RUSHINGA...... GUVA REMWANA WECHIKORO WEKURUMWA NENYOKA RAKAFUKUNURWA

  Рет қаралды 79,516

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

VABEREKI VANOTI KUFA KWAKE HAZVISI ZVEGA ......

Пікірлер: 643
@taffysazunza2437
@taffysazunza2437 Жыл бұрын
Hapana chinhu chinorwadza kufirwa nemwana especially at her age ndarwadziwa ndachema 😭😭😭😭 it's reminds me about my son dead at 13 year's . Yes munogona kuti black mhamba asi ndinoona pane zviripo baba vake just got blind from nowhere but the mother tried everything to send her child to school Mwari vakusimbisei mhuri yese it was so emotional to watch thanks for the fed back vane Shamba
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
I agree. Even the initial narrative gave me a similar view
@mollinybembere7812
@mollinybembere7812 Жыл бұрын
Hama zvinorwadza asi Anotendera rufu Jehovha muzvinzwa moitasei hama zvinorwadza vadikani
@ThePrivy1
@ThePrivy1 6 ай бұрын
Zvinorwadza veduwe
@maryfarai1713
@maryfarai1713 Жыл бұрын
Nhasi ndachema zvangu ndarwadziwa l can't hold my tears
@elizabethnkiwane621
@elizabethnkiwane621 Жыл бұрын
Me too am touched
@chiponyosi3241
@chiponyosi3241 Жыл бұрын
😭😭😭💔💔💔.marwadzisa.vanhu.imi.melody.muka.unorwisa.akakuuraya.kutevera.mwana.kuchikoro..daidzai.sekuru.tasvu
@emmanuelmushonganzou4135
@emmanuelmushonganzou4135 Жыл бұрын
Chiputura used to be my friend during those when i was still in Rushinginga ndarwadziwa hey,zvoti iye akapofomadzwa maziso as if it was not enough ourairwa mwana a promising child on that matter,its indeed a stab on a soft spot,varoyi variko guys,tuma desk twekuchikoro twuye even ruler chaiyo yakadonhera pasi haumbogari usina kuiona wozoti nyoka nxaaaaaaa.shit mhani.
@SinikiweMpengesi
@SinikiweMpengesi 9 күн бұрын
Zvakaoma
@beautymuranda5907
@beautymuranda5907 Жыл бұрын
Ah ndarwadziwa 💔💔💔 I wonder if maybe this interview was a bit too soon for the family; the wound is still fresh 😥
@ppgasfuels6471
@ppgasfuels6471 Жыл бұрын
that's tru sometimes vanofanira kupa vanhu team yekunyaradzwa
@maryzengeni1395
@maryzengeni1395 Жыл бұрын
Chokwadi it's too soon Marinda achiri manyoro.. so touching
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
I agree and intrusive as well
@oswardchikwanha165
@oswardchikwanha165 Жыл бұрын
I dnt think its too soon .kuita speak out kunovapa relief
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
@@oswardchikwanha165 well not it's not too soon to speak and let out but not t' social media esp now. The headlines is insinuating kuti grave was dug up even if the family said it looked like dog prints.... Its mischief
@nyashabuwerimwe9682
@nyashabuwerimwe9682 Жыл бұрын
Im very sorry fr the loss of melo ndrikurwadziwa kufirwa nemwana at that age ummmm ndarwadziwa vaskana .... nyaradzwai namwari mhuri yese yekwaana melo
@josephinemutede423
@josephinemutede423 Жыл бұрын
Rushinga ndaitadza ini
@patriciamusizvingoza1754
@patriciamusizvingoza1754 Жыл бұрын
Zvorwadza mfunge apa baba vamelo havachaono vaitio melo achavachengetao mngwnasatan kwakupindira iiii zvorwadza hazvo
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 Жыл бұрын
Rest in peace Melo I couldn't hold my tears 😭😭😭😭😭😭😭 this is sad handifungi ingoriwo nyoka iyi munhu arumwa nenyoka anosviba urwu rudzi rwenyoka aiwa Mwari ndivo vanoziva
@SR-cf2rv
@SR-cf2rv Жыл бұрын
May her soul rest in peace. This is very painful, my daughter died when she was 20 years and I know the pain it was very painful and mysterious. All I can say up to this day is, This world is not my home 🤲
@abigailchisekereni7680
@abigailchisekereni7680 Жыл бұрын
May our good Lord heal you my dear. I also have a 20+ old daughter and l can’t imagine life without her. Find solace from above
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Very sorry dear
@heldkanyurira8048
@heldkanyurira8048 Жыл бұрын
Very sorry my sister God is with you
@parismugodi2392
@parismugodi2392 Жыл бұрын
May you be comforted in the name of the Lord
@getrudekaviya2708
@getrudekaviya2708 Жыл бұрын
I know the pain l lost mine cruelly taken
@edmorendokwana6644
@edmorendokwana6644 Жыл бұрын
Gogo taurai zvamakaitA muzukuru..
