SIMBARASHE MACHESO - Recording his 1st Song

  Рет қаралды 100,395

Simplex Films

Simplex Films

Жыл бұрын

Пікірлер: 455
@julietmatare4854
@julietmatare4854 Жыл бұрын
Mark my words ,simba will become a legend like Dehwa,l say so becoz he is humble ,soft ,brave and really is very intelligent .l support you God bless you 🙏📖
@user-mj1ji4of5h
@user-mj1ji4of5h Жыл бұрын
Usanyepe dewa upi iwewe
@tinashemichaelmazhangara4866
@tinashemichaelmazhangara4866 Жыл бұрын
A great lesson, chipo chinonowira pamwana wausingafungire. Neglected child clearly showing kuti he will take the Macheso reins. Anogona mwana uyu and Macheso must urgently engage him and support him coz haaa chimuti chababa ndiye anacho zvamanje-manje
@tafadzwamacheke1985
@tafadzwamacheke1985 Жыл бұрын
Simbarashe ndopana alick macheso ipapa .....kwete isau neumwe wake uye.SIMBARASHE OCHESTRA MBERIKWAZVO
@thomasnyamhanza6144
@thomasnyamhanza6144 Жыл бұрын
Chipo chinowanzo uya ipo pacho pakasvoreka . This guy might be next big Sungura discovery.
@deeteemugari4343
@deeteemugari4343 Жыл бұрын
Dombo rakaraswa nevavaki rakazova musoro wekona.Baba Shero junior..Thnx to J Munodawafa may God bless you Broo
@stanmanduna2249
@stanmanduna2249 Жыл бұрын
Many thanks to every who contributed positively to this project .
@alfoncegwatidzo916
@alfoncegwatidzo916 Жыл бұрын
This guy might prove to be the rejected cornerstone which God have made the centerpiece, let's wait and see
@PM-zu9tv
@PM-zu9tv Жыл бұрын
Ironically, the name of his band is Orchestra Conerstone kkkkkkk
@chitsidzosamanga6008
@chitsidzosamanga6008 Жыл бұрын
It's going to be very interesting kkkk. The young boys are not very good vocalists.
@joymafukidze6297
@joymafukidze6297 Жыл бұрын
zvimwe zvipo haxvidi godo (like son like father. macheso jnr chaiye. me dancing🕺🕺🕺🎸🎧🥁💯💥🇿🇦🇿🇼💪
@Veebabes38
@Veebabes38 Жыл бұрын
On point Simba ruma wakadaro, Mwari varimubatsiri
@trymorebhobho9769
@trymorebhobho9769 Жыл бұрын
Haaa maone aya sonģ iyi ndokuuonei nekuuisa malikes varikuti i hit song iyi ,,,,, ska irikubuda rinhi
@shephardsveniwa5618
@shephardsveniwa5618 Жыл бұрын
The future of sungura is in good hands Weell done
@robertmudari5063
@robertmudari5063 Жыл бұрын
Great sungura coming magetsi anoteera Tambo.
@tatendamuchemwa9994
@tatendamuchemwa9994 Жыл бұрын
The musical talent is with Simbarashe not Esau and Tatenda Macheso. I hope Alick shall discover this as soon as possible.Chinhamba icho chinoratidza chichakonzeresa hacho.Zvinonaka hazvivigike
@TaMa-xd6ut
@TaMa-xd6ut Жыл бұрын
Nonsense waurikuudza ndiani terera wakanyarara not kutaura zvisina anonzwa, kana uchida kupa advice call them
@fadzainzou673
@fadzainzou673 Жыл бұрын
@@TaMa-xd6ut nhaiwe kana wakamuvenga ukuuirei pachannel yake just live him alone ndimi vanhu vakasikirwa kuparadza nekuvenga munhu asina chaskutadzira chakutadzisa kurumbidza chakanaka chaitwa nemumwe chii
@cuthrenematava2633
@cuthrenematava2633 Жыл бұрын
Ichokwadi ibwe rakaraswa ndomusoro wekona ,zvakaraswa ndozvakasarudzwa
@Musatanyoko
@Musatanyoko Жыл бұрын
Wakambovateerera here ana Tatenda na Esau?
