Sekuru vekuBinga vanobata Varoyi vachishandisa girazi-

  Рет қаралды 44,601

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Mbavha neMatsotsi * BEWARE* be very worried
Zvinhu zvabiwa zvinodzoswa within 24 HOURS

Пікірлер: 125
@panabowyofficial1196
@panabowyofficial1196 4 жыл бұрын
Takabirwa Zimbabwe....ngaidzoke sekuruu
@tendainesuwilliamgumbie5654
@tendainesuwilliamgumbie5654 4 жыл бұрын
You made my day
@lionheart1727
@lionheart1727 3 жыл бұрын
Hahahaha, urayayi Ed and guvheya ndovaroyi vakuru in whole of Zim
@mildredbanga8848
@mildredbanga8848 3 жыл бұрын
Kkkkk
@diycreative9252
@diycreative9252 3 жыл бұрын
I think pane arikuda kuba Zimbabwe and parcel it to someone
@ennietakawadii
@ennietakawadii Жыл бұрын
​@@diycreative9252 😂😂😂China yakutotiba takatarisa
@rayray8716
@rayray8716 3 жыл бұрын
@Drewmas Media number dzamaisa apo ndedzei kana musingapindure mamessages?🤔
@joaoricardodomingos5946
@joaoricardodomingos5946 4 жыл бұрын
Thanks mukoma tave kudzidza nekuona zvakawanda kuburikidza ne basa renyu.keep it up
@massmorekomboni7151
@massmorekomboni7151 3 жыл бұрын
Vanoita ava.excellent number 1.munhu asingape zvikwambo anobvisa chete boo zvekuti
@simbamoyo8038
@simbamoyo8038 4 жыл бұрын
Mukoma Neshamba ndinovimba nemi pakukanda mibvunzo 👏
@collinchigure6815
@collinchigure6815 4 жыл бұрын
Am from Zambia, but we must know also more about charges depending on what problem someone is facing thanks.
@deanroy1747
@deanroy1747 3 жыл бұрын
Sorry to be so offtopic but does anybody know of a tool to log back into an Instagram account..? I somehow lost the password. I love any help you can give me!
@budmintey584
@budmintey584 2 жыл бұрын
Number please
@budmintey584
@budmintey584 2 жыл бұрын
Number please for sekuru
@beautyncubelufunowamashudu5670
@beautyncubelufunowamashudu5670 4 жыл бұрын
Ko havagoni kuti Zimbabwe igadzikane here veduwee
@sphiwesikume768
@sphiwesikume768 Жыл бұрын
Kkk point
@greenpeace7380
@greenpeace7380 Жыл бұрын
Mbavha dzapedza imbwa dzangu nepoison, dichida kuba mbudzi dzangu. Can i get assistance on catching the culprits. Am living in fear of roberies or more dog poisoning. I want to stop these criminals. Please help
@EuleriaNyagano
@EuleriaNyagano 5 ай бұрын
Haaa iwewe Andrew uriselfish ndakaku kumbira manumber evamwesekuru ukathi unoda mari first
@trustupholster6819
@trustupholster6819 4 жыл бұрын
Thanks Sekuru helpful as
@fungayitazviinga9856
@fungayitazviinga9856 Жыл бұрын
Ummm avasekuru ava vanenge vanoziva zvavanoita ava tirikuuya Andrew
@jonathanjhoey2685
@jonathanjhoey2685 4 жыл бұрын
mozotipawo maresults kubva pane vabirwa Mr Neshamba
@kzykzy9116
@kzykzy9116 4 жыл бұрын
Hanzi vanoshanda sei ?
@swingyjr
@swingyjr 4 жыл бұрын
magona @DrewasMedia...kip up the gud wek.Munondiitira.
@heatherbooth3273
@heatherbooth3273 4 жыл бұрын
Pay per lead..Good business model, yes... number = $. Makes sense, Drewmas.
