No video

TAUYA NEMUROI WEDU ARIKUTITAMBUDZA SEKURU KANENGO TIBATSIREIWO

  Рет қаралды 23,956

Sekuru Kanengo TV

Sekuru Kanengo TV

Күн бұрын

Пікірлер: 147
@sekurukanengotv
@sekurukanengotv Жыл бұрын
Nhai Munhu anokanganwa hre vanhu vaakauraya Vazukuru muchindiona ndichibvunzisisa munhu ehe inini ndingaziva hangu zvese zvaakaiita asii ndinenge ndichida kutii audze imimi nemuromo wake zvese zvaakaiitaaa
@anoldknox8664
@anoldknox8664 Жыл бұрын
Munogonesa sekuru,dai Mwari akuchengetai
@lydiamlauzi1544
@lydiamlauzi1544 Жыл бұрын
Batsirai vanhu sekuru
@littleray771
@littleray771 Жыл бұрын
Hapana vanonyepa
@buhlejeche9229
@buhlejeche9229 Жыл бұрын
Sekuru my munogona asi maonero angu dai muchitaura ini kwete kubvinzisisa munhu vanhu vanozofunga kuti ini hamuoni asi munoti munhu ngaazvitaurire
@i_love_beer
@i_love_beer Жыл бұрын
@mafrayzerdhliwayo1112
@mafrayzerdhliwayo1112 Жыл бұрын
Sekuru kanengo is the best fambai nebasa
@user-fr4ow4zp2h
@user-fr4ow4zp2h Жыл бұрын
Ndini ndini ndin ndini ndini ummmmmmm
@mitchy3608
@mitchy3608 Жыл бұрын
Varoi vanofanira kungofaaa vapedza kureurura nxaaa mhata dzevanhu nxaa
@EvansMubaiwa-vs5ue
@EvansMubaiwa-vs5ue Жыл бұрын
Zvakaoma vanhuweee uum
@user-cu7ci8ud5j
@user-cu7ci8ud5j Жыл бұрын
Sekuru kanengo ndine mubvunzo sei vanoroya ava vachida vanhu vane rombo remari uye pavanoenda kun'anga vanoudziwa here kuti uyu ndiye ane rombo remari rekuti ashandiswe pahurombwa zvinombofamba sei
@neliamvere5431
@neliamvere5431 Жыл бұрын
Kwedù zviriyowo mambuya anetsa kudya vana vevamwe awa
@FortunateGetrudeMoyoz-ux1cr
@FortunateGetrudeMoyoz-ux1cr Жыл бұрын
Sekuru ko cy varoyi vasina mazino kkkk 😅😂😂 vose vane mavende
@TrinityTrevorChikumba
@TrinityTrevorChikumba 24 күн бұрын
Huroyi huriko Chokwadi
@duncan80jamu6
@duncan80jamu6 Жыл бұрын
Uyu mukumutambisa
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 Жыл бұрын
Mazino emuroyi uyo simply tells the trade yake kuti muroyi. We have counted up to 96 people vakaurawa nekupuhwa rushambwa. Mazizino ayo anonyatsoruma garo rechitunha sekunge bere raona nzou yakafa yega
@ndizvo06
@ndizvo06 Жыл бұрын
Kkkkki asi ihama yako kani
@witnesschoto2389
@witnesschoto2389 Жыл бұрын
Yaaa sekuru vabvunza mubvunzo wakaimbwa naMarshall Munhumumwe kuti tauraya rudzi.... Hanzi Ada kuratidza ruzivo tinouraya. Zvinogumbura.... Andy Muridzo song inondiitira hangu
@neliamvere5431
@neliamvere5431 Жыл бұрын
Mbuya manyadzisa chita chekuRoma ummmm. Ndanyara ini ummm
@aishakambuma1258
@aishakambuma1258 Жыл бұрын
Muri muroyi Tete vanoda kutsemurwa nembama vataure chokwadi
@mitchy3608
@mitchy3608 Жыл бұрын
Sei varoi vasingaripiswe kana kubatwa nengozi nekuti ndovari kuuraya vanhu vakawanda kudarika arikuita zvekuponda. Sei mutemo usingavape mutongo wakafanira nekuti varoi vapedza vanhu mhani!