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Жыл бұрын
Gogo avo vambondibatisa nehasha nekuti moyo wangu unorwadza nezva melody
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
@@sarudzaimasunda8346 sure ko vanochemerei zvekunyepa kudaro zvomanikidzwa hre kna vasingade ngavarege zvee
@portiamagwenzi9907
@portiamagwenzi9907 Жыл бұрын
asi ukachembera wakutoroya inga zvakaoma ..vaitasei gogo zvino apa...
@faraimazhindu850
@faraimazhindu850 Жыл бұрын
@@portiamagwenzi9907 taurazvako machemero haafane, munhu can't be guilty until proven innocent, as of now she's innocent, vanhu ngavambomira kudaro
@edmorendokwana6644
@edmorendokwana6644 Жыл бұрын
@potiamagwenzi9907 Takambozviona kani zvanagogo vakadai ,zuro unouyu pakabuda gogo vaida kudya mwana wavo vakataura vega ,vamwe gogo vakazotemera muroora nyora dzekuroya akazonoroverwa hoko mumusoro ,saka gogo ngavataure kuona chakachenjedza ndochakatanga ..😏
@Dlodlo27
@Dlodlo27 Жыл бұрын
Woke up n fight for your enemies gal It's painful 😪 i can't hold my tears 😭😭😭
@Dlodlo27
@Dlodlo27 Жыл бұрын
Kana pane ane number dzasekuru Tasvu kna Sekuru Kanengo ngaavapewo vawane kubatsirika vagare vachkziva chakauraya mwana mm so painful
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 Жыл бұрын
Izvozvi varikufara varoyi havazi kure varimo mumusha imomo zvakaoma muchembere onai zvekuita ndimi vakuru
@princesstee6483
@princesstee6483 Жыл бұрын
Gogo avo necrocodile tears muchataura chokwadi one day
@rhinemupara1239
@rhinemupara1239 Жыл бұрын
Wabva wandifungisa Mai Lesy panyaya yaTapiwa Makore
@lingiwemhlanga1018
@lingiwemhlanga1018 Жыл бұрын
Apo wataura wena
@lovenessdenhere9198
@lovenessdenhere9198 Жыл бұрын
Wataura zvandaonawo aripo arikuziva zvakaitika pane vanhu vabuda vachitaura apa but zvichafumuka chete 1 day
@sazzydee1553
@sazzydee1553 Жыл бұрын
😔😔😔
@memorymazhawidza3072
@memorymazhawidza3072 Жыл бұрын
Ummm nekuti vaita mai vababa vakutofungirwa zvakaipa hatina kwatiri kuenda senyika vanamwene vanongofungirwa pose inga zvakaoma . Inga varikutochemawo mzkuru wako pamwe nemuroora wako.
@precioussavanhu7813
@precioussavanhu7813 Жыл бұрын
Gogo vekutanga kuchema vasati vatanga kutaura bhoo here. Zvinorwadza Mwari vanyaradze mhuri
@dr.violetnkanonuhwa76
@dr.violetnkanonuhwa76 Жыл бұрын
Jehovah Rapha!!! If my people who are called by my Name…heal the Nation in Jesus Name🙏🏾
@abigailchisekereni7680
@abigailchisekereni7680 Жыл бұрын
So heartbreaking 💔. No parent sshould bury their own children. Rest In Peace Melo. Heavens gained 😭😭😭😭
@masibandamhazishumba2241
@masibandamhazishumba2241 Жыл бұрын
Nyaya iyi so painful hakuna mwari anotonga zvakadai
@sylviamugara4474
@sylviamugara4474 Жыл бұрын
Amen and Amen
@ldyiamarodza61
@ldyiamarodza61 Жыл бұрын
Zvinorwadza vasikana hazvigamuchirike daimwari vapindira kumhuri iyi mwarindiye munyaradzi zorora murugare mello
@mikechingawo8921
@mikechingawo8921 11 ай бұрын
@@ldyiamarodza61 Zvinorwa chokwadi hama dzangu dai mwari vatumira mweya munyadzi kumhuri iyi
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 Жыл бұрын
Ari kuchemawp neni ndiyani its heartbreaking
@user-eh1kh4lm4g
@user-eh1kh4lm4g 8 ай бұрын
Rushinga munonyadzisa huroyi hwenyu munonyadzisa kuuraya mwana vakadaro haunyare kuuraya mwana asi a mhaka
@evemudungwe168
@evemudungwe168 Жыл бұрын
Baba idununu iri kutodada nokuti ndri kanzera we zanu apa mwana akarumwa nenyoka akashaya mushonga muma clinic nkuda kwe zanu yenyu munogumbura fani zungairwa chairo dai riri iro rakarumwa nokuti brain hapana
@fmatsveru
@fmatsveru Жыл бұрын
Mainini vaMelody is very mature.
