No video

SIS MELLY - Tytie and Nyathi Zw Gilbert

  Рет қаралды 10,070

Sis Melly's Diaries

Sis Melly's Diaries

Күн бұрын

Watch us live on Facebook : / sismellydiarieslive
Follow our Facebook Page and don't miss any LIVE as it happens.
SIS MELLY +27 64 895 4837 (Calls & Whatsapp)
admin@sismellysdiaries.com

Пікірлер: 133
@Auntie134
@Auntie134 Ай бұрын
Wise words sis Melly but Tytie handimuchenesi panyaya iyi. Akaona kuti Nyathi family ndoiri kurira and he is capable of doing anything for content.
@FortunateTatendaMutimbanyoka
@FortunateTatendaMutimbanyoka Ай бұрын
Aaaaa unorwara iwe Nyati irikurirei ,usavenge vanhu
@rumbidzaichinoriwa7757
@rumbidzaichinoriwa7757 Ай бұрын
Yaa ichokwadi Tyte hatomuchenesi. Why ataura mashoko anorema. Dai vabereki vakapindira
@NomamMthombeni
@NomamMthombeni Ай бұрын
Nyathi anoti Tytie akamuti aposte ma video iye ndokumubvunza kuti handizorohwi ne copyright here akati no post
@user-sx5im6cm7z
@user-sx5im6cm7z Ай бұрын
Nyaya haisi yemari yavakashandisa , nyaya iripakugadzira Zita and ivo vana ava ngavadzidziswe kushanda not kungochema chema pa social media ngavashande vanemaoko
@Buzani-lm8gt
@Buzani-lm8gt Ай бұрын
Sis Mely munombodhomokao imi , Pakurai zviri feya apo , we know you like Tyt
@Unclezuma-p2y
@Unclezuma-p2y Ай бұрын
Iwe nyarara zibaga rako hauna chauno ziwa ... mhutter iwe .... dzungu Tytie 😢akaita hutsinye .. noise ... tseq nyinyo
@sindiswa183
@sindiswa183 Ай бұрын
Vana tytie vaya yes vaigona kutodaro kubva kwavanogara kunodonhedzera vana Nyati pasi nekuti vana Nyati vanga vakutorira zveshuwa ende vana tyti vakamboti ana nyati itsvina. Apa vanazviita havo. Kana mukanyatsoteerera vana nyati vachitaura vari kuti zvakatobvira vachiripo vana tyti kusawirirana. Ko iye tyti vacho aigorambidzirei vamwe kuposta ivo vari kuita zvinhu vese? Ko iye haavnzwewo tsitsi here dzana Nyathi vachiri kuto zvinetsekerawo zvavo iye akuwana mari. Mukadzi watyti wacho akaoma adii kudzorawo murume kuti musaome moyo kudaro umm
@zenchen5792
@zenchen5792 Ай бұрын
Speaking points Melly! And true Tytie akaunzirwa raki naKiki. Ngaabatsirewo anaNyati avo instead yekuvarafura he can write to Zuckerberg saying we were collaborating and gave permission.
@Maluveee
@Maluveee Ай бұрын
Tytie hamusikumuziva I don't trust dat dude if is not involved why asirikuzvi justify or why ariku insult Nyathi
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 Ай бұрын
Why should he justify himself imi matova neside renyu kare
@MakahManiki
@MakahManiki Ай бұрын
Haaa nemivo Tytie anongozviita kunyadzira Nyathi chete apo tisiyei zvedu anegodo chete
@user-iq5jd2qt5k
@user-iq5jd2qt5k Ай бұрын
Why are they still quiet vanhu ivava and why asina kumuudza kuti ini ukaposta unorohwa necooyright
@user-pd5of3eg1s
@user-pd5of3eg1s Ай бұрын
Sisi melly u are right on this one ,
@user-qi6wl9tf8o
@user-qi6wl9tf8o Ай бұрын
Kana asiri Tytie why achitaura rough ku Nyathi family?
