Seh Calaz Haasi Kudzora Tsvimbo, Mambo Ndi Mambo Blasts Master H, Winky D , Maggikal , Silent Killer

  Рет қаралды 11,745

Panonzi Pano

Panonzi Pano

Күн бұрын

Пікірлер: 62
@PanonziPano
@PanonziPano 15 күн бұрын
Thank u for watching! Ndapota, Musakanganwe kusubscribe, kubaya like 👍🏽, uye kusheya video redu. Izvi zvinotibatsira kuti risvike kure uye tirambe tichikupai zvimwe zvitsva. Also Follow our TELEGRAM 🔗 t.me/panonzipano and join our new WhatsApp Channel 🔗 whatsapp.com/channel/0029VaebXHAJuyALkhnsJx0l Ikoko tinokupai ma updates kuti musapotsa mavhidhiyo matsva, kusanganisira mamwe anonyadzisira emanudzu anenge achitrenda asingaposteke pano paKZbin. Uyezve, tinokutsvagirai mabasa! Ndatenda nerutsigiro rwenyu hama dzangu. Makandikoshera zvikuru! 🤍🗣️
@ovitkupara4478
@ovitkupara4478 14 күн бұрын
@@PanonziPano blast Master H papi iwe satan uri wekumama
@PanonziPano
@PanonziPano 14 күн бұрын
@ovitkupara4478 thanks for watching 🙏🏽
@zandilejnrsmum6789
@zandilejnrsmum6789 10 күн бұрын
T1 Mubhanditi for life Yalanation 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Pafeya Calaz munopisa salute u and l will always be a Mubhanditi for life
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
Calaz haana ku disser Winky D but hamuna Kuteera zvakaimbwa hanzi "one Tawanda anozvimbisa maGaffa" "maGaffa" mafans not Winky D. It's same pakanzi naSilent killer "isusu takatyora mabhandity" does this mean aireva Seh Calaz Tawanda Mumanyi no. So u have to listen then say what you gotta say don't misquote. Mafans a Winky you have the right yekutsamwa coz ndimi mairehwa kwete Winky
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
Mambo ndimambo ambofi akaita Chief Kuti Bigman ndokuti reggae Aimira nachibaba papi akadii kutaura arimupenyu pairwara maisamuona nhasi vakuti mumwe wangu ngavango Dissa mabonzo AChibaba aone kuti anopamira here
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
On a serious note ndipei one song yaTawanda yaakaimba in the last 5years yekuti toti akakunda not Winky D but Killer T not even Killer T..Killer T is bigger than Tawanda by far..Type dzana Tawanda ndivana Ricky Fire nana Jah Master maone song wonders aya..Ungaimbise HICC husiku hwese iwe 🤣😅😅 dzorwara dzimambo dzemaulcer idzi.
@carolinesachikunda1714
@carolinesachikunda1714 15 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂mambo dzema Ulcer
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
Hanzi naWinky D 'kuyimba Biggie pasong kutsvaga ma marks ndosaka hobho vari ku laker matakas' Akabva atizve "takadzikakata ngoma idzi dzichapisa ndakaweredherwa pachigaro hamungandibvisa dai ndisirini Reggae hahwaindi dissa" Saka isu hatimbovhunduke coz Igwe vakagara vazvitaura totofara tichiona vachitukwa because tinenge tichiti zvino chaputika ndipo pamunomuona achirara ka life kepa musoro fanike Jupiter
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
Wane 10 yrs uchituka munhu asingakupindure zvimwe zvodawo kukura music industry zvema diss chisiraiwo ana Konangale vachiri kutsvaga mbiri
@TavonaNyoni
@TavonaNyoni 15 күн бұрын
@@anonymous-xp mambo ndimambo
@TavonaNyoni
@TavonaNyoni 15 күн бұрын
Zvimba 😂
@edsonantoniojoaquimjoaquim6428
@edsonantoniojoaquimjoaquim6428 15 күн бұрын
Wamama
@TapiwaKellcy
@TapiwaKellcy 14 күн бұрын
Paatuka Winky ndepapi zvimba iwe
@SiphasChitake-x3o
@SiphasChitake-x3o 12 күн бұрын
