Mai Dorcas deserves more veduwe basa ravabata rikuru..handina hangu chandinacho Dai ndabetsera kuwedzera
@user-ij9zm4jm8b3 ай бұрын
Lolo is a happy sprit veduwe anozvifarira hake mwana uyu kubvira day 1 aitambura hake asi chiso chake chine mufaro ramba wakadaro lolo To you unlce vedu handina hngu mashoko rerai vazukuru mrikugona
@shamisomatsvaire59253 ай бұрын
God bless you mkoma Tinashe ne uncle Saint navose vabatsira
@MozboyPrody3 ай бұрын
Vaera Soko muriko here Lets gather here hatina hutsinye ❤❤❤❤❤i love yu mai Dorcas❤❤❤
@user-ek9gy3my8l3 ай бұрын
❤❤❤
@GMKAYS3 ай бұрын
Tiripo❤
@dorcasngwaru22923 ай бұрын
Imi Mai vangu too vanoera Soko APA ndinonzi Dorcas ,sando dzenyu Sokostina mune ❤ kwete yefake
@user-it9gp8zc9e3 ай бұрын
l feel like crying l wish everyone aisa hand apa mwari ngava wedzere. zvizhinji ❤❤❤❤❤
@ltstk20093 ай бұрын
Mukoma Tinashe Thank You So Much, pamabvisa pawedzere👏🏾👏🏾❤️🥰 Vese mabatsira lolo naRijo Thank You So Much neRudo rwenyu 👏🏾👏🏾❤️🥰
@violetharapela58693 ай бұрын
Veku ireland vose munotendwa nedenga. God bless you
@tinasheeliot40943 ай бұрын
Izvi zvinovengwa nemuroyi chete mawari vane zvishamiso kuna vose vakaisa maoko apa mwari vawedzere pazvose
@nancyngobeni61053 ай бұрын
There is a healing in the name of jesus...munopora uncle saint...motendwa chamboko furniture nezvamaita ,brother Tinashe and his griup thank you.
@ShimmerHammers3 ай бұрын
Kana vada zvavo Mwari ❤
@user-sx2eq8ym7y3 ай бұрын
Uncle Saint as im speaking right now I'm crying thank you hanzvadzi yamai vangu Mwari wekudenga ngaakuchengetei mufunge
@zuwarachomuyambo39593 ай бұрын
Sir Tinashe munotendwa chose and your team. And also uncle Saint 👏👏👏🙏🙏🙏
@vimbaitarwira12543 ай бұрын
Tinokutendai marangarira Mai Docars ,thank so much
@sanelefukutwayo12433 ай бұрын
Yaaa KunaMwari kudenga shuwa. Mkoma Tinashe mukomborerwe muwedzerwe zvidhafu kwamuri ikoko. Uncle basa ramurikubata chero maDoctors achashamisika kuti mapora sei. Praying for a total healing right now.
@tandiwemakona80463 ай бұрын
Woow wonderful.Matendwa mukoma Tinashe na uncle saint.We need people like you to make the world a better place. chakanaka wazviitira.Thank you mai Dorca.Kudenga kuna Mwari uku.
@user-lg6hg2bc1c3 ай бұрын
Ndopauzonzwa maZimba oti uncle Saint vakaromba asi mabasa avari kubata hati aon e and mablessing avo achadururwa . Thanks uncle Saint God bless you
Yah kubata kwaMwari kunoshamisa chokwadi. Thank you very much saint tv
@user-ky1fk9vg2j3 ай бұрын
Thank you mukoma Tina's he and the facilitators. It is touching.