@YonieMusikanhu
@YonieMusikanhu Ай бұрын
Yh aya ndomashoko erairo amaita awa that's why I love you ❤
@Thembi-bn3we
@Thembi-bn3we Ай бұрын
You've explained very well sis Melly, some of us didn't know how FB works
@ennieruka881
@ennieruka881 Ай бұрын
True Sis Melly
@annawire5082
@annawire5082 Ай бұрын
Kunyepa true yeyi​@@ennieruka881
@zenchen5792
@zenchen5792 Ай бұрын
But why can’t they say they’re side themselves. They are building viewer numbers before they reply zvine huselfish izvi
@user-iq5jd2qt5k
@user-iq5jd2qt5k Ай бұрын
Inzwayi nyaya yathandaza maazi he is saying something about this guy. Zvaakaitwa na tytie iyeyi
@user-kz3jn2ce7s
@user-kz3jn2ce7s Ай бұрын
That expenditure can make them do it sis melly
@Nokutenda774
@Nokutenda774 Ай бұрын
That young couple you call T and K can do anything for money. If it’s not them then why are they not being nice to them.
@NazneenMufara
@NazneenMufara Ай бұрын
Iwewe munhu akasvika achiti ndiwe ndiwe do you smile...personally kana pari pa call ndinokata
@Nokutenda774
@Nokutenda774 Ай бұрын
@@NazneenMufara how do you know they accused him first. That young couple is very evil. Kana satanism vanojoiner vaye. Vanhu vakatadzikwa nevabereki nehama imi ndimi movareverera.
@NazneenMufara
@NazneenMufara Ай бұрын
@Nokutenda774 kkkk haiwo iro drama rakatanga midnight vanhu vasati vamuka nhaiwe ... cz Nyathi's issue was Tytie you said hazvina basa since uri kugadzira yako content...and for sure Nyathi re-edited those videos doing voice over then otora kapiece from what Tytie posted...how was Tytie going to know fb algorithm will pick it...shandisai common sense and put hatred yamajaira paside
@NazneenMufara
@NazneenMufara Ай бұрын
@@Nokutenda774 siye kutarisa mafacts busy kutuka nezvinhu zvinogadzirika...7 days restriction rema reels inogona kubviswa iyi apo matonongedza kuti munhu muroyi....if Nyathi akadzikamisa hama this issue yaitogadzirika kubackground iyi...cz akatozo contactor Baba Rokadhiya atotanga drama,ato deleter zvekuti Baba Rokadhiya would have analysed pa strikisa ne algorithm then vonyora review then ask Tytie to write also stating kuti Nyathi ndini ndamupa permission.....but Nyathi he rushed akaita review yake asina munhu anoziva to help- why didn't he wait to morning....musaiti matanga hate speech did you look at all that????
@NazneenMufara
@NazneenMufara Ай бұрын
@Nokutenda774 anoshanda kufacebook here Tytie ...maZimba majaira kutsvaga varoyi vasipo...primitive minds ..ndosaka majaira zvima page zvenyu zvezvituko...maitozvishuwira kaa pana Nyathi.... zvekuti hee taisavada but pama videos vaisekerera what's that..... original video yako chaiyo might get strikes ne copyright but ndiwe unotonyorera Zuckerberg kuti it's my content with proof then they fix it...chii chinyowani apa chekuti makutotsvaga varoyi vasipo.....only reels monetization not even normal videos and stars - reels atori nemari shoma though ariwo aivapa mari chete...why acting like Zuckerberg blocked monetization??? If someone reported unoratidzwa report yacho but if Zuckerberg says its my technology that picked it why kutukirira munhu???mental dwarfism ndiyo inokunetsai...... Tytie was just supposed to be calm kwete kumhanyira kunotsamwa sezvataurwa naMelly, aifanira kuva the bigger person to calm Nyathi kuti don't worry let me help you fix it but pwere dzacho dzese hadzina kudzikama
@gambizagambiza8022
@gambizagambiza8022 Ай бұрын
I think Nyathi amhanya hake kubaya live button FB ine mashandiro ayo
@NazarethNjangi
@NazarethNjangi Ай бұрын
Haiwao vanozviita vayazvine basa rei kuti vazokwira ndege vakadii did vaimbo tswakeiko ikoko vakamboti hee vana Nyati itswina sakachinovatadzisa kuitaizvozvo chiiko
@Masline-q6b
@Masline-q6b Ай бұрын
Taura hako
@Masline-q6b
@Masline-q6b Ай бұрын
Muroyi haabve zim kunoroyera America so ivo kwavo kukwira ndege kwashamisirei
@ronicamazive1506
@ronicamazive1506 Ай бұрын
Taura hako
@MakahManiki
@MakahManiki Ай бұрын
And ndege pamwe pacho ma 650 iwe tisiye apo vana Tytie isvina chete
@auxilianherera1845
@auxilianherera1845 Ай бұрын
Tinyarire uko hauna nyaya vakaendako vatorine mission vainotsvagei ikoko ivo vakamboti Nyathi itsvina Tyt ane hutsinye vakatoita mari neNyathi family thats the truth
@sipiweguyo7813
@sipiweguyo7813 Ай бұрын
thanks sis ,you explained it well.