@millicentmubaiwa562
@millicentmubaiwa562 Жыл бұрын
I know that lady mufunge takakura tichovaty amai she was a mother figure mufunge apa vanoenda kuchurch Roma 😢😢😢haa uno svika pakuzorora chokwadi
@aguymafuta
@aguymafuta Жыл бұрын
Vanodya sei gogo nemanyada ayo
@norestchiranda6282
@norestchiranda6282 Жыл бұрын
😡😡Batai mumamise muchingobuda mumba mudare imomo kana kumupisira Mumba dirai petrol husiku zvipfuure👺👺🔥🔥🔥
@user-ss7pt5ml6k
@user-ss7pt5ml6k Жыл бұрын
Mbuya inonzwisa hasha iyi
@JoeJojola-uk1xi
@JoeJojola-uk1xi 7 ай бұрын
Sekuru munogona basa inini mungakwanisa kundibatsira ndirikuno kuSA
@belindamzingwane4513
@belindamzingwane4513 Жыл бұрын
Paye pamunot takupedza huroyi muchivatemera nyora dai muchiita kut vafewo nxaah ivo vanotya kufa dai vachifawo
@forgetmuperi1807
@forgetmuperi1807 Жыл бұрын
Varoyi vanojairira vanhu. Nxa
@nellychengaose95
@nellychengaose95 Жыл бұрын
Tete amai veshamwari yangu yavakauraya wacho😢
@febbiechitera1365
@febbiechitera1365 Жыл бұрын
Kkkk chinondinetsa handsat ndamboona kna dhoiri muno musouth Africa
@kimberlymusaliva2637
@kimberlymusaliva2637 Жыл бұрын
Asi unogainer chiii pakuroya
@duncan80jamu6
@duncan80jamu6 Жыл бұрын
Kapeyi tsvimbo kacheme kule kambuyq aka
@ladyreeashie5151
@ladyreeashie5151 Жыл бұрын
ISO mazizino kureba muroyi
@liviemusampa640
@liviemusampa640 Жыл бұрын
Zim yaoma varoi vacho zvavari vabereki😢😢😢😢😢😢
@Elpatron242
@Elpatron242 Жыл бұрын
Aaaah wabgu anokuuray ndewako kwete mutorwa , wako chaiye wekuberekwa naye not next family
@sarahelvas-dq3qm
@sarahelvas-dq3qm Жыл бұрын
imagine
@matthewchitando6879
@matthewchitando6879 Жыл бұрын
Micah 7vs6
@norestchiranda6282
@norestchiranda6282 Жыл бұрын
Wngu wngu
@ronaldchripo3499
@ronaldchripo3499 Жыл бұрын
My wife just forwarded this to me, apa vanhu vaanoziva
@mandlovu-eb3gk
@mandlovu-eb3gk Жыл бұрын
Itai basa renyu sekuru varoyi vanonetsa ummmm
@FutureGeorge-zw6sq
@FutureGeorge-zw6sq 11 ай бұрын
PamaPaper ndini😮😮
@edgarelias5497
@edgarelias5497 Жыл бұрын
Inga kanganwe vanhu vawakauraya sure Tete musadaro imi
@tinashekandemiri6491
@tinashekandemiri6491 Жыл бұрын
Rovai basa Sekuru Kanengo asi please tokumbiravo kuti kana mabata varoyi ava vaite zvavanoita toonavo kuti rusero vanoshandisa sei zvingatadza kuitika masikati hre
@EmilyHiya-xi6vy
@EmilyHiya-xi6vy Жыл бұрын
Haaaaah zvakaoma kani mbuya ava so vamboti 5 vanhu vazotaurwa nevanhu mudare vapfuura 5
@bridgetmangwiro6252
@bridgetmangwiro6252 Жыл бұрын
Hona face tatete aaaà mazino Tete havasi kumbonyara zvavo musazodaro tete
@comfortsadieq
@comfortsadieq Жыл бұрын
Haaa mhuri dzakaremerwa Kani Chero kwedu uuum😮😮😮
@ladyreeashie5151
@ladyreeashie5151 Жыл бұрын
Is why varoyi vakawanda vanemavende 😅😅😅😂😂😂😂
@melissadowe708
@melissadowe708 Жыл бұрын
Nyama yevanhu inoworesa mazino.....😂😢
@ladyreeashie5151
@ladyreeashie5151 Жыл бұрын
@@melissadowe708 😂😂😂😂😂😂handika
@littleray771
@littleray771 Жыл бұрын
Sekuru ndofunga kuti varoyi munofanira kungovaurayao ndokuti vanhu vadzidze kusabata mushonga
@ladyreeashie5151
@ladyreeashie5151 Жыл бұрын
HNzi ndini vese yowe