@debramuringani44403 ай бұрын
Chipo chekutenda chokwadi maita basa 👏👏👏👏
@MelindaMelindaJones3 ай бұрын
Thank you for giving those in need. You are setting a good example to the Illegitimate President of Zimbabwe! Stay blessed 🙌
@hdcee46203 ай бұрын
You are faithful hanzvadzi yamai mwari vakuitire zvihombe
@nomhlesibanda12263 ай бұрын
To Lolo and Rejo the ball is now in your court. Be good the whole world is with you. Fly high girls concentrate on your studies. You are not alone God is great , with you always
@tinashejosephkanyange55873 ай бұрын
Veduwe inini hangu hapana chandinacho asi uncle saint ropafadzwai,,,,, dai zvaiita ndakuwedzera 100k subscription... Heeey uncle ne team riri kubatsira ropafadzwai zvenyu.... Receive ur instant healing.. Real legends kwete zvimwe izvo
Ndidzo dzinonzi mbinga idzi not zvimwe zvatoona .kana denga rinopururudza
@hazvimabhena94113 ай бұрын
Mukoma Tinashe Mwari vakuitirei zvakanaka, vakuwedzerei mazuva ekurarama, muwedzerwe pamatapudza. Zvinotendwa mukoma. Uncle Saint Mwari vakykomborerei, u are One in a Million
@morellenkadzviti51283 ай бұрын
Zimbabweans are beautiful, you are blessed, look at what you have done to the poor kids. Uncle Saint, you were called to be the eye of the blind, the ear of the deaf, may the Lord increase your portion, you are a blessing!!!
@sharonsigaura25473 ай бұрын
Ndozvinoita Nyasha. Thank you Uncle and the whole team.
@user-cx8yl6ju9o3 ай бұрын
I'm also happy for Mai Docas vakatumwa namwari
@gogokazima35473 ай бұрын
Glory be to Lord Jesus Amen. Thanks so much the people of Zimbabwe God bless you all for all what you are doing
@lloydmpofulodzapower87393 ай бұрын
Mwari ngaakudzwe sure❤❤
@freemanmhlangah76503 ай бұрын
SaintTV muri shasha. Sando dzenyu. God bless you. Mai Dorcas, God bless you. You're one in a million.
Kudenga kuna Mwari 2022 ndakatsvaga mari yemwana yefees kuma Celebrities ndapererwa tisataure mazita but ndakashaya help iiiih buy Mwari vanotuma vanhu vakazvidzika saUncle saint vanhu vobatsirika havo,,thank you so much uncle and all the saints May the Lord richly bless you❤❤❤
@prospershumba44703 ай бұрын
May the good Lord locate your works of charity and in return bless you abundantly
@blessingsikelo89083 ай бұрын
Mwari vakuropafadzei Uncle veVamwe vose vakatambanudza ruoko❤❤ much luv Uncle
@chamunorwachibanguza79023 ай бұрын
Uncle Saint may father God abundantly bless you for what you are doing ❤
@user-wx2rk9tr9x3 ай бұрын
Thank you uncle nevose vaikaisa ruoko rwavo may God bless you 🙏
@user-bq6wq8ms8r3 ай бұрын
Thanks uncle Saint nevese vakabatsira mhuri iyi itirwai zvakanaka na Mwari
@veeee72483 ай бұрын
Kudeeengàaaaaaaa kune zita rakanaka kudengaaaaa thank you so much sekuru venyika
@sanelisiwegwijano5983 ай бұрын
Wow thank you varikubatsira ah ropafadzwai ,uncle Saint itirwai zvakanaka naMwari
Tinokutendai uncle and mkoma Tinashe and team mwari vakuwedzerei makore ❤❤
@WatsonKazeze-wn4ik3 ай бұрын
Saint god give you more years to provide for others❤
@ChristyMilly-zp4op3 ай бұрын
God bless you mkoma saint
@OlinettMaruza3 ай бұрын
Mwari ngaakuropafadzei mese matambànudza maoko enyu kubatsira vana ava mwari ngaawedzere pamatapudza,nasekuru Saint mwari akuitirei zvidhafu
@letitiamudzingaidzwa77903 ай бұрын
May God bless all the cheerful givers...zMkoma Tinashe ,veSamboko furniture.. Thank you all...uncle Saint God bless you
@EnnieBettison-wh5fv3 ай бұрын
Thank u uncle Saint God bless u mai chirenje weastlea