@simangamahlaulo3551
@simangamahlaulo3551 Жыл бұрын
Charge's
@trustupholster6819
@trustupholster6819 4 жыл бұрын
Sekuru am doing upholstered but no customer .so I need help
@mercympofu456
@mercympofu456 4 жыл бұрын
Hama dzangu kana pane akabatanawo nasekuru ava tibatsireiwo pliz pliz tanetseka kwazvo mudzimba umu
@oliviampanduki4952
@oliviampanduki4952 3 жыл бұрын
Wakavabata here
@tinashechitondomakakri7217
@tinashechitondomakakri7217 2 жыл бұрын
ndakabirwa mota do you have his number
@Ladypradaful
@Ladypradaful 3 жыл бұрын
Sekuru vane chipo chekuti ndeeee...asi ndinoda zvangu zvakabiwa zvidzoke....
@linahmuzanenhamo8355
@linahmuzanenhamo8355 4 жыл бұрын
Number plis ndakabirwa joni
@mercympofu456
@mercympofu456 4 жыл бұрын
# pliz pliz tanzwa nekubirwa kuno S,A
@maisapnah7315
@maisapnah7315 4 жыл бұрын
Ziso manje rachiremba .mmm
@neversibanda7262
@neversibanda7262 3 жыл бұрын
Hi guys can you ask sekuru I hired people to drill a borehole from August up to now they eat my money which was $2698
@kudzie450
@kudzie450 2 жыл бұрын
Aaaaa so what happened next did they eventually drill
@restonemtandavari5348
@restonemtandavari5348 Жыл бұрын
Wakabigwe iwee
@manyemesamariamaria5082
@manyemesamariamaria5082 4 жыл бұрын
Hanzi nasekuru ruware kana ground .yooo sekuru vakoma ava
@teddyconstruction2360
@teddyconstruction2360 4 жыл бұрын
Ndipewo nhamba dzasekuru
@tinashechitondomakakri7217
@tinashechitondomakakri7217 2 жыл бұрын
wakapiwa here number here wangu
@jannetnyanty4629
@jannetnyanty4629 2 жыл бұрын
Number dzavo todziwana seyi
@PM-zu9tv
@PM-zu9tv 4 жыл бұрын
Hey Andrew Neshamba, (Drewmas Media) you confused me , you said you are in Raffingora yet sekuru said he stays in Binga. So chokwadi chiripapi? Sekuru ava vanoita sevanoziva.
@josephinecharumbira5961
@josephinecharumbira5961 4 жыл бұрын
Batai mukoma Andrew vakupei number
@keymarshalsithole4508
@keymarshalsithole4508 4 жыл бұрын
Andrew arikuitira kuti musazive mozozviendera mega apo iye achida mari
@jahleelhelegwa1215
@jahleelhelegwa1215 3 жыл бұрын
Ndikukumbirawo help please guys ndikudawo mari yangu yandabirwa please please
@paradzaimpofu3187
@paradzaimpofu3187 3 ай бұрын
Number puriziiii
@tichaonakanyama5435
@tichaonakanyama5435 3 жыл бұрын
Eish mavhuriro arikuita sekuru awo ziso soo ka kkkkk
@princesstee6483
@princesstee6483 2 жыл бұрын
I thought he doesn't blink at all kkkk
@bothatpaswani433
@bothatpaswani433 4 жыл бұрын
Drewmas magama sekuru vasati vapedza or kupindura mubvunzo wekubiwa kwemashavi or mudzimu.
