Chamisa do you hear what Rusike say that true, u can't be President without fighting with Zanu pf no never happen they always have a tactic to rig.
@MikeLeyo2 күн бұрын
Yes that's true mudhara Rusike, ma elections kutambisa nguva, vanobirira kuformer party against them vanobata one by one vachiuraya, Zim need war beside that nothing change in Zim.
@SerahManatse2 күн бұрын
Agree 100%...
@ThomasNdlovu-gl9hy2 күн бұрын
Thankx 100%
@BOZACKSKY2 күн бұрын
The people of Zimbabwe will do themselves a favour if they disavow Chamisa, zibipwi riya
@ellisonmadenyika42392 күн бұрын
WAAPADHUZE KUWONA RUSIKE.
@aaronmoonhunger78192 күн бұрын
Panotoda hondo chaiyo varusike.
@Juniorchirimuta2 күн бұрын
Chamisa haasi ega opposition why chamisa ega imi itai musiyei udzai ana monzora kwete kutuka chamisa
@Juniorchirimuta2 күн бұрын
Saka Chamisa ndiye wamuri kuda kuti akurwirei tangai imi
Mashoko enyu anonzwisisika kwazvo Sir Rusike but, dambudziko riripo munyika muno nderekuti hamuna opposition leader anokwanisa kumira nevanhu kana kutungamirira vanhu. Vacho vanozviti ndivo opposition vese vatori under ED's payroll including Chamisa uye havatode kuti zvinhu zvinake munyika nokuti varikudya ne current situation irimuno munyika right now🙄
@pangidzwaani53012 күн бұрын
party reduzve
@Juniorchirimuta2 күн бұрын
Varusike aaa musadaro
@MikeLeyo2 күн бұрын
Chamisa can't be President becoz strategy yake yakadhakwa ma elections vanobirira apo vanenge vachiuraya vatsigiri vema opposition party.
@GarryMega20022 күн бұрын
Unfortunately, ruzhinji harwutozvizive kuti Chamisa ndiyo strategy ye ZANU PF pakudzvanyirira mwana weZimbabwe. He is a ZANU PF project masquerading himself as an opposition leader munyika. As long Chamisa achivhoterwa pamwechete nekudiwa nevanhu, ZANU PF inenge ichitori pari safe 🙄
@tichawonamarunda80962 күн бұрын
The problem starts pakufunga kuti chamisa anofanira kuita strategy vanhu takagara mudzimba dzedu😂😂..mazimbo toda kuitirwa zvese
@MikeLeyo2 күн бұрын
@tichawonamarunda8096 ipapoo wataura mwana wamai, problem parikushaya anotanga tose tiri magwara saka Zanu pf take advantage yekutya kwedu but one day is one day, gava richadambura muswe.
@GarryMega20022 күн бұрын
So, what are the duties of a leader if he can't think and strategies for his followers the ones he is leading on what to do pakurwisa muvengi? Ask vose vakarwa hondo vanokuudza kuti pasina commander's tactics and strategies hondo hapana. Do you think iwe hako povo pane nyika yaungakumbire rubatsiro rwekurwisa ED vakakunzwa here chero mukave million povo hapana anokuteererai. But kudai zvainzi Chamisa is a true opposition leader, kungotaura izwi rimwechete rekukumbira rubatsiro rwekubvisa ED muoffice, hazvimbotori 24 hours backup inenge yatovepo inesimba kubva kunyika dzinenge dzichida kubatsira uye izvozvo Chamisa anotozviziva. But he can't do it because he is a ZANU PF project, uye his duties are to give the gullible like you a false hope. Don't play with ED
@Jb100v2 күн бұрын
Chamisa I mhata, we need a Mondlane kind of a leader or a Traore one 🤔
@Esy.N41862 күн бұрын
Mind your language. Wadii kuita Traore iwewe.
@belindandlovu7308Күн бұрын
Regai kutuka Chamisa zivai imi ma Zanu pf kti politics dze Zim ne moza fare different imi musiri mhata take over
@doug-u1y2 күн бұрын
Iwe unotuka president wedu Uri chii panyama ye huku musoro bhangu