@user-hs1em1lm6g3 ай бұрын
I'm impressed ❤❤❤❤❤ God bless you sekuru
@claranyabunze24693 ай бұрын
Nyasha ndozvadzingori Sooo. May God bless Yu sekuru Saint
@itaisimbi8393 ай бұрын
Furniture manyama ukaita chanaka haungafarewo here aiwa komborerwai hama ❤get well soon son
@user-hz2mx6ir8n3 ай бұрын
Nice mukoma tinashe mwari akuwedzereyi pamatapudza shuwa vna avo vabatsirika shuwa na uncle saint thank yu very much shuwa hanzi waita chakanaka wazviitira mai docas rambai makadaro shuwa
@ndakazivhagwara3 ай бұрын
Uncle Saint raramai neboka rose ramunoshandidzana.naro nevamwe.vose.eish.ndashaiwa.manzwi.zvangu.shuwaaa
@trymorepfumbirai62313 ай бұрын
Thank you very much Uncle Saint. And we say get well soon. May the Almighty God bless you and your family
@bongimmpofu53333 ай бұрын
Weldone team God bless you all ❤
@BlessingMuronzi3 ай бұрын
Nhayi Cain wakaita zvakanaka chiso Chako hachifare here Im very happy Tinashe Mwari akuwedzere makore ekurarama panyika happy to you Uncle may you live long life muchingobatsira I'm really happy
@alicegoredema4653 ай бұрын
Innocent soul LoLo may the Lord God open every opportunity in your life
@libertykawondera88493 ай бұрын
Thank you uncle saint for a good job well done,God will bless you and you will receive healing in the name of Jesus
@MatildaJORDAN-sf1hm3 ай бұрын
Thanks so much may God bless you kuita chakanaka kuzviitira
@gwitirabeatrice66483 ай бұрын
Kudenga kuna Mwari.We give all the glory to God.
@puwai23 ай бұрын
May the Almighty continue to bless you
@GMKAYS3 ай бұрын
God bless you Uncle nevose vakabatsira kubva pakutanga kuvakwa kwemba yana Lolo kusvika pari nhasi. Much love ❤
@josephatfarai48773 ай бұрын
I was smiling watching through out the video Thanks uncle saints Mari wekudenga akuutirei zvishuwo zvemoyo wenyu
@mavissongore41443 ай бұрын
Thnx uncle saint much love❤
@user-ps4ss4wc3h3 ай бұрын
Thank you so much Mwari vawedzere vose vakabatsira
@user-sz9yn5sq8d3 ай бұрын
Zvakasashamisa havasi mwari iih😢😢😢❤❤❤🎉 kuchema nemufaro uncle saint and team much love🙏✴✅👏👏👏
@chichi53793 ай бұрын
The house is beautiful
@ConstanciaChikepe3 ай бұрын
Thank you so much may god bless vose vanotambanudza maoko
@SurprisedCasualShoes-xc9ce3 ай бұрын
Maita basa guru uncle Saint 🎉with much love
@miriammafiyamafiya3 ай бұрын
Mwari akuitirei zvakanaka mose vakabatsira , dai mwari azotungamira vana ava vazodzidza nesimba
@BlessingNzembe-wk9ul3 ай бұрын
Mwari ava kaaaa, whistle blower and uncle said we are so much grateful. God bless you too much
@marthakagumbate55383 ай бұрын
Baie dankie weer mnr. Dankie
@Ncube19893 ай бұрын
Mmmmmmm Mwari vakukomborerei uncle Saint,mkoma Tinashe,mai Dorcas newese akaisa ruoko. May the dear Lord bless you abundantly. Thank you for the love ❤❤❤❤
@user-vl9mq2sh4n3 ай бұрын
Thank you brother Tinashe n your team Mwari vekudenga vakuitirei zvakanaka. Sekuru Mwari vakusimbei vadzoredzere utano. My brother Samboko thank u Mwari wababa Guti vakuitirei zvakanaka.
@MozboyPrody3 ай бұрын
May God bless yu mukoma Tinashe...i dont think kuti vabereki vevana ava vachiri vapeñyu ini ummm dei vauyawo veduwee vachiona izvi❤❤❤
Mkoma Tinashe mwari vakuitirei nyasha ne team rako..inini hangu handina chandinacho but ndokumbira hangu vavakisirei kitchen a nice kitchen just to say thank you kumira ne vana avo..
@matietili17623 ай бұрын
Zvakanaka zvinoda kutendwa chokwadi 👏
@VurayaiMaposa3 ай бұрын
Kana mwari vekudenga vakasaropafadza Saint crew vanenge vasina kuzadzisa munamato wanguu