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 Ай бұрын
Mataura chokwadi cc Melly, Nyati family havana chavaka shandisa Tytie wakashandisa mari, Nyati siya zvekuda zvemahara,, Vanhu musapesanise vana vanoda kuoneswa, chokwadi
@felistasmutambirwa921
@felistasmutambirwa921 Ай бұрын
Ndobaya papiko panonyatsoita audio 😂ini ndine mubvunzo monetization yaNyathi yakazosara ichinetsa sei uyu wemaziromo abvako??? Wemaromo uyu he knew kt he was going to gain more than what he spends
@user-ys4dv3vz5l
@user-ys4dv3vz5l Ай бұрын
Truth said,thank u cc.Nyathi Family bekeful of ana muparadzi,haavaki nekuudzai chokwad bt vanopesanisa.Kana prblm yavapo lyk ths,vanokuudzai zvnowedzera kukurwadzisai,bt kukupai hope dololo.Svinukai ryt now ,let ths challenge b yo strength,sreen advises plzzzz plzzz vanh vanokudai nemuromo bt moyo irikure nemi.
@PatienceMurakata-v4e
@PatienceMurakata-v4e Ай бұрын
Wy iye Tyt akabvumidza Nyati family kuti aposte iye achiziva kuti vachazohwa necopyright
@user-ww6kf3xe8z
@user-ww6kf3xe8z Ай бұрын
Well said sis Melly and God bless you ❤I👏👌
@SuccessMakusha
@SuccessMakusha Ай бұрын
Ukaita chakanaka wazviitira ukaita chakaipa wazviitira zvekare
@zenchen5792
@zenchen5792 Ай бұрын
But why vasirikutaura side ravo
@FungisaiChigwa
@FungisaiChigwa Ай бұрын
Vanga vakumbira here kuendesa out
@user-dj7vc8rh3f
@user-dj7vc8rh3f Ай бұрын
Tts the only person naMaTt vataura zvine musoro
@PatienceKasawaya
@PatienceKasawaya Ай бұрын
Plus vakambonyepa kuti takundikana, vakazonotsvakei ikoko
@edithnyamapfeni4709
@edithnyamapfeni4709 Ай бұрын
vaida kudonedza competitor zvekuti macost endege hana basa
@Gogoaggie2018
@Gogoaggie2018 Ай бұрын
Wise words madam especially pa pledging apo mmm that was not nice to fake it that way.
@EricaTobias-tw1wp
@EricaTobias-tw1wp Ай бұрын
akato fambira huroyi
@joycehandreck8356
@joycehandreck8356 Ай бұрын
Tytie akaromba ccmelly akatonotora luck reNyathi Family
@MasclineMleya
@MasclineMleya Ай бұрын
Good taura zvako maitiro acho
@gambizagambiza8022
@gambizagambiza8022 Ай бұрын
Iiiih guys musadaro i think young couple inoda kudzidziswa how FB work, and vanotoda manager mafungiro angu
@MaGatsheni_sammy
@MaGatsheni_sammy Ай бұрын
I like both couples and Tytie is not at fault. Tytie asked for meet up and Nyathi agreed. Tytie travelled all the way guys and also funded everything. Now because the Nyathies feature on cedious l assume they both own the content but Tytie obviously came up with the idea and funding so he has more rights to the content than Nyathi. Nyathi also saw Tytie recording and we all know Tytie will post content ASAP even few minutes after recording. Nyathi saw Tytie recording and posting and iye Nyathi went on to post same things 🫣,where was the common sense achidaro. Nyathi was supposed to ask for help and cry on social media before posting ma vedios not after messing up. When he saw Tytie posting everything iye asina cheku post thats when he was supposed to speak up not after messing up his monetisation so. And how do we know Tytie reported them or it was the machine which detected same content. Nyathis must show us the email or message saying they were reported. Lastly people need to be honest with the Nyathi couple and stop being too nice. They need jobs first then content creation pa side just like fellow content creators ana Rynesu ,Kim and Tanaka ,lolo and Dee etc. Even iye Tytie used to work and left ava stable ne content creations. Nyathis cant depend on content creation and beggimg havasi pa level iyoyo now. Zimbabweans stop babying the Nyathis. Help them get Jobs instead then content iyithe side hustle. And them beggimg guys its too much Nyathi and his wife are able bodied and mentally ok they need to work hard for their baby. I have tried to see problem with Tytie he did nothing wrong at all but Nyathi is being manipulative using the skill yokuti lm poor and people will feel tsitsi for me. Nyathi knows what he is doing !!Grow up Nyathiii and be real. Now Nyathi need to focus on getting his monetisation back , getting jobs and see the will be back on their feet and us Zims we will obviously support them pa content pawo neku view , likes and so on.