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 Жыл бұрын
Zvinoita here kuti kuti Zvipatara zvekumusha voshaya mushonga sure kunova ndiko kumasango kuno gara nyoka
@sithabilenyathi9569
@sithabilenyathi9569 Жыл бұрын
Can't hold my tears
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Жыл бұрын
Mwari musakangamwa mai melo panguva yakadai rapai moyo wavo pamwe nemhuri .mai melo nyaradziwai nedenga nesu moyo dzedu dzirikurwadza nechiitiko ichi
@latishanzenza7228
@latishanzenza7228 Жыл бұрын
RIP dear ,my be yaisava nyoka ,vanhu vakaona Se nyoka 😭
@portiakapapiro7930
@portiakapapiro7930 Жыл бұрын
Zvinorwadza kufirwa nemwana nenzira yakadai ndarwadziwa ini..Mwari nyaradzaiwo mhuri iyi
@paidajiri1621
@paidajiri1621 Жыл бұрын
Mwari pamuno rangariravo vatsvene venyu rangariraivo Mai Melo na Baba vake ne mhuri yese zvayo😢😢😢😢
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 Жыл бұрын
The snake whose venom is quite lethal and kills a human being within 20 minutes is the black mamba. When the venom gets into the bloodstream it paralyses the victim through to attacking the heart. IMHO chivanhu hapana but pure tragedy. Retrospectively this young girl her behaviour e.g. saying bye to her mother 4 times can be premonition to the tragedy. Anther one is the way she’s so hasty about finishing writing the Shona homework as if she’d no time left. There are always signs before one goes but we always look back zvatoitika. I’ve no doubt this Black mamba perched itself under the desk for some time. The arrival of the kids and the obvious commotion most likely agitated the snake to attack. It’s quite sad story of an ambitious young dreamer whose life was cut short so painfully. I wonder if rural health centres have readily available antivenin for the snake species in the area.
@dehwadehwa7733
@dehwadehwa7733 Жыл бұрын
Well said
@DISCOVERIES1989
@DISCOVERIES1989 Жыл бұрын
taura hako nyoka iyo haisi bhooo it's very dangerous, chivanhu chinogona kushaikwa apa, uyewo black mamba it's very shy
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
@@DISCOVERIES1989 very shy kutawura kwevarungu... Morelike a calculating spiteful creature.
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 Жыл бұрын
Saka nyoka ndiyo inoruma ichizonokora ivhu repaguva here?
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Kana nyoka ikafunga kuti yave munjodzi (under attack) ndopainoruma. Nekudaro iyi yakabva yadira venom yakavanda. Ukarunwa nemamba it takes just less than 45 for the venom to start taking effects. It's even worse it you are a slim or small person, the venom circulates faster than in obese people. In SA these snakes are captured and relocated far from human habitat. I have not heard on anyone killed by these mambas. And yes there about 4 colours of mambas. The one that bite the girl looks like it's a green and grey mamba. I always say whenever we take about the health system, jobs, transportation, or whatever it always comes back to politics. We can try to avoid it but facts are facts. Rural clinics and hospitals should be equipped with those anti venom, or of all snakes because that's where snakes are. And cases like this girl, air ambulance should be provided so that victims can reach help fast. Helicopter can land anywhere in rural areas unlike in urban areas. The government is failing the people of Zim. Look at this child her future was so bright and she is gone just like that
@Ladypradaful
@Ladypradaful Жыл бұрын
But still you change colour ukarumwa nemamba skin inotanga kunyeuka off anosara akuve musope skin ikabatwa
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 Жыл бұрын
I agree about having sufficient anti-venom in rural clinics and the schools should have it as well. It’s should be a priority for these schools to be fully equipped even if snake bites are rare. As long as the probability is there have it in storage. With black mamba it takes 20 mins to kill.