@dampbloodkudzanaimunemo7832
@dampbloodkudzanaimunemo7832 3 жыл бұрын
Kikkkkk yar sekuru nyaya tayinzwa chasara kukuwonai
@clemencythompson2598
@clemencythompson2598 4 жыл бұрын
Ko sekuru vanovanikwa kupi, tipeiwo number dzasekuru
@tinashechitondomakakri7217
@tinashechitondomakakri7217 2 жыл бұрын
wakaiwanawo number yasekuru ava here wangu ndakabirwawo mota
@ennietakawadii
@ennietakawadii Жыл бұрын
​@@tinashechitondomakakri7217 hapana number apa imbobata sekuru Bunzamukombe vaseche PANO pambavha varikuorora futi
@sarahmpofu5360
@sarahmpofu5360 4 жыл бұрын
Tinotenda zvikuru Andrew tibvunzirewo kuna sekuru .ko kana munhu asingazive dzinza rake sokuti baba vaibva Mozambique mofira Zimbabwe tisina kumboona kumusha kwavo zvinoita hre kuti tisanganiswe nevedzinza rangu
@detsodiri1542
@detsodiri1542 4 жыл бұрын
Kkkkkkkkkk ndafarira statement rekuty haa mbavha handitambisi
@brucemhonde1707
@brucemhonde1707 4 жыл бұрын
HAH NYAYA YESKIN YAKUNETSAI NDOFUNGA PANE MARI REFU
@jonasmambere1475
@jonasmambere1475 4 жыл бұрын
Kkkkk kuti vanyatso zvambura 😅😂😂🤣🤣🤣🤣
@heatherbooth3273
@heatherbooth3273 4 жыл бұрын
Andrew!! Ma questions enhengo diki🤣🤣
@tichaonakanyama5435
@tichaonakanyama5435 3 жыл бұрын
Hahahahahahahahahahaha Hah arikuda kufadza mutengi
@budmintey584
@budmintey584 2 жыл бұрын
What is the Name is he called Andrew
@clemencythompson2598
@clemencythompson2598 4 жыл бұрын
Tomboti munhu akabirwa paane 6 months zvekuti kana irimari anenge akatoishandisa panoitwa sei
@mikerukwava9574
@mikerukwava9574 4 жыл бұрын
Anotsvaka mari yacho oita replace
@phathidube1131
@phathidube1131 2 жыл бұрын
Wow sekuru
@flynnman2285
@flynnman2285 4 жыл бұрын
Ngozi inovharwa here or kuripwa
@jameszhanero3748
@jameszhanero3748 4 жыл бұрын
Interested matii zii
@nyashapadiwa215
@nyashapadiwa215 3 жыл бұрын
Ndirikuda number dzavo
@tinashechitondomakakri7217
@tinashechitondomakakri7217 2 жыл бұрын
Wakaiwanawo here number wangu
@restnyoni3064
@restnyoni3064 3 жыл бұрын
kwedu variko vanoona pa glass ku mwenezi
@oliviampanduki4952
@oliviampanduki4952 3 жыл бұрын
Mwenezi kupi kwacho
@sishalochenjalo5766
@sishalochenjalo5766 2 жыл бұрын
Ndipowozve # dzavo
@superrutansprivatelimited9865
@superrutansprivatelimited9865 Жыл бұрын
Number tipeiwo
@donaldgodide625
@donaldgodide625 4 жыл бұрын
Vese varikukumbira number vakabirwa like if am correct
@LillianMhandu
@LillianMhandu 4 жыл бұрын
Sekuru vano pindura mubvunzo sezvauri kkkk
@kzykzy9116
@kzykzy9116 4 жыл бұрын
Lillian Sekuru vakaoma Ava magodobori nyanzvi
@preciousmapanda6381
@preciousmapanda6381 4 жыл бұрын
Ndivo chaivo
@patiencechivunge8515
@patiencechivunge8515 4 жыл бұрын
Vakambovashaisawo ndiyan
@fanamlalazifanamlalazi6383
@fanamlalazifanamlalazi6383 4 жыл бұрын
Ko kana akatora akanotengesa ?