@ladyreeashie5151
@ladyreeashie5151 Жыл бұрын
Kuuraya baba namai
@chipomombechena9638
@chipomombechena9638 Жыл бұрын
Ummm mwari tibatsirei
@user-yw8xy3hn7l
@user-yw8xy3hn7l Жыл бұрын
Ngavafe gogo
@preciousmurambasvina4188
@preciousmurambasvina4188 Жыл бұрын
Vanonyepa avo mwana vakadya Muroyi anoziva zvose Kani
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 Жыл бұрын
Ko vaye vanoti hakuna huroi huyai pano
@mandlovu-eb3gk
@mandlovu-eb3gk Жыл бұрын
Varoyi vatitambudza haaaaa ini zvangu ndikaiwana mari chavapindira mudare shuwa ende kudya vanoda zvisingaiti asi kusunga chiraramo chevamwe ummmmm zvakaoma
@milkanyamurowa-5785
@milkanyamurowa-5785 Жыл бұрын
Haaaa mbuya inodakurohwa iyi
@user-uj9gp8rr8m
@user-uj9gp8rr8m Жыл бұрын
Kuzobvuma kani kkkkk sando dzenyu sekuru kanengo
@user-ss7pt5ml6k
@user-ss7pt5ml6k Жыл бұрын
Haaa amai ava vanoda kutoita vachirohwa neshamhu... Kunyepera kuzungaira... She is not ready to set free
@Ladytee32
@Ladytee32 Жыл бұрын
But tete dzichiri kukakata mushe mushe here kamutaurire kacho unopera power 🤣🤣🤣
@sarudzayichizema8186
@sarudzayichizema8186 Жыл бұрын
Pamwe zvimwe vakungobvumawo weduwe,ummm zvakaoma
@preciousmuzanago4564
@preciousmuzanago4564 Жыл бұрын
Gogo muyellowbone avo nice hairstyle😅
@tinahmaduu4781
@tinahmaduu4781 Жыл бұрын
😂😂😂😂gegegege comment kill me
@ennietakawadii
@ennietakawadii Жыл бұрын
😂😂😂😂makare kare avo ndofunga vainetsa
@user-ce4uy9dh9x
@user-ce4uy9dh9x Жыл бұрын
​@@ennietakawadii vaipisa haikona mbichana
@user-uj9gp8rr8m
@user-uj9gp8rr8m Жыл бұрын
Kkkkk😂😂😂😂😂😂 yaiva similar
@user-uj9gp8rr8m
@user-uj9gp8rr8m Жыл бұрын
Simbi
@Jahlady
@Jahlady Жыл бұрын
Tinenge tiripo
@spartawatta9765
@spartawatta9765 Жыл бұрын
Aikaka aikaka aikaka nhai manhingi
@user-cu7ci8ud5j
@user-cu7ci8ud5j Жыл бұрын
Slyy mibvunzo yako yakanakisa unonyatsoteerera munhu uchimubvunza zvavanoda kutiza varoyi ivava pane humwe huroyi hunorwadza ufunge
@felistasanesukanjanda7982
@felistasanesukanjanda7982 Жыл бұрын
😂tete ndavaziva 😂😂😂😂
@nyaraisvova7639
@nyaraisvova7639 Жыл бұрын
Ndabvuma hangu gogo vanoroya Ava zvazvadayi kuti mawana musununguri tendai vadzimu venyu naMwari wenyu
@castontigere5105
@castontigere5105 Жыл бұрын
Mai avo vanoda kupondwa zimuroi chairo
@winnetkambarami8038
@winnetkambarami8038 Жыл бұрын
Tete avo vakaoma askana yooooooooooooh
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 Жыл бұрын
Mbuya ava itsotsi
@erickmarowa6928
@erickmarowa6928 Жыл бұрын
Asi nyama yemunhu unopedza mazino nhaimi varoyi vazvhinji havasisina mazino
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Жыл бұрын
Ndakambonzwa kudaro
@user-ss7pt5ml6k
@user-ss7pt5ml6k Жыл бұрын
Haaa amai ava vanoda kutoita vachirohwa neshamhu... Kunyepera kuzungaira... She is not ready to set free nxaa Dai vari mbuya vangu ndambovajambira
@Svosve155
@Svosve155 11 ай бұрын
Mazivende imbwa yemunhu
@kudzanaipedzisa4170
@kudzanaipedzisa4170 Жыл бұрын
Robert batsirika mubrain mako iwe nasekuru kanengo zivai kuti kana munhu achembera anokanganwa amai avo havasi kunyepa maybe memory yavo inenge isiri bhoo.