@megrinahuye3227
@megrinahuye3227 Ай бұрын
Thank you sisi Melly❤❤❤🙏
@user-iq5jd2qt5k
@user-iq5jd2qt5k Ай бұрын
Inotori saved true sis melly. This l am talking from experience l had a deal with kabza desmall in 2023 yemavideos ake so akabvuma ka akandipa, but akabva aitwa claim copyright the second you just uploaded it's automatic. So zvongoda the moment yayaitwa claim you delete it fast fast ipapo and never try it again. Ini ndikutoshamisika kuti vakabva vatotorerwa monetization ipapo ipapo ini asi vakaramba vongokanda Kandi. This couple ngavagare nebackup page rakavhurwa kana neimwe foni risina kubatana nepage ravo.
@user-pc9kx9yt1e
@user-pc9kx9yt1e Ай бұрын
Ndavashande ana greatman unovawona vachirohwa nezuva pa footbridge unotoona kuti zvirikuramba bt anomira mira
@MasclineMleya
@MasclineMleya Ай бұрын
Verry good tytie timirai kuszokera kunogara mumukuku mwari avapengi avamwi doro wanzwa waitira nyathi utsinye
@FungayiMekazhu-pt9hd
@FungayiMekazhu-pt9hd Ай бұрын
@@MasclineMleya sure Mwari havadhakwe
@MasclineMleya
@MasclineMleya Ай бұрын
@@FungayiMekazhu-pt9hd true kanakurikut chokwadi akazvita takumirira minduro yamwari hanty iye hadi kupindura
@FungayiMekazhu-pt9hd
@FungayiMekazhu-pt9hd Ай бұрын
@@MasclineMleyaMwari ndewedu tose dear, Mwari vatori nemhinduro kare chasara Kuti ivepo
@MasclineMleya
@MasclineMleya Ай бұрын
@@FungayiMekazhu-pt9hd yaaaaa mwari ndovanoziva kut bachatonga sei zvinhu izvi kana irichokwadi kut akazvita
@FungayiMekazhu-pt9hd
@FungayiMekazhu-pt9hd Ай бұрын
@@MasclineMleya Amen 🙏
@sinethembamncwango6929
@sinethembamncwango6929 Ай бұрын
Thanks sis Melly ❤❤❤❤
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 Ай бұрын
Well done sis Melly .
@user-mc7kp1nj1l
@user-mc7kp1nj1l 12 күн бұрын
❤❤
@tsungayifurayi1677
@tsungayifurayi1677 Ай бұрын
Hey they need to be strong chaiko these guys dei vangorega zveSocial Media vazvishandira havo
@user-gv5vs1eg8x
@user-gv5vs1eg8x Ай бұрын
Thank you
@roselinbazari3868
@roselinbazari3868 Ай бұрын
Well done!!! MELLY well said
@user-pc9kx9yt1e
@user-pc9kx9yt1e Ай бұрын
Zucker ndaiite achi explainera vana haazive kuti ku africa vanhu vanotoroyana here😂
@junioralex2164
@junioralex2164 Ай бұрын
Ndege vari 2 kuuya mujbg haisvike 6th yamataura ingatova yekuenda nekudzoka vari 2 tinodzikwirawo ndege tytie ndiye arova copyright chete vakatoronga kuti havanga fambire mahara izvo zvekuti ma videos ekwaNythi haasvike 12th ratova drama avo vanoda mari avo vanhu vanoita video vari pachamber vangatadza nei kuita izvi
@ChennyC-tr8di
@ChennyC-tr8di Ай бұрын
Wisdom mum
@shuyvancube7448
@shuyvancube7448 Ай бұрын
ccmelly avati postai tytie so adii kuvarambidza
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Ай бұрын
Thanx Sis Melly 😘 ❤
@irenemaseko-vr8nv
@irenemaseko-vr8nv Ай бұрын
Chokwadi ndechekuti Nyati anekahunhu kechikadzi anoda kunzwirwa tsitsi unoita kunge ndiwe wega urikutambura sei? Tose tikauya nenhamoyedu pano zvinozoita here? Kana musingadi kushanda muchida kuchengetwa, Motonotaura na M'nangagwa.