@mikerukwava9574
@mikerukwava9574 4 жыл бұрын
Hanzi ndinotuma vanasekuru voita kuti azvitsvake awuye nazvo
@sheltermukamba8577
@sheltermukamba8577 4 жыл бұрын
ko vanhu vanotsvaka havo dzakatsatika vachida closure.ko vakapesana nehama dzavo .ko vana vanotsvska vabereki vavo
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 4 жыл бұрын
Mushonga vengozi kuiripa sekuru
@mndinbig6331
@mndinbig6331 4 жыл бұрын
Help us with the number. I'm in SouthAfrica
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 4 жыл бұрын
Uyu akafita kugona hake
@lobbychikonamombe1559
@lobbychikonamombe1559 3 жыл бұрын
Neziso here
@kudzaisijolani8391
@kudzaisijolani8391 3 жыл бұрын
Sekuru ava tinoda kuvaona bavha kuno kwamutoko tatambura
@kumushakwedukgaile4821
@kumushakwedukgaile4821 4 жыл бұрын
Ndipeiwo number dzaSekuru
@innobushworkers5838
@innobushworkers5838 4 жыл бұрын
Tinoda number dza sekuru
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 4 жыл бұрын
Tibatei panumber iri pamusoro
@nomatterbanda8856
@nomatterbanda8856 4 жыл бұрын
Sicela Inumber zika khulu
@tazikumbutsani7307
@tazikumbutsani7307 4 жыл бұрын
Tipeiwo number yasekuru
@bothatpaswani433
@bothatpaswani433 4 жыл бұрын
Sekuru vanogona zvese except kurombesa
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 4 жыл бұрын
Ndozviri bhoo cos kurombesa kunoda ropa
@bothwellmpofu8479
@bothwellmpofu8479 4 жыл бұрын
Ndoda kubatsirwa ndinoda kuroora asi ndinoroora yoputsika .parizvino ndiumwe wandinofamba naye ava kuchinja apa ndizivisa hama dzangu uye kwavo ndibvisa mari tsvakirai kuno ndoita sei musikana hachadi
@thenjiwembirarume2463
@thenjiwembirarume2463 4 жыл бұрын
Chipihwai number dza andrew neshamba Kana mavabata sekru mozondipawo #
@mercympofu456
@mercympofu456 4 жыл бұрын
Batsirwai mhofu chokwadi zvorwadza izvi
@previousnyamahwe8405
@previousnyamahwe8405 4 жыл бұрын
Roora zvako ini😂😂😂😂
@heatherbooth3273
@heatherbooth3273 4 жыл бұрын
@@previousnyamahwe8405 Kikiki
@godswill3188
@godswill3188 3 жыл бұрын
@@previousnyamahwe8405 kkkkkk ngakurore ah hanti urikuda hako kkkk
@brucetachie607
@brucetachie607 4 жыл бұрын
Tipei number dzasekuru
@politicalanalyst.8688
@politicalanalyst.8688 4 жыл бұрын
Kkkkk hanzi vane nhengo diki kkkkkkkk ndaseka
@heatherbooth3273
@heatherbooth3273 4 жыл бұрын
Hanzi tine mabhururu arikubvunza🤣🤣
@ropafadzomudzviti2269
@ropafadzomudzviti2269 4 жыл бұрын
Haaa mandinakidza sekuru
@lawrencemupuwi2720
@lawrencemupuwi2720 4 жыл бұрын
Drewmas mune number inoita whatsaap here?