@pollackjames1330
@pollackjames1330 Жыл бұрын
Usade kurwisa vana iweee
@papacaleb7827
@papacaleb7827 Жыл бұрын
This guy must see light, must have another chance and a total turn around of life and opportunities. Its time for his talent to come to public. May Yahweh remember and bless him.
@darisonnkolongozya2463
@darisonnkolongozya2463 Жыл бұрын
Amen sure My honest prayer too. Let him go beyond heights! God save him please!
@lastchapinduka3727
@lastchapinduka3727 Жыл бұрын
Anogona mkomana anoda rubatsiro cht anosvika kure kwete vanoiswa kumberi vasingazive chinhu uyu kumberi manje
@lovemoremusvazvi4112
@lovemoremusvazvi4112 Жыл бұрын
Akarejectwa naani
@josphatmutsambwa7825
@josphatmutsambwa7825 Жыл бұрын
@@lovemoremusvazvi4112 his father aleck macheso
@chitsidzosamanga6008
@chitsidzosamanga6008 Жыл бұрын
It's already happening
@tafadzwamaraswa5604
@tafadzwamaraswa5604 Жыл бұрын
Vanhu vanoda WAFA, asi Tenzi vanotida sezvatiri nekuti ndivo Munyaradzi wedu...isu tinongoti Simbarashe riri matiri saka tichagara tichipa rudo ... good work baba Macheso
@simbarashemangena-qq4qj
@simbarashemangena-qq4qj Жыл бұрын
Zvimwe hazvibvunzwe sekuti zviri pamhene semuswe we mbudzi. Simbarashe rinozviratidza rega nekuti nderaivo Mwari. Mwana we nyoka inyoka futi. Inoruma.
@charlestendainyabereka2239
@charlestendainyabereka2239 Жыл бұрын
Aaah dangerous mupfanha uyu. This is song is going to be a hit. Iri kutapira wena
@tauya1
@tauya1 Жыл бұрын
This is something else. Haana kumira mushe mupfanha uyu
@gptactical6658
@gptactical6658 Жыл бұрын
Kuyalunga mfana ka macheso be strong bros, you will make definitely 👍
@Mbiriyababaproductions
@Mbiriyababaproductions Жыл бұрын
Dombo repakona....!! Am genuinely happy for this guy. I rember seeing his first interview looking "drunkish ". Now he's at a different level, thanks to all that are helping him.
@davisonmufema4587
@davisonmufema4587 Жыл бұрын
True
@frankchinembiri2302
@frankchinembiri2302 Жыл бұрын
Iyi ichaonesa vazhinji moto chaiwo. Nice music
@masteri6488
@masteri6488 Жыл бұрын
He shakes his hands exactly like Macheso aah, this guy is dangerous
@Daddy_Dude
@Daddy_Dude Жыл бұрын
Une muono
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 Жыл бұрын
This guy ane kakungofarirwa so kachaita kuti Baba vafunge kawiri He showed all Zimbabweans humility
@user-mj1ji4of5h
@user-mj1ji4of5h Жыл бұрын
Dzimama chero iwe ukangoti uri nwana wamacheso ka 1 not kungotaura
@danimoremusonza9153
@danimoremusonza9153 Жыл бұрын
Take this opportunity Simbarashe this must be your stepping stone we have your back boy
@TaMa-xd6ut
@TaMa-xd6ut Жыл бұрын
Muri kuudza anii manje izvii, chandagwindira uyu, kana muchida kupa mazano mutsvagei mumuudze
@fadzainzou673
@fadzainzou673 Жыл бұрын
Aikaka
@danimoremusonza9153
@danimoremusonza9153 Жыл бұрын
@@TaMa-xd6ut kwanai mukuru koo marwadziwa nei muridzi weChamnel will channel all the messages kumuridzi kwaanofanira kuenda
@TaMa-xd6ut
@TaMa-xd6ut Жыл бұрын
@@danimoremusonza9153 tsvagai number mufone not kuda kuita ana chandagwinira
@artwellchibere5740
@artwellchibere5740 Жыл бұрын
@@TaMa-xd6ut Ko atadzeiko nhai iwe? Iwe utori muuyiwo paplatform ino wakutoda kuudza vanhu zvekutaura unorweiko? Kana ukarwadziwa naSimba uyu uchanzwa butter coz mujaya akatouya and haasi kuzomira. Anoimba. Touch iripo. Hamusi kuzopora varume tikuudzei. Ticharamba tichidira support yezvaanoda zvese mujaya
