SIS MELLY - Becareful guys vana papa most of them vari pabasa munorambaniswa nefeja feja idzi

  Рет қаралды 2,468

Sis Melly's Diaries

Sis Melly's Diaries

Күн бұрын

Пікірлер: 23
@dorothymoyana13
@dorothymoyana13 5 ай бұрын
True Sis Melly kwaTB Joshua vanhu vakachema wani
@ennybphiri2896
@ennybphiri2896 5 ай бұрын
It's true sisi Melly vamwe ukavapikisa vanotsamwa kuma church kwavo
@tendaigumbo2608
@tendaigumbo2608 5 ай бұрын
Yes true. Vana Pastor avo vano tswaka ma powers.
@emilymlambo6833
@emilymlambo6833 5 ай бұрын
Ini ndakanzi na Freddy ndine zvinhu mudumbu handizvare ....2 years later ndakaroorwa nekuzvara same year
@MoreblessingChitongo
@MoreblessingChitongo 5 ай бұрын
Melly svinudza vanhu hapana atuka a vazodziwa vamwari but chokwadi ndicho chawataura mhanii ❤❤❤❤❤❤ seni ndonamatira kumba but mwari vanonzwa minamato yako mhano very good sisi Melly
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 5 ай бұрын
Melly I do agree with you on this one.Blindly following these charlatans/conmen masquerading as mentioned of God.Musapusiswa nembavha.Just check out the life of luxury they live while I'm muchikwangwaya!
@trisha79
@trisha79 5 ай бұрын
I agree with you 💯, sis Melly 👏
@maggiechiviya1387
@maggiechiviya1387 5 ай бұрын
Amen Sis Melly
@randomzvu2497
@randomzvu2497 5 ай бұрын
Amen sis Melly
@tendaiMufandaedza-ku4gr
@tendaiMufandaedza-ku4gr 5 ай бұрын
Vanhu varikutsvaga mari sure zvimwe zvakuda kuvhura meso
@elleellectro970
@elleellectro970 5 ай бұрын
Million $ question Sis Melly, "Where is the deliverance?.
@belindanhidza6458
@belindanhidza6458 5 ай бұрын
Taura zvenyu sis Melly
@mukudzeishemurwira5578
@mukudzeishemurwira5578 5 ай бұрын
Heey kuruka munhu anodayi so hayii😢
@randomzvu2497
@randomzvu2497 5 ай бұрын
Hi, sis Melly
@EsnathMugutso
@EsnathMugutso 5 ай бұрын
Veduwe ngatisatambei nekushoropodza vazodziwa Va Mwari
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 5 ай бұрын
Hapana muzodziwa. Iwe read you Bible. You are spiritually blind
@tanakazinyama1159
@tanakazinyama1159 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂unotya muzodziwa wamwari asi Mwari wacho hautye hapana muzodziwa wamwari dea go and read the bible and understand the bible ,my own opinion yangu hakuna zvakadaro that's why you are abused nenyaya yekuti muzodziwa wamwari don't be manipulated by these so called papa
@janekaphuwa1906
@janekaphuwa1906 5 ай бұрын
Musadaro kuri muzodziwa waMwari achi leader vanhu astray vanotsuudzwa nokuti, munhu wese anezodzo kuverenga shoko nekutya kuita chivi. Kwete kungoti musabate muzodziwa wa Mwari vapedza kudya mari dzevanhu svinuraiwo mutye Mwari kwete munhu. Iwewe kunamata chaiko uchitsanya pamberi pa Mwari unopindurwa zvaunoda. Ngwarai saka muchipfumisa vanhu ava.
@christianmurape5127
@christianmurape5127 5 ай бұрын
Hi
@kudzaiantonio3136
@kudzaiantonio3136 5 ай бұрын
@christian zvrsei
@GetrudeChavhakaira
@GetrudeChavhakaira 5 ай бұрын
Regai maSasco aya wanzarwo if this was a Zim pastor taiona nhamo.Majallof arikuita zvakawanda asi wanovada zvekuti heki
@randomzvu2497
@randomzvu2497 5 ай бұрын
Amen sis Melly
SIS MELLY -  varume pane pavanotuma vakadzi kuita misikanzwa aiwaaa
2:11:48
Sis Melly's Diaries
Рет қаралды 1,9 М.
SIS MELLY - Emotional Wednesday continuation
1:28:41
Sis Melly's Diaries
Рет қаралды 1,4 М.
amazing#devil #lilith #funny #shorts
00:15
Devil Lilith
Рет қаралды 17 МЛН
小丑揭穿坏人的阴谋 #小丑 #天使 #shorts
00:35
好人小丑
Рет қаралды 36 МЛН
Миллионер | 2 - серия
16:04
Million Show
Рет қаралды 1,9 МЛН
HELP!!!
00:46
Natan por Aí
Рет қаралды 39 МЛН
SIS MELLY - Huyai Muhwe
1:41:36
Sis Melly's Diaries
Рет қаралды 2,6 М.
shuwa kuita makuhwa munhu weMurume haunyare ???
23:07
S07 PaGhetto Episode  21 (Part 1)
23:16
Crazy Creative Minds Studios©️
Рет қаралды 10 М.
SIS MELLY - Akabatwa chibharo nababa
3:16:33
Sis Melly's Diaries
Рет қаралды 2,6 М.
SIS MELLY - Ma Screenshots Arikunzi  abuda kwajones aKettina
47:27
Sis Melly's Diaries
Рет қаралды 3,2 М.
amazing#devil #lilith #funny #shorts
00:15
Devil Lilith
Рет қаралды 17 МЛН