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
@@SheStoicForLife77 they can't keep it in school because it should be injected into the vein by a trained nurse or health professionals.
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 Жыл бұрын
@@juliaherbet2063 Ahuh. That’s when they need to train some if not all teachers to deal with it. It should be part of teachers’ training cos at the end of the day some clinics are too far or there’s no swift transport to reach one in less than 5 minutes. It’s matter of strategic planning for rural school’s personnel let’s face it.
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
@@SheStoicForLife77 are you serious. Teachers training to train as nurses. Not that I'm comparing, here every school has a school nurse who assess the kids before the parents or ambulance is called. Not kuti teacher aite nurse they are totally different professionals
@mandlas.4305
@mandlas.4305 Жыл бұрын
Sekuru wedu is unaware of the fact that a black mamba can kill a person within 20 mins or so. There is nothing amiss about that. This has all the hallmarks of a tragedy. Let’s not drill witchcraft into sekuru’s head. May her soul rest in peace.
@bessiesikangela2363
@bessiesikangela2363 Жыл бұрын
I totally agree
@georgebernardmmutanda311
@georgebernardmmutanda311 Жыл бұрын
You are right my bro, but 20mins its long 10mins its long enough
@maideitakawira3531
@maideitakawira3531 Жыл бұрын
Yah Even iri black mamba but aifanira kutosviba that snakes is very poisonous
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Do you watch sly media you are talking childish we are African even his father end up became blind from no where I warn you to work up about witches this is A Level the time of changing family's life unleash you are white person
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
We dictate evil
@anglechipfakacha
@anglechipfakacha Жыл бұрын
Pane akawoona version yemwana akarwadziwa ,Mwari vanoziva havo ,nyaradzwai Nashe
@patiencemubayiwa1290
@patiencemubayiwa1290 Жыл бұрын
This is so sad . But I don't understand why Zimbabweans think it's a must to cry . Gogo va Melody varikumanikidzira kuchema . Zvakadaro , nyaya ya Melody yandivhundutsa
@fmatsveru
@fmatsveru Жыл бұрын
I had the same feeling wena ndabva ndafunga Mai Lessie
@tinatinashe
@tinatinashe Жыл бұрын
Kune vanhu vanhu wakauraya mwana uyu ngarwisane newanhu iwawo
@lingiwemhlanga1018
@lingiwemhlanga1018 Жыл бұрын
Ukaona munhu anofosa kuchema munhu iyeye usamuchenese, kurwadziwa nhema.
@patiencemubayiwa1290
@patiencemubayiwa1290 Жыл бұрын
Shuwa Ka , vanozviita a lot zvekuchema pasina kana pain yavarikunzwa .
@talentzisengwe8599
@talentzisengwe8599 Жыл бұрын
I couldn’t hold my tears.😢,baba namai Melo nyarwadzai nedenga
@selinalembani9816
@selinalembani9816 Жыл бұрын
Chivanhu zveshuwa, bcz nyoka ikaruma mnhu anotochinja color kuita black. But mainini varikuti apana kana pavakaona pakarumwa
@belindatafadzwa4156
@belindatafadzwa4156 Жыл бұрын
Nyoka yakatofirawo mahara otherwise mwana ane chimwe chakamuruma
@shyleenngwarai8134
@shyleenngwarai8134 Жыл бұрын
Melo usazorora mweya wako ngauteere vakakonzeresa rufu
@nyaradzaimudede1479
@nyaradzaimudede1479 Жыл бұрын
I am hurt 😭😭😭😭😭 May God comfort you Mai Melo
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Жыл бұрын
No comment asi kuti mwari nyaradzi mhuri yose yekwa melody
@farimanzva5851
@farimanzva5851 Жыл бұрын
Zvakaoma Mwari Mwari wangu muridzi wenyokauyu zvichamuonawo
@laizaziwaya
@laizaziwaya Жыл бұрын
Mmmm zvakaoma sure ,asika ini ndinoti Mwari vane mhinduro hakuna munhu anouraya munhu zvigopera zvakadaro , mhinduro irikuuya musacheme ,ini ndina sekuru vakashaya taive takaenzana asi akanzi adya mbambaira aaah haana kana kurara kwaakumutakura kuenda kuhospital akapihwa transefere nkt aifanirwa kunoitwa operation akafira paline nanhasi kubva 2016 ndinonzwa kutya nazvo asi manje zvinoita Mwari ka munhu akamuuraya Mumba make hamugarike kutaura kuno kana ariega anototya kurara hatina zvatakaita munhu anozvimukira ega
@starwellchimuka3415
@starwellchimuka3415 Жыл бұрын
I could not hold my tears 😭😭
@lizziecharlottechinembiri6559
@lizziecharlottechinembiri6559 Жыл бұрын
Can't even hold my tears hey 😭😭😭😭😭nhasi ndachema ndarwadziwa hangu ini.mai Melo nyaradzwai naMwari mukoma wangu sorry sis,so heartbreaking 😭😭😭.RIP Melo.
