Mukuru uyo we undermine his talent bigtime as a nation achiri mupenyu as for mie l was heartbroken nekufa kwake
@queenmel44133 жыл бұрын
Soul Jah love akandirwadza weduwe .... His last song yake iya payakabuda I listened to it isat yatombone24hrs yabuda but its only after his death pandakanzwisisa zvaaiimba.Aleast you resting hako wakazorora mhepo dzenyika ino and keep on resting in peace hako .this guy suffered sure tichingomuti imbanje 😭😭😭😭Rest wel chibaba
@Bbyxoxo-h5l2 жыл бұрын
Happy Birthday to you chibaba ❤️❤️💔💔💔💔
@WEMALYRYCALLY2 жыл бұрын
Makuruwani Dai vangavaripo Guys Zimdancehall yaisingazoiswe paMaSunction🇿🇼
@kingpeta83223 жыл бұрын
RIP Legend
@WEMALYRYCALLY2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/o4TYfqd4a91qnrc
@tevilkartelmorningstar3 жыл бұрын
Uyo aingopisa achiri kungopisa anorema munhu uyu
@ethelsawadye7583 жыл бұрын
😢😢😢😢😢
@Africasfinests3 жыл бұрын
Maiziva here kuti pamwe handina Mari yema futa ,apa ndopaunoya uchiti picture picture"