@julietgwenhere9918
@julietgwenhere9918 Жыл бұрын
Itakwazvo iwe chro iweve ukachembera ungakanganwaere kuty wakauraya nhingi
@user-bj8sm1tp2w
@user-bj8sm1tp2w Жыл бұрын
im also here for the hair style zvangu
@josephinemutede423
@josephinemutede423 Жыл бұрын
😂😂😂😂 me too
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 Жыл бұрын
Zvakaoma zvevaroi vemu Zimbabwe
@mwanyaramanjeya1749
@mwanyaramanjeya1749 Жыл бұрын
Zvakaoma chokwadi mbuya iyi yakaoma mwoyo
@tendaimukandankanda6725
@tendaimukandankanda6725 Жыл бұрын
Mbuya ava vanotodada nehuroi sekuru pedzai huroi hwavo mhuri igara mushe
@user-rk3jc5sc2u
@user-rk3jc5sc2u Жыл бұрын
Varoyi havana mazino
@gingerwingerful
@gingerwingerful Жыл бұрын
Sekuru Havana kukwana ignore vanhu hamuzive here kuti munyika vanhu vakurwara basa sebasa sekuru
@nyaraimashoko8118
@nyaraimashoko8118 Жыл бұрын
Nxaaa chimuroyi chatete. Chii chakadaro chinenge ngozi. Dai chikafa
@blessingchakachitura293
@blessingchakachitura293 Жыл бұрын
Sekuru kanengo murisei
@agnesbasvi214
@agnesbasvi214 Жыл бұрын
Mai ava varikure nechokwadi asi chokwadi vanacho havo varikunyepera kuzungaira
@giftmakina167
@giftmakina167 Жыл бұрын
Zvinonetsa kudairika zvinhu zvakadai.
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 Жыл бұрын
Mai avaa vanoda kurohwa chte aaaaaaaaa kunyepera kukanganwa
@iressemerson7468
@iressemerson7468 Жыл бұрын
Ndini,,,ndini,,ndini
@i_love_beer
@i_love_beer Жыл бұрын
😂😂😂😂 uyu haade kutaura chokwadi muroyi uyu
@shumainyagura5852
@shumainyagura5852 Жыл бұрын
Tete vakanyanya avo, ndazivawo 1 muzukuru vavo
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Жыл бұрын
Imbwa yeMunhu Tete ava
@ladyreeashie5151
@ladyreeashie5151 Жыл бұрын
Saka vanodya irimbishi 😫😫😫🤮🤮
@isaacchibe7611
@isaacchibe7611 Жыл бұрын
Kwai aah ndati 2 years kuzvipa hanganwa dzisipo
@user-sg4ih3cd5c
@user-sg4ih3cd5c Жыл бұрын
Yekuda kupfuma yakaoma
@ladyreeashie5151
@ladyreeashie5151 Жыл бұрын
VN tete avaka yooo
@user-ce4uy9dh9x
@user-ce4uy9dh9x Жыл бұрын
Mbuya ava varikuda Gwati one rakasimba vanotaurq chokwadi
@trustfoyo1157
@trustfoyo1157 Жыл бұрын
Apa vari kutoseka nhy zvosetsa hr izvozvo zvekuroya💔
@norahchiteto
@norahchiteto Жыл бұрын
Kambuya aka kanoda magwati chaiwo
@clarahshirichena5004
@clarahshirichena5004 Жыл бұрын
Ko part2 ikubuda riniko mbuya muroi ava
@witnesschoto2389
@witnesschoto2389 Жыл бұрын
Wonzwa mumwe achiti hakuna chinonzi muroyi... Mmmm zvinogumbura izvi unenge uchishingawo sevana vevamwe kuitawo zvakanaka asi unenge wakaiswa muzvidende... Hairstyle manyama type dzanatete vacho
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 9 ай бұрын
Uuuuuuum seriously? Mandini aya ari genuine here kana kuti ndezvekuti zvindibve
@sarudzayichizema8186
@sarudzayichizema8186 Жыл бұрын
Zvinopisa tsitsi weduwe
@tarisaisatoro
@tarisaisatoro Жыл бұрын
Tete vakaoma shame
@fatimaonion5860
@fatimaonion5860 Жыл бұрын
Imi tete murimuroyi imbwa yemunhu kuti rudzi rwese rutambure dongi ratete
@shawnshakwane8583
@shawnshakwane8583 Жыл бұрын
Itsotsi maiava varikuvanzira hama dzavo
@renemadi7062
@renemadi7062 Жыл бұрын
Zvakaoma maAfrica, tinehondo
@sarahelvas-dq3qm
@sarahelvas-dq3qm Жыл бұрын