@dudzaimalunga9029
@dudzaimalunga9029 Жыл бұрын
Mai melod ndarwadzowa nekufa kwemwana zvinorwadza chokwadi mwari ngavakunyaradzei 😭😭😭😭
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 Жыл бұрын
Zorora murugare Melo asi vasira vabereki wako nhamo uuu nyoka sure muclassroom uuuu nyoka yaMwari hr or yemunhu ndabatikana
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 Жыл бұрын
So touching 😢; but mwana akadyiwa nxaaa nemaziroyi ndarwadziwa
@raychibvongodze5283
@raychibvongodze5283 Жыл бұрын
So sad , but the music is something else 🙏
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Жыл бұрын
Zvinorwadza zvinodzimba...hama wadikani Mwari vakunyaradzei panguva yakadai🙏🙏🙏🙏
@lydiamusarapasi8316
@lydiamusarapasi8316 Жыл бұрын
Can't hold my tears , sorry mom , Melo zorora murugare 😭😭😭
@gogokangara4142
@gogokangara4142 Жыл бұрын
No
@StanleyDube-ro6sl
@StanleyDube-ro6sl Жыл бұрын
but how did the snake bite her on the thigh, isnt it that she was wearing a school uniform skirt. A 1.7m long snake cannot hide underneath a desk and never be seen by other students . it is not clear
@hamiltonharirari5776
@hamiltonharirari5776 Жыл бұрын
Varoyi murikutipedzera vanhu vasina mhosva Inga varikufanira kuroiwa munovaziva Avo avo mxm rest in peace melo
@manyarachitsakanimhlanga2976
@manyarachitsakanimhlanga2976 Жыл бұрын
So heartbreaking 💔. Melody RIP daughter. Alice naAnnah Mwari ngakunyaradzei ndarwadziwa
@vimbaimasiyambiri9579
@vimbaimasiyambiri9579 Жыл бұрын
Imm I cldnt hold my tears Mweya mutsvene anyaradze mhuri yose. Munhu akabarwa nemukadzi una mazuva mashoma panyika, semumvuri unotiza.Seruva anosvava.
@gracedhlomo6203
@gracedhlomo6203 Жыл бұрын
This is painful shuwa Lord comfort us and her family this sad 😭😭 I'm a parent also the pain is crucial
@belindatafadzwa4156
@belindatafadzwa4156 Жыл бұрын
After listening to mainini ndatoona kut Melo and the snake are both victims, kana asina kana kuita black or kuratidza a mark yekurumwa it means something else killed her then the snake ikangoiswa in picture kut inzi ndiyo yaruma munhu........ i used to hear kut snakes can’t move pafloor asi this one kutononanga mudesk make why isina kuenda kuma toilets or kuungana pacorner asi yakagwesha kusvika mudesk yemwana. I am of an opinion that something killed mwana and the snake was put out kut nyaya isanyanye kuva mysterious
@vergetheverge7321
@vergetheverge7321 Жыл бұрын
Ini zviri kundinetsawo kunzwisisa kuti nyoka iyi haina kana kuonekwa ichipinda or vakapinda mu class paanogara iye yaapo here kana akamboiona isati yasvika paari yozongoerekana yaruma munhu pachidya kana kuiona , so sad😢😢😢
@ayloniahmpofu8340
@ayloniahmpofu8340 Жыл бұрын
Mbuya vari kuchema here kana kuti hanziiko vamanikidzwa here
@mattipanyamuzinga8469
@mattipanyamuzinga8469 Жыл бұрын
Ndarwadziwa veduweee
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 Жыл бұрын
Chikoro ichocho ndicho chavamuurayira kumusha form6 iyoyo vanokuroya vanhu vakaipa panyika pano
@davidmutumbe7081
@davidmutumbe7081 Жыл бұрын
Very sad ... So sad life is meaningless ... Why this pain? ... Lost my brother seven months ago no words .. no condolences can help.. mufaro wemhuri yese unotorwa uchiiswa mugomba .... Life fails people
@evernjoshua8100
@evernjoshua8100 Жыл бұрын
God is our only hope... I lost a sister from cervical cancer last year. It's heartbreaking 😖
@mailisa2903
@mailisa2903 Жыл бұрын
Ndarwadziwa zvakanyanya plz drewmas help ths family vaendesei kwaTasvu tione chakauraya mwana moyo yedu irikurwadza watching from Namibia
@patiencebare
@patiencebare Жыл бұрын
Uum hapana kujeka apa ko makumbo embwa ayo akabvepi pamusoro peguva rake zvakaoma hazvo 😭😭
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
I feel your pain my Sister😭💔. May you find comfort in the Lord 🙏💐
@unity9896
@unity9896 Жыл бұрын
Don't RIP melody fight yo enemies, pane akasvotwa nefuture yako akati arwadzise vabereki vako, fight fight don't stop kusvika vavhara magoni
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Ndarwadziwa. Andrew, what if you make ka fund. Tikati ma dollar dollar hazvingaite here.
