vauya vachimhanya here
@busisiwecorneliamsipha4463 Жыл бұрын
Its either mbuya avo na sekuru avo are in the same squad of flying at night manje vaakufumurana because makoti laid a complaint/accusation against mother in law saka mbuya avo varikuvaridzira nyaya yekuroya murora Changamire plis ngwarai ijoooo
@MariaNyika-n1b Жыл бұрын
Muroora ngaanyatsoongororwa pfungwa dzake anenge ava kurwara
@sholnegarande6370 Жыл бұрын
Mbuya ngaifambe nemhuri coz munhu anowanda nemumwe iye achirota
Asi ari kukosora ari kudya mhiripiri here mudare kana kudya mbwire mbwire mudare
@busisiwecorneliamsipha4463 Жыл бұрын
Mambo snoring 💤 covered on that big white british war veteran hat, guys retire when the time has come nd handover to the frsh upcoming Mambos, dont be too greedy nd end up giving wrong rules, advices thats not fair Dzikai pazvigaro machembera, musaite saRobert Mugabe plis yhoooo 🙌🏽🙌🏽
Rega kunzi ku Rushinga shuwa, ukagarako wotokwinya 😂😂
@busisiwecorneliamsipha4463 Жыл бұрын
Two culprits in the customary court, varoi varoi varoi
@busisiwecorneliamsipha4463 Жыл бұрын
Part 2 or 3 hamheno ikoko asi maita basa Drewmas Media for the update
@placxedissami3792 Жыл бұрын
Saka vanoziva kuti mwana.wavo.anorwarazvavo
@sholnegarande6370 Жыл бұрын
Fambai ndomushonga
@placxedissami3792 Жыл бұрын
Saka in.other.words.murikuti.mwana.wenyu.arikuroiwa.namwene
@busisiwecorneliamsipha4463 Жыл бұрын
Ehe
@busisiwecorneliamsipha4463 Жыл бұрын
People caughing plis ask them to go outside, covid haisati yapera yeeerrrr🤮🤮🤮
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Baba ava chero mwana akaroorwa vanorambirei kufamba, matauriro avo m nt understanding hangu
@Vincentkamhips4875 Жыл бұрын
Poor judgement unofamba, namai uchiti uriani instead yekunotaura, nemaezisekuru imhosva, iyoyo, pamukadzi wake angadai akandodzosera madzitezvera, mwana wavo kuti vabatsire mwana wavo iye ndiye akuisa pamberi kuti zvidiii whatever the outcome panofa amai vake aripa 1 arikuitiswa nehama dzemukadzi and will regret later izvozvi aripamusha pamai vake haana kokuenda, hant kana mai vari varoyi unosuduruka, why is the chief encouraging the abuse of the elderly pasina kana evidence
@FebieChari Жыл бұрын
Gogo vanotetena kkkkkkk
@bridgetoparmoyomabulawa5519 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level nhasi rava rimwe zuva ❤🎉