SA: Ndavakutya kudzoka kumusha kwangu, ndibatsireio mhuri ye Zimbabwe

  Рет қаралды 6,525

Utindi TV 📺 Media

Utindi TV 📺 Media

Күн бұрын

Пікірлер: 52
@SharonMakomva
@SharonMakomva Күн бұрын
Help yei pachihure chamakada mega 😂😂😂 muchati joiner kumbanje Mjolo unyisa😂
@blessingMpofu-tg4tz
@blessingMpofu-tg4tz 11 сағат бұрын
Haaà munofira mahara siyai chihure chakapusa ichi hanzvadzi
@TendaiMukandakanda
@TendaiMukandakanda Күн бұрын
Mjolo muchaurega zvenyu babamunini
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 2 күн бұрын
Hanzvadzi yangu dai mabata Bhozhongora paZim National FM vakwanise Kubata mukuru wemapurisa eku province yenyu vanhu ava vabatwe kunyange Headman Na soo called former Mp vanotora mutemo kuisa mumaoko avo NaBhozho muchabatsirwa hanzvadzi yangu
@jescatandiri9485
@jescatandiri9485 Күн бұрын
Dai makagutsikana nemukadzi wenyu wekutanga kusina zvese izvi ndoomabasa echihure, maakuda help pamaihura makambokumbira help.
@utinditvchannel
@utinditvchannel Күн бұрын
Batsirai munhu
@sueeland5675
@sueeland5675 Күн бұрын
Exactly 💯
@sueeland5675
@sueeland5675 Күн бұрын
​@@utinditvchannel ayyyyyy man need to grow up gutsikana with what you have
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 2 сағат бұрын
Ngaadzikame why chihure mnhu ane mhuri​@utinditvchannel
@LosterMapetese
@LosterMapetese Күн бұрын
Newevo ,,,unganyenga chikomba chemuraini hre,,zvichiregwa
@Masline-q6b
@Masline-q6b 15 сағат бұрын
I dont think its true story
@koeksistersamoosa6456
@koeksistersamoosa6456 Күн бұрын
Chihure chinemubairo saka dxidzai vanhu rume mukuda kunzwirwa tsitsi but makazvitsvagira mega varume so
@TendaiMukandakanda
@TendaiMukandakanda Күн бұрын
Ndikovo kt varume mupfidze kusagutsikana nevakadzi venyu vekutanga
@nicktau6342
@nicktau6342 Күн бұрын
Imi maitsvanga umwe mukdzi kumuitisa mwana taste your own medicine bmnni ndomubairo wacho
@dkgospelsongs
@dkgospelsongs Күн бұрын
Kana uchiziva kuti hauna chiwi chingosiya, asi kana uchiziva kuti urimunhu anotadza, batsirao hama iyi nemashoko anovaka. First John 1:8-9
@emmanuelvhunga2602
@emmanuelvhunga2602 17 сағат бұрын
Baba ava pakutanga vati ndiri mukomana ane 34yrs ivo vane mkadzi
@LilliKidy
@LilliKidy 2 күн бұрын
😂😂😂😂machakani hr ayewaa munekakuzungaira chaizvo ko iwee wainyoreserwa munda nababa vemunhu asir kukadz wako sei haiwaa
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 2 күн бұрын
😂😂😂😂😂 ndaseka wena vakapusa baba ava
@utinditvchannel
@utinditvchannel 2 күн бұрын
@vivianmugowa3918 usaseka batsirai munhu
@AssaNgara
@AssaNgara 2 күн бұрын
Baba vanoda kuhura saka zvino hazvina dhiri zvavaikuita especially nemukadzi uyu we kugara ku Sa chasara vachadxokera kumusha vari mucoffin munhu uyu ngavasiyane naye
@utinditvchannel
@utinditvchannel 2 күн бұрын
Thank you
@koeksistersamoosa6456
@koeksistersamoosa6456 Күн бұрын
Mviromviro yemhanza mapfeka
@emmanuelvhunga2602
@emmanuelvhunga2602 17 сағат бұрын
Hamusi mkomana muri baba vane mhuri
@Lilfacers
@Lilfacers Күн бұрын
Eeeh uraiwa zvako zi hure rume dofo chairo
@emmanuelvhunga2602
@emmanuelvhunga2602 17 сағат бұрын
Chihure chinourayisa siyanai nechihure munofira mahara
@DestinyThegamer241
@DestinyThegamer241 Күн бұрын
Pain nestress yawanayo ndoyakanzwa mukadzi wako waita mwana kunze. Vamwe vakadzi vanonamata Mwari mupenyu uchazoudza vamwe hako
@tariromagwaza
@tariromagwaza Күн бұрын
Nxaaaa chihure chako chichakupfidzisa
@SenzeniBaloyi
@SenzeniBaloyi Күн бұрын
Iwewe Shamwari ka siyana nenyaya iyoyo muite zve marriage yenyu
@utinditvchannel
@utinditvchannel Күн бұрын
Handichazive kuti murikutaura muridzi wenyaya here kana kuti mavakutaura Utindi TV?
@juliandukwana6619
@juliandukwana6619 2 күн бұрын
Muchinyanya mjolo waitora munhu wepa next door kuti zvidiii
@ChawaDorcasMakombe-wh1ix
@ChawaDorcasMakombe-wh1ix 2 күн бұрын