@barbragawaneni3363
@barbragawaneni3363 Жыл бұрын
Drewmas im one of your top fans dai youtube yaitaura yaikuudzai🤭🤭 but apa please dont push narrative yehuroyi pavabereki ava mhani ...makaenda kuchikoro imi you know kuti a mamba can kill in less than 30mins ..pane huroyi ehe tobvuma but hapasi pese panoda kutsvagwa muroyi veduwe Andrew naChihera ...fambai muchidzidzisa vanhu
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Жыл бұрын
inini ndakamborumwa nenyoka ndichiri mudiki yatsikwa nembudzi yanga iri cobra.apo yanga yakusimudza musoro kutidzinganisa.saka paive ne munhu mkuru akanzwa kuchema.akatora kamba akandisunga pamusoro katatu kuitira kuti poison isafambe.ndakazotemerwa mushonga na sekuru vangu asi haufanirwe ku crosser river' usina kurapwa.😊
@mercynagengwaru5061
@mercynagengwaru5061 Жыл бұрын
ndarwadziwa hangu, Mwari vakunyaradzei
@tapiwanashechawatama
@tapiwanashechawatama Жыл бұрын
Ndarwadziwa fani
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Жыл бұрын
ndinehurombo kuna mai melo mwari vakunyaradzei i also lost my daughter.i know what you are going through.may her soul rest in peace
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 Жыл бұрын
Shame I'm.sorry dear
@patiencemuza9659
@patiencemuza9659 Жыл бұрын
Kutonga kwamwari her ndarwadziwa rest in piece mello
@moddiemuposiwa8539
@moddiemuposiwa8539 Жыл бұрын
Uuuummmm zvinhu zvinorwadza veduwe nyaradzwai na Mwari mai na baba chipotora 😭😭😭😭💔💔
@nigelmutate5954
@nigelmutate5954 Жыл бұрын
So touch l know the pain l lost my baby anga ane 1 year 6months my condolences to the family mwari akunyaradzei mhai nababa.ndarwadziwa hangu😭😭😭😭
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 Жыл бұрын
Ndopaunzwa rimwe richiti hakuna huroyi.