@xane1990
@xane1990 Ай бұрын
Nhai kunyepedzera kuita humble vachida kunzwirwa tsitsi nekuda kupihwa zvinhu zvemahara.
@EniahMahwengwaE
@EniahMahwengwaE Ай бұрын
Thanx sis Melly
@MutenhaFam3
@MutenhaFam3 26 күн бұрын
Haaa hauna nyaya iwewe
@everydaywinning
@everydaywinning Ай бұрын
Problem here is Tytie wacho say asina chaataura?
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 Ай бұрын
For what? Napo pamuchazomubhilivha here
@user-ok6hg8km3g
@user-ok6hg8km3g Ай бұрын
Point yerent ndakaitaurawo kkkkkkk vari kuitiswa nevanhu sure inyaya yekuti nyathi achiri mwana 😂😂
@FungayiMekazhu-pt9hd
@FungayiMekazhu-pt9hd Ай бұрын
Saka hazviite kuti zvigadziriswe hre nhai veduwee
@user-iq5jd2qt5k
@user-iq5jd2qt5k Ай бұрын
Zvinoita through tytie iye anofanirwa kuvapa marights tytie. He must allow them. Iye Dai akavatsanangurira kuti basa rangu ukaritora unorohwa necopyright. Wait kana ndave free ndikupe marights, but hey zvakangooma hazvo. Copyright is automatically saved it's true.
@FungayiMekazhu-pt9hd
@FungayiMekazhu-pt9hd Ай бұрын
@@user-iq5jd2qt5k thank you dear ummmm zvakaoma chokwadi Dai aita asungura hake umwe wake apa hanzi haasi kupindura meaning aive nemission paakaenda Mpumalanga
@user-tn6py5sc8k
@user-tn6py5sc8k Ай бұрын
Thanks sis melly
@user-ok6hg8km3g
@user-ok6hg8km3g Ай бұрын
Melly wataura sure
@roselinbazari3868
@roselinbazari3868 Ай бұрын
Mashoko anovaka Munin'ina Smelly
@user-tn5hf6kn2v
@user-tn5hf6kn2v Ай бұрын
Chokwadi ndechekuti tytie akaona kuti muphanha asimuka
@user-tw8fc7kc7j
@user-tw8fc7kc7j Ай бұрын
But they where suppose too report back ivo vana tytie.. vari wrong ana tytie nakiki akadii kufon back plus tytie anga akuvatuka...ko dayi akafon kunana nyati family muroyi 😂😂😂😂
@MariaNgulube-eb2kx
@MariaNgulube-eb2kx Ай бұрын
Thanks
@aaronnhumbe2218
@aaronnhumbe2218 Ай бұрын
Akasiira vana munyama.
@user-df4il6eb4t
@user-df4il6eb4t Ай бұрын
Kosei asina kuvabatsira pavaimufonera vachiignowa
@Veesuits
@Veesuits Ай бұрын
well said🎉
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz Ай бұрын
12thousand it's nothing munhu kana munhu ada kukuwisira pasi
@NesleyMoyo
@NesleyMoyo Ай бұрын
Well said TETES❤❤❤❤❤❤
@lizzytafirenyika1950
@lizzytafirenyika1950 Ай бұрын
Vaitsvaga mari anaTytie. Vaitocreator content apa. Mari yese yavakaspender vaiva vasingazvitsvage coz mafollowers akatowanzwa thru that vachiactor sevanerudo.
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi Ай бұрын
Uuuuuu wataura chokwadii shuwa apo they can pledge but havazadzise zvavanenge vataura
@user-vz2br3hz8i
@user-vz2br3hz8i Ай бұрын
True sis melly
@ennybphiri2896
@ennybphiri2896 Ай бұрын
Sisi Melly muri sei
@lindamangondo8530
@lindamangondo8530 Ай бұрын
Mataura chokwadi kwete zvaketty kungotukirira achitadza kutaura mashoko edzidziso kuvana
@qeenjudyvimby1339
@qeenjudyvimby1339 Ай бұрын
This could be content also guys ana Nyathi yavatopinda nayo vanhu...ma content creators aya anotitemesa musoro tikavenga vanhu vasina chavatadza,,my point of view
@tinevimboteta1223
@tinevimboteta1223 Ай бұрын
Hanziiko nembuya iyi nhy.