@allcarpentryworks8055
@allcarpentryworks8055 Жыл бұрын
I can't wait for the official audio. This is something beyond expectations
@TheZuluman7
@TheZuluman7 Жыл бұрын
This guy has come a long he had lost hope but soldiered on thanks to those who saw immense talent in him and financially supported him for this project . Its a masterpiece am in love with this song/
@innocentkatinyu5626
@innocentkatinyu5626 Жыл бұрын
I'm waiting for this song 🎵... it might be song of the year 2023
@vitaliskurewa5348
@vitaliskurewa5348 Жыл бұрын
Haaaa amanaka ndaona Macheso pano, during his prime time achiridza vana Magariro to Simbaradzo asati akukanyanisa magitare zvaakuita izvi, good Mberikwazvo sounds are back again
@user-mj1ji4of5h
@user-mj1ji4of5h Жыл бұрын
Idiot ankkanyanisa ndiyani
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 Жыл бұрын
Achanetsa uyu mark my words
@muchengetizhou6107
@muchengetizhou6107 Жыл бұрын
Varume munhu ane chipo uyu ! Like father Like son
@punchcentralentertainment.2131
@punchcentralentertainment.2131 Жыл бұрын
Song of the year 2023
@Mchilowamakhosikazi
@Mchilowamakhosikazi Жыл бұрын
Tinewe Macheso usiye zvinidhakwa God will lift u up baba vako we supported hapana patichakusiya tinewe🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@jasonharlott8860
@jasonharlott8860 Жыл бұрын
Proper original sound and vocal,wakaipa mfana.
@mfana_ano
@mfana_ano Жыл бұрын
Ndonakirwa nemuchinda uyu boys 😅. I'm believing God kuti zvichamufambirawo zvakanaka mugwendo gwake
@edmorechipango
@edmorechipango Жыл бұрын
Baba shero batsirai mwana uyo kani
@DrFamba
@DrFamba Жыл бұрын
Might be the first Sungura musician to reach a million views. But don't take too long to release the album please.
@thobekilencube7164
@thobekilencube7164 Жыл бұрын
Tinotenda vese vabatsira, Mwari akuitirei zvakanaka
@edwardchuma3094
@edwardchuma3094 Жыл бұрын
ikandei tatoimirira varume woye. thank you for kusimudzira muchinda MACHESO mudiki🤏💯🤛
@tafadzwamacheke1985
@tafadzwamacheke1985 Жыл бұрын
Simbarashe ure Alick Bass and voice hapana chekuramba alick ghost.chipoko chamacheso like father like son. Simba rova 1 song wega.uchiregedzera bass
@carlosrobertchitauro3636
@carlosrobertchitauro3636 Жыл бұрын
NICE SONG SIMBA .MUNHU VAUINAYE AGARA ANOGONA UYO I LIKE HIM NDI JOHN MUNODAWAFA KWETE MUNYARADZI. IMI MAKUTI MUNYARADZI SEI
@user-cu9rv5hk6n
@user-cu9rv5hk6n Жыл бұрын
Am a fan here, song ndainzwa pano nhas bt magetsi aya, ko ngaibude ka nhy baba
@dadiraimukandi5556
@dadiraimukandi5556 Жыл бұрын
Mwari ngavamuiitire Nyasha dzakakurisa chaidzo
@emmanuelkagowa160
@emmanuelkagowa160 Жыл бұрын
Usadzore tsvimbo Simbarashe Mwari ndewe munhu wese
@jamesmoyo8785
@jamesmoyo8785 Жыл бұрын
I've been waiting for this guy for some time now
@richdawudawu
@richdawudawu Жыл бұрын
This songs take me to heaven 🤣🤣 you you you kkkkk I'll support you
@bla-den612
@bla-den612 Жыл бұрын
Pakuzoda kuda kuita beat seraMacheso apa. He must be himself. I believe Bothwel Nyamhondera wld ve been the right producer for this man. Cz kumavocals achirinekaproblem
@africaunite2488
@africaunite2488 Жыл бұрын
Dombo rakaraswa nemuvaki. Kunyururwa kubva kundari.