@rumbidzaikawome483
@rumbidzaikawome483 Жыл бұрын
Zorora hako murugare Melo😭😭😭🌹 mhuri ngaiwanirwe nyasha munguva yakaomesesa kudai
@emmelysibanda3172
@emmelysibanda3172 Жыл бұрын
😭😭😭😭😭 zvinorwadza Izvi ....Mwari wekudenga akunyaradzei vabereki vaMelody ...MYDSRIP Melo
@naisonsaungweme1979
@naisonsaungweme1979 Жыл бұрын
Drewmas ndokumbirawo mubatsire kuratidza mhuri iyi kune vanobatsira bcs apa pane chivanhu or huroyi hwakaitika kuna Melo
@miltonmadombwe
@miltonmadombwe Жыл бұрын
Hakuna rovambira inofamba masikati 2 muflow nyoka yingamhanye zvekudaro Aiwa zvinorwadza nyoka iyo inyoka yakatukwa nyoka nenoise inenge iripachikoro haisvike pavanhu Melody ndichinzwa nyaya yakaitika ndakarwadziswa hangu sure Rusinga musadaro kuuraya Vana vadiki vatadzeiko NHAI Rest in peace mwana zvinorwadza hazvo
@evermafuwa7705
@evermafuwa7705 Жыл бұрын
nyika yatakura kurema ummm,kubva music wa1 Jan kusvika parinhasi tasangana nezvikukutu,God protect us 😭
@tawandamhandu642
@tawandamhandu642 Жыл бұрын
So heartbreaking u could see kuti the dad is in pain naamai vake. But God is in control. The school acted swiftly apa. Big up to the madam who took her to the clinic. But there is something fishy apa, why asina kuchinja colour if it was a snake bite.. vechivanhu pindirai to help the family get some closure
@cliffordhliziyo3426
@cliffordhliziyo3426 Жыл бұрын
Very sad 😭 may you rest in peace melody ,chikumbiro kuhurumende yedu dai yatiwanisawo mushonga yenyoka muzvipatara zviri pedo nevagari nekt hatisi tose tinogara pedyo nemahosptals please
@pollahtek4043
@pollahtek4043 Жыл бұрын
Ndinoti nyarwadzwai Namwari mhuri yekwa Chiputura ndarwadziwa ini hakuna nyoka yakadaro, mai melo ndine hurombo zvinorwadza izvi😭😭😭
@matchmorekalizi7635
@matchmorekalizi7635 Жыл бұрын
😭😭😭😭Pasi idandaro chokwadi tingaitei kana Mwari atonga....it's painful rest in peace Melo...Akafira "A" level yaakasvika iyoyi 😭😭😭😭😭😭😭
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 Жыл бұрын
Chivanhu ichi. Akauraya arimumusha imomo, Ngavadeedza sekuru TASVU pamusha uyu. Kune vakatodya nyama especially Ivo Mai avo nyakuchema. Ini ndinoti ngadeedze sekuru TASVU zvakabatwa zvinobuda apa.
@phailanchijeke
@phailanchijeke Жыл бұрын
Be strong mhama uuuuuuuummmm iz very difficult to believe that
@yenzyndhlovu473
@yenzyndhlovu473 Жыл бұрын
RIP Melo, this is so heart breaking. May God comfort the family
@angelanyoni5387
@angelanyoni5387 Жыл бұрын
izvi zvinorwadza veduwe kufirwa nemwana haisi nyore huye nenzira iyi veduwe rest in peace mwanasikana kana rwuri rufu rwamwari
@chipomchenje8987
@chipomchenje8987 Жыл бұрын
Zorora murugare Melo kana ari munhu akaita izvozvi zvichamuwanawo Mwari variko
@cdechirume2979
@cdechirume2979 Жыл бұрын
However nyaya yekusiya chivanhu tichtevedza mapotsori. Back in the day there was chambere who knows roots that are antidox to any snake bite than rush to the hospital where there is no medication
@tindotings7892
@tindotings7892 Жыл бұрын
Kukura kwedu mbuya vangu vaiva nyanzvi munyaya dzekurapa vachishandisa magwenzi. Vakatiudza kuti pese pamunoona nyoka mbiri dzichirwa musatize, asi rambai muripedyo kusvika dzapedza kurwa, mukatevera nyoka mhenyu munoona muti wainoruma, muti iwoyo ndiyo mushonga wacho, muti uyu kwedu unonzi Mufandichimuka. Kana pasina muti uyu, imwe nzira yekuponesa vanenge varumwa nenyoka, kusunga parumwa pacho nemucheka kwaakuruma pane mazino enyoka, poison yese inenge ichiri mumazino. Kusaziva kufa vakuru vedu vakareva zvokwadi
@rufaromotsi552
@rufaromotsi552 Жыл бұрын
I know the Roots for mamba .my grandma she used to send me ndiri mudiki kana pane munhu arumwa.she is very old now
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
@@rufaromotsi552 ko chiundzai vamwe makwenzi acho
@estheresther1963
@estheresther1963 Жыл бұрын
@@gracie2world kk kk ukudawo kumaziva
@maiboys3934
@maiboys3934 Жыл бұрын
​@@tindotings7892 unoshandiswa sei mufamdichimuka wacho
@rufaromotsi552
@rufaromotsi552 Жыл бұрын
My grandma she is very good nenyaya idzi
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
I'm heartbroken 😭😭😭 can't say much 😢 ndarwadziwa zvisingaite
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
Extremely heartbreaking! MHSRIP.
