Stupid judgement.Makoni try using acceptable language.There should be a language code for courts.Tendai why he getting scotfree? Rubbish chaiyo.
@spcmercygrace2 күн бұрын
Dai chief Makoni vachinotongera kudare kwavo hall yavakapihwa nevarungu hazvichashandi izvi, please confine yourselves to your area of juridiction ndirikuuyako rongeka Kogeni. Kurasika nyaya murikunyanya. 1. Hamupedze dare pasina kutaura zvinyadzi nepasina kufanira HUNHU. KOGENI 2. Musinaka was sleeping around inzenza nekare mukatsvaga muchaona kuti handiye ega waakarara naye uyu. 3. In as much as you protect her muchiti mvana ndoodzinonzwarwo asika atoove mvanaka uyu katori hacharare zvekunzwisisa aakutorura mwanauyu.
@MabhenaMabhenaКүн бұрын
Zvebasa rei
@spcmercygraceКүн бұрын
@MabhenaMabhena zvinyadzi haanyare munhu wamambo pa Social media its a disgrace
@phillthedrill2 күн бұрын
@ 20:40 mambi kwanai 1 the fact that she had sex before marriage its means inzenza, she is not innocent as you want to picture it 2 stop degraging women does it mean being a single parent means munhu akubvuma to sleep around ? Its circumstances of finance that let woman exchange sex and money . Lets each direct massage kuti sex before marriage uri NZENZA, you will find that girls will think twice, right now girls dont becoz we take them as victims iye ari NZENZA
@fortula.tichwagoramuog87842 күн бұрын
Makoni ramba uchigadzirisa mashoko ako.Zvinokurerutsai mambo mumeso evanhu.Musangokwira kwira vana vevanhu!