does it mean kuti ndakaroiwa ndaigona zvokuti but pakunyora ndaifenda ndozopatika exam rapera kusvika headmaster wazoti ngaanyore even vamwe wapedza and i passed ose andakanyora then boom no mbereko boom period stops pandakangoroorwa boom ndinoshanda ndichivaka asi ndovakirwa zvakabhenda so far 2 mastands andirikuvaka ndichiputsa even ndikatsvaga ma builders ma professionals zvinongobhenda😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@pheobiehakutangwi9203
@pheobiehakutangwi9203 Жыл бұрын
Uuum kuroiwa chaiko kungoti kudenga kunenyasha nemi otherwise dai musina chinhu but makazvitsvaga munozviwana
@sarahelvas-dq3qm
@sarahelvas-dq3qm Жыл бұрын
@@pheobiehakutangwi9203 zvinondirwadza asi
@loicemakoni660
@loicemakoni660 Жыл бұрын
Endai kwasekuru mubatsirwe zvinorwadza mudikan
@agnesmariba3942
@agnesmariba3942 Жыл бұрын
Munopenga tete imi mungashungurudza hama dzenyu here
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Жыл бұрын
Kule vangu vasina havo noice nevanhu ❤️
@user-rp4di7nz5m
@user-rp4di7nz5m Жыл бұрын
Saka kureva kuti vese madhara nemachembere ane mavende asina mazino pafront line vanoroya
@faithfaithmashavira5387
@faithfaithmashavira5387 Жыл бұрын
Sei aroyi azhinji asina mazino akakwana🤔
@castontigere5105
@castontigere5105 Жыл бұрын
Kubanda mapfupa evanhu
@faithfaithmashavira5387
@faithfaithmashavira5387 Жыл бұрын
🦷☠️👹 😡 nxa
@silvestermadzvatu
@silvestermadzvatu Жыл бұрын
Aaaah tete ava vakaoma nemazino akatopera mumukanwa
@i_love_beer
@i_love_beer Жыл бұрын
😂😂😂 tete isimbi chaiyo pakuroya apa
@RUEPAYEREMANZI
@RUEPAYEREMANZI Жыл бұрын
Ndini futi 😅
@cavirelagwala3627
@cavirelagwala3627 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@josephnyagona7946
@josephnyagona7946 Жыл бұрын
Ufiti umare basi
@yegmarimba1
@yegmarimba1 Жыл бұрын
Tete ava is my neighbour 🥲🥲kuZim
@mubaiwamahachi9339
@mubaiwamahachi9339 Жыл бұрын
😢
@yegmarimba1
@yegmarimba1 Жыл бұрын
@@mubaiwamahachi9339 Mubaiwa babamudiki gaya hako horror iyi 😩
@mubaiwamahachi9339
@mubaiwamahachi9339 Жыл бұрын
Ma1 gaya, ndambofunga kuti vari kuActor. This is sad
@felistasanesukanjanda7982
@felistasanesukanjanda7982 Жыл бұрын
Ndekupi ikoko
@yegmarimba1
@yegmarimba1 Жыл бұрын
@@felistasanesukanjanda7982 Chitungwiza
BABA VANOIITA BONDE NE MWANA WAVOO HAVADI KT AROORWE VANONZWA SHANJE
40:35
Running With Bigger And Bigger Feastables
00:17
MrBeast
Рет қаралды 196 МЛН
He bought this so I can drive too🥹😭 #tiktok #elsarca
00:22
Elsa Arca
Рет қаралды 43 МЛН
Magic trick 🪄😁
00:13
Andrey Grechka
Рет қаралды 68 МЛН
Tete Vakaitwa Back to Sender NaSekuru Kanengo
18:46
SlyMediaTv
Рет қаралды 10 М.
BACK TO SENDER YOUNZA TETE VA DZIKITI KUDARE RA SEKURU KANENGO PART(3)
14:38
Huya Kudare Utsanangure nyaya yemota yakatenga Chief Mutasa
14:48
TICHKACH MTV
Рет қаралды 24 М.
MHONDORO.............MUKADZI OVHIYA MURUME  NEBANGA
27:40
Drewmas Media
Рет қаралды 60 М.
CHEMBERE YEKUDYA VANA 9 YOTORERWA ZVINHU NA SEKURU KANENGO KWAMUTARE
32:33
ADMIRE WEKUROYA NA RUMBI PASI PEMVURA OFUMURWA KWA SEKURU KANENGO
47:44
Sekuru Kanengo TV
Рет қаралды 29 М.
MuSatanism Pfee Mudare MaTateguru Tasvu Oda Kutsenga Mukanwa
49:38
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 25 М.
Running With Bigger And Bigger Feastables
00:17
MrBeast
Рет қаралды 196 МЛН