Chokwadi chose mapedza mdara, vanehutsinye vanhu ava
@simbamukandatsama22603 жыл бұрын
Suwa Baba in the details
@Boboroska3 жыл бұрын
Mdala let’s not give up sisonke, but why is ZimEye not posting these videos on FB
@innocentmutema60823 жыл бұрын
Yesaya madhara tell thm this satanic pple
@wembadio65663 жыл бұрын
Mukuru taurayiwo ne kubirwa kwe vana ve Zimbabwe vari mu diaspora ne vamwe vana ve Zimbabwe vari mu Zimbabwe imomo. Vana ve Zimbabwe vari kuedza wo kusimudzira nyika vano chajwa twice or more pama prices ekutenga zvinhu...vozobirwa zvinhu futi ne mari dzavanotumira ne mhoswa yekuti havapo chete, vamwewo vanovaitira shanje nepfini.. Taurayi Mudhara makapiwa chipo chekugona kutaura ne accent yenyu ye kwa Seke iyo ya Thomas Mapfumo
@thandekandlovu95163 жыл бұрын
Tatambura zvechokwadi iiiii Zanu must go Zimbabweans are suffering all over the world
@onaimanyangadze27813 жыл бұрын
Kkkk kuturai munhu mumaropu baba
@debranyoni3053 жыл бұрын
Nyaya ya Mary inogwadza. Only God knows.....but we have a MOTHER called Auxellia Mnangagwa....what is she saying about it .?
@dambudzotambara89743 жыл бұрын
Taurai zvenyu baba rusike.
@hokoyo213 жыл бұрын
Charles Tylaor akato piwa 50 yrs ari kupikamu jeri ku uk
@daudiphiri38083 жыл бұрын
Mdhara Rusike apenga................
@nyanga9913 жыл бұрын
ED akatadza kufamba muScotland. We will never be silent. Know action will follow.
@robertmiles69473 жыл бұрын
Madhara maakuita censorship yezanu handiti kkkk. Kudzima macomment amusinga warirani nawooo kkkk ndaati: Mary itongori hure raitoda kupoizena murume kuti asare achidya mari nezvikomba. Mukadzi rudzi anemoyo wakaipa kudai kuuraya murume nemuchetura. General vakatozo ponera kuchina na Mary wako iyeye asina hutsinye. Mdhara marasika manje
@johnchitimbe60333 жыл бұрын
Wangu huya wakanyarara kwete kutaura uri ikoko huya paground chete noise pa Social media haishande