@tafadzwamacheke1985
@tafadzwamacheke1985 Жыл бұрын
Simbarashe anechipo chebaba wake.anpfanira kumira ega Romo gasa nana mutambi ziwai bass raitsudzunura apa like father like son.simba rova wega chimbomira kuita ma colabho mira wega hama. Unogona mufana
@nonomukayakaya
@nonomukayakaya Жыл бұрын
Nice single song kkk pakuvhura door wandifamba
@simbashamhu7695
@simbashamhu7695 Жыл бұрын
Mukomana wepaGuruve paSporiro , Happy for him his life has changed much .
@nicholasnyachega1999
@nicholasnyachega1999 Жыл бұрын
Infectious smile. Looks very happy. Way to go Simbarashe. Vachazokupa rudo vayambuka, ndizvo zvinoita hupenyu
@jnyamande
@jnyamande Жыл бұрын
Pure talent. This is top notch performance
@simonhove5820
@simonhove5820 Жыл бұрын
This reminds of Macheso's early 2000s gems before his guitars became a bit noisy. This is really solid stuff, we can't wait to rock long distances in this number, please release it now!
@chitsidzosamanga6008
@chitsidzosamanga6008 Жыл бұрын
Ranonoka sure...
@maxutrareliableenergysolut3113
@maxutrareliableenergysolut3113 Жыл бұрын
Yu ey are not noisy.. Maybe your eardrums are deteriotating with age. (kkkkk)
@vusilawrencelubisi621
@vusilawrencelubisi621 Жыл бұрын
@@maxutrareliableenergysolut3113 macheso s music is noisy now compered to his previous recordings , by the way : some people like noise.zvido zvenyu kunyanya was the last Clean music of macheso
@maxutrareliableenergysolut3113
@maxutrareliableenergysolut3113 Жыл бұрын
@@vusilawrencelubisi621 you failed to incorporate 2 rhythm guitar s in your mind.. Times change... Isu takutoda 3....osanganiswa tanakigwa... Imi ridzayi idzodzo
@user-mj1ji4of5h
@user-mj1ji4of5h Жыл бұрын
​@@vusilawrencelubisi621satan usamuterere urikumanikidzwa hr kumuterera getaway enda kune vasina noise
@takundamafuta7355
@takundamafuta7355 Жыл бұрын
His father cannot afford to ignore this kind of competition from his son. I guess he will be proud of him.
@jabulanincube3533
@jabulanincube3533 Жыл бұрын
His father rejected him
@GearGrindGamingChannelSA
@GearGrindGamingChannelSA Жыл бұрын
Mmmmmm i feeling the vibe. Well done guys🇿🇦
@L.Makuvaza
@L.Makuvaza Жыл бұрын
Mdara Macheso ngavatore mwana wavo nekukurumidza apinde muOrchestra Mberikwazvo
@stanleynutribyte9841
@stanleynutribyte9841 Жыл бұрын
Aenda neChimuti @Simbarashe, I tsika yavo Mwari kuropafadza pakashoreka, iye Mudhara ange asingazvifungire
@alfordchavirima4824
@alfordchavirima4824 Жыл бұрын
Now we need the full album. Apa waratidza kuti zviripo
@christspiritinternationalm5617
@christspiritinternationalm5617 Жыл бұрын
Simbarashe has brilliant future. the other guy on the video is not Munyaradzi Munodawafa, but his younger brother John Munodawafa. He is a super keyboardist, one of the best in Zimbabwe.