Baba tererai music kwete kupinda nemoyo patukwa wink ndepapi ini nditori fan ra wink big tym
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
One bhangwela this is what we want ndonyaya dzatofambira 😂😂😂😂
@kwelaz05
@kwelaz05 14 күн бұрын
ko zvaunenge wanga wakufa zvakanaka wani nhai calz
@norestkarengeno9826
@norestkarengeno9826 15 күн бұрын
Ngaatange apora uko
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
SemaGaffa hatimupindure directly hake. Mhinduro dzema diss songs ake ese neamwe aachazoimba futi dzitoripo kudhara. Ngangoenda pa catalogue reGaffa hashaye song inemhiduro yake😂 Anyways, good song that one🙏
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
Music should seek to empower encourage & sink deep into our hearts with unique lyrics that touches our hearts & address our everyday life encounters but kana munhu akuimba about himself song yese achi zvi bigger then our music industry is doomed we will never be on the international scene toperera pa Star FM , radio 2 ne mvenge mvenge .. how can we convince trace TV to air our music when we encourage this type of songs
@BothwellMukwenje-p7v
@BothwellMukwenje-p7v 15 күн бұрын
@anonymous-xp kkkkkkkkkkkk it's true Zimbabwean we hev too much pride but we are still babies in music why don't we copy SA,Nigeria & east Africa.
@NeverDomingo
@NeverDomingo 15 күн бұрын
You're spot on, these idiots think singing about another musician is what makes one great, shame on you. It's surprising us the purported listeners also encouraging that kind of behaviour. We still have a lot to learn, listen to SA music & musicians they collaborate not fight
@BrightMusakuro
@BrightMusakuro 12 күн бұрын
Boss Yala vamutsa zvirere you are against many ,uri 1 haufe wapera ana Maggikal ngavatsvage basa
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
Mupembedzei kusvika zidzoro rafufutirwa apo Winky ane show kuhome ground kwake kuRufaro.Achasura madiss iwayo gore rino
@NdouMushavi
@NdouMushavi 15 күн бұрын
Mushamarari unovhura hombe and unokonzeresa bhongozozo.
@PanonziPano
@PanonziPano 15 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂🤣
@micellarskux
@micellarskux 15 күн бұрын
😂😂😂 bhaglwela idhara iri
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
Silent killer I saw him walking into the studio amheno hako pane malirics anga achinzi aka wainira murume akapihwa mota tawanda akutengesa bota akakwirwa kumanyowa matumbu akamonana akunyepera maacids akudhibha paaikwirwa babie oil achidirwa #isusu
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
One Tawanda ano zvimbisa maGaffa One Tawanda aimira nachibaba One Tawanda akapedza mayezi . Maggie ne ndururani akapinza ngwere basa
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
#Zim dancehall yasara ana mainin🤣🤣🤣calaz haana ku disser vanhu ..vanhu vaingoudzwa chokwadi chete 😂😂😂vamwe vakazvimba vaonei vakazara mu comment section
@NgoniMuringayi
@NgoniMuringayi 15 күн бұрын
Aburitsa chimwe fut 2025 akaloader badness ndatiiiii
@user-eq5sk4db8x
@user-eq5sk4db8x Күн бұрын
Unonyadzisa iwe sir calaz mambo wemadhodhi
@tanatswanaishenyamaropa7257
@tanatswanaishenyamaropa7257 14 күн бұрын
Maggical kudiiko kkkkk akauya mhuri neNzara takazvitaura here haha 😂 bhangwela
@BeaulaSigauke
@BeaulaSigauke 14 күн бұрын
Pana calaz hapana anokwanisa kumubvisa ndiking we dancehall
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