@Ladypradaful
@Ladypradaful Жыл бұрын
Very unprofessional staff kutadza kuudza mai vemwana vachingovati chimbomurayi, what nonsense is that
@kudakwashemachakaire3018
@kudakwashemachakaire3018 Жыл бұрын
Only the doctor is allowed to divulge such information
@giftchingoriwo1058
@giftchingoriwo1058 Жыл бұрын
Haizi nyoka joy zvishiri izvo gogo awo vanoziwa nyama dzawo
@mildretjulietchigaba3338
@mildretjulietchigaba3338 Жыл бұрын
Chemai netariro mai melo. Mwari ndivo vanoziva mufunge
@edsonmoyo7437
@edsonmoyo7437 Жыл бұрын
Mwari wengoni tambirai mweya waMelo mumupe zororo risingaperi uye munyaradzai vabereki vake.
@annachivandire6725
@annachivandire6725 Жыл бұрын
So heartbreaking 😭😭Rest In Peace Melo
@alecmuzira1401
@alecmuzira1401 Жыл бұрын
Ndarwadziwa mmm
@patiencemashura8942
@patiencemashura8942 Жыл бұрын
Ndarwadziwa
@sarukadzenga5919
@sarukadzenga5919 Жыл бұрын
Zvakaoma! Rest in peace baby girl
@tatendachimedza6830
@tatendachimedza6830 Жыл бұрын
Soo sad melody arwadzisa mhani😭
@mattgrosvenor7293
@mattgrosvenor7293 Жыл бұрын
Chihera ati chinjeyi, maturish. shumba murikuitaseyi kun chihera
@mosesmukonowatsauka5827
@mosesmukonowatsauka5827 Жыл бұрын
Ndarwadziwa ini
@kudzaishechivima6715
@kudzaishechivima6715 Жыл бұрын
Nematambudziko hama dzangu,and ndarwadziwa 😭😭😭 kutadza nekutozvidzora
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Жыл бұрын
sure chikoro chinofanirwa kugara nemishonga yenyoka uyezve neku sprayer plus kupisa ma tyre.inini nhanasi panoratidza pandakarumwa😊
@sharonmusokoma2942
@sharonmusokoma2942 Жыл бұрын
Mwari akunyaradzei
@preciousmpofu1410
@preciousmpofu1410 Жыл бұрын
May her soul rest in peace, akaurawa nevanhu vanegodo nekuzvimisira kudzidza kwake zvinesimba
@graciousmahonde1117
@graciousmahonde1117 Жыл бұрын
Moyo wangu watsemuka
@ethanmus1090
@ethanmus1090 Жыл бұрын
Mmmmmm l can feel Mai Melo's pain.Hazvijairikeee izviiiii
@chiedzagracenyahuye838
@chiedzagracenyahuye838 Жыл бұрын
Nyaradzwai naShe Hama🙏🙏
KAROI............SABHUKU VOSIIRWA NYOKA MUMBA NATSIKAMUTANDA
37:56
Drewmas Media
Рет қаралды 22 М.
Alex hid in the closet #shorts
00:14
Mihdens
Рет қаралды 9 МЛН
MT DARWIN-------TEZVARA VOITA BONDE NEVARORA VAVO (2)
53:57
Drewmas Media
Рет қаралды 75 М.
Moto weMusami wakandisa n'anga nemapositori mapfumo pasi
50:32
Drewmas Media
Рет қаралды 86 М.
MT DARWIN....OPFURA MUKADZI NEPFUTI NDOKUZOZVIURAYAWO
25:06
Drewmas Media
Рет қаралды 30 М.
@HeadmanChigodora MUDHARA JOE wakanobatwa madare family
53:50
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 79 М.
MHONDORO COFFIN......... VANAMADZIBABA VORAMBIDZWA KUSVIKA PAMBA
48:07
MHONDORO .......CHITUNHA CHOROVA BHOKISI--NDAKABIRWA MUDZIMU WANGU
36:22
DO YOU HAVE PARENTS LIKE THIS?
0:19
dednahype
Рет қаралды 41 МЛН
УГАДАЙ ГДЕ ПРАВИЛЬНЫЙ ЦВЕТ?😱
0:14
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 3,1 МЛН
Курение вредит здоровью
0:28
ЮРИЧ
Рет қаралды 1,9 МЛН
She got an idea 😂😂 #shorts #viralshorts #funny #comedy
0:46
HRA CHALLENGE
Рет қаралды 10 МЛН