@tinashechitondomakakri7217
@tinashechitondomakakri7217 2 жыл бұрын
wakawanawo number here wangu
@wisdommusiyarira6562
@wisdommusiyarira6562 4 жыл бұрын
SVIKAIWO KWA JOHANE MARANGE ,MUMBONOBVUNZA ABOUT MUPOROFITA UYU
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 4 жыл бұрын
Ndekupi
@albertinangwanya2520
@albertinangwanya2520 3 жыл бұрын
Siyabonga kakhulu kuSekuru unkulunkulu amngcine ambusise
@keymarshalsithole4508
@keymarshalsithole4508 4 жыл бұрын
Kkkk mbavha anditambisi
@simbamoyo8038
@simbamoyo8038 4 жыл бұрын
Kkkkkkkkk sekuru vati mbavha handitambisi
@deangb8651
@deangb8651 4 жыл бұрын
Ziso rasekuru
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 4 жыл бұрын
😂🤣😂🤣Pakaipaa
@fungaimabuda3377
@fungaimabuda3377 4 жыл бұрын
Kkkk yakati pwaaaa
@martildarkapoza4368
@martildarkapoza4368 4 жыл бұрын
Ndaikumbirawo #dzasekuru vekubhinga avo
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 4 жыл бұрын
@@martildarkapoza4368 dzinobhadhariswa, bata Andrew kuInbox okupa but that's after making a small payment
@donaldgodide625
@donaldgodide625 4 жыл бұрын
Ziso raCalaz nebronco
@archfordmangisi8526
@archfordmangisi8526 3 жыл бұрын
Ndipeiwo WhatsApp number yenyu
@Kanyisez
@Kanyisez 9 ай бұрын
Ziso racho kutyisa
@natashatinashemutetwa6605
@natashatinashemutetwa6605 4 жыл бұрын
Rashy iro ivoice rako hesi
@rashelltendainherera4020
@rashelltendainherera4020 4 жыл бұрын
Hi babe uri sei
@trustupholster6819
@trustupholster6819 4 жыл бұрын
N
@fanamlalazifanamlalazi6383
@fanamlalazifanamlalazi6383 4 жыл бұрын
😅😅😅😅
@byarmadhubaladeprata2565
@byarmadhubaladeprata2565 2 жыл бұрын
Quero número desse homem
NDINOROMBESA UYE NDINOBATA MBAVHA
38:08
Drewmas Media
Рет қаралды 10 М.
GURUVE.........AKABATWA CHIBHARO AENDA KUNOTENGESA FODYA
21:32
Drewmas Media
Рет қаралды 4,4 М.
1 сквиш тебе или 2 другому? 😌 #шортс #виола
00:36
إخفاء الطعام سرًا تحت الطاولة للتناول لاحقًا 😏🍽️
00:28
حرف إبداعية للمنزل في 5 دقائق
Рет қаралды 78 МЛН
Хасанның өзі эфирге шықты! “Қылмыстық топқа қатысым жоқ” дейді. Талғарда не болды? Халық сене ме?
09:25
Демократиялы Қазақстан / Демократический Казахстан
Рет қаралды 300 М.
Akatorwa neNjuzu kwemakore 40 ari mumvura
29:23
Drewmas Media
Рет қаралды 134 М.
RUSHINGA......VONWISWA MUTEYO KUTSVAGA VAROYI
39:38
Drewmas Media
Рет қаралды 45 М.
Season 11 finals. Honoring a legend. Patrick Mukwamba
2:33
StarBrite TV
Рет қаралды 1,6 М.
SEKURU CHAMINUKA Vanotsanangura Mashandiro Avanoita
55:46
SlyMediaTv
Рет қаралды 3,2 М.
Zvinoyera Zvinoshamisa Zvinotyisa: Akarohwa nevavakidzani kusvikira afa.
47:15
RUSAMBO..... VOPIHWA AIRTIME YEMAPIPI NASEKURU GUSVI
24:22
Drewmas Media
Рет қаралды 8 М.
CHEGUTU..........MUSIKANA [23] OURAYA SHAMWARI YAKE NEBANGA
45:55
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
Dzviii Ndakachibata Chikomba Mumba .Dare ra Chief Mutasa
28:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 61 М.
MANJUZU paChitungwiza
54:32
Drewmas Media
Рет қаралды 60 М.
Muroyi WeKwaMutoko Anokukuya Dovi Nemagaro
24:54
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 31 М.