Sema Gaffa tiri busy kudonate mawoko kune vakaremara this is 2025 haisi nguva yeku tukana nevarwere
@kingtynoe9540
@kingtynoe9540 15 күн бұрын
master H vapinda papi..munyori uridofo
@TendaiRizhibowa
@TendaiRizhibowa 15 күн бұрын
Mr something again
@BeaulaSigauke
@BeaulaSigauke 14 күн бұрын
Hanzi ndonzi bhangwela😂😂😂 anyway get well soon bhangwela❤
@ShepherdKaitano
@ShepherdKaitano 15 күн бұрын
Bhanditi anotodiwa nevanhu nenyaya dze ma diss nekut ndo kubasa kwake
@SiphasChitake-x3o
@SiphasChitake-x3o 12 күн бұрын
Ana maggical vanga vakanyarara bhanditi rikasaimba havana chekuimba
@DunbarChaka
@DunbarChaka 15 күн бұрын
Mambo ndiMambo
@TapiwaKellcy
@TapiwaKellcy 14 күн бұрын
1 bhangwela
@dalubuhlencube5398
@dalubuhlencube5398 15 күн бұрын
Pedzera matsaga
@VINCENTMPOFU-x5b
@VINCENTMPOFU-x5b 15 күн бұрын
Umuudze kt hanz Hokoyo nahwindi President achamhanya chte
@brightchihwape5473
@brightchihwape5473 15 күн бұрын
Ngavauye vese Vanokwana ipapa pa connection 😂😂
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
Pakamhanyiwa apo,👊👊👊👊
@TanakaTanyara
@TanakaTanyara 11 күн бұрын
Seh calaz anoto pedzanavo
@AchieviousMunashe
@AchieviousMunashe 15 күн бұрын
One bhangwela 🔥
@nashchangala5688
@nashchangala5688 14 күн бұрын
Kwete zve raggea zvaaitiitir calz
@panasheallannyengedza8918
@panasheallannyengedza8918 15 күн бұрын
One bhaglwela
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
song iyo akaigona no hard feeling vanhu havadi chokwadi chete but uyu ndimambo vamwe vese ndiana mainn
@BabaMoto-s9e
@BabaMoto-s9e 15 күн бұрын
One bhangwela anopedza
@PritchardNyoni
@PritchardNyoni 15 күн бұрын
Calaz bhandity engine
@garethsmoothoperator9622
@garethsmoothoperator9622 15 күн бұрын
Mati Maggikal adhisa Calaz pa Miss Banana 🍌, mamboterera song yese here or murikutaura kwamusina kuswera. You are misleading people 😂😂😂 shame twuma channel twenyu utwe twuri weak at least report zvirikuitika not fiction
@Tanakatsvangirai-r2u
@Tanakatsvangirai-r2u 15 күн бұрын
😂
@roymanyanya6742
@roymanyanya6742 15 күн бұрын
Master h ambotaurwa kupiko 🤣🤣😅😅😂😂
@BevenMayera
@BevenMayera 15 күн бұрын
@@roymanyanya6742 ataurwa wani paati General Aladini
@roymanyanya6742
@roymanyanya6742 15 күн бұрын
@BevenMayera zvanzi one bhangwela bvunza general aladini zvkangofanana nekut ndri bad bvunza kana mfesi wanku
@BevenMayera
@BevenMayera 14 күн бұрын
@@roymanyanya6742 but mati Master H ambotaurwa kupiko saka ndangotaura paataurwa
@PanonziPano
@PanonziPano 14 күн бұрын
Master H ndiye General Aladdin
@BevenMayera
@BevenMayera 14 күн бұрын
@@roymanyanya6742 General Aladini ndi Master H
@anonymous-xp
@anonymous-xp 15 күн бұрын
Kupinza Ngwere Basa apo ichokwadi nevamwe vese but pakuzvimbisa maGaffa anyepa akangotimaGaffa kuyita kuti song uyite hit but zvamwari maGaffa atizvimbiswe nechitunha chadzoka kuvakafa isu
Seh Calaz -Mambo Ndi Mambo
3:04
Seh Calaz Music
Рет қаралды 245 М.
Леон киллер и Оля Полякова 😹
00:42
Канал Смеха
Рет қаралды 4,7 МЛН
Beat Ronaldo, Win $1,000,000
22:45
MrBeast
Рет қаралды 158 МЛН
My scorpion was taken away from me 😢
00:55
TyphoonFast 5
Рет қаралды 2,7 МЛН
Soujah Love Chibaba movie .
10:00
Zimxtra Talent
Рет қаралды 18 М.
Seh Calaz vs Silent Killer
2:43
Zim Noise Makers
Рет қаралды 10 М.
Sad Zimbabwean celebrities vopera nezvirwere. Sir Calaz vofumurwa
4:37
Zim Gossip Updates
Рет қаралды 21 М.
Леон киллер и Оля Полякова 😹
00:42
Канал Смеха
Рет қаралды 4,7 МЛН