@emilykampiyawo2830
@emilykampiyawo2830 Жыл бұрын
A new legend ....keep it up Simba
@masiyakdtv6209
@masiyakdtv6209 Жыл бұрын
iwe simba iwe usangoita basa rekunyepa apo everytime ukabvunzwa zve album unongoti ndirikubudisa single on monday uchinyepa
@washingtonkesi8610
@washingtonkesi8610 Жыл бұрын
Life z so funnie Simba atochinja nhai amana. I love this God. HOYOOOO
@alfrayderroughraiderrecord644
@alfrayderroughraiderrecord644 Жыл бұрын
I have been waiting for this moment my brothers
@frankchinembiri2302
@frankchinembiri2302 Жыл бұрын
I'm in. He is fire fire fire... this is beautiful...
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 Жыл бұрын
Guitarist guys are the best
@kudzaiziki
@kudzaiziki Жыл бұрын
Uuuum I feel a bomb here. Let's get the complete song as soon as yesterday
@planet2632
@planet2632 Жыл бұрын
After all ingadai pasina baba vake vakagadzira zita (Alick Macheso) zvaingopera zvakadaro. baba ndi baba
@khamiti
@khamiti Жыл бұрын
Bright future and very able Simbarashe...you will take over the throne now...remain sober! And calm
@nestathoend09
@nestathoend09 Жыл бұрын
Very talented have been waiting for this since the Guruve interview 6 months ago.
@williamjogo2573
@williamjogo2573 Жыл бұрын
I'm very impressed by this song may God bless your wrk Simba and .you're a true rejected stone .😊❤❤show love , bass guitar 🎸 😊
@chadderndofeni6426
@chadderndofeni6426 Жыл бұрын
This guy is talented indeed God bless him
@terrencedhliwayo7160
@terrencedhliwayo7160 Жыл бұрын
Aaaah mface uyu ndewekwaMacheso zveshuwa ummm anopedza
@weselymoongahalula6859
@weselymoongahalula6859 Жыл бұрын
You are the incoming king of surungura Simba the sky is the limit wishing you the best in your new journey to stardom.
@justicegamatoxsinyoro9601
@justicegamatoxsinyoro9601 Жыл бұрын
mwari chengetedzai simbarashe macheso mumutungamirire mumupe wisdom as yu indicated . that talent must surpass vedzinza rese, i mean baba vake nevose vemhuri.
@itaichatambudza8655
@itaichatambudza8655 Жыл бұрын
I have already fell in love with this
@ruthdarare5316
@ruthdarare5316 Жыл бұрын
Me too it seems akuziya zvakuiita uyu ,keep going young man you got good talent
@hoto31
@hoto31 Жыл бұрын
macheso ngatore mwana kwete kufadza vana vevamwe achisiya wake
@aleckkbandaz7431
@aleckkbandaz7431 Жыл бұрын
Wish Yu the best my brother Simba🔥🔥🔥
@emmanuelmazangwa6994
@emmanuelmazangwa6994 Жыл бұрын
thumbs up bishop...best producer
@micahndangana3451
@micahndangana3451 4 ай бұрын
The future is bright
@africanpanorama3526
@africanpanorama3526 Жыл бұрын
Ummmmm guys ndaona song yakonzeresa iyo.Haina kumira mushe.Ane moto muface uyu.Ko zvaari Alick paakati mhaa nhaimi.Face yaMacheso chaiyo paya paanenge arohwa nefodya kkkkkkk.Thanks to Sly Media TV for discovering this talent from Mash Central
@sihlemelinda6776
@sihlemelinda6776 Жыл бұрын
Fly higher my bro...🏃
@ronaldnyabereka5449
@ronaldnyabereka5449 Жыл бұрын
Blessing producer great guy
@clevertambo2827
@clevertambo2827 Жыл бұрын
Yaaaaa zvipo zvirimuropa rake murume uyu.go simbarashe go.