@RuwaropaMamos-uy1xl
@RuwaropaMamos-uy1xl Ай бұрын
Ini ndazvitaura hakuna zvakadaro
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h Ай бұрын
😂😂😂😂 Hanz unotoitwa content nekuchema ikoko. Regai hangu nditengese ma drugs.. Pakusekwa pa social media
@AnnaniasNyoni-u1h
@AnnaniasNyoni-u1h Ай бұрын
Saka why vana tytie vachivaharasa they know what they did
@user-ut2bx5nn3n
@user-ut2bx5nn3n Ай бұрын
Ko sei asiri kutaura.anything Tytie na Kiki wacho.
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 Ай бұрын
Kambonzwa Tyra achizvijustifyer here munezvinhu zvakawanda kkkkkkk
@christinamadyauta6099
@christinamadyauta6099 Ай бұрын
Hie cc melly
@gaffa7549
@gaffa7549 Ай бұрын
Imhata ana tyt matuzvi vana vemahure
@user-vn8mn8iq7y
@user-vn8mn8iq7y Ай бұрын
😂😂 that's true ss Melly
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau Ай бұрын
Konyathi yacho warikuti taàmubata arikutiharasa wani
@nawaalmpofu1934
@nawaalmpofu1934 Ай бұрын
Sisi melly those couple from Capetown there are thieves ,they got jealous of the nyathis because they where doing very well without those 2
@judithtakawira9933
@judithtakawira9933 Ай бұрын
Haaa kiki na kuku varikunyeperwa
@user-df4il6eb4t
@user-df4il6eb4t Ай бұрын
Havamuzive tite na kiki
@user-il9lo9gz9h
@user-il9lo9gz9h Ай бұрын
Kusaziva chete
@FortunateTatendaMutimbanyoka
@FortunateTatendaMutimbanyoka Ай бұрын
Tete mune mashoko makukutu
@kevinmhishi7937
@kevinmhishi7937 Ай бұрын
Mashoko makukutu
@cbridges482
@cbridges482 Ай бұрын
Be fairvakaita vachiziva very CRAFTY Tytie
@deliwendlovu6954
@deliwendlovu6954 Ай бұрын
Well-spoken ❤❤
@user-hn5ww9xw4h
@user-hn5ww9xw4h Ай бұрын
Chokwadi chemahara tete
@gaffa7549
@gaffa7549 Ай бұрын
Vanoshamisireiko matuzvi awo
@marcelinemukura3266
@marcelinemukura3266 Ай бұрын
Ichokwadi sisi melly
@shuyvancube7448
@shuyvancube7448 Ай бұрын
amumuzivi tytie
@PatienceChitendeva-rn7ej
@PatienceChitendeva-rn7ej Ай бұрын
True
@Kimmy-lp5wk
@Kimmy-lp5wk Ай бұрын
But why was tytie rough kwavari vana nyathi
@gambizagambiza8022
@gambizagambiza8022 Ай бұрын
Maybe approach yavanenge vaita, tha Nyathi uuummm handimuchenese hangu kk
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 Ай бұрын
Gambiza yu are right neni handimuchenesewo Nyati uyu😅
SIS MELLY - Zvakaoma izvi
1:45:50
Sis Melly's Diaries
Рет қаралды 3,7 М.
Алексей Щербаков разнес ВДВшников
00:47
Parenting hacks and gadgets against mosquitoes 🦟👶
00:21
Let's GLOW!
Рет қаралды 13 МЛН
Ik Heb Aardbeien Gemaakt Van Kip🍓🐔😋
00:41
Cool Tool SHORTS Netherlands
Рет қаралды 9 МЛН
Huyai Munzwe Nyaya Ya Sister Veku Roma Zvavakaita Mu TrainVakabva Vadzingwa Mu Church
16:25
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 27 М.
‼️Mai tt’s mother (Mbuya Muratas’) speech at Sekuru Muratas funeral
3:06
The Gossip Lounge with Pritash!!!
Рет қаралды 6 М.
Mai tt voti Zimbabweans we fake people and offered to help Nyathi family
8:05
Taenda kunoratidza Tete mota
12:37
Tytie
Рет қаралды 25 М.
Watch what happened to this lady from Poland when she resisted God's Power.
6:52
The Kakande Ministries
Рет қаралды 108 М.
SIS MELLY - Mwana akazviuraya
3:32:52
Sis Melly's Diaries
Рет қаралды 2,3 М.
Bona Mugabe shows off her new boyfriend
7:18
GAMBAKWE MEDIA
Рет қаралды 91 М.