Zvozivivikanwa chero ku Australia kuti mazuvano ariku hiker haasi kukwira
@faraidube3375Ай бұрын
Hembe idzo ngwere hasati adzoka kumba here kubva kulaunch😂😂😂😂😂
@CollinMakombeАй бұрын
Zvakasiyana
@lytonterrychikowore9416Ай бұрын
Kkkk
@flemmingsamuel8114Ай бұрын
😂😂aisve
@tamuka7048Ай бұрын
Ndopedza masports ese bhora necricket🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@enzomusara5485Ай бұрын
Maskiri mukuru. DHARICAN
@FrancisMusekiwaАй бұрын
First time kunzwa ngwere ichiseka haaa Maskiri ndibaba❤
@spencerfurudzai4679Ай бұрын
Boys malines amaskiri mahoraaaa mabvrrrrrrrrrrrrrrr 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@TapiwaMasuku-n6uАй бұрын
Bvurayi malines uuuuu ngwere namaskiri
@NaisonDhliwayo-t5eАй бұрын
Haa that one he's classic baba ma1 skilaz
@GodhelpMuranda-pl4sqАй бұрын
Tateguru imhondoro kwete Shumba dzenyu game park
@wellingtonmadziwa7535Ай бұрын
Skilaz kkkkkk. Muswe kuenda mudenga kunge kakiti kari papuma
@TatendaChinguwoАй бұрын
mmmmmh ALICIOUS uyoooo 💥💥💥💥💥💥
@zim_finest_lipz1935Ай бұрын
Ukanzwa Ngwere yati “Ayiwa” ziya kuti ma1 iwayo 😂
@DwayneskАй бұрын
Isusu or inini 😂😂😂
@Lillyonline-gv6sqАй бұрын
😂😂😂 yazopanzwa
@armstrongmanjiche1494Ай бұрын
ZimDance Ngwere. HipHop Tateguru.
@tinashechidziva8169Ай бұрын
Haaa Maskiri akaoma varume. He is a national treasure
@allenbambile9907Ай бұрын
Haaaaa Mese garayi pasi Maskiri ndiTateguru foreal....i love you Maskiri i love you Maskiri i love Maskiri mabars ako andipinda muropa kunke jekisini reCorona❤❤❤