@nyamasokanyambio3106
@nyamasokanyambio3106 Жыл бұрын
Zvirikunakidza wena Nice muzik 🎶🎵
@karenrutsito725
@karenrutsito725 Жыл бұрын
Uyu anogona kudarika Peter Moyo
@PaulPogba-we8lm
@PaulPogba-we8lm 2 ай бұрын
uyu ako sawa
@andymawema842
@andymawema842 Жыл бұрын
May the almighty do wonders for him and make his dreams came true ,asazorasika kana kupera achangotanga
@gloriamunetsi4981
@gloriamunetsi4981 Жыл бұрын
Taura hako zvinowanzoitka may God bless Simbarashe
@PM-zu9tv
@PM-zu9tv Жыл бұрын
Uyu ndiwo moto ....chinopisaaaaaaa 🔥 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@mitchy3608
@mitchy3608 Жыл бұрын
Mwari ngavamusvitse kwaanoda kusvika, I pray he breaks all limits you're anointed junior Macheso. Am out of words 1st song kupisa kuda. I pray he reduces zvinodhaka so that he lives love. My love homie 😍.
@washingtonvhutuza982
@washingtonvhutuza982 Жыл бұрын
Sounds good Simba big up
@sheillarnyamupfukudza3375
@sheillarnyamupfukudza3375 Жыл бұрын
Mune chipo mukoma simba ngazviendemberi 👌
@aaronmheswe
@aaronmheswe Жыл бұрын
Siya mbanje unoenda Kure wangu
@lizzyncube8669
@lizzyncube8669 Жыл бұрын
My brother mwari atena matables go Simbaaaaa 🙏
@simbarashenyamukuta9887
@simbarashenyamukuta9887 Жыл бұрын
Bhora mberi sazita usacheuka muridzo isina basa mwari anokusvitsa paurikuda chaipo nekut ndimwaril, God bless you.
@ephraimdongo6613
@ephraimdongo6613 Жыл бұрын
Anoyimba zvinemisoro murume Cheso power
@darlingtonmakaza1833
@darlingtonmakaza1833 Жыл бұрын
Marovero aari kuita Bass Guitar 🎸 haana kumira mushe mukomana uyu.He is equally good to Ba Shero
@lastonjoaomadzikanda1176
@lastonjoaomadzikanda1176 Жыл бұрын
Kuziva kuripo, izvi ndezvamwari wangu excellent.
@silvestermaraga3118
@silvestermaraga3118 Жыл бұрын
Push my brother Simbarashe we got your back
@ziminiesta4225
@ziminiesta4225 Жыл бұрын
Like father like son
@jones1oo7
@jones1oo7 Жыл бұрын
Haaaa anorova. Hunzi vamwe vanezvipo zvekupa muko....🎶👌.
@mphomasego
@mphomasego Жыл бұрын
I'm in love with this song ikubuda rinhi
Dorcas Moyo   Munopindura Official Music Video
8:22
Dorcas Moyo
Рет қаралды 743 М.
Heartwarming moment as priest rescues ceremony with kindness #shorts
00:33
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 37 МЛН
WHO LAUGHS LAST LAUGHS BEST 😎 #comedy
00:18
HaHaWhat
Рет қаралды 23 МЛН
Part 2: Simba Macheso From Guruve To Harare
33:55
SlyMediaTv
Рет қаралды 150 М.
Munhu wese position Sele - Shiga Shiga
1:06:27
Dj Ollah 7
Рет қаралды 63 М.
Simbashe Macheso (official video) song Simbarashe
6:08
Steve Tgol Ngandu
Рет қаралды 140 М.
Heartwarming moment as priest rescues ceremony with kindness #shorts
00:33
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 37 МЛН