Mr Neshamba ndokufarirai manje😂 the way yamunobvunza nayo ma questions inondipedza manje..Hanzi ko kana murume asisakudei achida kukutyisidzirai kuti muende?😂😂😂😂😂
So sad story endai kwa Tasvu,nyangatayani,Bunzamukombe and Kanengo
@lameckzisengwe651710 ай бұрын
Imi munomboziva here kunoitwa marii iko kwamunoti vanhu enda. Vangani vanokwanisa kubhadhara mari inodarika $4000 US kuti zvikwambo zvibviswe? Vanodaidzira mari refu vana chiremba avo.
@tinamakasa749310 ай бұрын
Mari yacho uchishaya dollar rekutenga ma veggie mari yavoda yakanyanya vana sekuru