I don't think baba ava vanoda help yezvinhu he has to work so hard adzosere zvinhu zvese zvavakatenga nemukadzi vatori nemhosva kumudzimai vake. Kusasana kunoparira.vaiita chihure baba ava apa mari usina.kutenga munda etc he had promised mukadzi uyu zvakawanda vaida kutomuroora apa ari wemunharaunda vanonyadzisa.Vasapumha hama coz ndivo vakaporonga voga
@LoreenCharakupa-y2j
@LoreenCharakupa-y2j 6 сағат бұрын
Muridofo siya chihure musoro hangu
@shamisomucheri1338
@shamisomucheri1338 2 күн бұрын
Mambo munenge mabhadharwawo of all nyaya dzese dzamunotonga zvakanaka iyi maiita unfair
@matildaowamimkwebu5985
@matildaowamimkwebu5985 2 күн бұрын
Kkkk rowa hure nemukadzi arikumba ndiri ndinosiya hapana future apa
@ellisonmadenyika4239
@ellisonmadenyika4239 2 күн бұрын
UTINDI chi Mumbwa here.Tavakutya kani.😂
@utinditvchannel
@utinditvchannel Күн бұрын
Hezvoo mavakutyei?
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l Күн бұрын
Elder batsirai baba avo hapana mutsvene pasi pano
@utinditvchannel
@utinditvchannel Күн бұрын
Ichokwadi ndanzwa
@webstertigere6581
@webstertigere6581 2 күн бұрын
Ati nekungwara kwangu ???? Kana iri clever wy achida help
@utinditvchannel
@utinditvchannel 2 күн бұрын
Batsirai munhu
@Anolisi
@Anolisi 2 күн бұрын
Kana uchizoverenga Ndati uri duzumani urisasikamu wapfidza dai ukanyatsomama 😊😊😊
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 2 күн бұрын
Uuuu muchinyanya munenge muchimboshereiko vakadzi venyu zvese anenge ainazvo , mazvokuda mavanga enyora , kushaya kukwana chaiko kana uchigara kure tora mukadzi wako to avoid kushaya mukadzi
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 2 күн бұрын
Kuwandirwa nemari kuda kumuvakira imba
@CuthbertMachongoni
@CuthbertMachongoni 2 күн бұрын
Bishop Musa gadzirai nyaya
@utinditvchannel
@utinditvchannel 2 күн бұрын
Tichauya naye munhu yeyu muna December paachauya ku zim kuti mugonzwisisa kuti inyaya nechokwadi, uyeo zvamurikufunga hazvisizvo zvatinoita, thank you.
@wongaimakani6941
@wongaimakani6941 Сағат бұрын
Chihure muchachirega henyu
@JoyNyasha-do7de
@JoyNyasha-do7de 2 күн бұрын
Mjolo uyanyisa 😂😂😂
@NdazhaNdazha
@NdazhaNdazha 2 күн бұрын
Makanzwa butter baba
@electronicsrepairtips
@electronicsrepairtips 2 күн бұрын
Tinotenda chose
@nosisamtshali5572
@nosisamtshali5572 2 күн бұрын
This story is lies. You paid money for her family to know you live with her, yet you live in Tembisa and she lives in Pretoria
@EmmilyMagozore
@EmmilyMagozore Күн бұрын
Chihure chine tuso fokol
@TendaiMukandakanda
@TendaiMukandakanda Күн бұрын
Uye imi caller munoziva kt babamunini venyu vakauraya munhu vakatixira SA munofunga kt ngozi vakaitiza hr
Economic Freedom Fighters media briefing
54:02
SABC News
Рет қаралды 108 М.
Musikana akatorwa na Sekuru-Prophet T Freddy
4:25
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 6 М.
Wait for the last one 🤣🤣 #shorts #minecraft
00:28
Cosmo Guy
Рет қаралды 12 МЛН
Osman Kalyoncu Sonu Üzücü Saddest Videos Dream Engine 262 #shorts
00:20
Flipping Robot vs Heavier And Heavier Objects
00:34
Mark Rober
Рет қаралды 59 МЛН
Tropical Storm possible in the Caribbean...
16:55
Mr. Weatherman
Рет қаралды 32 М.
Guva risingaperi Kucherwa 🔥🔥🔥🔥🔥DARE RACHIEF MUTAMBARA Karanganda TV
54:33
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 8 М.
pat6: Mufundisi nemukadzi wemunhu mu Lodge. Nhasi tiriku Tsonzo na Hwesa
59:16
Utindi TV 📺 Media
Рет қаралды 26 М.
pat5: Mufundisi nemukadzi wemunhu mu Lodge
35:26
Utindi TV 📺 Media
Рет қаралды 27 М.
CHEGUTU..........MUSIKANA [23] OURAYA SHAMWARI YAKE NEBANGA
45:55
Drewmas Media
Рет қаралды 43 М.
Mwana aine 2 years ashaika akaonekwa arimumba mehama (22 October 2024)
37:06
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 10 М.
Wait for the last one 🤣🤣 #shorts #minecraft
00:28
Cosmo Guy
Рет қаралды 12 МЛН